The work was done here Ndichitenda nekubatanidza kwamakaita Patricia nevamwe vake mwari ngavatungamire nekabhizinisi kafungwa nemukomana John MWARI NGAVA ROPAFADZE MAI VEVANA AVA NEKUSHINGA NEMHURI YAVO NDACHEMA ZVANGUU.....
@@peterjayanduna789 Unoti Sekuru havazivi here kuti ku Mwari.. Plus ivo havasi kubata mabasa akaipa asi vari kubvisa zvakaipa zviri mu vanhu paChivanhu zvikwambo, urombwa u name it
If this is not a staged surely this sekuru knows what to do. If this isn't a marketing strategies sekuru ava vanenge vachigona basa. I thank sekuru ava in advance.
If you listern with a positive mind, and trigger your sense of humour, "you can pick that, that was said a lighter moment" but because all your comments about Sly Media are always negative you will miss it, but you comments are respected, and thanks for watching
Imagine hanzi l panicked newelcome yandakapihwa natete hanzi welcome baba namai ndikati regai ndibvume ndakaona pasina time yekumbomhanya kumota kunodeeda murume wacho ende zvinhu zvacho
Zvodadisa chose kupfuura maporofita enhema ariko sekuru Tasvu maita basa mamuchengeta mukomana naye Patricia atya kufa, Patricia ceja primeiro e optima vez na sua vida,boa vida e Deus qui da veja familha ja morerrau
Why don't these witches' technologies be transformed into good for national development. Nyika ingaite urombo hwekutsvaga kupemha dzimwe nyika isu tiine vanhu vane such technologies dzandakanzwa Patricia achitsanangura?
Thank you skru Tasvu, muri kubata basa tiri kuzvionera. Kuporesa vanorwara nekubata nyanga nezvikwambo. 🙏
Am happy 😊 Jonh is healthy again akutogona kutaurawo veduwee kutoitawo munhu musvinu chaiye
The work was done here
Ndichitenda nekubatanidza kwamakaita Patricia nevamwe vake mwari ngavatungamire nekabhizinisi kafungwa nemukomana John
MWARI NGAVA ROPAFADZE MAI VEVANA AVA NEKUSHINGA NEMHURI YAVO
NDACHEMA ZVANGUU.....
Amennnnn
Patricia ngaachinamata uyo pliz
@@patriciachoto1803 kkkkkk Patricia choto sei iwe uchidzi Patricia futi asi ndiwe wakapedza hama hre kkk
JOKES DEAR
THATS TRUE ANOFATIRWA KUNAMATA IPAPO
AMEN AMEN AMEN AMEN
Patricia akuratidza ku regreter asi...well done hako vanhu tinongodzidza kuregerera.
Am happy for you John,thanks slymedia and sekuru tasvu ,Basa makabata,
im glad everything worked out for this family
This is amazing.. Sekuru Tasvu vakatumwa na Mwari kuzoraramisa nyika👌 ✌️ 🤙 🤩
Panoti Mwari apoooooo
True. That...
@@peterjayanduna789 before Christianity Mwari communicated through our ancestors ,m not denouncing anything but this is our African way of life
@@peterjayanduna789 Unoti Sekuru havazivi here kuti ku Mwari.. Plus ivo havasi kubata mabasa akaipa asi vari kubvisa zvakaipa zviri mu vanhu paChivanhu zvikwambo, urombwa u name it
@@peterjayanduna789 asi vakatumwa nan nhaiii???
Thank you sekuru tasvu for waht you did to John. He is handsome
Im happy for Jonh
John is healed
thanks kule Tasvu fo th good work nisingasiire SMTV munotigodera rambai makadaro
Thanks Patricia mwari akukomborere chose nekubatana nevamwe vako
I can see real forgiveness in John's eyes
Makaita bsa sekuru zvinokudzwa👏👏
Mozambique dai vanhu vambodzidza kusanobata mishonga ikoko lots of stories vanhu vakurombera kuMoza 😢😢😢
kumoza vanotanga kubatiswa mushong vachir vapfanha vachinz ndoinokuchengetai esp vari kumamisha
@@progressmudzongo2338 zvakaoma dai vanhu vatsvaga Mwari achiri kuwanika nekuti ichakwana nguva yekumushaya .
@@elizabethaaron1120 haa team yacho ichine kakusara vanotemba mishonga yavo bigtym
@@progressmudzongo2338 pakaipa kani
Changa chakaoma moyo chi Patricia. Muroyi. Glad to see she has been saved hachaisa zvinhu kumashure kunoroya. Sad story. Happy ending.
