I like Soma zvekuti and anotaura chokwadi. This interview was candid and haanzvenge chokwafi, anorova musoro. His music though tells of struggles in life, he should explain what he means with some of his songs. Anoimba zvemhuri inonetswa nevamwe, vavengi vemhuri, matambudziko ehupenyu etc. This is so so touching to me
Thank you brother Andrew for bringing this iconic artist. Mafia is a well organized artist. Thank you for explaining the reason of subscription. Na khensa
Somandla Mafia Ndebele has got my respect for me ,he is a living legend and he deserves a respect , one out legend rine mbereko inobereka mazera ese akasimudza vakawanda uye music yavo ine quality and originality haichepi zvekudaro , mukoma Andrew tokumbirawo part 2 interview with Soma he has a lot to say
thanx for bringing Soma Mafia redu repaDZ it was nice watching your interview, this is the next level, I watched twice!!!! will watch again in this lockdown!!!
Nice one kunyepa kwaiitwa nevanhu kuti Soma akaremara ne Accident this is second time achitotaura ku Living Legends kuti akazvarwa akadero vanhu regai kutaura kwamusina kuswera
Wow good to see Soma. He's my fav growing up. I remember his first video pa Mvengemvenge. Most of all he's still looking good, healthy and young. Keep on Soma!
Chibaba muna taurawo vamaka tanga navo especially early music ma singles ayo. Ana Tichaona Chacha, Chanda Dzawo, Wonder the bassist, Enerst kativhu backing vocalist. These are your komuredhi whom you even went to school with and lifted you so why not give them credits? "Ana Tongai and Jah came later matove nezita. I just thought I should say this.
To be honest and fair Andrew pamashoko ese awataura na Soma Ndebele chawanga uchinyanya kuda kuziva nezvake paruoko rwake ipo kkkkkkkkk chero wazobvunza pakupedzisira hako you were too smart to get to that question . Sando dzako
He still looks so fresh n handsome. Kuita uncle Bae chaivo 😊
2023 still leasing soma interview who still here?
still fresh ,he used to be my crush during my college days
Soma anoita kkkkk
Chero nazvino ndoona kunge zvichipo kk
One of the most sincere, candid, "self deprecating" musician that Zimbabwe has ever produced. A seventh-day adventist.
I like Soma zvekuti and anotaura chokwadi. This interview was candid and haanzvenge chokwafi, anorova musoro. His music though tells of struggles in life, he should explain what he means with some of his songs. Anoimba zvemhuri inonetswa nevamwe, vavengi vemhuri, matambudziko ehupenyu etc. This is so so touching to me
Album Zvamauya Zvanaka remains the best for me!
Well organized rare to see a Sungura artist well prepared for an interview
"Rare"?😩
Thank you brother Andrew for bringing this iconic artist. Mafia is a well organized artist. Thank you for explaining the reason of subscription. Na khensa
Somandla Mafia Ndebele has got my respect for me ,he is a living legend and he deserves a respect , one out legend rine mbereko inobereka mazera ese akasimudza vakawanda uye music yavo ine quality and originality haichepi zvekudaro , mukoma Andrew tokumbirawo part 2 interview with Soma he has a lot to say
One thing I love about Mafia,he's not afraid kutaura chokwadi and haatye munhu that's why he's called "Mafia"
Mafia wakura mashoko ako anodzidzisa uye waramba zvinyadzi thanks so much ndokuti mudhara Soma
Mkoma soma ndafarira hangu dzidziso yenyu kuvapfanha ve zim danso "zvinyadzi totally out panyaya yemimhanzi" imbai zvakatsiga ndafara nemanzwi enyu big up bro Soma....@
most underrated legend in Zim
Well spoken, Soma. Very eloquent smart, straight n respectful.
thanx for bringing Soma Mafia redu repaDZ it was nice watching your interview, this is the next level, I watched twice!!!! will watch again in this lockdown!!!
One of my best.i love Somandla Ndebele music.kunyanya zvamauya zvanaka and kutamba hakubvaruke.
Mafia welldone for looking aft yourself u are in good shape keep walking mukoma
Zvamauya zvanaka that was the best album for mukoma Soma and thank you to Drewmas media to take us to another level
Tave parumano is my best till today thank Mkoma Soma
What I like most is the relaxed atmosphere. Your had a lovely interview
Good day Drewmas Media
Thank you so much for what you are doing.
May you kindly gives us Chamunorwa Nebeta's History
Nice one kunyepa kwaiitwa nevanhu kuti Soma akaremara ne Accident this is second time achitotaura ku Living Legends kuti akazvarwa akadero vanhu regai kutaura kwamusina kuswera
Wow good to see Soma. He's my fav growing up. I remember his first video pa Mvengemvenge. Most of all he's still looking good, healthy and young. Keep on Soma!
Tell them my brothers Soma l love you so much l like your music we also had reasals together in Norton stay blessed
I like my favorite song Wakandidadira ndakanga ndadadirwa zveshuwa zvandisingakanganwi nanhasi that song 👌👌👌chakabva chaenderana nezvaiitika ipapo
Best interview ever soma is so creative
Tanga taka kumirira Mafia. Thank you Drewmas Media for taking us to another level.
Sando kwamuri
Great getting to hear from these legends of the industry. #Mafia👌🏽💯
Ko kambo Kari kuseri kwemazwi enyu kanonzii. Ndinoda kukatsva
I think we need part 2 of this interview.
