Huroyi ndihwo hwawanda Mai Chisamba. Kare vaive nehuroyi hwanga husina kufumuka kunge zvirikuitwa mazuvano kuroya chaiko masikati machena imagine nhau yakaitwa Tapiwa Makore iya kwaMurehwa. Then that issue on behind bars from Brian Mupaiki in prison zvinobva zvangoratidza hutsinye hune vanhu vehama ava saka kutotyirawo hupenyu uye hwevana vako munhu. People are now evil more than Satan himself
Chinonetsa mwana akasaudzwa anongowira akaparadzwa kana kuvhiringwa nesame vanhu ivavo vacho vakaipa. Vanhu vava nemweya wakaipa mai Chisamba
Kuoma kwezvinhu mazuva ano
Huroyi ndihwo hwawanda Mai Chisamba. Kare vaive nehuroyi hwanga husina kufumuka kunge zvirikuitwa mazuvano kuroya chaiko masikati machena imagine nhau yakaitwa Tapiwa Makore iya kwaMurehwa. Then that issue on behind bars from Brian Mupaiki in prison zvinobva zvangoratidza hutsinye hune vanhu vehama ava saka kutotyirawo hupenyu uye hwevana vako munhu. People are now evil more than Satan himself
Nyika yakapanduka haichina rudo uuuu
Mazuvano vanhu wakutya kuroyana
Mazuva ano vanhu vavekungotya huroi mudzimba umu
Mai mudefi mm motarisa kut munhu anodya sei haaa