I now appreciate this genre now that I did my research cause music yacho ndaiinzwa pamoyo kuti there is something deep about it. Keep going please tiriko we appreciate #ChaminukaNdimambo
Timeless! It was there before the christian muslim and other religions. The oldest built structure in the world is the Inzalo-Ye Langa. The oldest written documents are the Sumerian Tablets which talk of Mono-Dhapa.
Mbira dzedu dzinonzi munhurikwa. Ndini ndinodzigadzira. Kuti muzive zvakawanda onai video iyi ruclips.net/video/GA0cQLM2ZuQ/видео.html Kana muchidzida mungandibate pa chemakuhwa chine number dziri mu description. Ndibatei titaure.
Is this the original Mazana Movement? I understand the original Mazana Movement was a military outfit. Cde Chinx did Roger Confirm and other tracks with this original outfit. I am looking for their original tracks from the nineties.
Am in love with this type of song ## am so proud of my culture 👏👏👏
There are plenty more where that came from...
02 January 2024 who else is here❤❤
Timeless...
Tiripo nhasi hedu
am proud to be munhu wematare
and am proud
Matare anoita kuti musha upfumbire. Kune vanhu vatatu vanotaura nevari kumhepo. 1. Varoyi - ava vakaipa nekuti vanotsvaga kutambudzika kwemunhu. 2. N,anga - ava vakanakira kuti vanorapa asi vakaipira kuti vanoruka makona ehurombwa. 3. Makombwe ne Mhondoro - Ava ndivo vakanaka vekutevera nekuti vanobata rakanaka chete mukurapa kwavanoita. Rambai muchitsvaka matare eboka retatu iri
Ehunde
@@mazanamovementndipoo sekuru tinotenda nedzidziso 👏
Level redu chairo not zvimwe zvese
@@mazanamovementRirimunzeve changamire 👏👏👏
much respect i was born 1990 i can hear the drum 2023
Timeless!
2023 who is with me here
Timeless!
Iam with you.
❤😂🎉😅😊
Ropa rakumhanya 👊🏿
2024 🙌🏾🙌🏾🙌🏾🙌🏾❤️
This song made it easy for me zvinhu pazvaiva zvakaoma ndozuva randakaziva kuti varikanyadzimu vanonzwa rose ratinochema
Tinotenda chose tichingova vekwenyu.
Tiri wenyu
ende vanonzwa zveshuwa rese ratinorevedza navo...... tichiisa fembo pasi Mnake ega ega
I will never shun out my culture love it so much❣️
Chivanhu chaivepo pakauya vasina mabvi. Ndicho chinamato chedu kubva pasichigare. Chinodiwa kukumbira rakanaka rakachena risina dzudzo, ropa ne hurombwa
😊😢😂😂😂😂😂😂
The whiteman will call our culture demonic so that we loose identity and be controlled by his western rhetoric of colonial shackles.
I salute my ancestors. They have done wonders for me.I am forever grateful
I now appreciate this genre now that I did my research cause music yacho ndaiinzwa pamoyo kuti there is something deep about it. Keep going please tiriko we appreciate #ChaminukaNdimambo
You are welcome. Only death will seperate us from our instruments
27 October 2024 ndakabhejerewa❤❤
Nice mbira apo sekuru Gore 🎉keep up the good work
Tinotenda chose.
Ndipo Chhangamire .....chinjanja ndaisa zvanza ndichiti aiwa hariende mberi mukufba nemukubata 👏👏👏
Rinotendwa achinjanja vemafuko machena vanogeza huro ne mukaka mumbishi vasati vapa mhururu. Aiwa rinotendwa mbuya vangu vane misodzi yedova inotova pakaoma.
Aiwa kutenda muchiuya achinjanja, vazungu vakabve dande, vana ve muera hungwe.
hombarume makazorova mbira pamutambo paNhehoreka misodzi ikachururuka nekugutswa
Aiwa ndiro rinotifadza, kudairwa nepasi nekungova vasharukwa.
Famba famba Shiri mhururu yarira
Aiwa isu tinobhururuka tiri vana supaimhepo, Ticharamba tichifamba nomudenga
I'm here 2024💪
Munogona Shona chaiyo isina chizvino zvino
Tinotenda chose nekurudziro @Gary. Tinoedza chose kupfumbidza mutauro we pasichigare usina mazwi wmadunhurirwa semapiwirwo atinoita nevakagara mapendekete.
ChiKaranga.
My culture my culture machinda anorwa hondo
Hondo dzekurwisa varoyi, huroyi, zvikara, vapambi, nhamo, hosha, nzara nemhiko dzese dzerufu dzinosumirwa kuna ambuya venyika, ambuya Nehanda vowutira kumakombwe nemhondoro dzemativi mana. Nziyo iyi, pasichigare.
Cannot forget the culture, the music of our culture 💓
Rukuvhute
Zvanza sekuru
Tinodzosa manja muchembere.
Ndiri kutsvaga first release yasekuru Gora yaibvumirwa ichiti nhai vagora maita sei pamusha pano
Ini ndini sekuru gore kwete sekuru gora. Ndovimba vanayo vachakubatsirai.
Can't wait for the video ,I love this song like crazy ,
Mbira dzacho dzinopinda muNinga ninga depfungwa
Chedu kuruka musana wemhanzi dzimbahwe rotasva.
