Dans nôtre pays il existe certaines églises.mais pas comme vous. Quant vous chantez, je sent la gloire de Dieu descendre sur moi. aide moi à reconnaître aussi vôtre Dieu
inindinofarira social media. asi mazuva apfuura ndakaenda kumasowe kwa baba Johanne kunozarurirwa. zvino zvandiri wenyika, uye wemwaka uno. ndinoti ndawana yeuchidzo pa you tube!! mazuva nemisi yose ndinodiscover kubata kwashe.
@@prospermanhanga2388 ko mazuva aJohani kwaive nemedia here muranda washe?Asi vanhu futi?Saka mu lockdown umu murikunzwa sei kuti Mweya varikutii?Isu tirikutodzoredzerwa nekutendeutsiwa nema verse aya
Amen.tinotenda kuimba kwakaropafadzwa.Jorodhani 2019 was an amazing first for me.I thank Gods people for welcoming me so lovingly and making me feel at home in that beautiful tent village in Rusape.I hope to attend many more in the days to come
wow did you attend?? am sure this first step wasn't your last..God bless you..If you have any pictures you took in Rusape please send me on info@aom-church.org we will feature you on our website and RUclips
Yes I did munhu wa mwari and indeed it is not my last.when I couldn't find a meeting place here in Zambia, I had to travel because I wanted an eyewitness experience and my oh my,I enjoyed the brotherly love and communion a lot.kindly app me if you may because I need some clarity on certain things.Thanks
Amen.amem
Everytym.i.listen to masowe songs i feel GODs presence
amen He is always present now and forever. God bless you.
Same
Dans nôtre pays il existe certaines églises.mais pas comme vous. Quant vous chantez, je sent la gloire de Dieu descendre sur moi. aide moi à reconnaître aussi vôtre Dieu
inindinofarira social media. asi mazuva apfuura ndakaenda kumasowe kwa baba Johanne kunozarurirwa. zvino zvandiri wenyika, uye wemwaka uno. ndinoti ndawana yeuchidzo pa you tube!! mazuva nemisi yose ndinodiscover kubata kwashe.
amen dai mwari vakuchengetai muzogona kuvanamata kana hondo yecovid yapfuura , kuti tigozosangana kudenga pakuguma.
Not from the apostolic sect but am being blessed by your music. You are blessed
Amen
thank you so much and may God bless you in abundance.
Amen mwari ngaarambe achiwedzera ,,kuimba kwakanaka uku ndakaomborerwa
Amen Amen
Ndinekutaura kwandinako 🙏🤍
Ndinokutaura kwematare
amen kutaura kwaMwari wedu, Yahweh, Adonai, Elohim, El Shaddai, Elohai, Jah
Amen rambai muchishambadza pfimbi dzemweya pamhepo imi kuti nyika izive hukuru hwezwi izvi zvinokomborera katatu kasingagume ereruya hameni🙏🏽
Nyika haidzorwe nekushambadza pamhepo. JOHANNES AKANAMATA akazivikanwa Africa yose kwaisava nemedia. Ndokwatinoti kunamata kune mweya mutsvene mukati. Uku kwenyu uku hameno. Pamatarisano tichaonerera
Totenda nekutaura kwenyu asi chandakadzidza ndechekuti havasati vanyarara baba Johani. Saka kutaura kwavo kwanhasi makapakata here??? Isu tinofamba nevanoda kufamba. Vamwe vakamirira kushoropodza chakanaka chipenyu chirikudzoranyika yababa. Manje isu vashoriwa tinogara padare...tichifamba nedare rababa...nyika ichipona areruya hemeni🙏🏽
Deepdown
@@prospermanhanga2388 ndinobvumirana nemi munhu waMwari
@@prospermanhanga2388 ko mazuva aJohani kwaive nemedia here muranda washe?Asi vanhu futi?Saka mu lockdown umu murikunzwa sei kuti Mweya varikutii?Isu tirikutodzoredzerwa nekutendeutsiwa nema verse aya
In love with apostolic being blessed keep on doing God work
Komborerwai naShe. Munoimba zvinozungunutsa matenga
amen nemiwo
Vraiment je ne savais pas que. Ilya d'autres pays qui loue Dieu de cette façon près a descendre ciel bleu
Faith beyond mountains 🏔 Amen
amen with God everything is possible be blessed in the name of our Lord.
Feeling so blessed with this song thanks guys keep going amen
Amen🙏🏾🙏🏾
Bravo kumweya
I'm really blessed with this church ndakakurira mumasowe unfortunately I'm married to a man who is a Roman catholic
Amen .. komborerwai naMwari kwamuri ikoko
Nyc❤
Uuuuummm iyi kumberi wna
2020 takumupedza Mwari vachingotichengeta mucorona imomo
amen ngatimutendei Mwari mupenyu.
