Mukadzi Akarmwa Mwanakomana Wake Nhasi Ave ne20 Years Achirasika Njere
HTML-код
- Опубликовано: 29 сен 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
😢😢😢so emotional mwari ndiregerereiwo ndinokutadzirai ndichiti ndine nhamo kasi kune vamwe kunze uku varikutambura shem😢😢😢😢😢😢
Me too my dear
Mukanya tokumbirawo mugadzirise musoro wenyaya
True.
Chokwadi , musoro wenyaya hazvisi kuenderana nenyaya.
Mwana ane autisim ne epilepsy uyu, anoda medication just to calm him down, and please dont pin him down kana aakuita maseizures ingoonai kuti ari pari safe till he comes back/ recover from seizures.
Mukoma Robert kumbirai mudhara Tasvu apedze ma sports,
Zvinodasekuru Tasvu vanopedza izvo.
Tipeiwo number dzemukadz ari Joni wacho timufonere
Zvakangooma hazvo😢😢Mwari pindirai 🙏🙏🙏
Hupenyu hwakaoma sure
Dayi vamboenda kuchipatara ipfari. Only dzakanonokerwa. Chivanhu chiripo zvacho asi pfari
Sekuru Tasvu apa.
Guys Nyaya yedu yekungoti sekuru Tasvu sekuru Tasvu havogene zvose Kunana sekuru vamwe vanotogona makambozvicherekedza Kuti sekuru Tasvu mushonga weback to senda wavo unonoka bt wevamwe vanasekuru 3 days zvinenge zvatoita
@@nyaraitaderera9369 ehe havagone zvese but this my opinion of who would be the best for this case. You are free to suggest yours. Pembedzawo vaunoda, hazvirambidzwe.
@@nyaraitaderera9369shuwa iyoyo wangu ndozvazviri mulife pYa asi kuti tasvu ndiye akatanga nyaya dzacho futi pya
Vana sekuru nehoreka vanorova basa
Go kwa Prophet T Freddy
Endai kwaPaul miracle navo pliz mowana zambuko
Zvakaoma veduwe
Zvakaoma hazvo arikushandiswa mwana uyu....mwari vachapindira havo
Nhayi Mwari 😢😢😢😢
Zvakaoma chokwadi.Dai abatsirika aita zvakanaka.Kana zviri zvaMwari zvikaramba,baba vacho Dai vawanawo basa nepekugara pavo vagone kuchengeta mmwana wavo.
Musoro wenyaya hausi kuenderana nezviri munyaya
MUSORO WENYAYA NEZVIRIPA VIDEO HAZVISIKUENDERANA
Chimboedzaiwo miracle Paul
Ndarwadziwa shame nenyaya iyi asi Dai vamboendawo wa Prophet Freddy pamwe vaibatsirawo pamwe zvinoita wo Na Mwariii zvinoita chete
Prophet Freddy mahara here pa one on one
Mwari wedzerai tete nemkwasha makore mazhinji uye tinongokumbirawo kuti dai Mwari asunungura mwana aita zvakanaka
Zvakaooma
😭😭😭💔
Sisi vanogona asi Shaya mhai😅
Mmm shame ndarwadziwa but I think this could be a medical problem and dai paakatanga kudonha akawana medical attention angadai akabatsirika . Vanhu plz ngatisitanei nekungofunga kuti ma white garment churches anobatsira dzimwe imbavha hakuna kana nemweya mutsvene wsvsnoti vanawo nxaaa these masowe must be banned
Ngava mboedza sekuru tasvu
Vaya vaka vanoda $100 ngavarape mwana...akapedze 6months asina kuita pfari ndovapa$200
This young man has Learning Disabilities and epilepsy. Tiri kuvachengeta varungu hobho kuno ku UK with same presentation. Baba ngavaendese mwana kwaPsychiatrist.
Maporofita will always find something to say.
