Passion is childish. God blessed us differently. What kind of a person who doesn't know that. I'm always surprised by the people who thinks what he does and say is something to laugh about. This is why God loves poor people. Because they are humble and kind hearted people
Sometimes munhu ukakomborerwa na mwari ka unonga waakutoshainira vamwe the things we have to know is chimwe nechimwe chinenguva yacho anzi apana chisingaperi chisinga peri mashura ndapedza imi tarisai muchaona pazvinoperera
Yes it's good talking about what you feel honest truth passion I full of jokes he doesn't consider what others would feel after he does what he does he needs help cause eish it's sad😞
Jus work hard Zimbabweans dont hate somebody's show off doesn't concern you do your own thing that whats he likes to do with his money have yours and do whatever you like stop judging others everyone is independent to do whatever he or she likes mazimba torwadziwa neumwe munhu kuti aitirei something chakadarika chako
Much love to uncle ,dj fantan and sir calaz ndimi vanhu munoziva nhamo yema Zimbabweans .we support our local artists
True
Uncle is always doing good even his message is always teaching about love that why l follow him
Sekuru Ndini Wenyu MarshalMak ndadzoka. Nice vid secul.
Sekuru ndakufarirai much love
ONLY FOOLS WILL LAUGH AT HIS LUNACY...JAVA ANOPENGA UYU.
Bhanditi to the fullest ❤️❤️❤️....David wanhasi ndrikumuona 💪💪calaz wakunzi David xaaas... waramba kutukirwa mwari wako..may the Lord bless you my guy
Thanx Chibaba
One more follower from 🇩🇪 makapenga
How can I subscribe twice uncle ...munotapira kunge my president @nelsonchamisa
Kule u have just gained one more follower...
Many thanks muzukuru wangu, zvirisei
Welcome Elias
Welcome welcome
Ko inini imbondi wedzerawo one
Haaa Uncle apa mapisa 🔥👍
Thanxxx Uncle fo that 👏👏👏 madura mazwi apo influencer ratidza mabasa kwete kungoda kuudza vanhu zvisina basa tht guy direction chaiyo hapana kungotsvaga mbiri nekurasisa unfocussed youth
I’ve been watching you for quite along time but nhasi u gained my subscription. Haisi mhosva kushaya mari
Thank uncle
Sir Colours(calaz) ndiwo Mushonga wa Passion Java. Truely he knows how to treat PJ.
iko zvino kakada kt nyo nyo nyo ,tokadaidzira mubhanditi kkkk
Big up Calaz nd DJ Fantan uyo Java imboko muporofita wenhema ahaana yake
Passion is childish. God blessed us differently. What kind of a person who doesn't know that. I'm always surprised by the people who thinks what he does and say is something to laugh about. This is why God loves poor people. Because they are humble and kind hearted people
Amen uncle ndomira nemi java chimbwa sungata
Sekuru sent kana muchisapperter mubhadhititi mach love
Haaa much love sekuru 😍😍java anoonererwa
Passion Java anondisvota hangu ini, blasphemer number 1.
Big up bj fantan seh calaz uyoane zvinomunetsa anekakuda kuonererwa
😂😂😂😂 passion paanouya kuZimbabwe ndimimunotanga kumu mhanyira muchidedzera mbinga mbinga
I'ts nice
Seh calaz apera fullstop
Yesaaaaayaaaaaaa
Yesaaaaayaaaaaaa bholato uncle prophet itsvina avo
Ngenyi.......Muchirambaaaaa kkkkk
Much love.java imboko
Thank you uncle 💕
Kkkkkkk Saint TV makaipa
Love you ceh calaz
Thanks uncle ...
Much love malume
Thanx kulez, muporofita ngaatiratidze panobva Mari yake
Word 🤝🤝🤝
Haaa java. Imbudzi yemunhu uyo. Anoshmisira. Zvisina basa.
U didn't make it clear on Fantan n Java's conflict khule
You take long to get to the point, content is okay but much room for improvement!
Handidi kuimprover kkkkkkkk
🔥🔥🔥
Uncle Saint TV 🌹 ndinokudai mese
Apa mdhara mukutaura chokwadi 🔥 💪
Bhanditi for life,lets unfollow Passion Java anorarama nemumvuri wemwana
Noo Passion Java he is right he told Dj Tawaz wat to do to get money.you must keep your business as a secret
Ko iwewe une dzungu nemakuhwa wani asi tongokufollower..
Ndakambozvitaura ini kuti kufa kwaSoul jar love Passion ari involved munhu waMnangagwa nxaaaa
Apa pataurwa chokwadi. Zimbabwean youths should stop bootlicking these stupid fake prophets,.....
