Tete Mamo please try by all means to teach people kuti vanamate nekutsanya, Mwari variko and vanopindura minamato yedu. One day I will come with my testimony just to teach and show people kuti Mwari Ariko no matter what Situation you are in, Mwari vanokuburitsa
Thanks for your comment. I’ve always wanted to mention this. Nesu we’re having strong challenges but we don’t give up on hoping that sometimes good will come in God’s time 🙏🏾
#lastconfession....These old folks will be the end of you if you do not know. Wakaba mari yelife yavo maybe like their pension fund, unogona kufa urirombe iwe hama, kutotsvaga wekubatana naye muchienda kunasekuru kunokumbira ruregerero nekunoripa futi pamusoro pazvo
Asi uri umwe wa amwene here. Saka how do you explain mabhirugwa wakambozviona kupi. Siya tete vataure zvavanoda ndiwe ani uri Kuda kuvaudza zvekutaura. Ita imi ndimi munoita izvozvo kwete Zimbabwe yese.
Tete you are not good at explaining or giving advice but munogona kuverenga. Dai maita zvekuverenga maconfessions and if people need advice motsvaga munhu anozopa maAdvice panopera video
Iwe dzorera Mari yasekuru uri mbavha yomunhu ifa hauna batsiro panyika iwe unofana kutopenga kusvika wafa hauna tsitsi iwe ndimi mbavha dzisingadiwi inda kumusha kwavo undotaura navo une Mari yavo ndiwo mushonga chete unoziva kune mushonga wako but haudi kuinda kunovaona .
Tiza iwe murora usaite dununu unofira mahara. Enda kunguwo tsvuku wonoita go back to sender murora varohwe nezvinhubzvavo amwene ivavo. Wadyirwa vana hobho vhurika kwete kupusa.
Heartbreak yemunhu anoda zvake kurova insertion muSim Slot 2!? Haa amai siyanai nazvo izvi life will continue and you'll be quite stronger. Trust in God, lean unto your friends and life will take care of itself
Hie inini tete i think it's better u ready only .....iiii mainini leave the marriage u can't stay nemunhu anoitwa mukadzi neumwe murume kupfeka your pants he feel himself as a woman
2nd vakaoma.The best kusiya murume wacho wobva wagura ukama nababa vako naiye murume zvese.Time heals sis usazviurayise nekuda kwevanhu vasina respect.I pray for yr mom if shez still with yr dad nekuti izvi zvinorwadza kusvika pabonzo.3rd one musafarire kuda zvapfava sehonye.The truth is gonna set u free.Enda kuna sekuru handiti une madetails avo.Wonokumbira ruregerero woona kuti wodzosera sei mari yavo
Sister iwe unemurume wengochani wakakurira kupi chaiko u mean u don't know between right and wrong saka apa unoda vanhu vakubetsere pachiii because newe unozvionera saka uridununu
Tete Mamo please try by all means to teach people kuti vanamate nekutsanya, Mwari variko and vanopindura minamato yedu.
One day I will come with my testimony just to teach and show people kuti Mwari Ariko no matter what Situation you are in, Mwari vanokuburitsa
Thanks for your comment. I’ve always wanted to mention this. Nesu we’re having strong challenges but we don’t give up on hoping that sometimes good will come in God’s time 🙏🏾
Amen true
Amen
How are you tete mamo we thank you so much with the great job sesu vamwe tadzidza zvakawanda nokuda kwemaConfessions Aya.
Ummm zvakaoma baba kuita nemukwasha
Cc wezisu eziphumayo yoo hamba ebantwin but phuma kulomuz
thief good for you enjoy your bonus .