Beyonder deep down
Amen.tinotenda kuimba kwakaropafadzwa.Jorodhani 2019 was an amazing first for me.I thank Gods people for welcoming me so lovingly and making me feel at home in that beautiful tent village in Rusape.I hope to attend many more in the days to come
wow did you attend?? am sure this first step wasn't your last..God bless you..If you have any pictures you took in Rusape please send me on info@aom-church.org we will feature you on our website and RUclips
Yes I did munhu wa mwari and indeed it is not my last.when I couldn't find a meeting place here in Zambia, I had to travel because I wanted an eyewitness experience and my oh my,I enjoyed the brotherly love and communion a lot.kindly app me if you may because I need some clarity on certain things.Thanks
It was so good to meet you madzimai such an effort was so amazing, makaitirwa nyasha uye MWARI vakuitireiwo zvakanaka 🙏👍🏻
may the lord give you all the blessings amen
@@tao4062 may he continue to grant us strength to propel the apostolic ministry forward.
Beautiful voice
amen thank you God bless you.
Amen 🙏I miss home
Go home dear
@@belovedone2007 yes I'm packing soon I will be home
Me too
Hongo asi tipeiwo basa rese zvaro rakaitwa nababa kumasowe veduwee musasiirire kandai twose titongwe tanzwawo basa racho.
amen
Hallelujah
amen
Amen
Yes🔥🙏
Amen Amen 🙏
Jesus Christ amen
Ereruya
Ndiri mwana wechishanu kubva ndichi berekwa. Ndine mubvunzo mumwe chete kune varidzi vepage rino. Mweya wakazo bvumidza here kushambadzwa kwepfimbi yawo pamhepo? Kana mhinduri iri yes. Kuvamba zvarinhi? Uye mweya wacho urikumbo siyana sei kutaura kwawo?
Hazviko zvekushambadza pfimbi ymweya papage kudai asi vnhu vave kuita madu enyama kwete emweya
@@welliengawasekwe9157 ndino kutendai baba nemhinduro yenyu ndava isu taka dzidziswa kuti Mweya waMwari ucha zvishambadza nemabasa kwete pamhepo. Nekuti panenge pasisina musiyano kaa pakati pemweya uyu newe kwamagaya mama kandiwa
Mubvunzo uyu wakanaka.. Iwo Mweya ndiwo wakati vapositori ngavazogara Vaine kuyera mukati mavo.. zvino vanhu havagone kuyera kana vachiti vapedza kunamata vanoenda vononzwa nziyo dzemunyika dzinotambwa mumabhawa.. Saka kuti vanhu vagare vachirangarira zuva rinonzi chishanu, mweya wakatendera kuti vapositori vose vave vanogona kuwana kutaura kana kuimba kwawo Mweya panguva ipi zvayo.. izvi zvaigonekwa chete nekunge ta recorder tatumira saizvozvi.. kune vamwe vaneshuwiro yekunge vachikwanisa kuenda kumasowe asi vasinga kwanise pamwe nekuda kwekuti vanogara kunyika dzisina masowe. Ivavo vanozoitwa sei kana vachinge vashaya kwekunonamatira.. saka iko kushambadza kwamataura uku kuri kuita kuti vanga vakurasa tariro vadzoke mukati mengarava.. sekusvika kwazvaita kwamuri izvozvi ndiko kusvika kwazvinongoitawo pasi rose, vanhu vonzwa vokomborerwa zvisina bishi..
dambudziko rava kuita vanhu pakutaura kweMweya nderekuti vamwe vanoti Johane akafa zvaakafa akasiya ataura chino nechino.. asi Johane haana kufa.. chaka mutumbi waitaudzwa nezwi.. saka mubvunzo wangu kwamuriwo ndewekuti munoziva here kuti Johane ari kuti chii muzuva ranhasi kana muti muri vaye vanoti Johane akasiya ataura chino nechino.. ndatenda
Chavachirungu ichi kunamata hakufanire kuita kunge jeri
Ini hangu handisi muridzi wepage. Asi izwi redu rakakura. Igungwa pakutaura. Ndiro ririkuvheneka matare ezvitsividzo arimapfiwa matatu richiti ndine kutaura kwandinako. Pavideo yatorwa kuimba uko, izwi riri kuchema kuti huyai vatungamiriri nemadzishe titaure. Hongu pane zvisinga taurwe asi mweya wamareva wakadzoka ndokuimba uchiti "ndaizvinzwe zvose nyika yababa igoramba yoga". Dambudziko tinoriramba tichiritevera.
Amen
Amen
amen.
Amen
Amen
Amen
Amen