This woman must go to maintanance court. That will force the man to look for money for preparation and DNA tests. He can't ask the public to solve his family problem. Some people are now taking advantage of the generosity of the Zim people
Argh, Chihelele please do arrange a full video of that solo guitarist who I thoroughly enjoyed as an interlude introduction of this video! He’s just so brilliant & made me so nostalgic. The short clip was reminiscent of my steam train journey to Hwange from Byo 🇿🇼yonks ago as a young lad! This solo guitarist entertained us in our ‘mbombera compartment’ all the night train journey! We imbibed copious amounts of Ingwebu shake-shakes & were all heavily inebriated by time train arrived in Hwange in the small hours of the night..😝😍!
They must not talik nonsense about Normatter the gal was living her hot and chill life alone kana zvakataurika ndizvozvo murume wavo ngaatsvake mari. Nomatter akararama kaupenyu kekunzi anochengeta chikwambo but haana paakambonetsana nevanhu tsvagai rumwe rubatsiro kwete rwemari yema DNA NO NO NO
Tine vamwe vanhu varikutoda serious help,izvi chimbomirai ivo baba vacho ngavaende kuDNA cos ndivo varikuda kuziva chokwadi,let Nomatter soul rest in peace akatambura ega nemwana wake.
I just think kuti this lady needs to come out achikumbira rubatsiro zvakanaka. Zvekushandisa zita remufi izvi does not sit well with me, nor does it entertain me. I never tell/ suggest Drewmas Media of what stories to publish but this seems unbalanced thus unjust. The story is one sided, clearly mother avo needs help but the way she went about it is not my cup of tea at all. This is an opinion only but I’ll say as for the narrative of this issue, I chose to stand with Nomatter.
Idzi nyaya dzevafi siyanai nadzo idzi she is not here to defend herself or to tell her side of the story let her soul rest in peace . Ava kana vachida help ngava ngokumbira help kwete kuda kushandisa zita remufi mxm
Ko Zimba maakuda kupindira nyaya dzekuRussia dzenyu dzaMnangangwa madzisiya kupi. Neshamba siyana nekutaura politics dzisina basa. Taura dzedu and people should register up vote
Drewmas sure mungafambire izvozvo murume wacho ndiye ngaaende kumaDNA nemari yake munobatsirwa hamuna maoko ekushanda here mutsvage mari kune zvirema zvikutoda help imi zvenyu muri fit endai kumaricho
Taking us to another level we can get you number dzaTinashe Mugabe as for Nomatter May Her soul Rest in peace hapana chokutonga pano😎; you can now all go for DNA🤣
Aiwa amai iye murume asina chokwadi kuti vana ndevake ngatsvake mari yake aitise vana vake maDNA Test, imwi hamuna mhosva parizvino vana ndeva baba ivavo. Asi kana vasingagutsikani nazvo ngavatsvake ivo mari nekusagutsikana kwavo. Mukadzi hasi iye anoda kuziva asi murume hapana nyaya apa wagara asingadi vana vake.
Baba ava vakuda kutora advantage yekuti vanhu vanobatsira. he is insensitive. Kana achida zve DNA ngaatsvage mari iye not kuda kusunda mukadzi kuti vanhu vazonzwira tsitsi mukadzi.
Shame I think mukadzi uyu she is also under abuse sort of looking at her she might be going through a lot but nyaya dzema DNA hadzisidzo dzaanofanirwa kutaura ngaakumbire mhuri yezimbambwe imubetsere zvakanyanya
Musatipedzera time mai mwana murume wenyu nganobhadhara mari ndiye arikuda kuziva chokwadi .Shumba zvimwe zvinyaya musaenda
Kkkk
This woman must go to maintanance court. That will force the man to look for money for preparation and DNA tests. He can't ask the public to solve his family problem. Some people are now taking advantage of the generosity of the Zim people
Ko imi mai imi chokwadi hamuna here .murume wenyu ndiye arikuda chokwadi saka ngaitei iye ma D N A acho
Argh, Chihelele please do arrange a full video of that solo guitarist who I thoroughly enjoyed as an interlude introduction of this video! He’s just so brilliant & made me so nostalgic. The short clip was reminiscent of my steam train journey to Hwange from Byo 🇿🇼yonks ago as a young lad! This solo guitarist entertained us in our ‘mbombera compartment’ all the night train journey! We imbibed copious amounts of Ingwebu shake-shakes & were all heavily inebriated by time train arrived in Hwange in the small hours of the night..😝😍!
