Right this reminds me of my own masungiro😂😂😂 pakudya sadza rezviyo riya rine nyama isina salt yakabikwa nemushongaa haa yakava nguva yakaoma apa unenge uchigurirwa sadza racho 😢 the funny party nw waifana kusara netusadza tushoma in both hands and draw a circle from your back to your stomach 😮 ini sadza rangu ndaive ndakabata mumaoko but mface wangu manje anga asina😂😂😂😂 bvandamubvunza kut ko sadza rawapiwa pekupedzisira waisepi zvikanzi ndadya haaa ndakabaiwa nekuseka then we had to share rangu randaive naro # culture is beautiful❤
Ini masungiro angu pakabviswa mbudzi 1 yakauraiwa ipapo ne 2 mbudzi dzakabviswa cash, then jira ramai takatenga java thou topindawo hedu United Methodist, knife and short grocery rekubika day iroro and crate rema drinks. Also mari yekusonesa jira ramomz vakapihwa $25
Ryan is a hardworking man veduwee wakabva kumba kune Vanhu sure 👏👏👏
This is nice, your families are goals 😍. please support Rare's head with your hand mutsipa hausati wasimba
But a nursing pillow
I love mbuya Chidavaenzi vanomira Mira murimunamati rakakwana kwete pazvipfeko asi zvirimukati memoyo wenyu sando dzenyu amai
Right this reminds me of my own masungiro😂😂😂 pakudya sadza rezviyo riya rine nyama isina salt yakabikwa nemushongaa haa yakava nguva yakaoma apa unenge uchigurirwa sadza racho 😢 the funny party nw waifana kusara netusadza tushoma in both hands and draw a circle from your back to your stomach 😮 ini sadza rangu ndaive ndakabata mumaoko but mface wangu manje anga asina😂😂😂😂 bvandamubvunza kut ko sadza rawapiwa pekupedzisira waisepi zvikanzi ndadya haaa ndakabaiwa nekuseka then we had to share rangu randaive naro # culture is beautiful❤
One thing l have learnt is that culture is beautiful❤ Lovely vlog
Ndanga ndir zim kunodhura data now ndadzoka ndatangira kwandakasiira😂😂😂
Pamba pa mai Anesu pakanaka and the yard is big l like the garden area more
You can say that ❤
I've been watching your videos since morning .. I came across your wedding vedio .. ❤❤ lovely family
Yessssssssir 😭❤you guys are doing the most 😊you deserve an award ❤
❤❤
Ndokuti mkwasha uku haa mai Anesu ndofunga avagone nemkwasha wavo well done guys
Ndookuti vanhu kauku, culture define us. Weldone 🎉🎉🎉🎉🎉
Lord ❤ i partake the grace ....muri zvi proudhiso imi❤
Ryans mum is the best!! Moms ava natured us to be the men who we ar ehence why u see Ryan is very responsible!! Kudos to her!!!
you guys are awesome beige watching your videos i promise i am liking every single one and also letting the ads play
The support from both sides is overwhelming ❤ Well-done tatodzidza
I just love Gogo Chidavaenzi (Mai Ryan), she is a virtuous woman ❤❤❤❤❤
The way I laughed when the goats where in the back and y’all where singing along Hahahha welldone ana bamnini
Hanzi mirai ndimbokubatai ndebvu baba😂😂😂this vlog is hilarious😂😂
Welldone mukwash tht process yakakosha dankie wakabva kuvanhu 😊😊
I love you guys, thanks to my auntie who introduced me to this lovely young couple🎉🎉❤❤lam here to stay❤❤
😂This Vlog is the funniest
How can you know whether a goat is a virgin or not.
Thank you for making your parents proud, ndokunonzi kurarama life iristraight isina chipomerwa
❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Well done guys keep it up 🎉
Parents of the year u derseve an award imi ❤
Rare is growing so fast ❤❤❤❤❤❤❤
Mukwasha ngaarove gusvu 😂😂😂😂😂 , this is lovely tikutodzidzawo soo
I love the way your friends are always there for you guys not all people can do that🤝❤️varopafadzwe
Ndipo pandkaona umwe achiita vlog rake achit ryanesu anoita mavlogs anobhowa 😢,, keep it up Chidavaenzi Fam we are learning a lot from yu gyz❤❤❤
Ndiyani iyeye ndipe mbuya vangu picture rake 😂😂😂
😂😂😂@@Ryanesu
@@Ryanesu mazita mazita🤔
Me smiling at Ryan and Anesu's mothers' friendship ❤
@@Ryanesuahhhhh😂😂😂
Anesu youre so luck my guy keep ot up guys❤❤
Ini masungiro angu pakabviswa mbudzi 1 yakauraiwa ipapo ne 2 mbudzi dzakabviswa cash, then jira ramai takatenga java thou topindawo hedu United Methodist, knife and short grocery rekubika day iroro and crate rema drinks. Also mari yekusonesa jira ramomz vakapihwa $25
Same kwangu takabvisa 1 yakadyiwa ipapo then 2 dzakatakabvisa iri cash
A very usefull Vlog ...thank you guys
Mbudzi kuchema kwacho ,saka yakasarudzwa kuitisa masungiro😂😂😂
Sharon simbe ❤😊
Beautiful, lm so happy you followed our culture 👏🏾
Ryan and Anesu thank you for keeping us entertained....😊😊😊😊
❤❤❤
The Chidavaenzi fam.muri rudadiso❤❤❤
That was beautiful to watch thank you lovely couple ❤❤❤❤
First time kuona masungiro this is beautiful veduwe God I tap this 🙏
Sharon
Number
interesting process, Thank you for sharing.
