Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Am gonna drink glass of beer for every like this gets
How many glasses have u drank so far🤓
@@maikaylor6492 43 but ndaboe hnku kkkkkkkkk
How many have you drank as for now😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 kuda ukuda kungodhakwa iwe
@@berthapaison7905 ehe
Um here today to collect Mbeu 's likes please 😊
Jah signal fans lets gather here
Tisu zvedu
mbeu muhombe kana mazogara
Kuseri❤
Combination ya Sigi na Mbeu hatina zera nayo 🔥🔥🔥
Used to think l am a hard fan of old song Yana Dembo System Tazvida Macheso etc asi this tall guy changed my narrative...your music is good mwanangu.....kana matikomborerwa is a yes from Gutu 🇿🇼💃💃
Ndinohwa zhara yekuda kamwe kasong kevaviri ava muzheve dzangu. Handirashiki zvangu
Politics dzakapisa musika zanu yakuda kupa panyowani yakaona kuti havabvisiki zvekumhanya Saka yakapisa kubvisa zviri smart
Swaaaaaahhhhh family mukangorangarira ghettooooo . Penyu munenge mapedza ndazvifarira izvi Daddy Siggy..
Kana mazogara Mbeu.. Jahsignal and Terry Afrika vanopisa
Iyi yakarohwa iyi🎉❤, better
Mupfanha uyu ane voice but ane husimbe zvisingaiti. He always get it easy zvake
Hit🎉 1 million
because music yako na tocky towadzo rova driving back home ndakabata beer, ineka deep meditation, so ne beer music yako isugar mwana we africa
Ma lines e ghetto ayo akaipisa ayo🔥🔥🔥🔥🔥🔥Tozotiwo ma backings ekwa Mbeu ma Horror 🔥🔥💪
Vafana imi makunakirwa kudarika isu varidzi ve music ka... Sig na Mhodzi zvaendwa🏴☠🏴☠🏴☠
Likhona yin abako Bulawayo..Uhlabela kamnandi lomjitha😊
I love this song my favorite singer jah thank you
Mukango rangarira ghetto, penyu munenge mapedza!!🔥🔥🔥🔥
kana matikomborera
🔥🔥🔥
Haiwaaa👏👏👏👏 kusatenda uroyi chaihwo makagona gyz jealous down❤❤
Haa sig wangu unondigonera may God bless u chibaba
Mbeu and jah aiwa ndizvoooooooooo❤❤❤❤
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 well done Signal and Mbeu
🎉🎉🎉 you guys muri huchest kp Zim flag higher ❤
The mhodzi tribe
BigUp to Mbeu👌👊
Number iri wakagona good creative, be innovative like this kwete zvekungo tedzera nziyo dzakambo imbwa nevamwe….Good stuff keep up the great job 👏 ❤
0:48 🥂💃💃💃💃💃💃
Signal yh you prove you are signal signature kkkkk ndanakirwa maiwee
To us who like before watching
What a Masterpiece ☄️☄️☄️☄️☄️⚡️⚡️⚡️⚡️🔥🔥🔥🔥👊👊👊👊💯💯💯💯💯
On repeat prescription mabvrrrrrrrrrrrrrr 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mbeu handina kumunzwa😢 Haana kupihwa nguva
Apiwa wani
Combination manyama malikes ayoo
Great song asi pandanzwa kuti tsonyeni 😮😮😮😮 otherwise nice songs love ❤️ from Texas 🇺🇸
Hoooyooo magetsi chi number ichi 💥🔭💥💥
Imbeu hombe pa music idzi. Top class music.
Always on point Shumba 💯🔥🔥🔥
Signal kanoshaura
Hamuperi zvekudaro chopisa ichi❤🎉
Well crafted masterpiece n good collaboration🔥
Munorova xem ndodzifatira dzose nziyo dzako❤❤❤ keep singing we will surport u
Kake chi4 ndakadzoka❤❤❤
Mbeu to the world ❤❤❤❤❤my everyday artist🎉🎉🎶🫠
You promised kuti uchaimba one song ye hymn ye Hwisiri asi wakabva wati nyaaa😢😢😢😢 🇺🇸
Siggy wakasota apo....mukangorangarira ghetto munenge mapedza Baba😊
U know this guy anondipedzera veduwee
Best combination well done guys tati tikupei maruva enyu 👌
More likes on this one ❤
Chopisa
Haaaa zvese zviri swaaaaa💕💕💕💕💕💕💕💕💕
Always on point ❤❤❤❤❤
Seed ❤Swaaaah huchi
Nhamo tichaitasva semabhiza haa ichi chiri hot❤❤
I always keep listening to his music haibhowee
Signal ndichakuterera svika ndabudisa mweya 😢
Well done guys kugona ndokwamunoita ndatenda hangu
Good collabo of two genius musicians
Huyai pano swaa family
❤❤❤❤❤for the love of Mhodzi tribe...Great work at Zigi😊
mbeu got talent, Jah knows
Welldone Siggie & Mbeu❤Chi hitsong ichi
Unondibatira goma sigiii
Great collabo, people are missing out!!!
