ndo inonzi acting stella i hope u wanted to say KUITA KUNGE KA BHEBHI nokuti Jedza akwanisa kupinda in the role yaapihwa 100% aita ka babe not ka gay lol..coz ifwe didnt know these 3 to be guys a lil earlier into the script we would surely mistake them as ma slay auya kunhamo kuno disser lol
Sister vaorange vakashandaku nite sport kwa gini mbi inoita fazda kacostoma chiyo nekuputa fodya big sis vanonoqualfy ginimbi hero basa ipa mabig girls aya mabasa
kondozvoitika panhamo zveee..wakatoshaya those who care to make sure u washed and dressed wotoramba uine svina wakangorinda chitunha zvichinzi amai vemufi ngavagare kumusoro kwebhokisi..kana nokutoireti unogona kutotadza kuenda ....nhamo hainakidze Dai Mwari vakangoti we jus disappear into the air while vanhu vese vachiona kuti taenda tichivabhabhaisa ..izvi zvokurindira chitunha dakara tadzikisa pasi zvorwadza moyo....please motikandirawo ka tuku na winky ku back ground kana masvika pa episode rokunodzikisa or panguva yema speech lol...ndokuti truely Zimbo
matsanga azotanga kunyatsofamba neshoko mm for 1 minute i thot ndange ndatove pamariro chaipo..all the fights kuitirana hasha,..vanoda kuonekwa kuti ndovanogona ku organiser kwozoti vanoda kunzi vane bag...poita vanokurirwa nezvikari...tht guy holding 2 ma scuds is also good at all his roles...akaita kunonzi kudzamirwa ne rufu or akadzamirwa nedoro
iyi i nhamo for real...nokuti mukaona pashaikwawo kana imbwa one zvayo yakavata chero kuma poto ukoooo...or pasaidhi pasabhuku mmmm mobva maziva paita nhamo chaiyooooo...yasemwawo nembwa dzomuraini lol...well done guys...take yo time to keep bringing this best in you..i love the setting ..up to now ndikushaya kuti i area ripi iri...well done on tht as well...i guess mofanirwa kuzosvika pakungopiwa henyu ma honorary degree of arts coz mave kuseri kwokuseri...
And I really like that Chipo Girl she is on fire. Being in the diaspora and all, watching these things brings me much closer to home
I like Chipo tooo
😂😂😂😂😂 hasha dzina jatwero idzo ndombodziita kana ndine zhara 😂😂😂
Nhamo iyi iNhamo chaiyo... zvaatori ma1😂😂😂. Naiza Boom one day I'll come and invest some funds into you guys and your you into world class stars...
Ah sasi nderipi iro, hanzi ne vanhu vasina mari vanotoitawo chihure, ende mune chivindi 😂😂😂haa chi come back 😂😂
Matsanga ngaasadaro 😂😂😂wekumedza tuhove Jona haaa wandiuraya matsanga prz wee
mufesi wekuba nyama andifungisa tiri vadiki hahahaa
ranga risati rafilm pasina matsanga
blaz wekudhakwa kwakuseri .....spot on NB
Ko kuzoti iweti
Kkkkk iveti
I hope everyone had a lovely weekend weekend. Nb comedy mugona. Who is watching with me.
Lots of love from Uk
Jedza sandikufitwa nebhutsu kkkkk haaa heavy naiza boom
You guys you should do one movie like a real movie in that movie I also want to be In dat movie 😍😍😍😍😍
everyone is on point hahaha the scene of the lady talking about the box with two guys behind the house killed me hahaha
Our uiiuiiiihi
Oh iiiuiiiiiiiiiuiiiiiiiuiihuii
Chipo much luv dear❤🥰❤🥰👌
Kkkkkkkkkk haaa 100000% urs guys pedzaii henyu data rangu.... But isaii Netsaii for me plz
Handisikuzoverenga bhaibheri ndaneta naro iri🤣🤣🤣🤣🤣😋
Kk
I’m proud of you guys 👍🏿👍🏿💯 Keep pushing zvinoita chete ende ma Nice sisters 🥰 #🇬🇧🇿🇼
Kkkkkkk Chipo usazodaro anzi andina kukunyengererai kutakura nhumbu yangu
Ukaona waita mwana akadaro unogara musodzi iripamatama hama aah kkkk
Aaaa unochema ukazvirega sure
Kkk tumabby matuona cey
Ndeipi matsanga😂😂😂😂😂😍🙋♂️🤘🤙👍👍👏
kikiki hanzi na chipo murikungoda kukwira bp nokuramba muchichema nhema kudaro lol....wazongosiirira kuti makaramba muchindiitira noise ndichakukwapaidzai nembama lol...
