TWO MINUTES OF INTIMACY : THE CLOSURE DNA SHOW S13 EP 33

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 23 дек 2024

Комментарии • 1 тыс.

  • @Beloved5
    @Beloved5 3 месяца назад +30

    This young man is just so onpoint and sharp about this matter..

  • @couragewadzingenyama8302
    @couragewadzingenyama8302 3 месяца назад +81

    Tinashe ,next time wese anoti anotambira chero zvabuda iye amboti akarara nemunhu one ibva wabvunza ipapo kuti sei muchitambira.
    Ndivo vanhu varikuzoti maresults haasiriwo iye amboti ndinotambira zvabuda.

    • @munya80
      @munya80 3 месяца назад +3

      😂😂😂 good question

    • @innahkativu3068
      @innahkativu3068 3 месяца назад +1

      Majirinyinji kkkkk

    • @preciousmtemeri9695
      @preciousmtemeri9695 3 месяца назад +9

      Ndogara ndichivhunzawo ipapo unotambirei zviripo iwe usina mbopakura bota ..anodaro anema doubts
      Loved mhindoro yamoms velast episode vemwana wechi 5 vakanatsoti handitambiri nekuti mwana ndewake

    • @aneh5579
      @aneh5579 3 месяца назад +2

      Mabaya dede nemukanwa ... that left me wondering kuti why uchiti unotambira iwe uchiti nhumbh ndeyako basi ....ngavabvunze further VaMugabe 😅

    • @vincemars09
      @vincemars09 3 месяца назад +2

      Tashupika navo vanhu ivavo😅😅😂😂

  • @MishChats
    @MishChats 3 месяца назад +13

    Ndanga ndichiti kuda Mr DNA man vachati ndanga ndichitamba, mwana ndewenyu baba zvino iiii ndarwadziwa. Mwanasikana uyu anga aine sure kuti avo ndivo baba vemwana but haaa pakaipa. Vaknasikana munorwadzisa henyu, kokungoda hako munhu wako umwechete zvakaipei so that zvikazoipa unenge uri 100% sure kuti ava ndivo baba vemwana.

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 3 месяца назад +28

    This guy arwadziwa. He was going to be a good father I think.
    Hanzi ende unemoyo wakaipa iwe, hanzi kana kuuraya munhu wakadai anouraya, hanzi pamba kuita game park.

  • @winniepachawo4268
    @winniepachawo4268 3 месяца назад +89

    ndadohwir baba ava tsitsi veduwee murume arwadziwa uyu iiiiiii 😭😭😭😭😭😭😭

    • @abigailuzizo6798
      @abigailuzizo6798 3 месяца назад

      Kkk baba vapi vana ava

    • @leechen1995
      @leechen1995 3 месяца назад

      Vana vangaita vana here
      ​@@abigailuzizo6798

    • @lenso3757
      @lenso3757 3 месяца назад

      Majerenyenje

    • @PeterChikwanda-u5y
      @PeterChikwanda-u5y 3 месяца назад

      Atopona uyo kkkk

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 3 месяца назад +1

      I can feel his pain.ndine wangu mwana wesame age ndiri kufunga kuti dai ari wangu anzi veduwe Zvakawoma

  • @Gono77
    @Gono77 3 месяца назад +34

    Level headed youngman. Mudzimu wako wakagara waramba zvemaratarata

  • @annahchidarura9146
    @annahchidarura9146 3 месяца назад +37

    Haaaa vakadzi soo moitirei zvinhu izvi muchiziva chokwadi motitukisa soooo 😢😢😢

  • @christinemutangiri1204
    @christinemutangiri1204 3 месяца назад +119

    Wakaona mukadzi wese anoenda kwaTinashe aka pfeka hat itsotsi🙄, handidi zvekupikiswa, ndato pedza so😳😳

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 3 месяца назад +2

      Yake uyo haina basa idiki ukaona zisun hat haa i0%

    • @prayermswapa5681
      @prayermswapa5681 3 месяца назад +1

      😂😂😂😂

    • @PepukaiZimuto
      @PepukaiZimuto 3 месяца назад

      😂

    • @petronelladube7859
      @petronelladube7859 3 месяца назад

      😂😂😂😂

    • @it3788
      @it3788 3 месяца назад +2

      Kane meso ano njeva njeva kaloose character aka😂😂

  • @TonyBeltz
    @TonyBeltz 3 месяца назад +29

    ha this gender will be the end of us. Lesson learned... "if you're a guy pese paunoita mwana, no matter how innocent or clean the mother may look...nangai kuma DNA comrade".