pull it💥
This is good Jah keep up ❤❤❤
Sigi sigi waya waya Signal yabata full bar to full volume Never disappoint always on point Mzansi approved
Sig ummmm❤❤😂
Nice chibaba
Signal deh president ❤🤘
This is great guys...🏋️🔥💯
Shumba makapenga thanks to Mbeu you are the goat
My personal munhu unondiitira
❤❤munotigonera kari kupisa🎉🎉,kana matikomborera❤❤
Sigi huchi…. Ryming yakarohwa apa😢😢
Mbeu🎉🎉❤
🙏🏾🔥❤
Hapaminhwe mihwe .......mafingers akazogona kutamba riinhi uyo
Ngoma yekutambisa weekend
to us who watched more than 10 times
Loving this combination 🔥🔥🔥
Mafans aSignal let's gather here❤
apa signal wapedza bhora
That’s great piece
BOOOOM MADTING BRADA💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💙💙
Makangorangarira ghetoo ❤❤❤❤ inzwa
chibaba ichiiii
Sig my fav❤
Yeah this one inenge isina maCopy Rights 😂😂😂😂😂
Ndandi haa varume vakabata ngoma apa
Big tune 🤛
I love this zvangu
🔥🔥🔥 #matikomborera
Mopedza bhora mkuru ..
@@mbeuzw🔥🔥🔥 👊👊👊🎤#matikomborera
Give a like nje. Fire 🔥🔥🔥🔥
Tingaremba chokwadi
Big tune
mukangorangarira ghetto baba
Chibaba ichi swa family to the fullest vakurira kana India😂😂
Mairova ❤❤
Wish muite macollabo akawanda masangana vanogona ipapa
Inokomborera song yacho❤❤❤❤❤❤
Am gonna drink glass of beer for every like this gets
How many glasses have u drank so far🤓
@@maikaylor6492 43 but ndaboe hnku kkkkkkkkk
How many have you drank as for now😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 kuda ukuda kungodhakwa iwe
@@berthapaison7905 ehe
Um here today to collect Mbeu 's likes please 😊
Jah signal fans lets gather here
Tisu zvedu
mbeu muhombe kana mazogara
Kuseri❤
Combination ya Sigi na Mbeu hatina zera nayo 🔥🔥🔥
Used to think l am a hard fan of old song Yana Dembo System Tazvida Macheso etc asi this tall guy changed my narrative...your music is good mwanangu.....kana matikomborerwa is a yes from Gutu 🇿🇼💃💃
Ndinohwa zhara yekuda kamwe kasong kevaviri ava muzheve dzangu. Handirashiki zvangu
Politics dzakapisa musika zanu yakuda kupa panyowani yakaona kuti havabvisiki zvekumhanya Saka yakapisa kubvisa zviri smart
Swaaaaaahhhhh family mukangorangarira ghettooooo . Penyu munenge mapedza ndazvifarira izvi Daddy Siggy..
