Ndinokumbirawo kubvunza guys, ndakakweretwa mari nemunhu kuno ku South Africa asi ava kungonditiza. Ndikaenda kundo reporter kwa Chief vake zvinoita here?
You can. But zvaakuenderana nekuti munhu wacho anozokwanisika kupiwa summon here ari kuSA ikoko. Mamwe madzimambo do it. Akasauya votangira ipapo. Make sure you have proof kuti makakweretesana.
Guys taneta nevanhu warikupa ma complaints pano ekt karanganda arikunonoka kuisa ma video plz allow us isusu zvedu tinomira nekaranganda to watch at piece plz imi kna makazviona regai kuona plz. Allow us loyal customers to watch at piece 🎉🎉🎉🎉🎉
Mambo mtasa welldone nekutonga zvanwisa mvura good work chief daidzisai vamwe madzimambo
Mambo Mutasa to the world,magona , anodheerera mbavha iyi, kunzwisisa hakusi kupusa mhani
Mambo 🎉🎉🎉munopedzera madinga anoda kunyepera kudzungaira
First🎉
Karangandaaaa to the world ❤
Uyu aneruff mukomana uyo ngadzose marii abve asungwa
Chinyaya chakatobuda kare Karanganda uri kuwanza hope too much, wake-up bro.
Minda minda kwaMutasa eish pakaipa mambo munebasa
Second
Waiyepo ereee
Ndaiyepo
Murikunyanya kunonoka kukanda baTaps. Dare raMambo Mutasa rawandirwa, tinoguma toona zvimwe zvima video zvine poor sound quality bcoz munenge motiuraya ngenzara, ingotii bvuu mavideo ese kaone zvipere😂😂😂. Great quality as always though👏👏👏👏
Ummm that guy atori rough .and anotaura mushonga chaiwo aaah mambo munhu ngaabatwe maparts .iduzvi remunhu ngaaende mujeri uyo .imhondi chaiyo
Muku zo sara ku posta zvaonekwa kaaare be fast with your updates baba zvakaendwa kaare nevamwe kwamutasa kuku pisa akusi kudiwa chinono
Kuba uko hope akatengesa akawanda mastend
Uyu mpfanha uyu anoda kurohwa first arikupindura zvechibhanditi. Anoda kuvharirwa chete
Quote of the Day, ‘kunzwisisa hakusi kupusa’…
Haa nyaya yeminda ma1
Ibhanditi iri .....statement rake nderekuti mari haibudi
Ndinokumbirawo kubvunza guys, ndakakweretwa mari nemunhu kuno ku South Africa asi ava kungonditiza. Ndikaenda kundo reporter kwa Chief vake zvinoita here?
You can. But zvaakuenderana nekuti munhu wacho anozokwanisika kupiwa summon here ari kuSA ikoko. Mamwe madzimambo do it. Akasauya votangira ipapo. Make sure you have proof kuti makakweretesana.
@@PaloSant Thank you dear.
Gara wamumangarira kwa chief
Baba taps mukuitasei kunonoka
Uyo aingoda kutoendeswa mukati
Kwa Mambo Mutasa panyaya dze land haaa zvakaoma
Guys taneta nevanhu warikupa ma complaints pano ekt karanganda arikunonoka kuisa ma video plz allow us isusu zvedu tinomira nekaranganda to watch at piece plz imi kna makazviona regai kuona plz. Allow us loyal customers to watch at piece 🎉🎉🎉🎉🎉
First 😂😂
Banni awo imbavha iyo ndobsa rake rekutovharawanhu mari
Mukomana uyu, kutosizer vanhu....
Yaa imbavha iyo
Zimbavha iri nxaa, 😏
Itsotsi murume uyu
Ndatanga pano
You are one step behind with your content, I have watched this few days ago
isu hatisat rega tione zvedu
OK, bye
Ini Cherokee ndikaiona kumwe pano ndodzokorora ndo liker😂😂
Regai isu tione hedu zvitsva kwatiri😢
Haa nyaya yeminda ma1