Naiza boom kaa rambai makadaro pane ma movie amaka act kudara bt nanasinachitikundinakidza for exaple movie rakanzi the blue agg hayiwa manakhe oga ❤❤❤❤❤
Blackie 😂lots of love mumwe wangu unondiitira bhoo ,In blackies voice "l come from.............bri....tish" uchikakama uchida kuteedzera kaa Madam Svinurai.Svinurai Lots of Love again
I started watching NB films at the age of 10 😂and i didn't understand shona 😢but now haaa am good at it thanks guys 😊 and am still interested in it ❤🎉we love you guys ❤🎉😊
Naiza please please l am eagerly waiting for the next Episodes veduwee itai muchipedzisa mutakunanzva iyi nekuti iri kuti varaidza pamwepo nekudzidziswa upenyu.
@lloydmpofulodzapower8739 taura hako 💯 I one day chete dhumba paachaseva pane mhiripiri either achanamira ipapo kana kuti chirwere chicha muzvambura zvemhando yepamusoro 😂😂😂😂😂.
Ini hangu zvandoita ndotanga ndaisa comment ndobva nda liker ndobva nda downloader ndoonera mumachira plus ndaka subscriber well done naiza boom🎉🎉🎉🎉🎉
Thank you so much ndimi munotipa power
Wool thank you NAIZA BOOM
💋🌹
Tinofana neni woo naiza boom woye
Naiza boom kaa rambai makadaro pane ma movie amaka act kudara bt nanasinachitikundinakidza for exaple movie rakanzi the blue agg hayiwa manakhe oga ❤❤❤❤❤
Same neni
Kkkkk ndrimurungu ini im British kkkk welo welo welo welo done 👍👍 zvindete ngazvigare pasi pambotaure madhala eluto Dhumba
😂😮😂😅😂😅😂ndotanga ndaliker ndisati ndona coz ndoziva kuti hamutirasise 😂😂😂😂
😂😂😂😅😂😅😂😅 makanyanya imi veNaiza rambai makadaro combination bhooo zvekuti❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥🔥hee maidzimai ndibatsirei heee madzimai ndibatsirei kkkkk
Blackie 😂lots of love mumwe wangu unondiitira bhoo ,In blackies voice "l come from.............bri....tish" uchikakama uchida kuteedzera kaa Madam Svinurai.Svinurai Lots of Love again
Ma guys mari haaa akomana😂😂😂😂😂😂😂 nda seka mwari
Best forever Naiza boom always on Top📷📷🎤🎤✍️✍️✍️🎬🎬
Mufire man dhafu deserve likes here
I come from Britain..kkkkkk sando dzaSvinurai dzripano amana ...
Naiza ndimi makaLeader so far thanks nemutakunanzva
No one s talking about senzeni 😂😂😂😂everything kufaaa
I started watching NB films at the age of 10 😂and i didn't understand shona 😢but now haaa am good at it thanks guys 😊 and am still interested in it ❤🎉we love you guys ❤🎉😊
Team blackie lets gather here hnz ndokukanganwa😂😂
Dhumba hatonyari kupfimba papublic here🤣🤣🤣🤣
Kuseka kwandakaita ku part 1 ichitanga zvaratidza kuti ndichaseka kusvika painoperera 😂😂😂 paida maihakirosi kkkk God bless u guys u are the best❤❤❤
Haaaaa ndoti sando kuna solo and dhafu kkkk vapei ma likes guys
Madzimai senzeni maone kufa kwevanhu varikukuona 😂😂
Ini hncu director naiza boom ndovapa nyembe✊🔥🔥🔥
Chero ini zvangu vanondipa manyemwe ❤❤❤
@@OptimisticWheelbarrow-he7ez Saka Tiri tese hameno Kakugonankavo soo🔥🔥✊
Solo kuita bhoki 🐕hanzi ndokuruma🤣🤣🤣🤣
Nhas ndaseka aaah Solo uyu😂😂😂😂
I'm back again to watch for the 10th time 😂😂😂 ndanzwa nekuseka
Naiza Boom l surrender 😂😂😂😂😂😂
Keep on with the good work🎉🎉
Dhafu tinomuda need sensei tinomuda ASI dhafu pamberii ahihwa naiza boom dhafu ngaanfiitirewo Vidoe
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😅ndangofarira kasmile kaDhafu 😂😂😂😂😂😂😂 kekusanzwisisika kuti urimurume or mukadzi
Kkkkk u are the best unzairimwe ndanakira zvangu yooo black zvinombokudiii hamayangu kkkkk unondinda kombi yese kaaa iweee much love 😘💟❤
Naiza boom munogona team munondiitira well done
Naiza please please l am eagerly waiting for the next Episodes veduwee itai muchipedzisa mutakunanzva iyi nekuti iri kuti varaidza pamwepo nekudzidziswa upenyu.