    • @ShielaSithole-qk9ox
      @ShielaSithole-qk9ox 3 месяца назад

      Mukomana atsamwa😮😮😮 ngaaende kudhara rake

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 3 месяца назад +3

      Asi chikuru is not to date musikana anodanana nevarume vaviri or more at the same time. The guy was told kuti muri two, and he thought he overtook the other guy.

    • @Nollymovies263
      @Nollymovies263 3 месяца назад +2

      Ini ndakagara ndazviudza kare izvozvo team iri rinonyepa nyangwe ukaribata red handed harotobvume chokwadi rinofanacho karisingadi kutiuzive…even munhu akachema usatarise misodzi vanengevachitoda uzazvibata

    • @kudzayingadze4044
      @kudzayingadze4044 3 месяца назад

      Mukadzi ngaataure shuwa kuti mwana abetserekane. Azive baba vake

    • @MadzingaLearnmore
      @MadzingaLearnmore 3 месяца назад

      😂😂😂😂😂😂 zvirozvacho

  • @nondo2.045
    @nondo2.045 3 месяца назад +55

    Hanzvadzi you may think hauna chaunacho asi kwawuri akavinga moyo wako, nehunhu hwako, maybe nepotential yako futi. She looked for a soft place to land.
    All the best in your life bro. Uyu siyanai naye murevi wenhema uyu!

    • @tuesdaymusariri6385
      @tuesdaymusariri6385 3 месяца назад +3

      Mataura chokwadi

    • @tungamirayi7656
      @tungamirayi7656 3 месяца назад +5

      Baba vemwana vane mukadzi, saka she couldn't go to him.

    • @nondo2.045
      @nondo2.045 3 месяца назад

      @@tungamirayi7656 ha zvakawoma, ma choices atinomboita sevanhu kadzi maone.

    • @norahkapita1941
      @norahkapita1941 3 месяца назад

      Game park here musadaro hanzvadzi chiregai kuwanza mashoko regai ayende

    • @nondo2.045
      @nondo2.045 3 месяца назад

      @norahkapita1941 hamuna kupindura wrong comment here sis?

  • @ulithachipungu1144
    @ulithachipungu1144 3 месяца назад +8

    Ndarwadziwa mwanangu rega izvi zviende . Haana kunaka mukadzi uyu muurai Dai pasina DNA zvaito vharana zvakadaro 😭😭😭🥲😭😭

  • @beshinerondozai4185
    @beshinerondozai4185 3 месяца назад +6

    always trust you instincts ...I felt his pain and zibbe kudzungairawo kudai

  • @Gono77
    @Gono77 3 месяца назад +27

    Pfungwa dzaMhamha dzabatwa nechiveve. She went numb

  • @jaisonmamvuto8205
    @jaisonmamvuto8205 3 месяца назад +1

    This man is very mature. God bless you

  • @fylasmandaza1928
    @fylasmandaza1928 3 месяца назад +7

    😮😮😮😮 one day ndichangoti aaaaaaa ndiye dhiii ndiri ndega
    Ipo ukangoona zvasiyana ne 2 wks before or after zvadhakwa

  • @tsitsinyambirai5136
    @tsitsinyambirai5136 3 месяца назад +29

    How i wish mwana ayita wababa it seems anga awana vamwene vakanqka havawanike vakadaro

  • @munyaradzichifamba3838
    @munyaradzichifamba3838 3 месяца назад +38

    Another problem I have noticed is that vakadzi think kuti murume akaita 2 mins hamitisi.

    • @caskido
      @caskido 3 месяца назад +1

      I can also say men too

    • @brightmafara9920
      @brightmafara9920 3 месяца назад +6

      Vanobhowa vasikana ava munhu anenge aine vakomana hobho ozotsvaga anogona kuchengeta ndiye onzi ndiye muridzi

    • @it3788
      @it3788 3 месяца назад

      Lovely scenery over ther for leisure climbing mountains😮

    • @simbarashehudya2848
      @simbarashehudya2848 3 месяца назад +1

      Anotaridza kuti ari kushungurudzwa mkadzi uyu

    • @simbarashehudya2848
      @simbarashehudya2848 3 месяца назад

      Newewo wakanyenga nyama nenyama usatinyaudze.

