THE CLOSURE DNA SHOW: S8EP16 PROMO (VAIUYA NA3AM KUBOTA)
HTML-код
- Опубликовано: 10 сен 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 8 Episode # 16 SHAMVA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/user/ch....
Kuwirirana zvinoratidza kuti zvowirrana, l pray for a 99,99%
Gud luck guys
Ndawonawo sekdaro
They look so original i hope for a “baba ndimi muridzi wemwana zvisina kupokana “
😂😂😂😂
Pakadai ndopanonzi baba hamusi muridzi wemwana
@@shokoproper kkk unomunyarira munhukadzi akaoma
@@shokoproper Kazhinji ndozvinoitika kkkkkk
Musango Kuma gumtree 😂😂😂😂😂😂 guyz kanaaaaa . Amnaaa
Kutotaura with confidence
Vari kudya nyika rutivi vafana rva
Kubva January hatina kumbomira, porridge ways waya❤❤
Nemadyirwo aiitwa bota namdhara haa I hope mwana ndewake chete 😂I can't wait
definition of the grind don't stop.
😂😂😂Musango mumagamu imomo 😅😂😅b4 xooling kana kuma3 chaiko baba vodya havo chimutsa neda....... Chavo😅 apa zvoratidza rudo rwaipisa 😅love don't cost a thing
😅fire emoj 🔥🔥just singing and waiting patiently
Vanhu vanodanana ava❤ wish you 99,99%
Kkkkkk kungoti bota chete paine vana padhuze eeeey unobva wanzwa senge wazvitaura pane ma in-laws, rakatolegalizwer kuzvinyadzi nemkomana wena word iri nemkomana😂
😂😂 iwee ndakazvinyarira musiuno ndichitaura nemusikana wangu mukuru ndichiti vana vanyatsodya here bota rine dovi 😂😂 ndakangomuti ah Tinashe Mugabe akatoita kuti word iri rinyadzisire
can't miss this one, bota musango, muma gums, mumba kuma 3 am before school, interesting
Non stop mumagum imomo kkkkk
Musango imomu mumaGum 😂 Can't wait
😂😂
Gumtree is very slippery and kwakaoma nyoka hadzipade ,good choice
Iyi inoda network isinganetsi or load shedding .... can't wait for Saturday 🤣🤣🤣
Saka muma gum umu ndomavaisanga kuma 3 am here? Ha ibasa shuwa 😅
Vasati vaenda kuchikoro kkk vaingonosswera vachidzvova havo nekuguta😂😂😂😂
@@nondochirau9664 zvino munhu anozodzidza zvikabuda here anenge akungofunga bota 😂😂😂
Imagine ko kusatya nyoka 😂😂😂😂
Kuma3 aimupindira mumba odya bota asati aenda kuSkuru.
Musango kana muma gum imomo. Can't wait
can't wait to watch this 😂😂😂 baba varikutomborohwa kkkkk bota family woyee😂😂😂😂
😂😂😂 aenda kuchikoro akaguta bota
Sei ndisiri kuona vaya vekumiramira paGBV nhai. Mava mati zii sei
Remuma Gumtree i think it taste good😅😅😅 haa dai zvazopera mushe
Rinorapa flue 2 minutes
😂😂😂. Thought I have seen it all 😂😂😂😂. 3am before school chiii chakadaro 😅
Yaa kune vanhu vanodya bota shuwa non stop vamwe tichiwana ka1 pamwedzi I surrender
I can't wait for this one😂😂😂😂😂😂😂
Ava vanenge vanodanana zvavo...hopefully it's 99./999999
😂😂😂😂😂 pakaipa cnt wait
Saka zino mama ndimi mabvisa here nekurova
This is promising some fireworks 🎇🎆 kkkk
❤❤❤Moyo wangu unodisa DNA
I can't wait
Kurohwa bota ndichidya zvangu haisi nyaya 😋😋😋
😅😅😅 team rekukotsira muclass takutoziva 3am chete🙆♂️
Kkkk ayah...😂😂😂amana kuita mwana musikana kwakaoma...3am here...imi muchidya mwana neuku achidyawo
Mumagum January waya waya non stop 3am haaaa ndazoseka nhasi zvaitoda kuita iri voice recorder kkkkkkkkkkk.bota riri kudyiwa muzvikona umu.Thats why varume vazhinji vasingacharoore unororei uchiwana bota Kuma 3 am remahara
Ahoyi bota family, can't wait for this 1, bota raidyiwa kose kumagum nemumasango mese umu
Mogo inozotengeseka here after marizo
Chibambo icho chakaoma , chaiita yokumukirira kuirova rumama kiti mumagamu imomo none stop January wese 🤣🤣
Yoooo, can't wait for this one
Kwanzi w ddnt stop muna january haaaa yaaah kwaaks...