Sham
Mamamboona kuti mudhara uyu akafanana namukoma Robert
Exactly what I was thinking 🤔even the voice😅
😂😂😂😂 kazeni
Ndatombofunga kuti ndivo ka kkkkk
Panoda Tinashe Mugabe wakafanana zvakanyanya
Ehee ndazvionawo
Mkhwasha mwari akuwedzere mazuva ekurarama
Mwari sanganayi nababa ava nemwana wavo, hanzvadzi ne mukwasha denga rikurangarire❤🙏
Why musingaise number dzavo so that people can send money for food or something.Its not about anasekuru chete help can be monetary
Taura haki
True ndogona ndine grocery
There is Nothing that exists that God cannot do, Deut 32:27. God of the Chosen! Take Over
Ini ndiri kuona sekuti mwana uyu aita Myoclonic Seizures. Why is this.(1)Kuiita zi noise at times.(2)Kudonha kwaanoita.(3)Kuzviitira tsvina ne weti. I guess anofanirwa kunge achiita kugwinha atinoti ma Jerks ne chirungu.Anoda mumishonga yekurapa tsviyo?😢😢😢😢😮😮😮
Ndozvirwere izvi ndozviri muno mu UK hobho yazvo
Ukaona baba vachema vanenge varwadziwa dai Mwari vatibatsira mwana aite zvakanaka
Baba ava kufanana namukoma Robert
Pave kuda DNA apa
True ndatomboti ko mukoma Robert vakuchemei 😂😂😂😂😂
Kkkkk ndaiti ndini ndega ndazvionawo
Ndazviona wo
Waona zvandaonawo chokwadi
Side effects of untreated epilepsy
Risk of cognitive impairment. ...
Risk of social isolation. ...
Risk of Status Epilepticus. ...
20years is a long time Baba
Thank you, sister. Sometimes we focus more on vaprofita and n'anga ignoring hospitals. I think he could get better help. He mentioned that he went to the hospital probably once and gave up returned to vaprofita where he is not getting help at all. They always tell you that someone akakuroya on the other hand they say zvichapera. It's unfortunate that the health delivery system in the country is disfunctional. Doctors could help him.
Ndopatoda kuona masimba ana, Freddy,Miracle paul,Tasvu,kanengo,vese vaya vonoti Vapedza masports
Chokwadi, especially Miracle Paul
Tateguru ndivo mupedza zvose
Sezvo uchiziva kune varapi vawataura wadii kubatsira nekuenda nemurwerwe uyu ikoko mwana abatsirwe panzvimbo pekutaura zvinenge zvine kujinyura mukati
Who am I to judge,Ngatizvisiire kuna Mwari hedu ndiye anoziva
Mukoma Robert tipeiwo part 2 yenyaya yemurume wekufira pamasowe please🙏🙏
Everyday ndoitsvaga
Kana ini veduwee
Vaenda kwaKanengo
Iripi kazi nyaya ycho ykandipfuurawo
Nhasi yatobuda p2 yenyaya iyoyi pana Sekuru kanengo iripo
Eish ndarwadziwa i hate seeeing a parent crying it breaks my heart😢 . Go kwaMiracle Paul its free he will be delivered
For 1 on 1 it's not free,, tarisai imwe video yakambobudiswa yevamwe mother vakatora mrume wemunhu vakenda kwaMiracle Paul ikoko vakanzi 1 on 1 vakaona kt mari yacho havaikwanisi so vakazobatsirwa iri Sunday service vakazonzi endai kwasekuru Nehoreka kwavaiva vagadzirwa
@@GraceMapfumo-ep9tx I didn't know thought it's free
It's not free
Vanonyepa avooo
Vanobhadharisa ma1 on 1 avo
This young presenter is calm. Be blessed mwana
thank you so much keep watching
So sad mai vakabereka vanoziva zvavakaita mwana uyo munhu wa mai chaiye kungosiya here veduwee
apa winkneri ari busy kupa zvima aqua achisiya vanhu vari in great need of help
Dambudziko rikauya pamwana wangu. Handingasiiri murume ega. Tinotomira tese
esp wakatowana murume anomira nemwana sooo....1 achiseenzera mhuri 1 achisara nemwana hanty zvinorerukawo
Mai vakatakura nokugomera ukaona voramba mwana haaaaa zvakaomawo shuwa....😢😢😢😢😢😢shingai henyu nemwana wenyu baba
Anzi vakaromba wani kwete kuramba ndozvandukuona paheadline 😢😢
Mwari vachapindira pahupenyu Ndarwadziwa pamachema ndatochemawo nemi zvichanaka chete
Mai ava vanerudo zamo ramai ndiro guru mwari akuitirei zvakanaka❤
Saka msoro wenyaya matii nawo.ndandchiti ndichanzwa panot mai vakaromba ndikapashaya
My sister vanorova basa bigUP..Mhuri inotoyambuka since madzifambirai kudai team..