Good uncle pasi na java hakuna muporofita akadaro
Khule ngavauye ndivatengesere account yangu yeIG😂😂😂😂😂
Apo makondo Acho achitatidzwa musikana mutsva Fellow wemukomana mutsva Tinashe unobva wazvishaya apo JAVA anozviti munhu wamwari
Aiwa Sekuru ndoku supporta free of expression yenyu
yah sekuru matoitenga futi kunge Fantan
Haaa passion java anopenga uyo #Anorwara#HamunapfungwaMukopo
Sometimes munhu ukakomborerwa na mwari ka unonga waakutoshainira vamwe the things we have to know is chimwe nechimwe chinenguva yacho anzi apana chisingaperi chisinga peri mashura ndapedza imi tarisai muchaona pazvinoperera
What trouble?
Seh calaz kupera for real ndiye munhu apera mmmmm fr real akuzvuva gonzo kkkkkk thoue ndiri mubhanditi kkkkk
Kkkk mapedza masports asekuru panga ishiri iyo
svuurai mnhu mabhanditi,musajairirwe nako ako,kakajaidzwa kakajaira kaJava nxaaa
Yes it's good talking about what you feel honest truth passion I full of jokes he doesn't consider what others would feel after he does what he does he needs help cause eish it's sad😞
Java kanopenga anotarisira vamwe pasi nguva dzese
hauna zvawataura tipe zvataurwa kaaa nafantan wacho
Vanhu vese vanotera java vachato dzimara vakutonzi huyai mundi pisike nerurimi vachitobvuma
Express your feelings Malume
Aaà mdara trikuda kuona vedio
Kkkkkk
Haaa iwe siyana na passion iwe
P. Gava he is a bad influence to the youths ,Zanu pf must spit him quietly before it's too late.
Mbinga ndiSir Calus. Mubhanditi akataurira vanhu. Vakawanda havana platforms to influence, Mubhanditi #murombomunhu
Java achazotadza kumuuya muno😂😂😂😂😂usatambe negheto yut
Hatibvime kupusa # Bvopfiropariro
Anoshungurudzwa nemweya yetsvina panganai gava
Mai titi pese anongokwana kkkkk zvakaoma
Ginimbi the legend 🔥
Machembera rinhi sekuru mave sekuru kkkk
Nhai Saint tingashaye hope nekuda kwaJava kuti ihama yedu here?
Greetings Sekuru from Sweden. Musanyanya kunyunyuta nemaZimbo Sekuru. Zviriko kwese. Nyangwe kuno, mapenzi anoita noise ndiwo anoteverwa nevanhu. Honai nyangwe Trump akatozoitz President kuAmerica wani.
Wakapenga sekuru saint
Ndini muzukuru wasekuru pamberi neguhwaldo sekuru,munotiitira hedu.
People of Zimbabwe must wake up vasangoshandisiwe nekuda kwemari yatisingazivi kuti inouya sei zvemahara siyanayi nazvo Zimbabwe
Jus work hard Zimbabweans dont hate somebody's show off doesn't concern you do your own thing that whats he likes to do with his money have yours and do whatever you like stop judging others everyone is independent to do whatever he or she likes mazimba torwadziwa neumwe munhu kuti aitirei something chakadarika chako
Java akubhowa
java malabish kule and now agadzirirwa size inokwana mari dzekuromba dzozvimbira
Kkkkkk panganai aripa ma 1 sekuru
Uncle makanyanya kkkkk mashoko enyu akupedzisira andinakidza asi munoreva idi henyu
Ehe mari unayo Java ..yakawanda futi tozviziva buh pakutuka isu vasina mari kaa ...ndokutaurira wangu denga hauripinde
Kule kuvanhu,ndongokudirai chokwadi chete 🙏
uri dakooo iwe haunaa nyaya
Hapana zviripo makumbo enyoka zvinorevei?
Java ibenzi,unowaridza vamwe vanhu pasi iye ofamba pamusoro pavo.Hunhu hwake hwakanyangara
Khule makanyanya sando
Java I ngochani mukadzi vake ndi jahmaster
Muudze Java haana dhiri
Mach love 💕 kule
Calaz ndewedu kubva paaBiger Gaffa
Passion itsaga hana kana dhiri
Java arikupenga
Passion kkk ma1
SekUru saint
Sekuru itai postor munoparidza
Java please go back to the pulpit.
Uncle Passion ndikamuona ndiri kumudambura musoro kk kkk. Muri sei Uncle