DJ sparks you are a journalist. You should have shown us what was inside the bag before and after. There is a big change both the owl and bottle where inside on both occasions.
Varume ava vakatemerwa nyora nekurombera kti tsvimbo dzavo nezvimutsvairo zvavo zvinoburitsa nyoka nemazizi avo,,voti vabata ,,yet zvese zvavanobata muvanhu zvinhu zvavo,,after all this problems never sold,,,Mashiripiti aya haana kana dhiri mu21st Century,,,,gochanhembe stuff,,,,stone age stuff....Who ever believe this rubish akatsva ma fuse.
Sparks now days makutipa macomedy
Bag rangouya rinezizi zvaro nxaaaa 🤣🤣🤣🤣🤣
Haaaaaa idzi ndonhema manaje 😂😂
Zizi ragara rariri mubag
Taura hako idramma iri
I wish to see wat was Inside the satchel before taona Zizi
Taurai zvenyu
Taura hako fake
Film yavo inobhohwa
Haiwahwo zizi ragara ririmo mubag munotiona kunge takapusa hr isu
Mwana wezizi musada kutyityidzira vanhu
Make this a drama not just a small skit guys 😂😂😂 chakanyanya😂😂😂
Apa rikuitakushya kuti ndikuitwei 😂😂😂🤭matarisiro acho
😂😂😂😂
Kkkk
😂😂😂 tinyareiwo pliz hamunyare here musatanyoko wenyu mese muri ipapo
Kkk
Ityai Mwari,u shld hv opened the bag b4 zizi rabuda
True
Sparks usatijairira iwewe ,usadaro unga shinga kuposter nhema dzakadayi …
National parks must be alerted kuti muri kutambudza chisikwa chisina kana mhosva.Mashaya apa mukuru😢
Zizi an owl 🦉 can be very dangerous not kuti rinoroya but rinotakura nhata neinda too much..
Hanzi namadzibaba ndorigadzira nemishonga yangu. Saka ChiMadzibaba hachisi chinamato asi mishonga zvichireva in'anga vanaMadzibaba
Siyai chisikwa chamwari. Sis
Kunyangwe zizi iro ranga risimo muBag kudhara zvaarikuita izvo ndezvekunyepera vanhu zvekuda kutsvaga mari
Zizi remushonga harivhuri mapapiro
Ukuziya zvinhu zvacho
😂😂😂😂😂😂@@Thedogboy1994
😂😂😂
DJ sparks you are a journalist. You should have shown us what was inside the bag before and after.
There is a big change both the owl and bottle where inside on both occasions.
Let the camera point all angles nonsense
Kkkkk mbavha idzi taneta regai tife coz nhema dzavandisa kumaprpphets
Mukunyepa mayweee 😂😂😂😂😂😂 hakuna zvakadaro
Wamunoti Sparks uyo ndewekumama zvemakuhwa nefack magic kana kurwisa n'anga neparofita ndozvake
@@roderickmushaya8296 🤣🤣🤣🤣🤣👌🏾
Mai vane pink ku actor kwacho havatogone apa murikushungurudza chipuka chaMwari
Hakuna madzibaba akazombopedza zvaitwa nemuroyi so far kunze kwekuti kana akaromba sezvandaona apo kushandisa mutsvairo kkkkkkkkķ handei mberi
Zizi tinogocha harityise ngaaunze bere😂😂
Yes kana mhungu cobra
Sparks toda video madzibaba achienda nevanhu avo kwavakatora mushonga, kana chiri chokwadi
Haa guys mukada kutsvaka mbiri nemadrmma muchatongwa nedenga ..idramma iri
Taura hako zvekumama izvo fake pastor iwe Sparks usaite sespark plug yatsva paEngine yechigayo uchi maketa zvekunyeba izvo gateway
Zidumbu sparks wanzwa
@@tinsobeemassive5440 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
So why madzima camera pakuchinja chigubhu nê bag..mhata dzenyu iwe spark na false prophet vako
Kutanga gore nekunyepera Mwari kuita madrama asina bsa ngezvenyu ikoko naMwari wedu tiriboe
Asi spacks kaaaaaa😅
Ndezvekumama izvo zvekunyepa zvega zvega
Zvekumama izvo zvaari kuita muchinda uyo zvinoitirwa vanhu vakapusa
Mazimba svinurai kupusa tanyanya kutipedzera data nema drama
Really it's a waste of data
Ummm kumaporofita kwaakutyisa, hurombwa hwega hwega, kana Jesu aisadaroba
Sparks i respect you but siyana ne content ye fake iyi ..thanks
Vanhukadzi kufunga kwacho kwakatsveyama. Zibhenzi iro itsotsi, ndivo vaporofita venhema ava
Dj sparks be wise😂😂
Varume ava vakatemerwa nyora nekurombera kti tsvimbo dzavo nezvimutsvairo zvavo zvinoburitsa nyoka nemazizi avo,,voti vabata ,,yet zvese zvavanobata muvanhu zvinhu zvavo,,after all this problems never sold,,,Mashiripiti aya haana kana dhiri mu21st Century,,,,gochanhembe stuff,,,,stone age stuff....Who ever believe this rubish akatsva ma fuse.