Mwana uyo anogona kunge asiri wenyu mdara. Why mkadzi akasarudza vosiya iyeye. Itai MaDNA
Saka kufanana kwese uko mukuti inhodzerwa here nhai munhu waMwari😂
Off topic ndoyamakuita
Mwari tikundiseiwo panguva yakadai
Nyika yakarema vadikani mubereki haadi kuchema ndabatikana zvikuru
Zvakawoma ndarwadziwa ini
Elizabeth my best interviewer. Une chipo my sis komborerwa urambe uchitibatsira senyika. Baba avo dai vamboedza prophet Miracle Paul
thank you so much
Panyaya idzi baba vanhu havana kana basa as long as mwana apora.....mukawana rubatsiro tingafara chose
Kana iri epilepsy seek medical help
It seems congenitol and complications of epilepsy pasina medical assistance scan MRI etc will help further investigate
Brain cells damaged as a complication of epilepsy saka it only gets worse withiout epleptuc treatment
Ndaita assess mwana ndo maonero angu
Aunt ne murume wavo vakanaka mwari ndaawedzere makomborero
Endai sekuru Tasvu
Pfari haidai ........because pfari anga arimwana ari normal kwete kubva ariika njere
Sekuru mucaramba muchipererwa until you learn kuti epilepsy is a medical condition. Tiendeserei mwana kuchipatara please
Also mwana uyu anenge ari autistic as well. He is even stimming ipapa.
Iwewe dai wamboteerera nyaya usati waratidza kuzungaira. Sometimes it's important to keep your mouth closed and hide your shallow mind. Don't be diagnostic pese pese. How can you say he's Autistic when it all started mid age? Dai wako mwana akazoitawo so mugomuendesa kuchipatara l
Chivnhu Ichi kishndiswa chaiko
@@pardonmahowa131 unfortunately you are the one who is narrow minded. I listened carefully and that child is being neglected by his father and mother kuswerotenderedzwa instead of being given epileptic medication neimwe mishonga yekurapa ma behavioural issues that he clearly has like aggression
Mwana uyo nematsananguriro varikuita anoratidza kuti mwana uyo anorwara ne "Tsviyo" or ma Seizures muchiringu.Kunyange chivanhu chiripo .Ngavamboita kuti apihwe mishonga inorapa tsviyo or seizures?
Mwana uyo needs medical help to minimise those seizures angadai akatanga kunwa medication yacho achiri mudiki it would reduce ma seizures ayo.