0j
I love 💕 Andrew tunyaya tusina musoro unotuma vapfanha
😂😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😀😀😀😀
Kkkkkkkkkkk taura hako
😅😅😅😅
Baba avo vanopengaaaa ngavatsvage mari kuda kutsvagirwa mari nevamwe varume vanorwara
Murume ngatsvake Mari aite maDNA tests. Period.
Kkkkkk
They must not talik nonsense about Normatter the gal was living her hot and chill life alone kana zvakataurika ndizvozvo murume wavo ngaatsvake mari. Nomatter akararama kaupenyu kekunzi anochengeta chikwambo but haana paakambonetsana nevanhu tsvagai rumwe rubatsiro kwete rwemari yema DNA NO NO NO
Iye murume ngaatsvake mari yekuti vaende kuma DNA bcz nyiye arikuda kuziva
Wanopenga why wasina kuzvitaura musi wemariro muribenzii tibvirei kwanI amai
Manicaland Rusape I hope. Kwakutsvaga mari uku vachida kutora advantage ye platform yakagadzirwa nemufi
Murume ndiye ngatsvage Mari yacho
Tine vamwe vanhu varikutoda serious help,izvi chimbomirai ivo baba vacho ngavaende kuDNA cos ndivo varikuda kuziva chokwadi,let Nomatter soul rest in peace akatambura ega nemwana wake.
👍👍👍
Vakutipedzera nguva awa
Taura hako vakungoda mari ava ngavatibvireko
Ngempela sakhumbula ekhaya
Thanks for the song
Kune vane ma tumours varikushaya mari dzekunochekwa.ngavaone yekutamba baba ava.
Mr Tinashe Mugabe hero basa🤗
Ndir kuenda mangwana kwamainin
Following from Toronto
Baba avo vana vavo iye zvino vakundikana kuchengeta vana that why vakuda kusiyira mukadzi vana .
I just think kuti this lady needs to come out achikumbira rubatsiro zvakanaka. Zvekushandisa zita remufi izvi does not sit well with me, nor does it entertain me. I never tell/ suggest Drewmas Media of what stories to publish but this seems unbalanced thus unjust. The story is one sided, clearly mother avo needs help but the way she went about it is not my cup of tea at all. This is an opinion only but I’ll say as for the narrative of this issue, I chose to stand with Nomatter.
kubatsra kunobv pasi pemoyo hakumanikidzwe sometimes
The DNA man.Mr Tinashe Mugabe.hero basa
Idzi nyaya dzevafi siyanai nadzo idzi she is not here to defend herself or to tell her side of the story let her soul rest in peace . Ava kana vachida help ngava ngokumbira help kwete kuda kushandisa zita remufi mxm
You are right akutaura kwaasina kuswera sei asina kutaura achirimupenyu
Sure
True it’s no point
Wagona
Aiwa vakatowana chance yekutsvagawo rubatsiro ngavasashandisa zita ra nomatter
ndiye ngaaende ku dna asatinyaudza
Team drewmas murisei nhy chihera saka Mai avo kuvhara maziso kudada here ngavataure navaMugabe kana vainechokwadi
Kkkkkk ndatomboda kubvunzawo kuti maziso kuvharwa kunyara here or
Amuna nyaya imi
Munopenga imi mai dzimwe nyaya ndedzekumba kwenyu tongai mega
Handiti murume uyu handiti ndiye akuda kuziva her aaah izvi zvakubhowa
Murume ndiye ngaatsvage mari yema DNA.Arikuda kuziva murume ndiye ngaaise effort.
Saka ndiyo nyaya yemenge mafambira iyoyo muchipedza fuel
🤣🤣🤣cuz
Zvekungotukana izvo handiti ndoomatuko echikadzi here hazvina kana musoro izvi
He needs truth as a man he must fund for the moneyto do DNA vasatore machance
Vanhu avo ndivo vakakonzeresa normetter kufa
Ndivo Mai vaNomatter veku muzvara HR kana kut ndimainn
Nonsense chaiyo. Ndivo futi vaida rubatsirwo vachiti vakasara nezvikwereti after Nomater’s death..Drewmas munenge maakurasikawo apa.