Thanks mukoma sly mavakutiradziwo ana sekuru tasvu zveshuwa nyika Yanga yakarasikira vamwe varipa ngozi dzaka parwa Neva bereki
Haa sekuru Tasvu vanoshanda zvechokwadi video rekutanga rainzwisa tsitsi izvezvi John akupfeka suit.Kudenga kunaMwari kana vati yes its a yes
Zvinofadza chose bt chandrkuona patricia anoratidza kune ane rudo ngazvirambe zvakadaro 👏👏sekuru tasvu God bless 🙌 u 🙏 john vade sis vako ndanzwa
Manje mari yapatricia ahisiyemushonga hreyoyo yanayo
I nearly cried thank you Patricia your brother is now healed
Not Patricia but mhamha ndovakarwa kuti John asvike paari apa
Thank you sekuru tasvu haaa munogona zviripachena
Thank you Patricia nekutengera hanzvadzi hembe
U make for me cry john pawati hembe ndakatengerwa nasis ndirikugara Nasir zvinodadisa
Thank you sekuru Tasvu keep on keeping ,but muturikiri wenyu dhumba uye anosvibisa zita renyu
Ndimi makutosvibisa zita rake. Kokungonyarara?
matsotsi ese aya
adiiiii dhunda nhy
I think ndosaka vakamu bvisaa
@@tobiaschamboko2393 vakaku tsotsa chii???
Thanks sekuru Tasvu nekubatsira nyika yose
Tinotenda sekuru Tasvu nebasa ravaka bata Jonh munhu musvinu mufunge iii tinotenda Mwarii nemidzimuu🙏🙏🙏
😂😂 Tasvu wenyu uyu anogona marketing 😂😂I’ll leave it at that🤧😂
Kkkkk usadaro wee kkkk
ukangoziva kuti kune varoyi, zvikwambo, madzikirira etc then wave bho
@@brooksmuton433 pamadzikirira apa wapedza
Wakavharwa mari here
I know this lady, we are almost neighbors kuno Mosken ende tomuziva kubva paakatanga mabusiness ake
Thank u Sekuru , sesicela ke lisazise ababulala u Living stone.
Sekuru rambai makadaro iam happy for John uyo iiii ndafara kutopfekawo suit
Too good to be true.If this wasn't staged, sekuru chibaba!!!
Nhaimi staged how..pane snoda kunzi muroyi pa national tv
Thank you tasvu
Ndinotenda sekuru tasvo ..John apora Patricia usabate futi huroyi
If this is not a staged surely this sekuru knows what to do. If this isn't a marketing strategies sekuru ava vanenge vachigona basa. I thank sekuru ava in advance.
Patricia sei asingataure shona ?
@@shinelikestars2759 anogara ku Mozambique nguva zhinji
@@shinelikestars2759 been asking myself the same question ... haana kuzvarirwa kuzim here?
@@mmamiandi3044 zviri kutaurwa anonzwa asi opindura ne chikunda .why?
Patricia was hired kuita this promotional drama. She is a very good actress She did very well zvinotoita kunge zvechokwadi
Well-done sekuru Tasvu
Ndinokumbirawo number yasekuru Tasvu
Wow thanks sekuru tasvu newe brother mutapi we nhawu
@ sly. Ka question ako kekuti muchawaitirei bhoo here asi. Hazviite sekuita pressure munhu here
nhai ako .
If you listern with a positive mind, and trigger your sense of humour, "you can pick that, that was said a lighter moment" but because all your comments about Sly Media are always negative you will miss it, but you comments are respected, and thanks for watching
yaaa apo abhaiza aita sokut atumwa kt vagozogovana vese kaspeed kawanzwa apo
@@bennymapfumo2986 mmmmm vanhu tine problem chii chakaipa pazviri zvine basa rechii
Bhoo hazvina basaa
Such a beautiful woman who was bound with demons. The devil lie to these people saying if they leave these practices they die
Imagine I have a crash na Patricia.
@@Mutapabere9768 she is a new creation old thing are gone
@@Mutapabere9768 she is beautiful though
@@perseverencemoyo2464 zvinooneka sei ne dhoek nemask
She is a good actress Patricia in this drama.
Totenda sekuru nebasa rakabata John apona manje looking good kwasara kugera musoro chete thank you slymedia nefeedback
Sekuru Tasvu ndinokutendai nemwoyo murefu noworudo wamakaita kunaPatricia. Amen kuna Mai vaPatricia. Mwari nevadzimu vose ngavatendwe.