Kana mazogara Mbeu.. Jahsignal and Terry Afrika vanopisa
Iyi yakarohwa iyi🎉❤, better
Mupfanha uyu ane voice but ane husimbe zvisingaiti. He always get it easy zvake
Hit🎉 1 million
because music yako na tocky towadzo rova driving back home ndakabata beer, ineka deep meditation, so ne beer music yako isugar mwana we africa
Ma lines e ghetto ayo akaipisa ayo🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Tozotiwo ma backings ekwa Mbeu ma Horror 🔥🔥💪
Vafana imi makunakirwa kudarika isu varidzi ve music ka... Sig na Mhodzi zvaendwa🏴☠🏴☠🏴☠
Likhona yin abako Bulawayo..Uhlabela kamnandi lomjitha😊
I love this song my favorite singer jah thank you
Mukango rangarira ghetto, penyu munenge mapedza!!🔥🔥🔥🔥
kana matikomborera
🔥🔥🔥
Haiwaaa👏👏👏👏 kusatenda uroyi chaihwo makagona gyz jealous down❤❤
Haa sig wangu unondigonera may God bless u chibaba
Mbeu and jah aiwa ndizvoooooooooo❤❤❤❤
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 well done Signal and Mbeu
🎉🎉🎉 you guys muri huchest kp Zim flag higher ❤
The mhodzi tribe
BigUp to Mbeu👌👊
Number iri wakagona good creative, be innovative like this kwete zvekungo tedzera nziyo dzakambo imbwa nevamwe….Good stuff keep up the great job 👏 ❤
0:48 🥂💃💃💃💃💃💃
Signal yh you prove you are signal signature kkkkk ndanakirwa maiwee
To us who like before watching
What a Masterpiece ☄️☄️☄️☄️☄️⚡️⚡️⚡️⚡️🔥🔥🔥🔥👊👊👊👊💯💯💯💯💯
On repeat prescription mabvrrrrrrrrrrrrrr 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mbeu handina kumunzwa😢 Haana kupihwa nguva
Apiwa wani
Combination manyama malikes ayoo
Great song asi pandanzwa kuti tsonyeni 😮😮😮😮 otherwise nice songs love ❤️ from Texas 🇺🇸
Hoooyooo magetsi chi number ichi 💥🔭💥💥
Imbeu hombe pa music idzi. Top class music.
Always on point Shumba 💯🔥🔥🔥
Signal kanoshaura
Hamuperi zvekudaro chopisa ichi❤🎉
Well crafted masterpiece n good collaboration🔥
Munorova xem ndodzifatira dzose nziyo dzako❤❤❤ keep singing we will surport u
Kake chi4 ndakadzoka❤❤❤
Mbeu to the world ❤❤❤❤❤my everyday artist🎉🎉🎶🫠
You promised kuti uchaimba one song ye hymn ye Hwisiri asi wakabva wati nyaaa😢😢😢😢 🇺🇸
Siggy wakasota apo....mukangorangarira ghetto munenge mapedza Baba😊
U know this guy anondipedzera veduwee
Best combination well done guys tati tikupei maruva enyu 👌
More likes on this one ❤
Chopisa
Haaaa zvese zviri swaaaaa💕💕💕💕💕💕💕💕💕
Always on point ❤❤❤❤❤
Seed ❤Swaaaah huchi
Nhamo tichaitasva semabhiza haa ichi chiri hot❤❤
I always keep listening to his music haibhowee
Signal ndichakuterera svika ndabudisa mweya 😢
Well done guys kugona ndokwamunoita ndatenda hangu
Good collabo of two genius musicians
Huyai pano swaa family
❤❤❤❤❤for the love of Mhodzi tribe...Great work at Zigi😊
mbeu got talent, Jah knows
Welldone Siggie & Mbeu❤
Chi hitsong ichi
Unondibatira goma sigiii
Great collabo, people are missing out!!!
pull it💥
This is good Jah keep up ❤❤❤
Sigi sigi waya waya
Signal yabata full bar to full volume
Never disappoint always on point
Mzansi approved
Sig ummmm❤❤😂
Nice chibaba
Signal deh president ❤🤘
This is great guys...🏋️🔥💯
Shumba makapenga thanks to Mbeu you are the goat
My personal munhu unondiitira
❤❤munotigonera kari kupisa🎉🎉,kana matikomborera❤❤
Sigi huchi…. Ryming yakarohwa apa😢😢
Mbeu🎉🎉❤
🙏🏾🔥❤
Hapaminhwe mihwe .......mafingers akazogona kutamba riinhi uyo
Ngoma yekutambisa weekend
to us who watched more than 10 times
Loving this combination 🔥🔥🔥
Mafans aSignal let's gather here❤
apa signal wapedza bhora
That’s great piece
BOOOOM MADTING BRADA
💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💣💙💙
Makangorangarira ghetoo ❤❤❤❤ inzwa
chibaba ichiiii
Sig my fav❤
Yeah this one inenge isina maCopy Rights 😂😂😂😂😂
Ndandi haa varume vakabata ngoma apa
Big tune 🤛
I love this zvangu
🔥🔥🔥 #matikomborera
Mopedza bhora mkuru ..
@@mbeuzw🔥🔥🔥 👊👊👊🎤#matikomborera
Give a like nje.
Fire 🔥🔥🔥🔥