Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Salute mubhadha unobata munukuna ,kwete kuzodzokera sure basa ngaribatwe kusvika murufu
Aaa ndafunga kudzokera kuchurch yangu
Dzoka ugoona
Haaaa varume uyo arova bamboo kono andipedza hangu aaa keeep on uploading zvonaka mhani
Yakabatwa apo ndepapi apo vakaipa vavakomana avo ndaona mamoves aAndrew and Conorio
ndaingoita zvekunzwa kuti kune mwana wa Andrew anoimba saiye 😂😂😂
😂😂😂 That's our church ❤ like father like son
Ndchikura ndaisada church bt ndayiendera kuChurch mahakirosi and ndakabva ndazoda church bt nw neCompetition inevaporoft yekuda kuvamba isu vapfana hatichapuwi mukana of which it is the other way yekuunza vana pachurch kuvaimbisa nekudiii diii
Rova Bambo Éndrew lite
Andrew Jnr like father like son
Haaa iyi ishasha iyi kk
Vanofanira kurova baba nemwana vachitambidzana
Parohwa Andrew naMurapi Kono apo
Like father like son 💙 😂
Hazvisi zvepasi pano izvo
Hausati waona mu ground tinofamba Na jiwovha
Bambo andrew must retire nw then voona zvavadzvara zvinokudziwa
Not now kune mfana wepakwekwe dzinofanira kumborwa pakaipa iyeye
Mwana waEndrew eree
Ehe mwana wabambo andrew
Wakaipa mupfana uyu anobata tsvimbo ndiudzeiwo ndewepiko mupfana uyo
Momberume
@@stephenmunyanyi thanks
❤ nossa força sai da oração
Mu3Line uyo mwana waBambo Cono here🤔🤔🤔
No mwana waEsrom
@@nyanhuriketvEsrom Momberume here
@@PeterMtetwa-qr4tj yeap
Haa pakashata endrew must retire very fast
Kkkkk
Kkkk ma1 mpfana uyo kkk bt l can challenge him kkkk
KkkkkkkkMunambo tipawo kwete kuimba mega .
Ndoda kumboku ratidzayi ka1
Andrew can retire now 😆
Kanganwai
hi sekuru❤
haaa bis that Obey mwana wa bambo Andrew? ahh akura mfana uyu. left him kari kamfana
Anonzi Patrick not Obey
Anoyimba Patrick ubvakarikaduku lkkkkk manje muground kkkkk munofanekunakigwa kotangaiye pa#5 baba vake voyita pa#6 iiiiii sorry
@@nyanhuriketv yes Obey past away btwn 2014 and 2015

Kkkkkkkk
Munambo tipawo kwete kuimba mega .