Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Yoo chivindi chokunovhiya moyo wemwana yoo
First conf but imiwo maivatorerei mai kugara navo pamukwasha kana waida helper wakadii kutsvaka mukadzi wechikuru
Vanoda kumamisa mainini ivava imhata chaiyo
First confession yangangoona so sorry
Mmmm mainn avo vanoda kudzingwa pamba ipapo uye murume wako anoda kurutsiswa.plus vanhu dzidzai kuti musachengete vanhu kadzi pamba or vaisikana padzimba dzenyu munotorerwa varume nazvo angava mainini or mzukuru even chero musikana haachengetwe
Eishhh
Muchiyenderiko kun,anga muchitswaka misonga zvinopedza rudzi
Hakuna hama dzaamai here anasekuru vanotii usavarege vachidaro mainini ava
Last confession life iyoyo yamuri kuita ndiyo chaiyo yakanaka yakachena. Ndozviri kungoitawo vamwe .tinongotambura tose . better makambodyawo Mari vamwe havasati vamboidyawo .vanongorarama vachidaro. Ingoitai izvozvo kusvika Mwari vakusunungurawo
Mkoma ndimi makasvikanyira moga tsvakai mombe 12 mundodzorera zvikwambo ,plus unoutsinye kuuraya mwana kwava kuvhiya waiti imbudzi hre apa wazomama manje zvikwambo zvichatanga kurara newe .
Uri kurumwa nechekuchera iwe .mazvekuda mavanga enyora Ende kuchurch dzemweya ureurure zvose zvichida Mwari vangakuwanire nyasha
Wekuromba nemwana nyaya yake hainatsosangana zvinekakunyepa mukat
Last confession ndizvo zvawaida kuuraya mwana asina mhosva ifawo dofo remurume 😢
Vadzinge mhani unovadii pamba pako
1st conf siya hako marriage iyi mainini vako vanehutsinye haungaende pabarika namai vako
Wekutanga ibvaxukugarirei nemhuka yemurume akadaro Vasiye vari vaviri
Mainini vako muroi chaiye hama padziri kuona izvi dzirikuti chiiii nazvo 😮
Vasiire murume wacho ndipo pavachaona kuti Havana kuumbika muroyi wemunhu
Kunevamwe vanhu vanopenga chokwadi
Dzinga mainin vaende waimbovagamushira sei hudza murume kuti wakuenda ohh hudza nefamily yako neyemurume vauye kuzomudzinga but becareful uchafa kufira murume wako
Iwe dzinga mainini vaende
Zvimwe zvinhu zvopedza power , ndinongoti lizoba Strong
kkkkkk ngaze ngahleka....
Tambura ausati watanga ungakungunudza chikongo chemwana nekutora moyo nekuda mare ere chipenzi chemuisa tambura kana kufawo
Kkkkkkkkkkk ndibvunzirewo hako wangu
Hmmm kushaya matyira, kuita mhondi kuuraya mwana wako nekuda Mari. Sure here, suffer hako.
Kkkkk chipenzi chemuisa
First confession dzinga amainini avo
Uyo wokuromba nemwana,ari kuripa matadzo ake ngaambosuffer hake
First confession mainini ngavadzingwe havarinyare dai vari ivo vaizvidawo here puma satan xaaaa kushaisa mwana rufaro puma ngazviende ukoo, second confession vanhu magara munoziva kuti zvekuromba izvi zvinozokupai dambudziko after mambofara nekurimba kwenyu madii kugara mazvisiya mushande zveziya renyu mbichana mbichana tinosvika ngatigashirei zvatakapihwa na NYATENE tinodirei zvefast trek hona kwazvave ngatishandisei our MEDULA OBLINGATA vadikani
Second confession enda kwasekuru Tasvu
First confession: look for help from vanhu vaMwari bcoz murume wako anotoda kurutsiswa
😂
1# chingo zvisiya dear and pray for your marriage to be restored. Usavatuka vano zogona kukubvisisa pamurume or usabate mushonga . Just play along and pray its obvious vakamupa mushonga . She might kill you nemushonga ukataurisa .Mwari vano pindira
Vadzinge mainini ava, she is toxic
Saka uchaita sei