Well organized interview indeed, soma chibaba
My best artist ndokuda kunge Macheso mafia
NICE to see you again Soma .we are from the same Street Dzivarasekwa. Keep it up my brother you cone from the well respected Family. .
He must place all his albums on Apple Music. I can only find one album there.
Chibaba muna taurawo vamaka tanga navo especially early music ma singles ayo. Ana Tichaona Chacha, Chanda Dzawo, Wonder the bassist, Enerst kativhu backing vocalist. These are your komuredhi whom you even went to school with and lifted you so why not give them credits? "Ana Tongai and Jah came later matove nezita. I just thought I should say this.
I love this dude ..
Ko sei musikuendawo kwa Dhewa forever missed nhai asi dhewa aigara ku small house
Soma pana ZVAMAUYA ZVANAKA makandipedzera...please keep it up
I love this guy
Ndingawane sei album raSoma 2011 rakanzi Ndipei nguva pliz
Masimba amwari is my favourite song
It's good to see you Soma
He is still look very young i remember saw him live ndiri grade 2 ndakfara zvekuti kkk
Mkoma Soma chibaba chezvibaha. Long life mdara
sekuru Soma, I planing for a show in Zhombe pajoel growth Point under Chief Gwesela Ndebele, sharing the stage with Gift kedza Amuli, and Peter moyo,
Mafia an unsung Legend of Zim Music !!
Makobvu namatete..... Mashoko ndiwo akazondiwandira kutsindirana kwemashoko mudumba medu 😭😭😭😭 song iyi ndaiiridza pakaputsika musha wangu
All the best Mafia long live braa ❤
Handsome
Soma, a Living legend💪
kkkkk what kool guy, i like his smile too it is real.Zvamauya zvanaka makapedzera.
Inini I like song iya yekuti "ndiwowu Musha wanguuu......"
Masimba aMwari my mom s fav song moyo wekurera wazondibata heyyyy soma ka
you came a long way Soma
Mafia makanyanya musamire music,my favorite sungura artist
Masimba aMwari moyo wekurera my best song
Uyo murume muhombe panhau dze music
The great musician I love musambo uyu
I think you should have done this interview in two parts as Soma had a lot to say but probably due to time constraints, a lot was left hanging.
My favourite hazvina mhosva wangu wangu wepamoyo wandiramba hako wagona
Soma muera Tshuma🤗, my clansman. What a surprise 🙆♀️
SOMA my best artist of all tym sesong inonzi makagara makavarongera and all the ur music asi yadataura pane painondibata keep it mafia
Part 2 is needed here coz a lot of information is missing
Soma all the way like so much
Ndiye akaibata yekuita hazvina mhosva wangu wepa moyo wagona here.
Inga Drewmas Media murikuita basa, nekuti munovhunza pachena kwete zvekunzwa munzira vamwe vachiti Somandla haana mhuri akazvarwa ega, nhasi ndafara, kuziwa zvese ku urikidza nekutaurira ega. Ndatenda hangu
Am surprised by this guy's humility. Thought he is nicknamed Mafia because of being unruly. Surprisingly he preaches peace and lawfulness
Asi vanoda ndewe
He is so ordered well displined
Ngazviende mberi Mafia
Takuda wo Gift Amuli
Great, hardworking musician. Big up Mafia. He has an amazing catalogue.
My legend Boss Mafia
Tongiii pauri apa Uri mugwara 🎤🎸wangomirira kutorwa nenguvaaa RIP dhewa
Mkoma Somandla Ndebele na mkoma Andwer Neshamba vakafanana zvokuti😂😂😂
Kkkkkkkk hayas
Serious am telling hahaha
Chokwadi
@@sadymoremafendo but true vakafanan
Soma soma mafia ❤
Legend mafia
great personality braSoma.
Legend
only this time your comment is positive,God bless you this time
@@snakedoctor8178 lol. Zanupf is positive too.
Soma pauri apo uri mugwara wat a great song
Song yekuti zvichakukupei wakagona Soma .yakarungwa yoooo
To be honest and fair Andrew pamashoko ese awataura na Soma Ndebele chawanga uchinyanya kuda kuziva nezvake paruoko rwake ipo kkkkkkkkk chero wazobvunza pakupedzisira hako you were too smart to get to that question . Sando dzako
Mkoma Soma munoseka makasununguka mdhara Mwari vakuchengetai
My seventh day Adventist brother
i love you somadla
I like his confidence
Soma mave munhu mukuru ini ndaifunga kuti muchiri mukomana
Hazvina mhosva wangu wangu wapamoyo best one
Thank you ne chirongwa
You still looks young blaz Soma
Nhayi Soma akagara payi parikuita kuti adedere kudaro
you are great mafia
Masimba amwari song iyo munofanirwa kumboi remix na Peter Moyo motiisirao new video
Mafia ❤
My Q to Soma. Mutupo haudyiwe. Mutupo munoera mukaka. Saka munonwa tea tsvuku here 😂
Father figure somah.....thanks drewmas media
Thnx nekuudza Soma next time todawo first Farai
Ndinovada bba paddy ava, songs such as misengwa, zvimwe rambai, rovambira, wakatiza musha vakomna aka
Zvamauya zvanaka ❤
Ndiri kudawo song ya mkoma Soma yekuti handingadaro mama kusiya mhuri yangu inenzara mumba
Haisiyo inonzi Kasutu here
Chirwere brothers azviite ndanakidzwa kkk. Soma bhoo
Thanks Ndebele
Handsome dude soma