  • @claitosverengera117
    @claitosverengera117 3 месяца назад +58

    But in her mind atoziva muridzi wemwana

  • @mercymukonza9814
    @mercymukonza9814 3 месяца назад +43

    Ndanyara zvangu ini kurambwa after DNA. Mainini mashoresa mhuri yekwenyu nehunhu hwenyu musadaro.

  • @admireali7351
    @admireali7351 3 месяца назад +102

    She looked so innocent.... I'm embarrassed for her😭

    • @TeeFreshy
      @TeeFreshy 3 месяца назад +5

      Remember tinashe was proved to have provided wrong results by the Australian investigative team so sometimes benefit of doubt is always present

    • @thinamakovere9007
      @thinamakovere9007 3 месяца назад

      That was not proven . The Australian person was a bogus ome ​@@TeeFreshy

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 3 месяца назад +3

      Kkkk.masister holy anokuvhingaidzai kana musingazive awa .mwana haasiwepo.😅

    • @admireali7351
      @admireali7351 3 месяца назад +1

      @@TeeFreshy I missed that, when did it happen?

    • @admireali7351
      @admireali7351 3 месяца назад

      @@dasilva8081 shaa🤣🤣🤣🤣

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 3 месяца назад +19

    Zvinorwadza shemu 😭😭😭 my brother

  • @faraikambarami6779
    @faraikambarami6779 3 месяца назад +2

    Am loving the scenery...the mountain & the trees look A1. You might think that they are in siavonga Zambia

  • @Hungwe
    @Hungwe 3 месяца назад +87

    Zimunhu rakamitisa ririkutowona DNA show iyi rakati nenga uko 😂😂😂

    • @emapsdkmzo2158
      @emapsdkmzo2158 3 месяца назад +1

      😂😂😂😂,unondidzingisa naLandlord ,ndafa nekuseka hangu hwava husiku uhu

    • @Marvellous-b4n
      @Marvellous-b4n 3 месяца назад +3

      Ashame mkomana arwadziwa shame, musikana itsotsi apa kana kutiwo sorry zvak

    • @mzee5533
      @mzee5533 3 месяца назад +2

      “Rerun” 😂😂 anenge mwana wewarvet musikana uyu

    • @Hungwe
      @Hungwe 3 месяца назад

      ​@@emapsdkmzo2158As long makabhadhara rent😂

    • @Hungwe
      @Hungwe 3 месяца назад

      ​@@Marvellous-b4nNo sorry coz adeedzera re run

  • @josh_dat-guy4891
    @josh_dat-guy4891 3 месяца назад +1

    When he said kana ndiri kubasa ndinenge ndiri BHO bt everytime pandinoona mwana mdoshungurudzika....l felt it.... The trauma he has bn living with is something else

  • @Idris1577
    @Idris1577 3 месяца назад +36

    Imagine this lad now voting not to trust any lady in his life due to one persons mistake

    • @preciousmutasa8619
      @preciousmutasa8619 3 месяца назад +2

      Nekuda kwe one bhishu remukadzi .

    • @mutedefungaiadmire9862
      @mutedefungaiadmire9862 3 месяца назад

      the las is the challenge

    • @GloryReza-j6s
      @GloryReza-j6s 3 месяца назад

      Zvorwadza

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 3 месяца назад

      Hapana kana chinomboshamisa apa. Isu takaona kuti.murume aitohura for more than 10 years during a 17 year marriage asi nanhasi tiri vapenyu...varume vanoita utsinye too much

    • @isaundhlovu1846
      @isaundhlovu1846 3 месяца назад

      ​@@maiyeukai9346 hamusi murikusanganisa nyaya here,,, kana ukapomedzera munhu mwana asiri wake urikuitira hwutsinye mwana zvakanyanya

  • @JoshuaMunemo
    @JoshuaMunemo 3 месяца назад +6

    Welcome back Mr Mugabe. Tanga tanzwa nekunyeberwa nenhubu dzakati wandei patwuma platform twavo twenzara-nzara so😂

  • @marvellousnhubuchirove3862
    @marvellousnhubuchirove3862 3 месяца назад +13

    Why vakadzi muchinyepera confusion? Ndiyani anorara nemunhu waasingatozive kana kuyeuka?