Naiza boom, four seasons, team paghetto and team ngoda ...Munodadisa ... Chitungwiza hoyooo
Kkkkkkk😂❤❤❤❤❤🥰🥰💯🔥🔥🔥🔥yaaaaa kurikupisa rambai makadaro 😅
Naiza boom ndisingad3 kunyepa handichazive Kuti ndakapedzesera Kona chimwe chinu Rini vanhu be Mumba me bank Kudai
Ichi chakanya mangwana pfurai ipapo but dimba ka haa sando dzakoo👊👊👊🔥🔥🔥
Mpfanha ndokuruma eish😂😂 13:36
Kkkkk Madzimai senzeni nyaya dzavo ngedze kungofa chete
😂😂😂😂
kokubva pa episode 6 handiyioni iripi
😂😂😂😂😂😂😂😂😂kubva zvandakaziva kt kune Naiza boom uuuummm ndanga ndisati ndamboseka semasekero andiri kuita pachimovie ichi kkkkkkkkkkkkkkk
Dhumba dhumba mumabhebhi ndemwako ❤❤❤❤❤❤
Wamuona achiba here mbavha a
Ndiani chokwadi ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkkkk solo solo solo kwai mwapinda nemoyo ❤❤❤❤❤❤❤
❤❤❤❤ eish I love you so much guys munogona imi ko song iyo yakaimbwa nani ndrikuida
Where can I subscribe 2 times here Naiza boom on 🔥fire 🔥 🎉🎉🎉🎉
Mmmmmm haaa guys makanyanya I love you so much keep it up❤
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Ndatadza kana kunyora nekuseka chete 😊
Handikubatsirei nekuti mandinyima chikafu chekudya 😂😂😂😂😂😂madzimai power
Koinongoperera mukombie hamusvikihr kkkkkk veduwe solo wandiura nemabayo
Kkkk u guys are the best. Keep it up. Couldn't stop laughing. Well done.