Mbavha iyo ngaitsvake sekuru avo hakuna help yaunowana usina kuvatsvaka uvaripe
1#Magona Advice AUNTY varoora rambayi kuyitiswa zvamu singade nehama varoyi
2#Help iripo rambana nerumure ratova hure raBba vako uzviitire hupenyu wako uri somewhere usa pererwe nekuda kuzvi wurayira ngochani
3#Imwe help yawunoda ndeyeyi ipapo.Tsvaga varidzi vemari urewu rure chete vano gadzirisa nyaya yako vega unorapwa ikoko
Uyo wekuvhara sekuru hausati wava bhoo ramba uchitambura benzi remunhu
Running stomach
Pfutseke satan ungabira Sekuru waiti svinosvikepi hausati wamama uchamama zvako
Ummm zwakaoma sure ,amwene avo havabvarure machira buda mwana waamai usati wachembra uchzwarira pasi,umm tete maMoe chokwadi tinotenda neprogram yenyu iyi coz tinosunungurika chose nekuti ngamo yandinenge ndinayo inenge ichifambirana neyemumwe
#lastconfession....These old folks will be the end of you if you do not know. Wakaba mari yelife yavo maybe like their pension fund, unogona kufa urirombe iwe hama, kutotsvaga wekubatana naye muchienda kunasekuru kunokumbira ruregerero nekunoripa futi pamusoro pazvo
wekuvhara sekuru haafaniri kusvika achiti ndisunungurei. Anenge avapumha huroyi. Ngaakumbire ruregerero
Uyo wekuba mari yasekuru uri kuti hauzive kuti woita seyi ipa munhu mariyake help yaungade ndeyeyi enda onopa munhu mari yake muchinyanya kuba
Dzorera mari yasekuru
Tete, kana musingazivi ingoverengai nyaya mosiya zvakadaro vanoziva vataure. Musakanganisa programme yenyu yakanaka iyi. Mwana asina kusvika anovigwa zvakasiyana nevamwe. Anovigwa EXACTLY saizvozvo zvataurwa nemuroora benzi uyo aneruvengo navamwene, kana kuti mudoro (panoerere mvura, uye usiku, uye nevakuru chete. Vamwene varikutoedza kubatsira, kwete kuti ndivo muroyi. Inga kusaziva kufa, uye kubatsira benzi kutambisa nguva.
Asi uri umwe wa amwene here. Saka how do you explain mabhirugwa wakambozviona kupi. Siya tete vataure zvavanoda ndiwe ani uri Kuda kuvaudza zvekutaura. Ita imi ndimi munoita izvozvo kwete Zimbabwe yese.
Wekudya Mari yasekuru hauna help yaungawane kubva kumhuri ye Zim bhadharai Mari yemunhu chete zvinopera izvoo
Aunt Mamo taurai futi. Ah I don’t understand kuti munhu anoitiswa zvakadaro achibvuma sei? Uyezve chivanhu chaicho kwawakaroorwa havafanire kukuitisa kana chii zvacho pasina hama dzako. Even kukutongesa chaiko. Munenge magara makatoroyewa pfungwa here. Marriage yacho unenge wanyanyoida zvakaitasei?
Vahadzvadzi tsvakai Mari yasekuru muvadzorere makatadza kuvabira
sisi vanemurume ari kuita hongochani natezvara: maonero angu wakasara wodanana nemukomana uyu agara vachidanana nababa vako. Kana kuri kutaimira vaitotaimirana nababa vako iwe ndokungo dyirawo. Kutaura kudai waifanira kunge watomusiya kare mukomana uyu. Mai vako varipi
Vanhu ngavazive Mwari tete
Iwe unoda help yei duzvi. Dai ukadzipwa ifa hauna basa mugodhoi
Iwe wakakurira muninga hre nhai CC waipa vamwene mbatya dzomukati wakazvinzwa kupi plus mwana mucheche anovigwa murwizi kwete pakati pomusha kumba kwenyu kune mukuva amakaviga vanhu pakati pomusha uye kuvesera Moto paguva iwe unopenga iwe ndiwe wakasvikanyira wega .
Help yatokupa enda kuna sekuru anditi wati u got his details
Tete you are not good at explaining or giving advice but munogona kuverenga. Dai maita zvekuverenga maconfessions and if people need advice motsvaga munhu anozopa maAdvice panopera video
I agree she's good at reading n should to stick to that only
Waisaita zve advice izvi asi wakatokumbirwavo tete wamwe wake wasingangapi zita ravo she is very good ne advice and reading
Iwe dzorera Mari yasekuru uri mbavha yomunhu ifa hauna batsiro panyika iwe unofana kutopenga kusvika wafa hauna tsitsi iwe ndimi mbavha dzisingadiwi inda kumusha kwavo undotaura navo une Mari yavo ndiwo mushonga chete unoziva kune mushonga wako but haudi kuinda kunovaona .