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx 3 месяца назад

      Hazviko zvakadaro kunze wakutomhanya bani chet, ari normal chaiye hatadzi kuziv

    • @zamamatsotso4274
      @zamamatsotso4274 3 месяца назад

      Kuvhara

    • @zamamatsotso4274
      @zamamatsotso4274 3 месяца назад

      Mukoma LEONARD mwanga mwapinda busy

    • @Takzva
      @Takzva 3 месяца назад

      kkkkkkk

  • @amazinggracem1030
    @amazinggracem1030 3 месяца назад +2

    This young lady need deliverance

  • @DouglasMawire-xi2nm
    @DouglasMawire-xi2nm 3 месяца назад +9

    I think a follow up on this young man is important he seems so heart broken, men are always being left out but I feel it's ok great importance and necessity after such an encounter monsters are created in men there is need for counselling and all

  • @petronelladube7859
    @petronelladube7859 3 месяца назад +10

    Hona mwana wehanzwadzi wakutitukisa manje

  • @kudakwashechamanga2680
    @kudakwashechamanga2680 3 месяца назад +11

    This young man is in real pain

  • @AlbertMoyo-og4mq
    @AlbertMoyo-og4mq 3 месяца назад +3

    Mr Bota manga murikumusha kwangu chaiko, big up ne program yakanaka iyi.
    Young man you are hurt rightfully so, you did well by conducting the tests now you can live your life knowing you didn`t abandon a child. Sisi munoziva baba vemwana udzai vana tete vakubetserei mwana azive baba vake

    • @leechen1995
      @leechen1995 3 месяца назад

      Kune maviews akanaka behind Mr bota

  • @nyashamashonga6755
    @nyashamashonga6755 3 месяца назад +8

    Eish ne confidence dzanga dzina mainini kaa zvakaoma sorry mainini but there's no need for retest ndizvo zviripo

  • @explained_channel1
    @explained_channel1 3 месяца назад +6

    Tinashe "unenge uchiti wapedza kuzvara apa hausati watanga 😂 😂"

  • @babava2263
    @babava2263 3 месяца назад +23

    Lenso aramba kuita Game keeper😀😀Kabhishu kakadyiwa bota nemurume wemunhu. Lenso siya kanjapisis kaende ako. Unochengeteswa game park.

  • @makanaka2006
    @makanaka2006 3 месяца назад +15

    He is definitely not the father. However, its untrue that children can not survive when born at 8 months gestation. A very large percentage of children are born on the 8th month..Mum if child should just tell the truth about the paternity of her child

    • @GloryReza-j6s
      @GloryReza-j6s 3 месяца назад +1

      My born was born 8 months atove ne12 years

    • @Nunec
      @Nunec 3 месяца назад +2

      Mheno kuti maZimba akazvinzwepi zve 8 months

    • @lenso3757
      @lenso3757 3 месяца назад

      If he was a premature anoiswa mu incubator havakusiye uchienda naye that very day .Musade kuvhara chihure. Zihure iri

    • @makanaka2006
      @makanaka2006 3 месяца назад

      @@lenso3757 you can actually discharge a baby at 37 weeks gestation if they are doing well

    • @cronwellmukodzo
      @cronwellmukodzo 3 месяца назад +1

      Lier 8 months few will survive wangu but 7 months yes nt 8

  • @irvineboonstra7836
    @irvineboonstra7836 3 месяца назад +23

    Jean iro rabmnini rokurumisa nenyuchi😂

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 3 месяца назад +2

      Kana nembwa or kuitwa supect papondwa munhu kkkkk

    • @gratianopaulkariwo-pt6ku
      @gratianopaulkariwo-pt6ku 3 месяца назад +1

      Rokasirazve kubatira moto ukasvika panotsva

    • @lenso3757
      @lenso3757 3 месяца назад

      Handi mari yaienda kumwana

    • @Fiona-t5h
      @Fiona-t5h 3 месяца назад +1

      Ko zvamunotaura munozviwana kupi😂😂😂😂😂😂😂 ma comments anotofaya kudarika show😂😂

    • @hoverangarirai3579
      @hoverangarirai3579 3 месяца назад

      ,😂😂😂 haya ma one

  • @PecosOne205
    @PecosOne205 3 месяца назад +8

    The youngest mature couple. The way the two explain and communicate is way above their age. Baba is very reasonable and innocent Truly in need of Clousure

  • @munyaradzichifamba3838
    @munyaradzichifamba3838 3 месяца назад +21

    Sorry young man. I can feel your pain.