Shuwa
Umm Zvakaoma. Baba ngavatswage mari vaende kwa Tinashe Mugabe
The chemistry between you guys is great Drew,big ups to stepping aside and letting the ladies shine too..nuff respect 🙏🏿👏🏿👏🏿
Handiti murume ndiye arikuda kuziva ngatsvage mari iye
Drewmas media kwakumberi 🔥🌟⭐🌟⭐🔥 chihera makoti vangu vekwashumbq
Musanyepere mufi imi tibvireiuko,,luv yu guys
Pfutseki
iye murume ndiye arikuda dna ngaabhadhare
Next motipedzera data pliz nyaya yenyu haina musoro iye murume wenyu ngaatsvage Mari aite ma DNA haaaaaa
Hant ndiye arikuda kuziva saka iye ndiye ngaabhadhare
Haaa mbuya imi nemurume wenyu rongekayi musada kuitisavanhu murume ndiyeanoda kuziva ngatsvage mari vana ndewemhuri ye Zimbabwe her maiawo ngawaende kuhamadzawo wanopiwa ikoko
Akuda kuziva kuti vana ndevani ngaaende iye why akuda kutsvaga makudo mugomo.pese apa ainge achichengeta akanyarara.ngaazive kuti pakunetsana pane kuudzana marwadzo kuti umwe akaure
Murume hachada mukadzi .ivo baba ngavatsvage mari yacho
Arikuda DNA ndiye ngaatsvake mari yachoo aaaah
Ko Zimba maakuda kupindira nyaya dzekuRussia dzenyu dzaMnangangwa madzisiya kupi. Neshamba siyana nekutaura politics dzisina basa. Taura dzedu and people should register up vote
Iyi nyaya ine kakunyepera mufi
Drewmas sure mungafambire izvozvo murume wacho ndiye ngaaende kumaDNA nemari yake munobatsirwa hamuna maoko ekushanda here mutsvage mari kune zvirema zvikutoda help imi zvenyu muri fit endai kumaricho
Kkkkk wazondispaka nhasi hanzi endai kumaricho kkkkk ngawaende vele kumaricho wawane mari
Maoko vanawo zvese vanazvo shandisai pfungwa mutsvake mari nhy imika itai mushe
Nhaimi Drewmas nditumireiwo ipwa dzirikumashure kwenyu
Baba ava vakuhwanda nemufi kana varemerwa nemhuri ngavabude pachena chaii.
MUSADA KUITA MARI NEMUFI OK KANA ZVAKATAURIKA ARUDA PEACE OF MIND NGAATSVAGE MARI IYE
Murume wenyu ngaatsvage
Baba varikuti vana havasi vavo ngabatsvage Mari hant ndivo vada kuziya
Taking us to another level we can get you number dzaTinashe Mugabe as for Nomatter May Her soul Rest in peace hapana chokutonga pano😎; you can now all go for DNA🤣
Makafanana mese, only kungoti Andrew is big kudarika mese
Tinashe Mugabe hero basa ramuka
Ngavamono geza vanhu ivavo nxaaaaa Havana nyaya mhani kutipedzera Ma data chitaura tsvina
Andrew nechamba give this girls a chance iwe nechamba ito gara mu office usiye vana ava vaite pasa
Afa anaka that's what I known
Regai kunyepera mushakabvu kumbirai rubatsiro makamira moga
Drewmas media dzimwe nyaya haaa, ava vakutoda kupemha nezita remufi
zvanga zvichida Nomatter wacho aripo
Asi munofunga kuti vanhu tinongobatsira zvisina nebasa rese here kuda kutipedzera data mahara
Murume ndiye akuda kuziva chokwadi so ngatsvage mari aende kwa Tinashe Mugabe, simple. This is not urgent for help.