Izvi zverudo izvi chii ichochi baba kurara nemukuwasha ambuya nemukuwasha. Haaa surrender
Second conf Mwana vangu ibva pamurume uyu Ngochani, unonotanga humwe hupenyu
Mbavha , dzokera kunasekuru utaure navo ugone kuzovapa mari pashoma pashoma unosiira family yako ngozi yavasingazogone kuripa
Mbavha iyo ndarwadziwa gara wakadaro waive vabatsirwa wani kule musiyei ngaauye nemari yakakwana
Siya Imba yacho zvinoda hata yedombo
Zvinorwdza dai wabva hako
Wemurume wekudanana nababa ,dai wasuduruka hako ukaramba uripo uchava nestress
Ko kusiya vaite ungochani hwavo ummm vamwe vakadzi muri mumajeri mudzimba umu munongoseka zvenyu masingle asi ummm vamwe vari mumajeri
Uyo wekutorerwa murume nababa vake better kungosiya hako murume wacho bcz chekugarira hapana nekt murume wako ane mafeelings nevamwe varume
Unoda help yei dzokera kuna sekuru ndiko kune help yako
Please give the details for the lady akawana baba vari mungochani please tell her it’s not the end of life ngaabve ipapo
Uri mbavha dzosera sekuru mari yawo, hapana rubatsiro rwaungavane dzsera mari , majaira kuba , ruchiwa nechinhu chausina kushandira
Dzosera Mari yasekuru faster faster.
2nd confession plz leave that marriage. That stress is too much its very painful and embarrassing
Confesion yekutanga ngaaende kwasekuru tasvu zvogadzirika or kungovafonera
Dzosera mari yake nekuti hapana kwaurikuyenda wangu life yako inokunetsa vakaita kunge vakangwara wangu
Uyo moneychanger akaba mari yaSekuru avo ini handikutuki, wakaita zvakanaka ukaaba ukashandisa mari, iyezvino chiitazve zvakanaka uvadzosesere mari yavo PLUS interest. pamusoro.
Tanga new life hama yangu nekuti pakaipa zvimwe zvinorwadza varume pamurume here zvinobuda ndezvemushonga baba vako nemurume vako mushonga
Kudyazveva pfupi nekuremba ndozvazvoita angave munhu mukuru or mudiki humbavha atihudi
Mbavha iyo he got what he deserved. No sorry for him
Tiza iwe murora usaite dununu unofira mahara. Enda kunguwo tsvuku wonoita go back to sender murora varohwe nezvinhubzvavo amwene ivavo. Wadyirwa vana hobho vhurika kwete kupusa.
Dzosera mari ya sekuru avo unofa uchitambura
Heartbreak yemunhu anoda zvake kurova insertion muSim Slot 2!? Haa amai siyanai nazvo izvi life will continue and you'll be quite stronger. Trust in God, lean unto your friends and life will take care of itself
Hie inini tete i think it's better u ready only .....iiii mainini leave the marriage u can't stay nemunhu anoitwa mukadzi neumwe murume kupfeka your pants he feel himself as a woman
yooo God forbid
Kuba kwakaipa ruchiva nhasi wakuchema tsvaga Mari yavo ukarega unofa zimbavha
Nhai mainini wekuba mari, how can we help u when u know exactly what u did was wrong 😡😡😡😡 suffere
Leave that marriage and start your new life
Hie tete . first confession yoo sorry cc it's scary
Siya marriage iyoyo utange hupenyu hutsva.You were tricked by the two.Ivo vachiziva havo zvavari.
Uyu Wekuba Mari. I don't feel sorry for you. You made your bed now lie on it
Yekutanga iyo enda kwaTasvu
Last confession go and talk to sekuru oenda nemari yavo yese plus interest. U got what u deserved zimbavha
Second confessions fumura everything ku family just leave this baba nemurume vari gay so sorry abouth this pain
The first confession wa baba we ngochani, I think u need to move out for a break timbo wone kuti zwino pererepi…. U need counseling as well
Expose the to the family then u go out
2nd vakaoma.The best kusiya murume wacho wobva wagura ukama nababa vako naiye murume zvese.Time heals sis usazviurayise nekuda kwevanhu vasina respect.I pray for yr mom if shez still with yr dad nekuti izvi zvinorwadza kusvika pabonzo.3rd one musafarire kuda zvapfava sehonye.The truth is gonna set u free.Enda kuna sekuru handiti une madetails avo.Wonokumbira ruregerero woona kuti wodzosera sei mari yavo
Cc wemali ulisela ukhawule
Mbavha iyo deserve that tsvaga Mari yavo uvape
She must leave the marriage yacho vagare vega
Sister iwe unemurume wengochani wakakurira kupi chaiko u mean u don't know between right and wrong saka apa unoda vanhu vakubetsere pachiii because newe unozvionera saka uridununu
2nd confession , leave your husband and block your father. Tell your family what they have done then moenda for counselling. Sorry my sister
Siya I imba yacho zvako hapana kwaurikuyenda mwana vamai vamwene vako muroyi zvimwe zvinhu rambai sure nekuti zvakaoma sure
Hie tete . first confession yoo sorry cc it's scary