    • @TrishyMutovoni
      @TrishyMutovoni 3 месяца назад +1

      Ndarwadziwa sezvinonzi ihanzvadzi yangu 😢

  • @takudzwasinceremukunyadzi5057
    @takudzwasinceremukunyadzi5057 3 месяца назад +1

    This man is Wise.....

  • @doreenhombarume4787
    @doreenhombarume4787 3 месяца назад +4

    😢kwaTinashe ndekwe nothing but the truth, gara wangotaura chokwadi kuti ndakabuda pamakamboenda kumakomba😢

  • @takudzwakwashira4834
    @takudzwakwashira4834 3 месяца назад

    The guy is so cool i am proud of you 👏👏

  • @AnodiceVhera
    @AnodiceVhera 3 месяца назад +3

    Vakadzi ngavasadyiwa bota nevarume hobho sametime honai manje confused mom😮😮

  • @ppiro8084
    @ppiro8084 3 месяца назад +2

    I am very sorry 😔 hanzvadzi..Ummm warwadziwa shame i can feel your pain..but pazvese life goes on.Uyo let her go uchawana wako chaiye..Usaora moyo hko nekurasa tariro pavanhukadzi havafanane.Ko munyemba hamushaike kanhinhi

  • @dennisoffice4769
    @dennisoffice4769 3 месяца назад +5

    Wht a shem for this siblings, jokes aside mainini madisapointer manga muchidiwa ne whole family. Own goal

    • @cynthiapasi
      @cynthiapasi 3 месяца назад

      Yes…they do look alike nhai😂

  • @Bvanyangu352
    @Bvanyangu352 3 месяца назад +22

    I think bhazi rapfuura ndiro raita kuti maresults aite negative

    • @doctorprimash6197
      @doctorprimash6197 3 месяца назад +2

      😂😂😂😂unopenga rinoziveiko bhazi

    • @balbinamuza1747
      @balbinamuza1747 3 месяца назад +2

      Kkkk ndiro

    • @Bvanyangu352
      @Bvanyangu352 3 месяца назад +3

      @@doctorprimash6197 kkkkk because musikana anoratidza kuti anga achirevesa but bhazi ndiro razopindira pachinzvimbo chekuverengwa kwetsamba

    • @thinamakovere9007
      @thinamakovere9007 3 месяца назад +1

      😂😂😂😂😂

    • @moddymuzondo90
      @moddymuzondo90 3 месяца назад +1

      Haaaa zvakaoma

  • @jayagurunyati6236
    @jayagurunyati6236 3 месяца назад +36

    Murume uyu is a legend. Hanzi pamba panenge pawa pa GAME PARK yezvimitupo hobho nehafu zvakasiyana siyana. That means panenge pane zvimukanya (Soko), zvishumba, zvinyati, zvitembo, zvimhofu nezvidembo or shato (mheta)😂

    • @gloriahwangwa
      @gloriahwangwa 3 месяца назад

      😂😂😂😂 interesting
      Vabatikana baba ava

    • @bekezelachitoro6534
      @bekezelachitoro6534 3 месяца назад

      Kkkkkkkk the way he laid it

    • @leechen1995
      @leechen1995 3 месяца назад

      😂😂😂😂😂

    • @victoriesmazhata6050
      @victoriesmazhata6050 3 месяца назад

      This is what every level headed man should do after a negative DNA result. Mwana kuna baba vake. Never deprive a child of his biological father's care. Mwana anofanira kukudzwa nevedzinza rake.

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx 3 месяца назад

      Zvimbwa zvikit nezvipere, but ngaamuregererev amupe second chance pliz

  • @KeresenziaTukazi
    @KeresenziaTukazi 3 месяца назад

    The way I was confident of this young lady😢,,I was shocked when results were read out

  • @veetan9597
    @veetan9597 3 месяца назад +16

    The pain is written all over this man's face😢

  • @malaikajachah2972
    @malaikajachah2972 3 месяца назад +34

    Baba is disappointed 100 %

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa8619 3 месяца назад +7

    Chinoshamisa ma bhishu aya anoramba achiti uyu ndiye baba vemwana hakuna mumwe 😂😂😂😂. Taura baba wemwana iwe bishu iwe 😂😂kusanyara.

