Musazotichemera kana zvinhu izvozvo zvokunetsai zvakamboitika kupi kuti munhu anongope vanhu mota muzvipatara mune vanhu vanorwara nana cancer makidnes vanofa vachishaya mari imwi muchidai muchatongwa chete richasvika zuva renyu mark my words
Ediot munangagwa is such a chupeti desperate dictator....he force people to worship him ....he wants people to shout his name with praise on everything happening in zimbabwe.. this is a very disgusting primitive practice

Kudazvemahara senge honye
Kkkk taura hako
Huchi hunozvimbira
In a normal country,pole like Bhutisi bangadai vaine Mota dzokuzvitengera.
mukuru wenyika akutenderwei apa 😂...nzara yakaipa umm
Congratulations Bhutisi. Enjoy your drive mwana wamai. Keep on entertaining us. Well done Wicknell.
kkkkk haaa munhu atochinjwa mind sekutamba ka ipapa kkkk zvakaoma
Congrats Bhutisi
Chingopihwai tumota twenyu muende zxakanaka kwete zxamakutaira izxoo huchi hupi ipapa
Ndoda kutora mukana uyu nditi kunaChivayo zimhata ramai
Ndowedzera rimwe pamusoro peiroro uye vese varikuuya vachiita noise pamusoro pembwa iyo mnangagwa including kapfupi wacho naiyeyu hamenowo zita rake 😅
@@lovemoremuteura8528 🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂
Kukara Zvamahara Kusanyara, Muchapihwa, ZviDhoMa😂
Kkkkk
Ed huchi
Varume ingotorai mota zvakanaka not ku ED ari kugona basa haasi kugona apa pachokwadi
Haaaa zvakaoma 😂😂😂😂😂 nhamo inokuitisa zvese zvese
Congratulations
Congratulation 🎉
Kna anenge aona Vachivhayo avaudze kut ini ndat ndokumbirawo motaaaaaa
Kkkk huchi
Zhakataisrich comeon❤😂😂
Nzara
Manje van vachiona uchisvetuka votii
Ndakangomirira kuti vachipawo va Leonard Zhakata .....
Nyangwe neni
Zanu irikutenga ma celeb ose kuitira kuti aparidze vhangeri rekupusisa vanhu kuti zanu yakanaka havade zanu vanhu ava but nekuda kwe zvimota izvoo vavekutoshandiswa ne zanu vatove nechikwereti chekuparidza vhangeri re zanu
Hezvo huchi hwepikovo vanambwa
Ko akuita kunge ane paari ku verenga wanii
Musazotichemera kana zvinhu izvozvo zvokunetsai zvakamboitika kupi kuti munhu anongope vanhu mota muzvipatara mune vanhu vanorwara nana cancer makidnes vanofa vachishaya mari imwi muchidai muchatongwa chete richasvika zuva renyu mark my words
Katarina😂😂😂😂🎤🎤🎤
Chawapihwa unotambira mufunge tinotenda VaChivayo
Ko boss kheda aripi
Akashaika kare
Ava kuUK