This shows kuti Zimbabwe it's a zanu pf company: CEO: munangagwa Manager : wicknell chivhayo Supervisors : Mike chimombe, passion fake pastor Java and all the gold mafias
He did a good thing and haangadye kuZanu through Wicknell chete, his message is clear.. Hapana dzungu apa Dj Towers, zviri bho zvakadaro. Vana El Gringo vakutowana content which is true, 100% correct...
Kupihwa Aqua is not a big deal for him, So he doesn't care saka iye akawona Mistake yaWicknel He is just saying I won't stop correcting u even if I will not get an Aqua because of that, Thats wat he is saying
Only in Zimbabwe do people honour criminals by referring to them as ‘Sir.’
This shows kuti Zimbabwe it's a zanu pf company:
CEO: munangagwa
Manager : wicknell chivhayo
Supervisors : Mike chimombe, passion fake pastor Java and all the gold mafias
Ari kutaura zvefirst street yakuita kunge growth point.
Lol, chaora chinhu ichi
All these freebies are from tax payers' money,very sad😢
Imhata uyo akutopenga uyo ndozvinomupa kupfeka pumper
Mnangagwa akasunungura iwe mhata yemunhu
Rega Tawas na Chivhayo vapedzeraro. Ko iwe wave kuda kutsvaga machena kuburikidza naTawa. Here
He did a good thing and haangadye kuZanu through Wicknell chete, his message is clear.. Hapana dzungu apa Dj Towers, zviri bho zvakadaro. Vana El Gringo vakutowana content which is true, 100% correct...
Dj tawaz imhata
Hondo yakarwiwa wazvarwa here iwe kkkk
I think munhu uyo anopenga chete
Wakavaona vachisunungura hre
Hezvooooo, kwanzi zvadiiko nhai na uyu wemusoro kunge screwdriver, lolest 🤯😂!??
Uyo imhata yenhumu fokofu
Sparx .... Tower's is friendly with Java ... Mbinga competition kkkkk
Dj Tawaz imboko
Ana Tawanda makawanda
Kupihwa Aqua is not a big deal for him, So he doesn't care saka iye akawona Mistake yaWicknel He is just saying I won't stop correcting u even if I will not get an Aqua because of that, Thats wat he is saying
Siyai Tawaz 😂😂😂
Tawas sa mase poes
Ma Psychiatric facilities are lacking, it's madungwe style.
Tawaz is a skirt maker and he didn’t say anything offensive
Who is DJ Dawas .. I don’t even know the guy
Towers bho manje
Iwewe sparks ukutodawo mota ndoosaka ukudaro
Hasikuda mota arikuda kurohwa uyu beche rake
Tawaz murwere
Tawaz murwere but apa akagona why are u defending huwori
Mune basa rei muna first nhy isu tichitambura so kusungura kusungura chii nxee ngaadye mfes uyo shaya idzo
Towers beche rako na wicknell wako plus munangagwa wenyu
Tawaz na Wicknel wacho vari bhoo dzungu ravo vese rakubuditsa zvinhu pachena
Tawaz akatanga avhirumbidza java now akuita tek na Wincknell 😂😂😂, dako rake
Go and see victor anedzungu muface uyoo
When we're u Born towers?
Kana achigona hake kuidya Mari ye zanu pf ngaadye mukana wake nhai imi muneiyi nazvo siyai Tawazi..
Mnangagwa akasunungura iwe nokuti hauna chaunoziva.
Apa akapfeka gown. Anoziva zvazvinoreva here. It means we are learned asi hakuna mabasa ndiro basa raawana iri. Lol😂
Saka ndizvo zvinoita kuti munangagwa abe here
KO kutaura kunge Java. Kkkkkkkk iri rorwara iri....
Sei waida kuti towers apihwe mota ndiani iyeye
Kana iwewewo nyarara kana usina nyaya dj sparks makafanana
tawazi imhata dai akapihwa mota achingoti mbinga mbinga iduzvi ingochani
Kana uchida Tawaz asiyane nazvo iwe siyanawo naye
Dj Tawaz obuda musaga kkkkkkk gore rino amai kani.
DJ Towers wakanyimwa mota kkkkkk😂
Ko iwewe unei nazvo siya nyaya dzevanhu
Mota haidi upenzi
Haa idzungu kuda kudya mari yeZanu
Ma midea yese uyu sparks hananyaya
Haa idzungu kuda kudya mari yeZanu
Ngaatengere Munangagwa aqua anonoitora kuna Victor
Hapana kana chaataura mupengo
SAy no to drugs 😢
Uneyi pazviri nhai iwee
urikutobhaiza wani
SPARKS UKUDAWO CHIMOTA TIKUKUONA
Dzopenga shuwa
Iyo murwere we njere uyo
Mufarisiiii😅😅
Kumhata kwako towerz sunungura chii mbavha idzi
Beche ramai vake anoda kurohwa uyu
Kutopenga kwakutoita
uyu anotopenga
I love your work keep it up 💪💪
Iwewe Sparks ndiwe wakuto tsvaga kudya nekuita dzvene pasiri necessary. Hatisi madofo muface.
Anonzi tawaz kkkkkkkk mwana wemusangano iyeyi uyo haaa panebasa.