Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
Tatenda Pinjisi - Tariro (Official Audio)
HTML-код
- Опубликовано: 12 июл 2024
- Varidzi Vebasa Album
CONNECT WITH TATENDA PINJISI:
Facebook:
/ softsungura
Instagram:
/ tatenda_pin. .
#TatendaPinjisi #VaridziVebasa
© Tatenda Pinjisi, Soft Sungura Gospel Music
afrobeatsdistr...
vevo.ly/PEhs6x
❤❤❤❤❤ chogona mhani🎉🎉🎉
Pure talent ❤❤❤pasina kuforcer
🌟🌟🌟🌟🌟🌟
boss makabva kure kbva muchiri pa gcloft pakona muna. hulingburry hamuna kuita give up weldone boss on yo new album tirii kukomborerwa
Madhiri ekuteedzera zva Dembo zvakadhakwa inga unogona wani y uchida kuzvidzikisira
kana zviri nyore itawo
I lyk this song 🎧🎤🎧🎧🎵🎤 ...famba pinjisi fambaaaaa
Well done bro
Sungura is in good hands makaipa pastor
I like your music mr pinjisi keep it up
But ndaiti pa sungura yenyu dai magadzirisa pakuwanza mashoko dai muchiita muchimbopa magitare time nekuti sungura yati siyanei neimwe misambo yakaita sana dancehall yekuti unotangirana ne beat wopererana naro ndisingarevi song iyi but ndandichiterera album renyu ndikazviona pama song akati wandeyi ndaida kuuya inbox but handina ma handles enyu
But otherwise bhora mberi mudhara
nice nice. sweet melody
Approved
Good music keep up the good work
What is wrong nekungosimuzira sungura without comparing or negative comments
Usiyane nekuba zvaDembo zvaakaridza dofo
Hapana chakaipa kumixer kwaakaita I skill rebasa koiwe unehere kana1 song yevakambo composer
Iwewe urikutoratidza kuita hudofo kuuya paSocial madia kutuka
Iwe ndiwe dofo guru. Hauna pfungwa.
NDEZVAKO IZVO KOIWE YAKO KNA 1 SONG IRIPI ndoinonzi soft sungura mufanha .
Yeah fambai baba aewa munogona im
Better than Mark
🙄🙄🙄
Ko zvadiiko nhai veduwee kn tiripano ngatingoite zvepano,zva mark tonozviitirawo kwake ahhh