Sometimes I find myself singing along to that song “I’m satisfied with you” ndakavarairwa 😂 I’ve only heard it here. I’m really been binge watching your vlogs 🤣🤣
The ducks are called swans because swans represent love since zviri zvevalentines.I would prefer the huts too n shuwa mai Chidavaenzi those corners are cozy and cute
Nice place.... wow soon you will be Brand Ambassadors of so many companies.... mark my words. our baby Rare akavhura nzira ya amai 🤣akavhura nzira yema blessings after blessings ...
Sometimes I find myself singing along to that song “I’m satisfied with you” ndakavarairwa 😂
I’ve only heard it here.
I’m really been binge watching your vlogs 🤣🤣
Me too all the time 😂
and can't find it anywhere else on the internet
@ Lucky by Fusion 5 Mangwiro.
Inini the song reminds me those days Mai Chidavaenzi vlogs vachi cleaner mumba havo kusvika machena
@ we’ve watched her turn into the woman she is. It’s so beautiful, girlfriend to mother now 👏🏽
The song. “Dai wandida “ haa ndakutoziva malyrics because of pano😹🙌❤️
Yessssssss yasvika nguva iya yandofarira , nditorio munhu boewo asi kana yangosvika nguva yeivava nmvanhu vandifarira kana poto ndopisa ndotozongonzwa yava kinuhwa 😅😅😅
Malovebirds ndrikutsvagawo basa rekuchengeta Rare, ndine makore 39 ekuberekwa😂😂😂😂😂, haaaa timu ndoida mhani ❤❤❤❤❤
Hanti moda zvinhu that statement kill me each and everytime handifunge kune asingade zvinhu ini pano😂😂😂
Ivo mai Rare vatoda zvinhu woo❤😂😂
Hello pipo,,,,, I luv de music ure playing Kwai Dai wandidawo nyc especially dat part ukandida ndinenge ndaita lucky
inonzi lucky by Fusion 5 group
Anesu is pretty😍❤
Very pretty!❤❤
lovely🤩
that day ndenge ndichibaby sitter Rare hangu haiwaaa nothing much semusingle sooo😅😅😅😅😅
🎉beautiful
Muricei guys l hope you are doing good and the baby boy...Mai chidavaenzi inonzi chii hairpiece yako it looks so waal❤❤❤
The ducks are called swans because swans represent love since zviri zvevalentines.I would prefer the huts too n shuwa mai Chidavaenzi those corners are cozy and cute
Ayewa ndati Ryan anogona robot 🤖 ka apa 😂😂😅
I cannot wait🎉❤
Patiently waiting ❤❤
Ndafara ndaona baba chidavaenzi vane ring
Kahand gesture ako wakuda kuita sign language here Mai Rare nemudiwa wacho
Nyc advert favorite couple
Nice place.... wow soon you will be Brand Ambassadors of so many companies.... mark my words. our baby Rare akavhura nzira ya amai 🤣akavhura nzira yema blessings after blessings ...
Nice
Whats the name the song guys
inonzi Lucky by Fusion 5
Nice place
🔥🔥
Ryan unotogona robot zvemashuwa 😅
the place is nice guys❤
6:20 BaRare hidden talent👏👏👏👏
Stay blessed❤
Ndanono asi ndatouya so ❤❤❤❤
Rare atiita welcome back home
The robot moves got me😅😅😅😅😅
Am here already ❤
Looking gud
Morning family ❤❤❤
Waiting already
Ndikunzwa kuda kunzvenga chikoro ndiuye kuvalentine dinner 😂😂😂 @ryanesu
Coming kuzosara hangu na Rare that day😊
Lovely
❤❤❤❤❤
Rare is big now ❤❤❤❤❤
How are you the Chidavaenzi family
Im here 🎉🎉
My fevhareti❤
Rare paValentine’s kwagogo
Love you guys
My people ❤❤❤❤...you glowing kani
Waiting
That's really a robot 😂❤❤
Makuvara nawo madrink nhasi😊
Mai rare keep on wearing caps thy suit you
Ukandida ndaita lucky❤❤❤
How are you baba namai rare hw is rare
Im here 🎉
❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
❤🔥🔥
Beautiful family 💕
What's the name of the song
Fusion 5 -lucky
Kkk hnz don't say Anesu say mhamha 😂😂😂😂😂😂
Can't believe I missed live chat😢 anyways I love you Ryanesu ❤
pano andibve❤❤❤
My people my people ❤❤
Ini ndatononokerwa ini ka waiting aka kanondi driver crzy meditating kuti saka chii chichaitika vauya nei
I love you guys❤
hanzi don't say Anesu 😂😂 5:26
❤❤❤❤❤❤❤
Hanzi kwanemota uko 🎉😅
Kupi
@@JaneNyashaMafutaKim n tanaka
@@faithtafadzwamadziwabende4327 aizve kozvinokwana papi pano..fill me in
Lovely place and advertisement too❤👏🏼baby Rare aidawo T-shirt ne cap yake amana
Tasvika 🎉🎉🎉😂❤
Haaa ini kuuya kuzoona Anesu kunyanya
My people ❤
Vanhu vangu ❤
Makachena guyz❤
Vanhu vangu vandoda❤❤❤❤
My birthday is on the 15th of February 🥰🥰🥰🤭
Mine too is 😢15 February
Ndatomirira
Ini am now team Rare😂😂but I was here 2020❤
Ko nhai song inonzii yakaimbwa nani ko ndaswera ndichimba apa ndakubvudzwa kt song ndeyani ini ndakuti ndeyepa vlog Ra Rynesu
Lucky by fusion mangwiro
Ma love ducks anonzi ma flamingos 😂😂
❤
sweet
U guys make zimbabwe seem chill NYC people are coming to SA tot it was a bad place but actually beautiful make life nice for urslf enjoy etc
Nhsi ndanonoka nemadiro andoita zvnhu soo😂😂 but ndasvika hngu
Hie baby wedu❤
Ndakadyiswa hangu pano😂😂😂
Vanhu vandinoda kudarika dzimwe hama dzangu
Hanti munoda zvinhu😂😂😂😂😂😂
VaChidavaenzi ma moves ayoo tikumaona
to us who likes the video before even watching what is it all about
Toda zvinhu
I love you guys
Ko zvamangove zvidhafu dhunda mose zvee nhaii imi vanhu
Hie my people
Mabrake dancers maStake😂😂😂😂😂😂
Handisi kuti chii kana kuti chii ndokumbirawo mupfekedze mukasha wangu hat kana muchifamba
Cz mwana anohakira zvakawanda Wanda muvanhu umu
@@EustinaMuradza-ej4kobesides kuhakira achine nhova anoda kugara nehat always pavanobuda
lovely❤❤❤
Takano mirira paye😊
How are you my people
Isu toda zvinhu tatosvika kare 😂😂
Panoitirwa muchato hr
Yes
Haha ryn wasimba
Hanty toda zvinhu