Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
Babamunini Nijo | Episode 3
HTML-код
- Опубликовано: 25 окт 2020
- Bamunini starting to show his true colours and still continues to evade the job topic. Maiguru is almost won over by his cunning statements. This continues to get interesting!
Whoever anoziva kalife kekumbogara namaiguru isa malikes🤣
been through it ummm ma1
Ndinokaziva wangu ummmm maone
Understanding Shona perfectly but finding myself reading the subtitles😭
Once pangoiswa masubtitles kkkkk automatically totoverenga
Me too lol
Same here lol
You and me 😀😀😀
Me too kkkkk
Kkkkkkkk Nigel vanobuda offside dzaTracy dzanga dzisiri necessary 😂😂😂😂😂
avhurika lol
Kufadza mutengi wechikafu 🤣🤣🤣🤣
Asi Nijo akaitisa maonline lessons in ndinoaita fast fast
matauriro akuitwa mubhedhuru umo hahahaha so natural. ndomadrama andairwarira aya kwete kuti every line nderekutaura storyline.. panombodawo tunyaya random hanzi kahembe aka handichakwane
Nigel anopedza ma sports kkk. But anogona hake nijo. I like ka natural acting kanongo ita so. Gamu ano chenama weduwee
Nigel vanovhurika hako😂😂😂😂😂😂 hanzi mkoma Prosper vangaite njere dzakawanda dzekuzopawo mwana😂😂😂 kkkkkkk
Asi Nijo pafeya chaipo real life unozoita munhu kwaye here 😅😅😅😅love from USA 🇺🇸
Kkkkk
I thot as much pandanga ndichiona his wedding day ndanga ndichitoimaginer kuti anozoita munhu kwaye kwaye here pasina majokes😂😂😂
Maiguru makuhwa...
Zvamuchadzingisa mwana achitsvaga basa...Munonakidza guys...Please like my comment...I am a big FAN
ZvaTracy zvazviri necessary here🙄uyu haarohwi uyu 😂😂😂
Please DON'T include that annoying background sound on future episodes. You were doing well without it.
@@elitepenmanshipwars My guy, successful organisations around the world loves feedback from their customers. In fact, in Europe companies actually pay and reward customers to give feedback in an effort to adjust their products. Your response to create my own content is from a cavemen mentality.
haaa Bmunini naGulez vanowirirana mkoma vasipo
I agree it’s so annoying
Isu tinoida
@@petermoss8246 we are not in europe and who said wat europeans do is always gud? Leave us alone and watch yo european stuff!!
Zuno irema 😂😂😂😂Maiguru Gamu anga asuda bamnini but manje aakusekererana😂😂😂😂😂❤️♥️
Ndakamubata mukomana akati ndizomubata so ndakamirira kuti ndimubate😂😂😂....... zvakakongoita ma logistics andirikuda kutongoita ndotoziva zvaita😁😁😁
Masasi akapenga aya kkk
Kkkkkkkkkk panototi pabatwe mukoma kkkkkk
😂😂😂😂😂😂
When i get married i want to have moyo murefu like Gamu.....much love to u Madhuve from Madhuve
Nijo kutiza nyaya yako yekubvunzwa zvebasa wakupinza yemusikana akamitiswa namukoma "hanzi maiguru mune moyo wakanaka henyu"
Nijo's face skin popping for someone who is unemployed 😊😊
'Nigel the psychologist'😂😂😂😂
Eps should be 20 or 25 minutes pliz hmm. Still good job keep it up.
Background music volume is a bit loud...but hands down,great work...lol lol lol
Ndakamubata,akati ndizomubata,saka ndichamubata toona kti toita sei.
😂😂😂
haaaa 8 minutes dzishoma veduwe....yiu guys are the best mogona
Zvinoita kuda kunyengerera kugara soo......🤣🤣🤣🤣🤣 maihwe haaa bamunini soo
🤣🤣🤣🤣🤣ko Nigel zva Tracy zvakubvepi 🙌🙌🙌aiwa hakuna munhu akadai
😂😂😂😂😂 Bamunin Benzi chaivo. Nhasi ndaseka zvangu
Bamunini Nijo munokonzeresa pese pamunenge maenda 😂🤣😂
Trousers raNijo paasimuka achinovhura gedhi apo bhooo here
Effortless acting mese makapenga ,well done
bamunini vanokonzeresa purizi. ngavachienda kumusha. kkkkk
These guys are so natural 👏👏👏👏👏👏
but bamunini Nijo so ka kkkkkkkk itai serious,you are talented man 😆😆😆😆you guys mogona henyu
Mangamamuita seyi kuti ataure nyaya idzodzo🤣 gotta love Comic Pastor
😂😂😂😂 Asi nijo jah zvauriwo munhu wapastor wani lol shout out to Maiguru gamu na blaz prospect.... We love u guys❤️
Y’all create magic , so natural
Talented!! Keep it up guys. Stay blessed
Natural talent there 🔥🔥
Wow i can't wait for th next episode
Tikagara gara todzoka hedu kuzoona hedu bamunini vedu😅😅😅😅😅
Nijo anopedza masports...vakomana vemastatements😂😂
Nijo haus wakunyanya 😂
Smile yamaiguru is priceless
Nijo anotori nemhinduro kuna mukoma nechekare kkkkkkk
Cant wait for the next episode
By any means and by all means possible...Nijo haadzokeri kumusha! 🤣🤣🤣
Nigel is trippin 🤣🤣🤣 he's playin y'all
#BlEsSeD🙏 give thanks to thi most high...#NashTv ThAnk yOu fOr GoOd StaFf #Naigel Nijo Wakanyanya Bro munogona zvenyu neTeam renyu Heavy ❗❗❗ BiG uP #Comic Pastor aNd #Gamuchirai as WiFeY You Doing Gud StaFf💥💥💥.