  • @gerald1mada31
    @gerald1mada31 3 месяца назад +2

    Machine amainini vangu zvinoda chikoro munoti Mr Mugabe vangakuvengerei imimi pamakati mhaaa ipapo

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 3 месяца назад +3

    Gathesmine!Shabanie,Mashava.Looking for a comment from the real guys who worked those mines when it was a real challenge.

  • @registchigwedere8588
    @registchigwedere8588 3 месяца назад +1

    Tinashe udza ministry of education vaise subject re DNA muma biology lesson pliz ma young girls ave ne understanding yekuti mimba inobata sei nani nguvai etc

  • @christinemutangiri1204
    @christinemutangiri1204 3 месяца назад +15

    Matsotsi aye atanga mivhunzo nhando🙄🙄🙄🙄

  • @YVChimombe
    @YVChimombe 3 месяца назад +2

    "Ende une moyo wakaipa zvikuru..." 😂😂😂mukomana adzimbiwa hake😂😂😂

  • @ROYMANGAVA
    @ROYMANGAVA 3 месяца назад +10

    Retest futi mai nhanha makalihwa 😂😂😂😂

  • @wendychidemo7612
    @wendychidemo7612 3 месяца назад

    Brave young man .arwadziwa shem hugs

  • @shupidongo2867
    @shupidongo2867 3 месяца назад +14

    Very sorry wena son ...I fil for u ..n I can understand the pain

  • @marymujaturi4694
    @marymujaturi4694 3 месяца назад

    Young man you look mature, Mwari vakunyaradze

  • @lazieharsh
    @lazieharsh 3 месяца назад +5

    Ukaona munhu anokurumidza kuchema kana abvunzwa nyaya inhubu munhu iyeye.

  • @Serenity16-s97
    @Serenity16-s97 3 месяца назад +1

    Please enable download for us. Thank you.

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 3 месяца назад +12

    Mukomana chengeta copy yema results please, unoratidza Iwe pachako Hama dzake. Enda kwa Mambo or civil court and claim all your expenses.
    Chengeta ma results Mukomana

    • @bkmash5907
      @bkmash5907 3 месяца назад

      Kana Uri murombo Uri murombo chete.

    • @bkmash5907
      @bkmash5907 3 месяца назад +2

      Imari ngani dzatinoyamura vasina nadzo. Usanzwe bro mwari vanokupa pahombe

    • @preciousmuza3495
      @preciousmuza3495 3 месяца назад +3

      Mari haina basa, handiti bota vaidyawo here, zvavharana.

    • @Fayrwa06
      @Fayrwa06 3 месяца назад +1

      Haaaaa ndapawa hangu asi change chichi fanira kumbopfidziswa chipepechane ichi

    • @Nollymovies263
      @Nollymovies263 3 месяца назад

      @@preciousmuza3495ndingabhadhariswe bota isutakawirirana cha chihure kaichocho kovakadya vasinakubhadhara todii navo

  • @bhurumango23
    @bhurumango23 Месяц назад

    "So far handina chandino kwanisa kutaura" panguva dzakadai is quite a reckless statement

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 3 месяца назад +4

    😂😂😂 ko nhai bamnn zvekuzotaura mazoo evamwe ndokudii😂😂😂
    Anyway sorry my son.

  • @user-memo-m04
    @user-memo-m04 3 месяца назад +2

    Aaah zvakaoma kuita kushoresa mhuri yese

  • @cynthia2570
    @cynthia2570 3 месяца назад +2

    Mainini Ava ka , ndanyara nhasi. My gender ,.. no recovery apa 😢

  • @gerald1mada31
    @gerald1mada31 3 месяца назад

    Hevo Mr Mugabe, rambai muchibatsira varume vabatsirike vamwe vakadzi vanotoenda kumatest vachiziva kt vakasanganisa varume vaviri panguva iyoyo unonzwa mumwe achiti chero ndakaita mimba murume wangu akapusa anochengeta mwana.
    Vamwe kutora advantage yekuti murume wacho anenge akapusa nekunyarara zvese.hanzvadzi unowana umwe mukadzi

  • @lucillemukunyadzi6914
    @lucillemukunyadzi6914 3 месяца назад +8

    Baba munini ndimi makatengera mainini hat here?

