Ibasa rake Simba kutambira Mwari wake nevadzimu vake ,chero mubhaibheri zviriko , tamba mwana wenyika Simba Thank u so much Gogo na khule na mukoma Robert
@@ShupMacheka-vj7qw Simba was used as bait ,,,,masimba en'anga nemaprofita zhinji, they just find souls to torment and later set free as way to attract more customms vekuvhara,,But chinozokutaridzai kti vanhu vakatambwa yakaipa nasatani,,Uyu Simba will not live independently without being kwaTasvu achifamba naye,,,Nyika yose ichatadza kupabata sezvo vakaoutirwa nema demon makuru. Next yrs achange ave ne rasta mumusoro achitamba ngoma idzi......akatobviswa zvimwe akapfekedzwa zvimwe....ukashaya Kristu unenhamo isingapere...
When i was young imwe n'anga muprofita akanotora munhu mudura wainge achinzi akafa 20yrs ago,,,But akazogara naye achifamba naye sezvo hama dzake hadzina kuzvitambira kana kuzvinzwisisa....This is the same story yaSimba haana chaakasunugurwa like being set free in Christ. Simba akatosungirwa kuva muranda nemubati nekutambira Tasvu.....I pray that Christ must set Simba free for real.😢
Veduweee dzidzai kutenda Simba akautirwa fair well yekuwonekana iye ndiye akachema akaramba kuyenda, vanhu vakumbira kuti sekuru garai naye nhasi mava kutaura zvimwe it's not fair point yenyu kuna sekuru
@@AngelaCampbell-w4e ini ndine sizo remweya mutsvene handivharwe zvekumhanya nezvinhu takakurira mazviri hapana chatakawana unti Christ gave me holyspirit eye & ear to see and hear truth not masaramusi,,,,,,kkkkkk
@@givemorechivandaidze1423 ko madii maita zvamunotenda zvacho masiya avo vachiitawo zvavo, imi zvakubatai papi, dzidzai kuziva kuti comment section inoroyesa, focus on your life you will thank me tomorrow
@@AngelaCampbell-w4e Ini handikundwe nehuroyi mite nemakwenzi nemweya yakaipa,,,chimboedza ukandiroya i will join your cult straight away but ukatadza uchava muranda wangu until death...
haaaaa Tasvu apo panaSimba akarapa akataridza vanhu kugona kwake big up to u kule Tasvu
Ibasa rake Simba kutambira Mwari wake nevadzimu vake ,chero mubhaibheri zviriko , tamba mwana wenyika Simba
Thank u so much Gogo na khule na mukoma Robert
Simba ngaagare hake kwatateguru anga afa kanhi Tasvu 1 .....thanks mkoma Robert aaa tateguru kumberi
Sekuru ndodawo kuridza naRasta pangoma apo ❤❤❤❤
Ngoma yava kumberi . You are talented wangu
Simba mwanangu wave shasha yekutamba mbira nengoma. Wonderful son keep it up❤❤❤❤❤
Simba anehumwe hupenyu hwaacha rarama here besides this
@@ShupMacheka-vj7qw Simba was used as bait ,,,,masimba en'anga nemaprofita zhinji, they just find souls to torment and later set free as way to attract more customms vekuvhara,,But chinozokutaridzai kti vanhu vakatambwa yakaipa nasatani,,Uyu Simba will not live independently without being kwaTasvu achifamba naye,,,Nyika yose ichatadza kupabata sezvo vakaoutirwa nema demon makuru. Next yrs achange ave ne rasta mumusoro achitamba ngoma idzi......akatobviswa zvimwe akapfekedzwa zvimwe....ukashaya Kristu unenhamo isingapere...
@@givemorechivandaidze1423 Amen but vanhu havazvione izvozvo vanongofarira kuti akutamba Ngoma simba
Pandinoona Simba pese moyo wangu unoenda kure mwana akatambura uyu😥
Mbira music 🎶
Sekuru Shiri munozowanzawo kurebesa speech imi. 😢
Simba asimba weee ko mukadzi wacho toda kumbomuona vooi😊
❤❤❤❤❤
Pana simba rateguru makashanda basa guru
Simba haarege kutamba ngoma
Uyayishaya ingungu Rasta up lapho
I would like to meet you one day kana mwari vatendera maybe zvando chemera zvingaitewo ne one day
Rasta akabata ngoma
Mkoma Robie ndafara nhasi Simba atamba nhasi huye vamwe vose vatamba zvanakidza apo. Ndaisa malikes pamacomunts amwe ose . Zvinotendwa izvi
72.4🔨🔨🔨🔨🔨🔨 dzedu isu taka SUBSCRIBER ❤❤❤❤
Muda zvunhu ana Tina Makasa😂
@@kennethmahuni4267 hihwe 🤣🤣🤣
❤
simba wangu mhai
Sekuru tiri kuda Disc remusic iyooo please
Zii muroyi zii
Vanhu hamuna chakanaka ahh ,Moda kt Simba aendepi ,adzokere kwaaida kuurawa here ,Siyai mwana atambire midzimu yake namwari wake
Simba ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Saka Simba akatopinda basa hre
Hoo Simba akushanda apa nhai?
ko dark aripi nhy mkoma Robert airidza Ngoma hatichamuoni mazuvano wani avo varikuridza Ngoma havagone zvaiitwa naDark
Asi Simba wakugara kwasekuru
Kkkkkk kube anointing water kwava be anointing beer 😂😂😂😂😂😂 sekuru shiri batai matare enyu ayo chete Ana Kaguvi nana Mbuya nehanda siyana navo apo havakwane mhani
Bvisai chigitari toda mbira
Dai ndiripovo ndopfugwavo dzangu zvichaita hazv{
Mukomana wengoma uyo ayimbovepiko makore ese aya haa anoirova
Aive kuDuramazwi mbira group
Simba so 😂😂😂uqinile ntwana
Yes uqinule kodwa impilo yakhe izakhuba yokugidha ingungu khupela khumbe uzakhuyasebenza
@@ShupMacheka-vj7qw usebenzela u Mkhulu
When i was young imwe n'anga muprofita akanotora munhu mudura wainge achinzi akafa 20yrs ago,,,But akazogara naye achifamba naye sezvo hama dzake hadzina kuzvitambira kana kuzvinzwisisa....This is the same story yaSimba haana chaakasunugurwa like being set free in Christ. Simba akatosungirwa kuva muranda nemubati nekutambira Tasvu.....I pray that Christ must set Simba free for real.😢
Veduweee dzidzai kutenda Simba akautirwa fair well yekuwonekana iye ndiye akachema akaramba kuyenda, vanhu vakumbira kuti sekuru garai naye nhasi mava kutaura zvimwe it's not fair point yenyu kuna sekuru
@@AngelaCampbell-w4e ini ndine sizo remweya mutsvene handivharwe zvekumhanya nezvinhu takakurira mazviri hapana chatakawana unti Christ gave me holyspirit eye & ear to see and hear truth not masaramusi,,,,,,kkkkkk
@@givemorechivandaidze1423 ko madii maita zvamunotenda zvacho masiya avo vachiitawo zvavo, imi zvakubatai papi, dzidzai kuziva kuti comment section inoroyesa, focus on your life you will thank me tomorrow
@@AngelaCampbell-w4e Ini handikundwe nehuroyi mite nemakwenzi nemweya yakaipa,,,chimboedza ukandiroya i will join your cult straight away but ukatadza uchava muranda wangu until death...
❤❤❤❤
❤❤❤❤❤❤❤
❤❤❤❤❤❤