Culture will never change
Timeless! It was there before the christian muslim and other religions. The oldest built structure in the world is the Inzalo-Ye Langa. The oldest written documents are the Sumerian Tablets which talk of Mono-Dhapa.
31 dec 2024 tiripano time 19:11pm
You have gained a follower 👏🙏
Thanks very much @enkelbert. We will strive to deliver more content in the mbira genre.
100% on my culture
Tinotenda chose.
2025 tiripo 👏🏾👏🏾👏🏾
Tiriyo ndiri kuzvinzwira. 25/04/2024
Rambai muchirodza mapfumo mhuri dzigute.
Shasha☑️☑️☑️☑️👊👊👊👊👊
Ndipapo hombarume👏
Ratendwa muchembere.
15/09 /2024 still hear
23 August 2024...... @21:28 📍
My favorite musician since 1976
NEHANDA MUDZIMU WOYE
Mogonesa ngazviendere mberi
Tinotenda muchitsinhira dzimbahwe.
Tafadzwa Mangwiro in DCT Langerburg 16May2023 5:19pm
Tinotenda chose muchiuya.
Culture so good ,keep it up
Thank you we will keep the fire burning.
Thank you we will keep the fire burning.
2023❤❤❤
🪇🪇🪇
This is me and when they say its not for my age..but i can feel my roots ndinotenda you all ❤
Chivanhu hachina zera. Munhu ane hunhu ane chivanhu. Zvipo zvatakatakura chivanhu.
Awesome music.
Thanks for the appreciation.
I wish to attend one bira never experienced one but l have a connection with ancestors and the holy spirit at the same time
Kandai number pa 0778766489 tokuisai mu group ratinoreva kwatinoridzira. Musiki mumwechete, nzira ndidzo dzinosiyana.
Musiki mumwe , Mudzimu unoyera mumwe. @@mazanamovement
Taisa maoko changamire
Todzosa uviri Dzimbahwe.
In❤with this song 👏👏👏👏
👌
This is beautiful!
We're SO glad you liked it! Your appreciation makes all the hard work worth it.
Iro Sango rinoyera ❤
Kuera hunge usati wane nhomba. Ikakutsvidiga unoteketera nheketo inotonhodza huyerwa nekuti sango dema ndorine nyama.
16 September 2024
Titende ❤
Todzosa manja dzimbahwe.
Keep it well munongona
Aiwa tinotenda
In love with this song ❤
Thanks for the appreciation.
Back here in 2024 machinda anorwa hondo🎉
Aka starrface almighty culture am iz
Zvipo zvemuropa re dzimbahwe rese rakayamwa zamhu ramai zvinorwirwa nevakarasikirwa nemimvuri. To us that message defines how we carry down culture.
Ndir kutsvaga Zita rembira dzenyu handisi kukuwanai ndaponyira peter Dumas hapana mwamwe andawana ndoita sei kuti ndinzwe dzimwe dziyo dzenyu makanyaya rambai makadaro
Mbira dzedu dzinonzi munhurikwa. Ndini ndinodzigadzira. Kuti muzive zvakawanda onai video iyi ruclips.net/video/GA0cQLM2ZuQ/видео.html
Kana muchidzida mungandibate pa chemakuhwa chine number dziri mu description. Ndibatei titaure.
Vana veVanhu.
Aiwa regai tinzi vana mudyanevana zvine chirevo.
Ummm ndachema ini
Ndovimba machema nemufaro. Kuhondo hakuende ndonda kkkkk. Ndinotenda muchembere.
Hondo iyo .. varume vanorwa
Kutenda kurwirwa.
Beautiful music, very calming
Thank you for appreciating our genre.
Rakabatwa deze changamire
Tinotenda mhembero yenyu, dzimbahwe.
Tipei mapfumo toenda nesango
Ndiro dzimbahwe, nhangure nemikute yepasi ngaipfuurwe nevakagara Mbire mhuri dzidye midzonga, iri pfuma.
2024 happy New year
Tinotendawo negore rapangura dzimbahwe.
01 November 2024
Mupururu hombarume
Tinodzosa uviri muchembere, ari matendo ekurudziro. Ndimi munotipa manyuku nyuku.
Is this the original Mazana Movement? I understand the original Mazana Movement was a military outfit. Cde Chinx did Roger Confirm and other tracks with this original outfit. I am looking for their original tracks from the nineties.
👏🏾👏🏾👏🏾
Tinotenda dzimbahwe, rambai makateya nzeve.
Rinotendwa mahombarume.ndinodawo number dzechemakuhwa ndadzishaya
Pakanka muchembere, kutenda mhururu yenyu. Munotipa manyuku nyuku. Nhare munochaya pa 0778766489
chaminuka ndimambo
Iro idi changamire. Teererai nziyo iyoyo pa ruclips.net/video/cqciYxp5PnU/видео.html
👏👏👏👏👏
Todzosa uviri muchembere.
Taisa zvanza mudare👏👏👏👏👏
mumogona
Tinotenda kutendwa, ndimi munotipa manyuku nyuku.
❤❤❤
Tinotenda muchembere.
Manake
Ndinotenda
🤝🤝🤝
Ndinodzosa uviri ...
❤
Tinotenda dzimbahwe.
❤
Tatenda dzimbahwe. Rambai makadaro.
❤❤❤❤❤❤❤❤🎉
Totenda muchiuya muchembere, muchidzanira mbira.
❤❤❤❤❤❤
Tinotenda chose.
❤❤❤
👌
❤
Tinotenda dzimbahwe.