  • @plorotarieanban7670
    @plorotarieanban7670 3 месяца назад

    Murume uyu ari smart and anoteerera vabereki ramba hako wakadaro ,ukati hausi mbizi here ,nekuti haidi tsvina 😂😂😂

  • @patiencedube3398
    @patiencedube3398 3 месяца назад +2

    Kurambwa mberi kwecamera 🙌🏽

  • @JoelocalmunyaNyamungoma
    @JoelocalmunyaNyamungoma 3 месяца назад

    Iam so sorry for the gal.
    Apa isimbi.
    Dai wangomuregererawo .mutangidze muende mberi

    • @Nollymovies263
      @Nollymovies263 3 месяца назад

      Ndozvinokupinzai mumatambudziko izvozvo nekufunga nesikarudzi munochebgeta mhuka dzese dzesango pamba mukaitazvekutamba nevakadzi ava ende vanozivakwekuenda kanazvaoma… kunopisa chaiko kwemuridziwenhumbu havaendi because munhu wacho venenge vachitomuzoya kuti haatambire nonsense.

  • @CharlesProline
    @CharlesProline 3 месяца назад +10

    I think DNA must be done before people stay together

  • @nettymakudo4891
    @nettymakudo4891 2 месяца назад

    Saka zvekuzoti ndinotambira zvinenge zvabuda apa uchiti handina umwe andakasangana naye bhoo here 😮

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 3 месяца назад +40

    She knew baby was not his, it is written all over her face that “ l’m trouble 😈 “

    • @maideimambwani9627
      @maideimambwani9627 3 месяца назад +2

      Game park 😂😂😂,asi vakadzi tisadaro munoziva chokwadi anacho this lady but yooo

  • @virginiagono9614
    @virginiagono9614 3 месяца назад

    Retest 😂😂 Zvakaoma airatidza kuva munhu ari honest wani

  • @collenmugadza4571
    @collenmugadza4571 3 месяца назад +3

    Kudai vakaisa option yekuzoona comment section wapedza kuona movie 😂😂😂😂 kumkadzi aka kakangwarisa ndoo problem yandaona but manje haungazofunga kuti unohwina pa machine ipapo kazvinyudza

    • @CollenMunzeiwa
      @CollenMunzeiwa 3 месяца назад

      Kkkkkkkk vakadzi hatina zera navo ava

  • @GibsonNyandoro-o4p
    @GibsonNyandoro-o4p 3 месяца назад

    Be strong my bro wabuditswa mumadhaka ayo

  • @markmax3112
    @markmax3112 3 месяца назад +7

    Best cameraman the face of the lady when envelope is opened tells all

  • @Shyza-i2t
    @Shyza-i2t 3 месяца назад +2

    Beautiful couple ❤
    Vano natso tsanangura
    Vaka mutsa

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 3 месяца назад

      Hapana couple apa. Ndoamonzi mazwi anopikisana chaiwo aya.
      Pisa. Tonhora.

  • @C-Jay-f2d
    @C-Jay-f2d 3 месяца назад +3

    Mukoma vangu varemerwa 😢. Haaa zve trust havachaite havo 😂

  • @lydiamusarapasi8316
    @lydiamusarapasi8316 3 месяца назад

    Musikana atinyadzisa my gender vadyisa team. Anoziva baba vemwana mskna uyu aifunga kt DNA ichangobuda ichiti this guy ndiye. Siyana nako ka bishu aka muchero vemusango

  • @MusiyiwaMutowo
    @MusiyiwaMutowo 3 месяца назад +9

    Feel sorry for this young man he's hurt. Apa sis bhishu acting zvavo it could have been better had she said 50/50 . Hope he will heal and find a better woman 😢

  • @molleenshumba8088
    @molleenshumba8088 3 месяца назад +1

    Kana sorry nhai iwe Inga uribenzi remkadzi chapwititi chaicho. U r an honest young man move on dear. Wako achauya

  • @brandonbonganingono9119
    @brandonbonganingono9119 3 месяца назад +6

    Arwadziwa muchinda uyu

  • @lovenessmugadza-qz5ji
    @lovenessmugadza-qz5ji 3 месяца назад +1

    Ma runners ka denga muchaita reku googler😅😅😅 cameraman wacho straight pa jean
    Mainini mandirwadzisa yhoo pain yekuchengeta mwana nemaomero ezvinhu ka hamusikuiziva

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 3 месяца назад +3

    4May -6june different yacho yakanyanya ummmm ma results Tanga tatove nawo Mr Mugabe vasat vataura