Real life issues. ..I like!
😂🤣Nijo vaitochera blaz vavo🤣😂
Tisati yaenda Kure hedu, zvisina kuti munotaurisa mukati, munemoyo wakanaka 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Diversion tactics dzacho dzakapenga 😂😂😂 Nijo so
Kkk nijo kufadza maiguru kuti vasiye nyaya yebasa
kkkk manga makutoziva kupindura kwemunhu bamunn Nijo
The background music was a bit too loud
😭😭Muskana wepanext ndi Patricia
Iri nyaya yekuti moyo here maiguru, haaa moyo munawo😂😂😂😂
They are so good...Comic idhara
Haaa nijo wakapa. Ukupinza blaz patight. Gamu haaa last kugona
Can't wait for next episode keep it up guys
Comic kugona kubasa
Haaa Gamu is someone else🙌🙌
Kkkkk kkk Nijo sanorongedza bag ukuda kuonekwa namukoma
Ko nhai bamunini nyaya yaTracy bho here, makuhwa, ko kuzofadza mutengi kkk
The music in the background is a put off.
At least vakadzikisa volume zvayo
So natural👏🏽👏🏽
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂bamnini nijo vanoita psychology😆😆😆kkkk apa vatosimudza mhepo mumba 🤣🤣🤣
😂😂😂Mambaira dziye ndodii, ndobvisa dzinenge dzakutsva.
Mega luv Nijo
Kkkkkk gulez Gamu❤❤❤❤
Comic dai makambomira kuroora 😅😂. Gamu munomhonawo sei 😁😅
Ko hanzi muroyi.. ndanga ndisingazvizive ka ini. ...😀😀
mmm gulez hamusi makuti wanzei maspice kuti bamunini vadzingwe chete here kkkkķk Nijo watch out
Ayas zvotaurwawo here izvo mufana wangu🤣🤣
Masasi ekusofter maiguru🤣
amana asi tosvika ep 20 kai kkkkkk the ep are too short ..... maybe inyaya yekunakirwa hayo
Anywhere ndaona kupera kwenyaya Nijo adanana nagulez or musikana wepanext door or both kkkkkkk coz Nijo paden haabve hakezve. #Ndamubata akati ndigozomubata till late kkkkkkk. mondinakidza team ......
Musikana wepa next l think its patrica
@@russelldzikiti6251 kkkkkkkk i guess so also
Niger achadanana nagles chete
@@laughterc3304 ndaonawo sekudaro kkkkkk
Haaa Nijo ma1.... I surrender 🤷♂️🤷♂️🤷♂️
Mistake yekufa nijo kaaa🤣🤣🤣🤣🤣
kkkkkkkkkkkkkk Nigel ndokudaidzira Jah Master iweeee....wakuda kutsara babe ra blaz kkkkkkkk
Ndangofarira maSiyiro aaita maPAGs😂😂😂😂
hnzi tingabva tati mkoma vari sharp here 😂😂😂😂😂😂😂
Weduwe Ka! 😂🤣😂🤣ndaseka zvangu makuhwa anaAmaiguru🤦🏾♂️!
Kkkkkk machinjirwo aitwa nyaya naNijo
" Mukoma Vakangoita Mistake yekufa chete"😂😂😂
hahahahahahahah
Kkkkkk Nijo boo hr wakupa vanhu kusawirirana
Haaaa Team mkugona bt tipehedu double dose.. we dont mind 2 pazuva 2 pazuva lol
ndirimowo mu top 5
Nijo to the world
Maiguru vanozova kakufarira babamunini karinatural altho vachivanyeya mubedroom
Goooood
Thanks so much for episodes ... plus put an ad so we can support you ... pls work on the Video Quality, give enough time to read subtitles, and that background song is quite distraction best removed altogether. Thanks 🦋
Shuwa song ngaibviswe iyo
Haaaa ndaona panext paina Party ozodanana naNijo voba mota yablaz Prosper, ndikuona gulez Gamu vachipinda shinyaz ini kkkkkkk. Thumbs up Bamnini Nijo, Puro naGamu
Ndakamubata mukomana 😂😂😂 ndichazoti ndamubata 😂😂 akanditi ndimubate
Yaaah chakafukidza dzimba matenga chokwadi.
😂😂😂😂 bamunini Nijo please please makuda kutora maiguru ere?💥💥💥💥
Nijoo apa dzakupisa blaz vadzoo kkkk
Last line iro ropedza masports "dakuzokuonaka Nigel" ah finish hazvipere mushe 😂
Haa wedzeraitime ma guyz aya anogona munotifungisa kuden.
🤣🤣🤣 Nijo atori problem ndikakuona ndokurova shuwa ndambabvu dzangu dzakurwadza
Bamunini Nijo, good standard
Maiguru Nijo uyu anokuwadzisa
Come on Bamnini 🤣🤣🤣🤣🤣 mapinda ka .... Madogara pamba imi
Gamu wakaroorwa here amana
Good one..u never dissapoint
Handinzwe shona hangu but guys makumberi
Keep it up👍👍but ma episodes enyu there are very short
Hoo munongoinyora zvenyu😅😅😅😅
@@gannetjonga9322 kkkkkkkkk ndinogona kunyora chete asi 😜
we love you Nigel
Talent at its best
mmmmmmmmmmm hazvipere mushe Nigel dzokera pa rutsani kikiki