Ndinotenda kana muri kubata nezita ra Mwari pasina kubata zvakaipa Mwari vakupei simba murambe muchibata bsa ndinokumbirawo number dzamadzibaba l thank God 🙏❤️
Mudare akatadza Shona paakati "Vamwe Sisi vakauya nemanyoka maviri vakabatsirwa pano".Manyoka refers to two huge snakes or manyoka of Diarrhea, Dysentery,Cholera or Typhoid
Magirazi haana chaanoziva uyu haana kana mweya mutsvene anouya ku SA kuzotengesa ma calendar 400 rand each anoshandisa mushonga hapana zvozikanwa apa😢😢😢😢😢😢😢😢
Thank you Bhozhongora , very intelligent the way he's asking questions, thanks madzibaba Magirazi
Ndinotenda kana muri kubata nezita ra Mwari pasina kubata zvakaipa Mwari vakupei simba murambe muchibata bsa ndinokumbirawo number dzamadzibaba l thank God 🙏❤️
Hah parikuitwa basa apa..kupona kwevanhu pasina mari God bless u baba Magirazi
Amen madzibaba mMagirazi Mwari variko
Mudare akatadza Shona paakati "Vamwe Sisi vakauya nemanyoka maviri vakabatsirwa pano".Manyoka refers to two huge snakes or manyoka of Diarrhea, Dysentery,Cholera or Typhoid
Madzibaba nyika ngaiponeswe
DJ sparks kamunyariro kenyu ndeke munhu ari ku kopa ma notes
Chokwadi kkk Sparks abva ashayawo kana question
Tipeiwo foni number dzamadzibaba magirazi
Imbodaidzai Apostle Chiwenga mudhumhane tinyatsonzwirira kkkkk
Muri kungwavha ngwavha info Dj
Number dza baba magirazi please
Isai malikes pano
Magirazi haana chaanoziva uyu haana kana mweya mutsvene anouya ku SA kuzotengesa ma calendar 400 rand each anoshandisa mushonga hapana zvozikanwa apa😢😢😢😢😢😢😢😢
Ndiri kuuya unoenda sei ikoko kana uri muharare
Dj sparks nice ka nhumbu 🤰🏻🤰🏻🤰🏻🤣🤣🤣
Dj sparks ukusimba wena
🌿🌷🥀
Bhozvongora kkkkkk hanzi mondiwanzirawo ku green uko kkkk
Kkkkkkkkk
Lots of love to Madzibaba Magirazi
Hapana chidhidho panoda chidhindo joshua
Hanzi vachiuya nemanyoka avo
Chìremba chezviremba
Amen
Sparks ane Mask yake kare yendebvu
Kkkkkkk imi ka
Kkkk haa boys
Ye black