  • @Pee1908-e3u
    @Pee1908-e3u 3 месяца назад +1

    Mainn makutitadzisa kupihwa trust nevanhurume manje🙂‍↕️

  • @joshuamukombwe7733
    @joshuamukombwe7733 3 месяца назад +4

    Am sure people were ready to roast the guy if it had gone the other way

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 3 месяца назад +2

    Good evening Bota team work 🎉

  • @siletamus2016
    @siletamus2016 3 месяца назад +13

    This young man is so articulate and intentional. She is lying with a straight face. Fear women. That statement about not trusting another woman, I felt that.
    Hanzi Kuita game park game park pamusha😂😂😂😂😂

    • @dasilva8081
      @dasilva8081 3 месяца назад +1

      😂😅😅😅

    • @priscamazoe694
      @priscamazoe694 3 месяца назад +1

      😂😂 shame arwadziva murume uyuu

    • @MavisMahlatini
      @MavisMahlatini 3 месяца назад +1

      Aaa and une moyo wakaipa zvikuru baba varwadziwa ava

  • @thandybhebhe795
    @thandybhebhe795 3 месяца назад

    Bota family to the world❤❤

  • @SandraMarka
    @SandraMarka 3 месяца назад +3

    Ndafarira Venue

    • @Takzva
      @Takzva 3 месяца назад

      imagine.....kkkk

  • @josh_dat-guy4891
    @josh_dat-guy4891 3 месяца назад +1

    Ndaona gore richizopera umwe neumwe mwana ave kumba kwababa vake chaiko🤞

    • @leechen1995
      @leechen1995 3 месяца назад

      Mr Bota vari kugadzirisa nyika

  • @ElvisMawele
    @ElvisMawele 3 месяца назад +5

    Mhembwe rudzi munin'ina ndiwe wakazvikanyira kutambira mhumbu uchiziva Kuti irudzi remahure.Gara wasiyana nemahure aya unofunga Kuti iwe ndiwe ingachinje one iyeye pamhuri yese.Wogogara pamurume iye ega mudzinza rese iweka miracle hayiwanikwe zvekudaro.Tiza nehwako hupenyu,this woman is a real senior hure just like the rest of her family.

    • @TrishyMutovoni
      @TrishyMutovoni 3 месяца назад

      Kuitira mwana hutsinye

    • @TrishyMutovoni
      @TrishyMutovoni 3 месяца назад

      Sorry hanzvadzi may God heal u.usarase tariro nekuda kwehure iri, mwari achakupa mudzimai akatendeka,vakadzi havafanane variko vakadzi vakatendeka,wish u the best in ur life

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 3 месяца назад

      Zvakaoma manje mukadzi anoda murume

    • @GraceMapfumo-ep9tx
      @GraceMapfumo-ep9tx 3 месяца назад +1

      ​@@TheresaMapsko kuzopa murume presure yekunobvisa mari apa kachiziva hako kt kakumuitisa

    • @Nollymovies263
      @Nollymovies263 3 месяца назад

      @@TrishyMutovonizvaikozvino vakadzi vakatendeka havabatike pa 20 pane 5 varibho rumwe rudhendeurwo inhema dzega unotozomubata papaye kanakusatozvibata kurikuhuriwa kunzwe uko ukasatongopihwa chirwere unotongotenda mwari…. Trust women at your own risk ndakazvionera ini especially vanowanzakuzviita vatsvene too much ma suspects makuru

  • @abigailuzizo6798
    @abigailuzizo6798 3 месяца назад

    Ndaive ndazviona kubva pakutanga kt sis havapembere apo

  • @nontandochibi6909
    @nontandochibi6909 3 месяца назад +3

    Eish this old wives tale yekuti nhumbu inozvarwa 8 months haararame must be destroyed. Morden science has improved soooo much zvemuti chero at 6 months mwana anorarama ari mu incubator. Ma twins mazhinji anozvarwa at 8 months wani. Uyu hake anga achinyepa hake 😂

  • @jamiezva3891
    @jamiezva3891 3 месяца назад

    VaMugabe,tipeiwo option yekudownloder tozoonawo tafree pliz,,,inga tiri mafanz enyu wani

  • @bongsbeastie
    @bongsbeastie 3 месяца назад +3

    Masvingo team, mvura vanowanza yekunwa

  • @soccerlivenow365
    @soccerlivenow365 3 месяца назад

    🎉Kwahi ende nemoyo wakaipa zvikuru😂😂