It's better late than never! I am happy to hear you speak one of our languages. I barely understand a word you say but I get the gist since my mother tongue is luganda. Thank you. Balaba
Hie Andrew endai munotsvaga badza riri mudombo hanzi its a lock yakaiswa na nehoreka paakapinda nemhuri yake achitiza Also go to mutoko ruins I hear there is a river with a beautiful beach
IRI NDO JITI MANJE BABA. ASI ITS 97% HARISI 100% NEKUDA KWEAKO OO KARI KURIDZWA NE NEZVIMUTI AKOO. BUT OTHERWISE NDO JITI REMBIRI CHAIRO RISINA AKO KEZVIMITI KARIKURIDZWA AKO
Makuma vaNeshamba, imi munoudzwa kuti uyu musambo kuno tinouti zvakakati, sezita, imi mozvigamuchira zvakadaro. Vaipikisa vakatsananguravo zvinzwisisika asi chavakapotsa ndechekuziva kuti chinonzi JITI kuMasvingo may not be the same as the Tokyos call JITI. It's still jiti, in their name/meaning, regionally.
@@memoriegomana5341Ndinozviziva, wanga ungori mufananidzo chete, ndakagara kuMasvingo usati wawako iwe kwemakore akaenzana nemakore ako ekuzvarwa. Tinoita chii zviya nhai chana chavatete? Ngororombe kana kuti....Either way, it is still 'jiti' by a different name, wezhira. Ukaona vanhu vachiridza/kutamba mbakumba Bikita, unozozviona kwaMurehwa asi zvava nerime zita.
Great works drewmas ,thats us African/zimbabweans,lets be proud of our tradition n culture. Go on drewmas excel
It's better late than never! I am happy to hear you speak one of our languages. I barely understand a word you say but I get the gist since my mother tongue is luganda.
Thank you. Balaba
Drewamas Media my best program 💖💞Always taking us to another level. 💝
Vachitamba tsotsa nejiti, hazvina stress, pure joy. Well done Drummers media, matigonera. Thank for taking us to another level 🕺💃🕺💃
ruclips.net/channel/UCqFVaHoAgScXfYVNBZPyVvw
HAA MAITA BASA MR NE SHAMBA MATIISA KUUZUMBA. VARIKUKWENYA JITI CHAIRO BABA. LP IRIKUROHWA APO BABA
Pavatambi chete ndopakasara
🤣🤣🤣 Iri nderimwe level thanks Dreams mukoma Neshamba sando dzenyu 🔨🔨🔨
My first time to see the tsotsa dance, that gentleman is a joy to watch
ruclips.net/channel/UCqFVaHoAgScXfYVNBZPyVvw
Chiteerera rumba chitekete chiteketewoo...mwendamberi ndouraiwa nemukondomera vakomana matipedza nemukondombera chiterera unzwe chitekete Chovhaa George hehehedee pakarepo
I like tsotsa dance same like vanhu veku Mozambique
Great job Drewmas media rambai makashinga komborerwai
Kumusha kwangu.i remember tirikuprimary the traditional dance was tsotsa
For tsotsa sei ngoma dzakashota.tungwiru turipi
Apa ndipo patinoti DREWMAS MEDIA TAKES US TO ANOTHER LEVEL thanks mkoma Andrew
ruclips.net/channel/UCqFVaHoAgScXfYVNBZPyVvw
Sis vered top vane moto kkkkkkk
Kkkk neni vandinakidza
Strees O💃💃💃💃💃
Ngoma dzavo handinyatsorira uyezve padandi sei vachiridza nemunyambo jiti rarisi ranasekuru na gogo
Urikuziva iwe.i expected to see 4 drums there for tsotsa .tungwiru hapana .iyo hombe hatisikuinzwa
Kkkkk sekuru vane hat yewool ummm vane nharo ndofunga kare kawo vainetsa kkkkkk mother veskirt yegreen ma1
@@Kaflashi okay dea ndaenda
@@iam_mamoyo thank you my sister
Kkkkk shumba tichapona here naChihera mkoma madenha
Very good mukoma Adrew wabva wandifungisa kumusha kwete zve zim dance hall zvonyadzisa
Kkkkkkkiest wandisetsa
@@clayeanchihuri158 Seriously sha
@@brianlungu1189 zvechivanhu zvonakidza but hatichazvigone
Kkkkk Mai veskirt yeblue mweya unoda asi nyama inoramba 🙆🙆😂😂😂
😂😂😂😁🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂
Beautiful... Tokyo is beautiful
ruclips.net/channel/UCqFVaHoAgScXfYVNBZPyVvw
zvekwangu izvo hey hey hey
Welcome good people
WaDrew hamuna kumboyedzawo tsotsa kana kajiti?🤷🏿♂️😁
Chibvai mayabuka muende kuvazumba.
ruclips.net/channel/UCqFVaHoAgScXfYVNBZPyVvw
Please endai kwaHeadman Kaunye near Jembere shops at Mukungurutse village kune group retsotsa rinotamba ikoko rakatombobuda paZBC Tv
Well done ndokwedu manji uko l mic home
Oky
Ayiwa zvirikunakidza unobva wazwa kudakuendawo ku jiti
ruclips.net/video/IThgA3SkIIM/видео.html
Ko nyaya yaRowai yakazodii
Mazuva ano murikumhanyisana ne ma jiti makabva kumanjuzu
Ndafunga kumusha mukoma
Yaaah vakadz avo bhooo zvekut
Well done mukoma Endrew Meshamba
#Neshamba
Kkkkkk ndaona Gonyeti lol😂
Stress free people.