Eish siyai Nomatter azorore murugare pls mashaya nyaya here uko. Instead tingatobatanidza mari yekuchengeta mwana wa Nomatter. Nd maiva mamuitasei Nomatter kuti azotaura mashoko iwayo
Murume wenyu nemi mainini hamuna rudo ndizvo zvakakutadzosayi kubetsera Nomatter , bible haribvumire kutaura zvakaipa pane wakafa
Ari kuda DNA ngatsvage mari ega , tiri kutodawo mari yema diapers and formula ya Sky
Baba avo ngavakwane ngavatsvage Mari Vega
Vanopenga mai ava
Hanzi ufunukuthi kudii,,,I like the mixup of shona and Ndebele
Kkkk kutipedzera data redu nezvinhu zvisina basa
Aaaa iyi nyaya iyi haina musoro dai amsi awo vangopedzerana nemurume wawo kumba kwawo ngawabatsirane murume nemkadzi
Baba. Ngavatsvake Mari vaite ma DNA tests Vega vasada kuita mashura
Hallo team Drewmas thanks fo taking us to another chapter wez Neshamba niye cameraman nhas kas
Aiwa amai iye murume asina chokwadi kuti vana ndevake ngatsvake mari yake aitise vana vake maDNA Test, imwi hamuna mhosva parizvino vana ndeva baba ivavo. Asi kana vasingagutsikani nazvo ngavatsvake ivo mari nekusagutsikana kwavo. Mukadzi hasi iye anoda kuziva asi murume hapana nyaya apa wagara asingadi vana vake.
Thanx Chihera we feel warm if you with us .
Endai DNA
Nice music. ..
Ngavafonere Tinashe Mugabe vanzwe kuti kodiweyi imofi murume uyo ngaatsvage basa
Tsvagai mari mega muchirikunzwa imi and muri fit itai plan nemurume wenyu Nomater ndiye wataitonzwira tsitsi nenyaya yemwana
Ahaa murume ibenzi
Aaah haiwa baba vacho vatoripo zvavo itai serious imi,,, Next story please
Andrew Neshamba wakafita kuita jenalist kana CCC yahwina coz unogona ...
Mai awa kubva pakutanga interview yawakaita handina kumbobvira ndawachenesa even matauriro awaiita about Nomatter personally handina kuzvifarira ini.
Murume ndiye ngaatsvage mari hanty ndiye ari kuda kuziva kuti vana ndevake hre
Hamuna nyaya imi endai kwa MrDNA
Kana achida kuziva ngaatsvage Mari iye why akapusa
Nyaya yavo Haina musoro
Murume ndiye ngaatsvake mari yemaDNA handit ndiye akuda kuziva chokwadi.
ARUDYA BOTA NGAAITE PLAN IYE
Good interview ❤️
Murandakadzi uyo ngaakumbire rubatsiro from Mr Mugabe Bota not pa Drewmas pano hazvinei nesu pano no help
Mom hatina mari murume uyo ngaatsvaka mari ega kwete kuda rubatsiro from us
Baba vacho ngavatsvage Mari zvee hanti ndovakuda kuziva he rubatsiro rwoenda kune vanokodzera weduwe kune vakutambura
Musade kushandisa zita ranomatter amai kutsvaga Mari you husbund ngaatsvake Mari yemaDNA ndiye aruda kuziva
Ndakazvitaura kuti Nomater aida kuchengetwa asi asingachengeteki
Go ladies ☺️ job well done 👍✅
Iiiii hameno nomatter akaenda
Iye murume ngaatsvake mari handi ndiye anoda kuziva ndiye akazvidyira bota
Ngaabhadhare iye murume wacho for the DNA. Mukadzi uyu must go to maintenance court or kwachief for maintenance. Zvemakuhwa hazvina basa
Baba ava vakuda kutora advantage yekuti vanhu vanobatsira. he is insensitive. Kana achida zve DNA ngaatsvage mari iye not kuda kusunda mukadzi kuti vanhu vazonzwira tsitsi mukadzi.
Kkkkk ndosaka Andrew asipo zvakafa izvo
How do we know kut mufi ndizvo akataura..nyaya iyi haina kathat
Amai maivepi pakutanga siyai murume atsvake mari ndiye anoda kuziva toziva cy kuti Nometa akasiya akudzai kudaro kokana makakonana nenyaya iyi kare itai mushe imi
Akuda kuziva ndiye ngaatsvage marii toziva sei kuty nommatter wacho akadaro
Ko iye Giribheti ane ma doubts acho adii kutsvaga mari ega vanhu vave kuda kutojairira kuitwa twuma crying babies