hanzi wekumedza kahove😂😂😂😂😂😂😂 ndapera power
Dzekuba nyama idzo, haaaa raw talent. musadzisiye guys.
Kkkkkkkkkkkkkkkkjjkjkkkkkkk mufundis hey aiwa
Kkkkkkkk haasi madomasi iweti iyi 😂😂😂
Mai hwee zvangu kkkkkk honai team Jedza kuita kunge kababe kkkkkk team Jatiwero pfungwa dzenyu dziri pafight nevanhu chete
ndo inonzi acting stella i hope u wanted to say KUITA KUNGE KA BHEBHI nokuti Jedza akwanisa kupinda in the role yaapihwa 100% aita ka babe not ka gay lol..coz ifwe didnt know these 3 to be guys a lil earlier into the script we would surely mistake them as ma slay auya kunhamo kuno disser lol
Jedza kuita kababe😂
I clicked fast when I saw this. Watched the advert too🔥💯
Kkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 wekuba nyama vandisparka vandifungidza pandakatsva nebeans dziri muhomwe apa ndaba😂😂😂😂
Kkkkkkkkk
arova madhanzi ....kwanzi arisi domasi iweti kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
vakanyanya
Wakaona Moto😁😁😁
Pastor Matsanga kkkkkkkkkk
Ma love nema likes
Energy ya Jatiwero kkkkkk boss sakina more respect
Jedza that wig killed me 😂😂😂 chipo wakanyenye .Matsanga kwana 😂😂😂
I know ryt😂😂😂kutofitwaa
NB is my proud for Zim l love you guys😍😙
Keep the fire burning guys you are the best you will go far
😂😂😂😂😂😂 haasi madomasi iwety gegegeegege
Well done zvirikunaka izvi
kamfeci kakadhakwa kanondipedza ako🤣🤣🤣🤣🤣
Taura zvako nyasha kanonakidza zvekut
Anogona part yake
Anondigonera sei
True
Vanhu vekumapurazi😂😂😂🤣
Kwaaaa hanzi Amen Alelua munhu wese ita zvandataura
zamu rachipo bho here .hmmmmm..dairbord chaiyo
Guys munondigonera hangu, I am always waiting for your new episodes
Kkkkk mkwasha mukuru ndoanondipedza jatuwero kkkkkk ndosimbi yese
Kkk Mufundisi matsanga ndandisina kukuonai 😂😂😂😂Amen
Haa Mufundisi matsanga hanzi bible ndanetanaro iri kkkkkkkkk
@@mariarueben2059 kkkk chamba chavavachirova chachapinda mumu soro😂😂😂
Mmmmmmm chipo unogona kuactor hey vimbai maone kwaaaaaaaaa 🤣🤣🤣🤣🤣
Lol anz hapana akupinda nebhutsu inhamo yempostori
Mface wekuba nyama bhooo
Kamuface kekuchachura mopoto kadance kandipedza
Anzi ukaita nharo todeedza ngirozi dzehondo izvezvi Kkkkkkk
Jedza, chipo ,dhafu,matsanga na jatiwero nevamwe vose munondiitira bhoo gyz
NB comedy you are amazing munotigonera.......
Madomasi api aah iweti iyi chandityora
Mukwasha wedu jatti bho here kahat kanosiya mhanza pamusoro apo plus dressing bhooo😂😂😂😂😂😂😂😂
😃😃😃NYC movie guys mukugona wena
Kkkkkkkk k nhamo isina order sure ini mandikuvadza nekuseka apaaa.