But handiti manzwa kuti kuchipatara varikuti hapana chavari kuona which means havangamupe medication pasina chavaona
Ko vadii kumbonopihwa matablets ekudonha ariko kuedza zvese
Father indeed asivAmai vemwaNa mweya wekubereka waka. Endepi, kopachapora amukuru mkuru muchadiyi? God bless you Asi mwana uyubGod of the Chocen Take over,
Tateguru Tasvu or Mukotsanjera ndivo vanofanirwa kubatsira apo, ndikarangarira Simba, kuna Sekuru Tasvu is the best
Endai kwaMiracle Paul
Zviri kuita mwana uyu, maeffects emaseizures aari kuita. Kudonha achirovera musoro and kurebe kwenguva yekugwinha kwaanoita. Kana asina mishonga yaari kunwa kuti kugwinha kusanyanya, zvinogona kuvhiringa pfungwa dzemwana nekuita mabehavioural issues. Dai mawana anobatsira nemishonga yechirungu or nyanzvi dzechibhoyi, zvaigona mubatsira mwana. Ndaimbova nehama yakadai asi akazosvika kushaya nekuti aingoitirwa zvechibhoyi nekuti zvinhu zvataisava neruzivo nazvo. Kune MaDr anogona kurapa achiita zviri nani pamaseizure apa asi kurasika njere, ngaaonekwe nemapsychologists zvinogona kumubatsira
True dear I support you
Ngavaende kwaTasvu
Sekuru nehoreka mudhara wechivanhu
Ndowanonzi warume ❤❤
Zimbabwe able ndoziva kuti munowanazvishoma batsirai baba ava vawanemari vashandeo
This sound like the effect of long term progressive untreated tonic-clonic seizures. Urine and faecal Incontinence is normal during or after seizure. Brain damage loss of speech and behavioural changes and so forth are common effects. This young man lacked right medical intervention to control the seizures for many many years. This is a clear classic result of untreated epilepsy over 20yrs. The damage is done and is irreversible. It’s a shame people nowadays believe so much in mapostori and chibhoi. Of which its not a problem, it our culture and ways of living but it’s also good to fully explore medical interventions before ruling it out.
I think sometimes kutoshaya kunopa kudaro
Vanhu kana muchinzwa kuti vakaenda UK nekupi nekupi ndokubasa kunochengeta vana, vane dambudziko irori nehumwe hurema. Mwana haana kuroiwa uyo. Chirwere ichi chotanga kuonekwa mwana ava kuma 5/6 years ndoopaanonekwa nana chiremba. Before that anenge ari normal.. nekukura zvinokurawo worse asiri pamishonga to control not kurapa. Dai n'ganga nemaporofita vaipinda Europe vaiona kuti vanonyebera vanhu. Autism zvakazara izvi chete dzimwe nyika vanowana rubatsiro, vanochengetwa muma home vachibatwa mushe, government ichivatambirisa mari. Batsirai baba avo vaende kuchipatara nemwana uyo please. Vakanotsanangurirwa vachanzwisisa ahhhh
mkwasha ngaakomborerwe uyo
Very sorry baba zvinonaka Mwari vanonzwa kuchema kwenyu.🥹🥹
Tiripanyika ye chitema mechida musingadi zvinonetsa zvinotiwira
.Asi mubvunzo woti unoendepi.?..kuna Mwari oga.
Weduwee mapositori ...... awashaye chekutaura ......yemudzimo kana iri ye shuwa .....inounza matambudziko kusvika waita zvauri kuda
But zvakangooma Dai ichisunungura munhu owana Mari ogadzirisa zvoda kugadziriswa
Ane Epilepsy mwana uyu
Ndofunga makanda kuchipatara chipihwa mapiritsi ekubatsira . Chivanhu vano taura zvinga kwanisike. Mazuva ano zvirwere zvawandisisa sezvo nyika yava nevanhu vari kubva nyika dzakasiyanasiyana saka hatichaziva zvirimu mhepo yatiri kufema . . Vari panguva akaoma hama dzangu. Mwari pindirai. Hakuna anoti handigone mufunge.sory hadzvadzi
Tino atapirirwa naElizabeth, kuramba akamuti ndeeee
😂😂
Kuna Mwari hakudi mari. Handizivi hangu kutenda kwavo asi Dai baba vaenda kwaProphet Miracle Paul vanoyambutswa vese baba nemwana.
Ummm mai Moyo wekubereka hamuna henyu ...zvakaoma ...zvisinei mwana anoita ryt hake
My young brother has the same problem. Zvinhu izvozvo hazvipere but kutongorarama ne medication yeku Annex. Chivanhu , zvese zvakashaya basa
Kana kw prophet Jose
Comment yenyu yekutanga yakuitirwa ini rough ndoona pamwe hamutangike ndipeiwo e shumba ndizore .kkkk
Sisi vane rudo havo, zvirambe zvakadaro, Mwari vari mubatsiri.
