𝐂𝐇𝐈𝐌𝐔𝐓𝐈-𝐂𝐇𝐄𝐃𝐀𝐑𝐄: Sep 19, 2024
HTML-код
- Опубликовано: 4 фев 2025
- :Sep 19, 2024
CHANGING THE WORLD 🌎🌎🌎 ONE CONFESSION AT A TIME. Through Animation
This is the Official Channel Of CHIMUTI CHEDARE
Welcome To My Channel. In most Cases People Need Help and Advice but are Afraid to Speak Out, Thus why i Have Created This Platform. I will be reading letters written to me by Anonymous People Across The World Revealing Their Underground Deepest Secrets
Do not forget to like and Subscribe for more ,,
/ @chimuti-chedare
Mapindira papi nhasi papa Isabel napapa Patie pooooooooooooo rikiti bvuuuuu
Mubatsiri haana mhosva akahona kubata muroyi saka muroyi akapihwa chimuti chinyoro chaMwari ndoshamhu iyo
Family yekuhonde valley ngavadzokere kwamukotsanjera kwete kungoramba vaakungotsvaga vabatsiri hezvo vakazorariswa husiku hwese vachichereswa pasina chinhu
Hapana chidhindo panoda chidhindo Joooshuwa
Muroyi akadhindwa nechidhindo cha joshua
Kwagutu kwaNyamandi
Mai veHurungwe ngavaende zvachose kana dayi zvaibvira vanobudira engirendi,varikutsvaga kuti vakaendepi ngavatigarire pasi
Chimuti chedare
Mai vehurungwe avo ngavanofira kusango inga bible rinoti musarega muroyi achirarama pakati penyu
Mai venyoka vasvika kuno Pretoria, asi havana passport saka home Affairs inovabata chete vanodzoswa manje manje😂😂
Haaa zvinhu zvacho
Nyayaa yehonde valley yanetsaa veduwee 😢
Agent Gango mbizo 12 kwekwe
Hondo valley kwete honde baa
Pooooooo pooooooooo pooooooooooo riikiitiiiii bvuuuuuuu
Hapana chidhindo panoda chidhindo Joshua pooooooo rikiti bvuuuuu
Nhau mukoma bhozvo vanhu kadzi ava havadi chenuro here, nhau dzose zhinji dzacho dzinechekuita nevanhu kadzi tione ongororo tione kuti tinobuda nei?.
Nyoka get busy ruma tenzi tanda kusvikira wavabata poo poo rikiti bvuuuu
Nekwa Gutu please vanhu vane utsinye munhu ane nzara anoshanda sei
Ummm yema licence chokwadi iiiiii tanenguva tichitsvakana ma disc edu takasiya Mari dzema disc process takuda ma licence edu
Avo amai venyoka kuHirungwe dai vakagumburwa vachimhanya kudaro vobva vadonha vorumwa nenyoka yavo vobva vafa pavafira potsva voita dota dota racho ropupurutswa nemhepo zvobva zvangopera zvakadaro
Yuwii😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂kufiririra
Vanhu kadzi ava chii?