Zvaava ne motor wakanaka thanks brother ve Slymedia
We thank God 🙏 and Sisi too nekusunungura
By the way wat did you do with our translator I miss him that guy's translation is good 👍
Wekunonyepa kwaTilder kkkk
Thx god
God bless you all guys
We giv thanks nestate yanga iyina john haaa pakabatwa basa big thanks kuna sekuru vakaita moyo wetsitsi kusvika zvaita zvazvave kudai
💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃kutamba hangu mbira
Great job sekuru Tasvu
John gera bvudzi rekare wozochengeta idzva richamera
Well done sekuru
Ahhhh used to trust SLY but zhet rakazodhakwa pakuzononyepa ku studio kwa Tilda kuti muzukuru wa Tasvu murume we mkadzi wekubirwa mwana
Imagine hanzi l panicked newelcome yandakapihwa natete hanzi welcome baba namai ndikati regai ndibvume ndakaona pasina time yekumbomhanya kumota kunodeeda murume wacho ende zvinhu zvacho
@@phill0209 ko dai kuri ku police nyaya ichi tsimbirira murume aizobvuma here kkkkkkkkkkk
@@kudzanaimunetsi2915 kupi akatongobhadharwa kuti bvuma vaona kuti paita flop
Kana neni I won't trust them now this whole lot fucken thing is a syndicate it's all been staged
Iye patricia uyu vabiyake vese vanetaura shona.ko iye kuzoita kunge asisasagone kuitaira Wani ndiko kugara mozambik kwacho here.pane munhu akazombokanganwa mutauro wake achembera bcz mabussiness akazomatanga akura ka paakaenda kumozambik ikoko.language i disguise iyi yekuda kuti tibvume kuti sure
Patricia thank u ndikutochema wena
John is very handsome 😍
Zvinokudzwa chaizvo zvaitirwa john,uye ndotenda Sekuru Tasvu vakauya Pasi pano vakauya kunofumura zvirimumadzidza nemimisha yavanhu
zvinoda kutendwa chokwadi 👏👏
Sekuru muwedzerwe masimba ndafara kuona John apora uye kutenda Kwa Patricia , ngazviende mberi sekuru 🇧🇼
Yeeeee team mbira
Sekuru Tasvu rambai muchibetsera vanhu musaneta🤜🤛
John ndoda aite mukuwasha wangu ari handsome
God is great sure
Patricia well structured lady
She's single. Kana uchida titaure na Sekuru Tasvu vakuchatisei.
Wow what a happy ending
Nice job
Kwasara Mai kuba mwana mudumbu
Shuwa sister maratidza rudo chairwo. Pamberi na sekuru Tasvu
Zvodadisa chose kupfuura maporofita enhema ariko sekuru Tasvu maita basa mamuchengeta mukomana naye Patricia atya kufa, Patricia ceja primeiro e optima vez na sua vida,boa vida e Deus qui da veja familha ja morerrau
John apora askana zvinofadza
Job weldone mkoma sly!ma results tiri kumaona kwasarirwa sisi vekuzvikudza nezvimishonga zvavo vaya veku Dubai ???
Hiii John apora zvinofadza makaita basa sekuru john sure here....Wakaita basa Patricia nekusunungu brother wako ende wakamuchenesa
🙏🙏🙏🙏🙏zvofadza izvi🙏🙏aaaa
John apora .Totenda sekuru Tasvu nekubatsira mhuri iyo.
Makaita basa kuroonora Patricia nekurapa John.Mukomana mukuru kuregerera kwake konetsa coz wakatomuremadza gumbo but give him tym zvichaita .
Sekuru tasvo huruyadza👊👊👊
Bt Patricia I rich aunt kkkk
Haticha kutembii sekuru nevanhu venyu, endai kuno batsira mukomana akauraiwa
Ko kana mhuri yemkomana esingazvide zvechivanhu ivo vongonozvifosera here hanti aneprob ndiye anotsvaga rubatsiro kwaanoda here kazen
Taurai Mushango Queenmo okay wataura, asi ndave zvangu kukuchiva zvangu.
Tipeio # dza skr
totenda for John
Sekuru Tasvu makanyanya ndrikuuyawoko
Thanks u lord Sekuru mwari wakuitirei zvaka Naka
Waiting
Oky ndezvimwe the bag is different
Why don't these witches' technologies be transformed into good for national development. Nyika ingaite urombo hwekutsvaga kupemha dzimwe nyika isu tiine vanhu vane such technologies dzandakanzwa Patricia achitsanangura?
😂😂😂
Kkkkkkkkkk
Kkkkkkk pfstek kkkkkk ndaseka
Pamberi nasekuru Tasvu guys
Ko number dza Patricia todziwana sei nhai Sly?
Sekuru tinotenda nekubatsira kwamakaita mhuri yaPatricia musaitire ivo vega nesu tiri munzira kuuyako sekuru.
Tamirira Sekuru vane chimuti ....Ichooo
Im happy to see John apora wakachena
Madrama haiwawo
😂 😂 😂 😂 😂 Veduwee
Pa Mari ndopandavhunduka
Kkkk regai timaone kn ari madrama asi kn zvr zvkwamwari regai tidzidze
Drama dzega dzega very entertaining 😂
Ityai mwari musi wamucharoiwa muchaziziva ndopamuchaxiva kut zvinoitika
Ahhh john Atove munhu kwaye
Sekuru Tasvu vanoziva basa ravo ...Mwari ngaarambe achivapa simba vabatsire vakawanda
Mwari variko sure
Sekuru magona munhu kuuya kuzotenda musina kubhadharisa ndozvinoita varapi..Vanoda Mari yemundiro .munhu wodzoka kuzotenda kwete vanocharger Mari dzekupenga
Hoo havabhadharise nhai
Very handsome
Zvinhuzva Tasvu is staging hapana chaanoziva uyo
Problem yavo havabati foni kana vachifonerwa
Col newhatsapp vanobata
tamirira sekuru ❤
P chibabie bho madzitete munechitema
Haaa kopatricia akazopamai here zvokubatsirika nazvo
mmmmm gai ndipfuure murunyararo
The guy in white akurova hosho uyu zvazvinhu. What is his name? Anobatika sei?
Saka Jonh na Patricia vanonzwanana mutauro here
Hes Barbra
Ipapo wavhunza wena