The situation is upsetting there might underlying causes
This might help
There are many potential causes of seizures and developmental delay.
You or your loved ones may have a diagnosis of seizures and/or global developmental delay, but you may not know what the underlying cause is. Some causes of seizures and developmental delay include genetic mutations that may be linked to a rare disease, structural brain abnormalities, trauma, pregnancy or birth complications, or infection.
Some people with developmental encephalopathies who do not have structural brain abnormalities or metabolic findings on tests have an underlying genetic change that is causing their symptoms. These conditions are a group of severe epilepsies causing seizures that are often not controlled with medication, developmental delay, and may lead to a loss of developmental skills.
Amwe mapostori vanongotaura asi havazogone kupa kundiso apa vasiya vakurwisanisa nehama futi
Vamwe vanonga vakanorombeswa or kushandisa something to see, but hazogoni kupa mushonga wekurapa
Very true 👍 masowe mashoma ane kundiso
This is epilepsy mwana ngaaendwe nayekuchipatara uyu .....the more seizures the more damage to the brain....baba endai nemwana kuchipatara abatsirwe
Strange that chipatara chakati hapana dambudziko
Maonero angu
Mwana ane pfari...everytime hechas a seizure his brain is getting damaged...hence there has been a deterioration in his condition over the years(loss of speech) and blader control.it will get worse with more prolonged and frequent seizures. Chivanhu chigona kunge chiripo asi haaa. Mwana anoda antiepleptic medication
Mwana ngaaonekwe na neurologist kwete maGP
Ndizvo zvinoita chikwambo ichocho mukachifambira zvinowedzera cei chinenge chakurwadziwa kti ndakudzingwa pliz chá
Tsanyai musaneta zvopera yatowe Hondo iyoyo zvikwambo zvonetsa hazviende zvekumhanya
Ko musoro wenyaya urikuti mukadzi akarimba apo voti ndezvedzinza hatichaziva ISU Kuti vanoreveyi
Zvinonzwisa tsitsi asi mwana anogona kunge asiri wedzinza iri.Ndosakaarikurwara.Babaava ngavashedze Tinashe vaite DNA.Kana vachitakura mutoro uyu asi riri ropa ravo
So sad...but all is possible with God the only creator of all Heavens nd Earth Baba avo ngavaende kwa Prophet Miracle or kwa Prophet T Freddy its for free...mwana uyo ari kutoshandiswa nevapenyu. Jesus is the only solution
Itai vanhu vaone access nevanematambudziko vanhu vayamurike muzvukwanisiro
Zamai Prophet Joze
Tipei # dzamai vemwana tivafonere kuno Joni timbonzwa side ravo ...shuwa kufuratira mwana 9 months dzako shuwa
This child has epilepsy..he needs to do an eeg then be put on anti convulsants.he might be autistic.
Imi vanhu Satani akamboponesa ani.????
Munotsvagirei ruponeso kumarara .vakafa vangaponesa here ?
Satani anotambisa vanhu nhova.
Mambodii kusiya mapostori ,masowe na.n'anga mukamira na Mwari .inga anoti kuna Isaiah 50:2 ruwoko rwangu rwakapfupikiswa here kuponesa ?
Munotsvagei kumarara.?
From the narration baba ava vanotaridza kuti pane mhepo svunu dziri pavari, kamweya kekugadzira mhete uye hat dze leather, necklace uye ma bangles, hupenyu hwenyu hunoda kushandwa zvakasimba
Eish so heartbreaking shame . Be strong baba mwari vachakuitirai zvihombe nerudo rwamunarwo pamwana wenyu
Akamboenda kuhosp hr,and nguva yareba mwana achirwara,dai paakatanga kurwara akambonotariswa nemadoctors specialists. Anyway dai pawana vanogona kuvabatsirawo veduweee
Problem mrikungoita zvemasowe chete haiwa imboendaiwo chero kunana papa not kungomira nemuteuro