Kiriyo dai ndirini iwewe mari iyoyo yepetro ndaibva ndaenda kusingadzokwe
😂😂😂😂 Dhimba apa wandiuraya kkkkk chimwe chokwadi chinorovesa shuwa
It's nice to be here🎉solo never disappoint
Hooooyoooo N🔥🔥🔥🔥B⚽⚽🔥🔥
Good stuff guys ❤
😂😂😂😂munogona guys 🎉🎉🎉🎉excellent work 🎉❤❤
😂,😂😂😂 asi naiza ngaisadaro😅😅😅
Bhoracho mberi musambo mira 🎉🎉
😂😂😂😂😂hanzi na solo nokuruma😅😅😅😅😅😅😅
Solo zimhino rinenge musuwa wasatan kkkkkk hoyoo Blackie wenyu
Kkkkkkkkk Kissmore 😂 matarisiro ako 😂
Best in Zimbabwe love you all gyz black wodiwa mhani❤
Thank you Naiza you are The best
😂😂kkkkkkk motiuraya nekuseka NB veduweee kkkkkk
Dhafu abatiwa nesetswa zviri pascript here 😂😂😂😂😂musatibaye akomana haaaa munochigwinha chibhakera cha Blacky apa achine dodo ratiza naro kusango 😂😂😂😂
Nice guys munotifadza shame tinobvisa mastress shuwa keep it up guys❤
Nice guys munotifadza shame tinobvisa mastress shuwa keep it up guys
Haa producer uri nyamaaa iih ndachema hngu😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
😂😂😂😂😂 Blackie your award🏆 🎉
Kkkk pamberi nachidhumo apasisa madzimai havasi kuona kuti yaenda kupi😂😂😂
#naizaboom kumberi handifungi kwakamira zvakanaka😂
Vanosvika rini ku Gokwe
NB munogara makatibatira zvinonaka nguva dzose 🥰🥰 munekamwe kakudika so guys ❤❤❤❤
KKKKKKK Ndogara ndichifa nekuseka eeey
Keep doing the good work
Dhafuu kudhara 😂😂😂😂😂
Kubinga tinoenda here apa ,,,,,,But Black ma1 hanzi avo vanenge vanototengesawo mbanje
😂😂😂😂😂😅 Solo manje hanzi "Ndinokuruma hung hung 😅😅😅😅
Hoyoo solo wenyu akuda kuruma vamwe 😂😂😂😂😂😂😂
If you nuh no manage em loks!!! Please don't ever try em.. they ain't cheap for sure 😂
Madzimai Senzeni kaaa hanziiko nekufa😂😂😂😂😂😂😂
Hanzi nyaya dzenyu ndedzekufa madzimai vofa nenzara veduwee 😂😂😂
Blacky l love energy yaunoisa pa acting apa❤
🤣🤣🤣🤣NB munotibaisa nemabayo kani , haaa i salute you 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂mamanyanya guys 🎉 musapedza time musina kutikandire please ❤
😂😂😂😂😂dhimba power 😂😂😂😂dhimba dhimba kkkk itsvetero kkk
,,😂😂petrol yacho inouya makwana mose naBlackie
😂😂😂😂😂😂DHAFU ka hanzi amai hakirosi, Dhumba 🙌🙌😂😂😂
Haaa naiza boom ma1😂
❤❤❤❤❤nice work boom
Madzimai mweya wavo unoporofita rufu chete 😂😂😂
dhimba pauchadhenyurwa nechirwerekaa ndipo pauchaona kuti vakadzi makuva 😢😢😢😢😢😢😢😢
@lloydmpofulodzapower8739 taura hako 💯 I one day chete dhumba paachaseva pane mhiripiri either achanamira ipapo kana kuti chirwere chicha muzvambura zvemhando yepamusoro 😂😂😂😂😂.
@@ShortCircuit05445 kkkkk
Chindete chemukadzi 😂😂😂😂😂dhimba kaa
Yha nhasi mandikwadza nekuseka guys ha makanyanya s😂😂😂❤😅
Naiza boom to the fullest😂😂❤
#naizaboom uri shasha iwewe
Mbavha yatora zvine skiri
Amai hakirosi,,, muri tsine here amai imi😂😂😂😂😂😂
Kkk haa solo hatina zera naye😂
😂😂😂 hnz unorarirei mumota mune mbavha Jonga na Cleo mandispaka but NB team makaipa
Muri vana boys kkkkk ndaseka zvangu kkkk
Bhora mberi Naiza,,,..
Ko magic bag motipa riini
Kkkk amai hakirosi kkk dafukaa 😂😂
Best in zimbabwe 🇿🇼
❤ you all Naiza boom actors and actresses
Solo ndokurongedzera paiko 😂😂😂😂😂🙌🙌
Naiza guys you're the best
Solo dzora ziso rikutyisa ❤❤❤
I'm waiting
Superb naiza boom
Chiporofita chacho ndecherufu chete 😂😂