Hamusati mavhurika kana usati waroiwa unoti huroyi hakuna ndiyo technology yemunhu mutema.uye ngozi inodii kupera nekunamata kana vanhu muchiti idramma
Mabeliver ingobeliver wega
Mbava raoneka apo ndorabhaiza content yedu sparks
Vakadzi vese avo ndeve KuUshewekunze kwaTakaz. Madrama aya
Mai Bhonjisi naChihera
Ko ayo mambava aibva payi zizi raingovamo mubag
Kutswaga mari uku
SPARKS WAAKUPERA MANJE HAIWAAAA
😂😂😂😂😂😅Aaah
Iwe unoda kusungwa iweeeeerr
DJ sparks muchauraya Basa renyu nemadrama
Ana DJ sparks siyai vakomana zvamakuita siyai madrama makunyebera vanhu manje chigame chamakaronga icho
Spakisi ndakuda ndakumaka to the last will never open your channel
Sparks ndaitemba newe manje vaakuita sa chibanda media kuita nhau dze fake
😅😅😅
Hmmm
Yah uku ndokunyepa uku
Fake why wavanza pavaiisa chobhodhoro ❤❤❤❤ mmmmm
Haripiswe hariuraiwe ....kureva achisira vamwe futi zizi mubag bata number
Haaa nzara inokutuma kuita yese yese😂😂
2025 takaenda hustle or die
Hakuna zvakadaro iro ndiro drama mqku
Tsekee iwe zimhazha kuda kubira vanhu mari kuti mupote muchigovana nemahure ayo shandai kwete mafunnies amurikuita ayo.face dzenyu nematauriro acho zvotorakidza kuti muri mbavha.mune zvivindi nekutyisa koita zizi ikoko ahhh mari inokupa zvivindi shuwa
Dj ndipe # yako
😂😂😂😂
Kana mazogara murume uyu Chiremba bamukuru vangu vakabirwa mota akaita idzoke ipapo ipapo mu Jobk
Gateway
Nhamo ine nharo, tsvagai mabasa musatisyze
Prophetic drama gone wrong.
Ma 1
Sparks shaa,just stick to reality,we just watch and support you ,siyana nematsotsi aya
So true
Sure haaa why kabottle kambobuda kazobuda kava mubag Ummm
Haaaayas mazimba asi chip chaizvo
Kkkk 😂
Norest arikuzama kutsvaga cash
Uhmmm aya manyepo pro max
Jesus is LORD
what a handsome zizi
Iwe😂
Vakaribatepi zizi rekuitisa skit iri
Hakuna zvakadaro idrama iriii
Kutsvaka mbiri Hakuna zvakadaro
Drama to the next level .Mbavha
😢😢😢
🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂
Ma cartoon aya
N'anga ndimadzibaba chiii vanhu soo
Ripenyu, edit before posting.
Knowledge anonyepa nditsanos yangu big thief
Drama to much😂😂😂😂
Poor acting, nice try
Uyu wenyu dj iduzvi zigo chibaba kudarika idzi
that is just a bird
FAKE!!!!!!!!!!!!!
Fake
drama chairi
Kana zvisati zvasvika kwenyu unotaura zvisna basa patatisati taroyewao ndozvataitouarao kana musinacomment nyararai
Ndiyonzara here irikuitisa vanhu kudaro zvakaoma aya manyepo aya