Ini sahwira vekudhakwa uyo guys anondipedza kkkkk
I also lyk ka dance kairohwa newekuba nyama
Nyama yanga ichimupisa 😂😂😂😂
Kkkkk kupiswa lol
Kkk Im malawian bt ilyk this Drama
Aiwa Jedza waifanira kuva musikana chete. Coz mufitirwe wawakaitwa negogo nemake up kah... 🙌✌️
Ha pastor ma1
Guys kamufesi kakadhakwa ako kanogonesa Kane pure talent ndonakirwa nako
Dhafu l love your character
Uuummm vanhu vekuma purazi
Kkkk matsanga ndiwe une yese , sisi chipo makanyanya ko 3yakabuda here.ndikuitsvaga handisi kuioona
Jatiwero anenge achitoda kupa Vanhu mambama 😂😂😂😂 pese paita fight ndiye
Apa hadzitane kutsamwa
Funny ,but I think they are also highlighting some of the issues that happen in real life !
True that these are lived realities
Sister vaorange vakashandaku nite sport kwa gini mbi inoita fazda kacostoma chiyo nekuputa fodya big sis vanonoqualfy ginimbi hero basa ipa mabig girls aya mabasa
Kkkk chknyanya
Yeah it's true
Hamusi makushaya here
haaaaaaa rasta vekuba nyama ...i surrent
Wow amazing 🥰🥰
guys keep it up imagine if you can get a good sponsor mouya Sa for family shows
lets pray they get to that..NaMwari uyu hazvirambe...
Kkkkk all i can do is laughing....cnt comment much haaaya kkkkkk
Kkkkkkk yaaaaaa eeeeeeeee you are welcome to come to the world of comedy
Haaa kkk matsanga kkk...hanzi tarisai amai vemunhu wacho tsvina kkk
kondozvoitika panhamo zveee..wakatoshaya those who care to make sure u washed and dressed wotoramba uine svina wakangorinda chitunha zvichinzi amai vemufi ngavagare kumusoro kwebhokisi..kana nokutoireti unogona kutotadza kuenda ....nhamo hainakidze Dai Mwari vakangoti we jus disappear into the air while vanhu vese vachiona kuti taenda tichivabhabhaisa ..izvi zvokurindira chitunha dakara tadzikisa pasi zvorwadza moyo....please motikandirawo ka tuku na winky ku back ground kana masvika pa episode rokunodzikisa or panguva yema speech lol...ndokuti truely Zimbo
kkkkkk nice one manje 😂
hanzi tuskana twekupi utu tune tsoka dzinenge dzeshumba...matsanga bho here 😂😂😂
matsanga azotanga kunyatsofamba neshoko mm for 1 minute i thot ndange ndatove pamariro chaipo..all the fights kuitirana hasha,..vanoda kuonekwa kuti ndovanogona ku organiser kwozoti vanoda kunzi vane bag...poita vanokurirwa nezvikari...tht guy holding 2 ma scuds is also good at all his roles...akaita kunonzi kudzamirwa ne rufu or akadzamirwa nedoro
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😃😃😃😃😃
Gud movie muface wekudhakwa kkk
jahman vekutsara foodas avo vakanyanya hanzi haasi madomasi i weti
Kkkk taura hako kokajaivhi vachibva varovabara kkk
vanhu vasina mari vanodireiwo chipfambi zzzzzzzz😀😀😀😀😀
Munogona guys uuuuumm jedza nekadhara kekudhakwa ako kkkk ko dance yepapoto iyo mai ona sei guys
Jatiwero yah munogona
Dafhu u rock
Can't stop laughing😂😂😂 Chipo hanzi ukapuhwa mari inouya kwandiri
Ukaona waita mukwasha akaita sa jatuwero ma1
Kkkkkkkkkk
Maihwii ko sis vimbai aka jedza😂😂😂
Kkkkk ko mamuchasiya pamoto pasina munhu kkkkkk ko blazo wemaskadhi hanzii
Mufundisse wa karara a gadzirirwa ku ti a prophete mudzimai a nomari saka ovakanganwa rakaita dzenwa🇲🇿🇲🇿👏👏to ,🇿🇼🇿🇼
Kkkkkkk vanyurura poto apa kunyepedzera kujaivha shasha ichitsva nenyama yayaisa huhomwe
Yu guys yu made my night😂😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥🏃♀️🏃♀️🏃♀️🔥🔥🔥🔥🔥😘
NB NB NB did it again 👏🏾👏🏾👏🏾
Loving the sound
Prophesy yaramba kubuda zvadhakwa
wekumedza kahove uyu dead😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Well put together guys, jst on point 👌, big up.