Handei tese kuma gum ikoko team bota
😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅😅😅😅😅can't wait ooo pliz muma gum nemusango umu😅😅😅😅😅😅
Ummmmh mukadzi pakangwarwa apa🙌🙌
Vana muzvikoro umu kk,everyday business kunge matoroorana nxaa kk
Bota baba varidya havo 🙌
😂😂😂 mumagum here weduwee ko vakarumwa nenyoka
Kanopenga 😮😮kurova murume shuwa 😮
Munoti zviri zvega here kkkk
Fodya mari iyo😊
Icho chakafitira kunaka kkkkkkkk cant wait kuchinzwa
Hope 99%
Kudya bota sure kwaakuita kunge kutonyora chibage vanhu soo kaa
Waiting Kuma gum 😂😂😂😂
Vana vari kudya nyika rutivi avo heyi kuita explore chaiko.... Mumwe anitoochena ivhi asati ambonzwa Sango kikkkkk
🔥🔥🔥🔥
Kudanana zvenge zvodanana100%❤
Nhayi mwari
I can't wait 😂😂😂😂😂😂😂
Non stop kuma gum ikoko
Veduweeee todiiko nevana ava 😢Bota daily sure before skuru kunge wakaroora haaaa mdara iwewe ikangoita 99% toda kumbokuripisa haaa
Yekurohwa fadha aaah
Can't wait 😂😂😂😂😂 kuma gum ukooo
😂😂😂 huye don't
Ma 2k ane nharo😂😂😂
Kkkkkkk imagine bota razara sora kkkkkk uchibayiwa neminzwa inonzi zvibaya mahure kkkkkk
@@lorrainechikuwa-sh7ug 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣rinonzi bota
Can't wait 😂
And here I am,i have never had bota at 3 am 😂😂😂😂
😂😂😂kuita kumukira
Haa iyi yakapenga iyi 😂😂😂can't wait.
hmmm .. asazi
They make a cute couple😂😂😂 vandinakidza zvangu. 😂
Kwaaaaa hanzi ndotobhurwa kwiko kweeeererree
Kwaaaaaaaaaaa Kuma gum
Marwadzo hanzi aiuya ndisati ndamboenda kuchikoro hatina kubvira tambomira apo uchibhadharira fees mwana apo atova mai zvake haa zvimwe zvacho zvava kurwadza
Aaaah kkkk rairohwa before algebra😂😂 romboroverwa mumapuranga futi
I can't wait ooooo
Zvichinakidza kudai , mazosvitsana seiko kwaMugabe
Ncooooooow 🤗😊hoping for a 100%….😅
Pakaipa
Iyo iPerfect match chaiyo. 99% shuviro, chero mecho vachimbomamisa murume 🤣
😂I can't wait kuma gum ikoko
Zvikazodii paya muma gums😂 Taipei tinzwe mukoma TM.
Muma Gumtree imomo😅😅😅
Can't wait 😂😂😂😂😂
Bota family muripo here🥣
Kufuma kubata jongwe muromo kuenda Kubota 😅
Ndinotomborohwa nekutukwa chaiko
Kkkkkk hayayayaaaaa kurikurumwa nenyoka musango imomo
Mumagamu ama2000 😢 kunge ucharumwa nenyoka
yeyi vabereki itai vana vana varikuwanikwa varivadiki ava
Kamwana aka kaidinganisa tsuro mbiri one time kkkk kuzoganza nekukinditsa murume ndoo zvichakasiisa musha. Regai tichiita zvekuona mbava yeBocha 😅😅😅
Ndotomborohwa
Mazino epamberi akabva nekurohwa ngemukadzi err😂😂😂
Handidi kuipotsa iyi shuwa kubvuma kurohwa
Bota fire fire kikkkkk
Bota rairohwa waya waya dai ikangoita99, 9% vanoratidza kudanana nyangwe mukadzi achizorova murume
Can't wait
Ama 2000 muri kumberi, makamboonawo kana kunzwa vana Solo naMutsai vepa Gutu? Vaisadya bota zveku mhanya
Kamukadxi kakangwarisa
Patiently waiting,, ahoyi Bota family
But baba varikutorohwa kaaa ava 😢😢 it’s sad
Haaaaa saka murume vende iro ndere kurohwa here .....vhayorenzi imbomirai kkkkkkk
Mai wanokanda zvibhakera ku bvisa baba Marino soo
I can't wait to see this
😂mumwe achasara achidya Mari yefodya ega
Hatina kumbobvira takamira kkkkkkkk, mface haana voice apo anorohwa 😂😂😂
Baba varikungorohwa
😂😂😂😂ndotomborohwa kutukwa chaiko...apa waribusy zvawo warimi wakudakuendesa fodya kumafloors wonzwa kuti mwana haasi haaa munoisiya mare yefodya kkkkk