Kwaiwai wokwedu ??Manja manja .Tati mukati mukati wokwaaamai kaiwai kamu nai paNyamapo????
Vanhu wenyika inotakakomborerwa naMwari nechipo chekufara kusununguka chaiko .Vanhu vakuru asi warikutamba zvinodadisa chaizvo
Makadiii vedremas midias tisu vekushaya mwana
0713394932 ndibatei
Kugona ka keep it up Drewmas
Munotigonera rambai makadaro
Iyi type yejiti ndaitadza,yasiyana neyepaChiweshe nepaBindura apo
Tsotsa kudenha
👏👏👏👏khulu can dance
Sure iwe kani
Ndiwo masongs ejiti arikuvhinga ndeuyo vekangoma kezvimiti ari kuridza pachigure ..aiwa ana mhamha ari kutsika jaizvhi
Mazvake mazvake dance rebofo
Kushaya zvekuita iku
Baba vebhachi vononakirwa
Well Dane Drewmas madia
Zvandifungisa ndichakura paruzevha apo ndairova ngoma zvembiri.
Hie Andrew endai munotsvaga badza riri mudombo hanzi its a lock yakaiswa na nehoreka paakapinda nemhuri yake achitiza
Also go to mutoko ruins
I hear there is a river with a beautiful beach
Discod chaiyo vakadzi vanotamba zvavo vana daddie hayii zero chaiyo
Haa havasi kutamba kunyanya vakadzi kunze kwasekuru one chete avo
Ndiro.jiti.manje
Kulle makanyanya
Iyi ndiyo inonzi bvengebvenge chaiyo
ruclips.net/video/IThgA3SkIIM/видео.html
Vakdzi awo koye koye chaiyo
Mukoma Andrew muri sei nedrewmas crew mukuita musiya padiki vamahotera havasi kutipa maprices we want to know tigadzire Christmas nemhuri
ruclips.net/video/IThgA3SkIIM/видео.html
IRI NDO JITI MANJE BABA. ASI ITS 97% HARISI 100% NEKUDA KWEAKO OO KARI KURIDZWA NE NEZVIMUTI AKOO. BUT OTHERWISE NDO JITI REMBIRI CHAIRO RISINA AKO KEZVIMITI KARIKURIDZWA AKO
ruclips.net/video/IThgA3SkIIM/видео.html
Sis vetop ye red sando dzavo
madhara akaoma chokwadi kuita kunyangira yaona.tanakigwa zvokwadi
Sekuru can dance lol
Neshamba...Ko uyo Director haasiye hre murimi weku Tabudirira farm....zvikufamba sei apo
Ndiye anoita zvese
@@patriciachizanga1505 ok cc thnx....Nyanakwere inotii isusu ndiko kumusha....nyadire turn off
@@mosesnyakabau6514 Ndokweduyo chaiko hazvanzi
Cc ve top ye red vapedza ma sports
Kkkkkk m in tears right now haaaa momz avo kaaa handina mashoko
Momz vegreen skirt avo vanga vatofunga kure..zvanga zvichiri zvejiti here izvi 🤣
Kkkkkkk
Kkkkkkkk nhasi muine vabereki chaivo
Thanx Drewmas media..
ruclips.net/video/IThgA3SkIIM/видео.html
Dai vakazongoita rima chete zvaibva zvaita kaThat
Makuma vaNeshamba, imi munoudzwa kuti uyu musambo kuno tinouti zvakakati, sezita, imi mozvigamuchira zvakadaro. Vaipikisa vakatsananguravo zvinzwisisika asi chavakapotsa ndechekuziva kuti chinonzi JITI kuMasvingo may not be the same as the Tokyos call JITI. It's still jiti, in their name/meaning, regionally.
Kumasvingo hatiiri jjiti
@@memoriegomana5341Ndinozviziva, wanga ungori mufananidzo chete, ndakagara kuMasvingo usati wawako iwe kwemakore akaenzana nemakore ako ekuzvarwa. Tinoita chii zviya nhai chana chavatete? Ngororombe kana kuti....Either way, it is still 'jiti' by a different name, wezhira. Ukaona vanhu vachiridza/kutamba mbakumba Bikita, unozozviona kwaMurehwa asi zvava nerime zita.
Kkkkkkkkk sis vetop yered bho here kkkkkkk vane motooo
Kulee makanyanya kkkkkkkkkk
Ko warikupinda nekudonha awo imhamba her chii
Vagumburwa nematombo azobviswa pasi apo.