Vakomana vakaipa
Jedza wandipedza,kastep kacho 💗💓💓💓💜
Cornelia Zulu 😊
Kkkkk haaa akanyanya
@@thenotoriousjedza4318 Vimbai ndeyp
I like Jedza negogo plus wig
hahaha
Jedza arikutoita seka chimoko 🤣🤣🤣🤣
Jidza wakanyanya sandooo dzako
kkkk hanz muri trinaponi 😂😂😂 dhafu wakanyanya vanhu vatovhunduka kaa
Chipo u a becoming like madam boss lots of love to u
mufundisi ndoo mafuns unge Mr Bin kkkkkkkk
iyi i nhamo for real...nokuti mukaona pashaikwawo kana imbwa one zvayo yakavata chero kuma poto ukoooo...or pasaidhi pasabhuku mmmm mobva maziva paita nhamo chaiyooooo...yasemwawo nembwa dzomuraini lol...well done guys...take yo time to keep bringing this best in you..i love the setting ..up to now ndikushaya kuti i area ripi iri...well done on tht as well...i guess mofanirwa kuzosvika pakungopiwa henyu ma honorary degree of arts coz mave kuseri kwokuseri...
Ka dance kembavha kemunhu akutsva nenyama irimuhomwe kkk
yaa continue dakuona team jedza yekupfeka ladies tings
Kkkkkk jati kutsamwa ma1🤣🤣🤣🤣haaaaaa boys remafoni makapedza ma sports
Tiratidzei paacharova musikana mari. Team riri kugona 💃💃💃
Amaiii kaStanzi kamdhara uyo 😅😅😅😅😅 makupisa muhomwe
Chipo akajamuka,Chidhakwa chirikutofungawo 😂
hanzi kana wakorewa nedoro unobva wadzamirwa nepfungwa lol wotanga kubudisa masasi echokwadi lol...big up to all boozers
Anenge akrowa
kkkkk haaa iyi inhamo yemboko chaiyo.. irikuitirwepiko tiuye nemari yechema
Mface aba nyama uyo anga aakupiswa nayo ka😂😂😂😂😂
Solo pahwahwa ummm 🙌🙌
Kkkkkl Jedzaa urikuseri manje sharz unondiitiraaa ndikakushayaa ndinoondaaaa ko step mu maheels manje bhooo here jedzaa
mfundisi finished me i am dead. mkomana wekumedza kahove ari muboat adzipwa nevamwe vake akamedzeswa kahove lol wekuuraya goliath lol kkkkkkkk
Kkkkkkkk haaaa munondigonera hangu ummmmm mufundisi Jedza mandipedza kkkkkkk
haaa Chipo anondikiller guyz likes for chipo
😂😂😂😂Jedza kuzofitwa ne dress nema heels
Lol kushanda kunorwadza, dai maiziva maisatombondikurudzira kutenga chinhu chinoora hahaha ndamama nekuseka
Kkkkkkkkkkk aaaaaah jedza power✌️✌️✌️✌️✌️😂😂😂😂😂😂 haaaaaaaa kaLaughterz kamatsanga nekahooo haaa kanondiita kili😂😂😂😂😂😋 apa makasota guys ngazviende mberi
Inini ndonzi Vimbai ,kkkkkkk jedza ka
Pastor Matanga jkkkkk
Ko Solo aingovapo kubva kare akuita mbiri ikezvino ndaitofunga mutsva ku naizer boom ka ini kkk apa ne scud rake
Like for matsanga 🔥