Handsome boys , good genes. Mune great bond
Yeeesss Sir❤❤this is nice, chero ndanonoka ndazongosvika😅
I love how Ryan doesn’t pretend. Anopfeka chain dzake idzodzo even achiinda kwaAmbuya. And we’ll cultured too muchain idzodzo.
I love your simplicity big up Chidavaenzi genaration
Well Done guys. munoproudisa vana imimi, God Bless you ❤
Very educational! Never watched a Masungiro vid. Kudzidza hakuperi shuwa.
Sharon simbe ❤
I saw a tamarind fruit,pakuuraya gotora apo mofana kusunga mabhora ayo kuti isaita hwema hunobhowa uya mozocheka henyu musoro
Congratulations guys....tavaona ana gogo vaRare 🎉❤
Congratulations guys. Every function has to have a drunken uncle with a brown black label bottle and you had one well done !
We had 4😢😂
Sharon
Well done baba namayi chidavaenzi love you guys
I love ana Gogo vaRare's relationship
Hanzvadzi yangu farira kuisa seat belt😢. Well done, munotidadisa🎉😊
Lord when my time comes ndipei amukurungayi vandinonzwanana navo samai va Ryan. Ndakumbira baba
Ndozvinoita mai vangu naamwene vangu ,they are like sisters ,This Xmas will be with them all kuno kuBotswana
Zvaitwa nemukwasha tazviona😊❤
Thats so beatiful, well done guys,❤mukuwasha kuzobika nechimuti😂
Family yakabatana iyi. I love it
Hello guys so you can do masungiro mwana atovepo its makes more sense than uri heavily pregnant
Ryan has a wonderful support system
Ndazouya 3 days later cause of blackout yanga iriko iyi😢asi ndauya😊it's nice to be hear. Zvakanaka kuva pano
Munoziva chivnhu nemonomo shame love u guys
Congratulations guys 🎉 and thank you for the video ndanga ndakusuwai, I love you so much ❤️ 💖
Inini l watch with 2 cellphones but the other one is not signed up on youtube so does it count as a view
0:14 mai nyathi lite😂😂😂 aaa
❤❤❤ liking before ndatotang kuona❤😂🎉
Thank you @ryanesu tirikudzidza zvakawanda,tisu varoora nana tete vamangwana
Weldone🎉🎉🎉
Makarerwa henyu hama dzangu❤
It's nice to be here 🎉
Well done baba namai Chidavaenzi
Ray ari supportive,,
I like your yard is so big ❤❤❤
Well done vanangu tenzi varambe vanemi ,zvinofadza izvi
Sharon simbe 😅
Number
You guys are amazing for sharing these priceless moments with us 🥹 tinokutendai baba namai Rare❤️❤️
Wadadisa mai rare
Welldone Ryan
Well.done guys zvodadisa izvi but if l.may ask.inowaniepi shop iyo inotengesa ma african food
Can't wait
Loved your vid guys
Nhaimi ko ndanonoka kuona notification sei ,ndofunga ndivatete veku Zaka chete vanga vakabata ntwk😂😂😂
😂
😂 vatete tirimunhamo.
vakuwasha ma chef musawanze salt prizi 😊😊
I like pamba pamai Anesu❤
This is wonderful 🎉❤
😂😂😂😂😂 anesu kutiza mbudzi iwe ka usazadaro
❤❤❤Thank you guys for this,we learning too❤😊
Weldone guys
Cant wait kuona baba chidavaenzi vachiuraya mbudzi
Vaqasha manyama❤❤❤❤🎉
❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
ko chinenge zai rakakwatiswa icho asikaa😅😅😅
Well done guys this is an inspiration
Glowing shem❤️
Your families are so supportive
It's nice to be here ❤❤❤❤
Ndokudai vanhu imi keep kt up🎉❤
Muno proudisa henyu 👏👏👏👏
Kmba kwamai chidavaenzi kwakanaka❤.
Ndakakuona nhezuro ndiri mukombi near masteps 😂
Ana mukurungayi ava vanowirirana❤
Mundidzinga stress guys when ever im stressed i look for your videos
This is single me watching your vlogs ,and I am inspired to get myself a ryan