I think Sengiso Tshabangu ate and filled his belly to the throat. He likes food. Did you see how much weight he has put on since the time he recalled MPs!
This is a pity. He look too comfortable oblivious of the dire situation in his country. Where is the wisdom when your people are suffering, women crossing the Limpopo with babies on their backs to get violated? Rubbish. Ndiro zidhara rakatiza nhamo richienda South Africa before the coup. A wise leader takes care of his people Baba.
Dzefunde Shumba
🙏🙏❤❤🇿🇼🇿🇼🌽🌽🌽
Wisdom words from our Very own. President Emmerson Munangagwa
Zvino simudza economy here izvi kungo funga zvenyika iri muhuro iripapi wisdom apa
Well done My President
Eeee itiranai moga ikoko
Ngakachimira nezvekurima kutonga hakagone
Interesting
This does not apply on mnangagwa, iwe urikuwedzera ubenzi
Mumwe mudhara wacho ndiwe adhakwa zvekutadza kutungamirira nyika vanhu vatambura zvisingaite vamugabe vaive baba takangorasika pakuisa iwe nokusaziva Kuti Uri nyoka yakangayapinda mumuromo mavo zororai murigare vamugabe
I think Sengiso Tshabangu ate and filled his belly to the throat. He likes food. Did you see how much weight he has put on since the time he recalled MPs!
Economy ndicho chiwororo.... president vembudzi ne ngano...
Uyanya wena lungisa iliswe uyekele ukukhuluma amanga
This is a pity. He look too comfortable oblivious of the dire situation in his country. Where is the wisdom when your people are suffering, women crossing the Limpopo with babies on their backs to get violated? Rubbish. Ndiro zidhara rakatiza nhamo richienda South Africa before the coup. A wise leader takes care of his people Baba.
Nonsense
Tirikufa nenzara Nagano hadzigutiseba
But u Mr President u don't have wisdom imiwo Itai shungu yekuti nyika I nake bvisai matsotsi akakutenderedzai anokunyeprerai