Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Nyarie you act uri so real . I like your personality kunyaririra
Nyarie kaaa ucharohwa nemurume Ane nzara mumba hamuna chingwa but ndafarira tsika dzako nhasi Nyarie you are so beautiful apa
Danny kkk aona chingwa zvikanzi asi mauya na mhamha😂
Hezvoo ko haasi Tunga here uyu kkkkk
Aaaah ndaseka zvangu laughing loud alone aaaah, hanzi totoda cheIsrael😂😂😂
Imba inotosara ichi Shaker bambo church vaenda🤣🤣🤣🤣
Jealous down Nyarie akanaka😂😂munonakidzaa guys
😂😂chakawandisa chikafu ichi kkkk
Hanzi mauya namhamha kani 😂😂😂😂😂😂😂 chawanda chingwa
Danny aona kuwanda kwe food and he asked if mfundusi vanga vauya namhamha🤣🤣🤣🤣
So interesting Nyarie good voice
😂😂😂😂😂 hanzi ma small small aya
chikafu icho chinorambisa 😂😂😂
Chingwa Che Israel ndochipi 😂😂😂😂😂😂
This is great.
Mr Bande❤❤❤
Mkoma danny komauya na mama pachizezuru manje 😊😂😂😂😂😂che caanani 😂😂😂
Ahah ahh hooo nfozvamunoita in Pogba's voice😂😂😂
Haa mfundisi vanoita imboshandai navo prizi
Kkkkkkk ndozvavakuita this days
Mufundisiiiii😂😂😂😂😂😂😂😂 offficer bande
😂😂😂😂haa mufundisi hamuko ... kudya hatisi kuzomira hedu😅😅
Akajaidzwa mufundisi hahahahahaha
😂😂😂❤chingwa chayawandisa, 😅mukaguta, mweya unoburuka…. Munokuvara
Love 💕💕💕💕💕 you guys watching you from Mpumalanga (sa)
Me too deae
But the fact remains that you are a Zimbabwean
Dyiwai vakangwara Havana nhamo
zvinamato this days kutorera vanhu Mari... otherwise people could invest Mari dzavaNo siya muma church
ukazvinamatira wega chaizvo chiporofita chose chinoburuka pauri
Muchaita kty mafundsi asadye dzmba dzevna vesanganoo😂😂😂
Dannn😂😂😂. Hanzi mauya namhamha hre
😂😂😂😂nhac adefeatwa danny
Kkkk ah hanzi mukaguta ndokuti ngirozi dzidaire
Mauya na mhamha 😂
Kķkkk ndere muenzii
Dan itsika here kuknocker pamba pako?Dan agunun'una kusvika Mufundisi adzipwa😂😂😂.Iwe Nyarie kupakura rudzii ikoko aah marofu mangani echingwa ayo yoo
Nyari chingwa chose icho nhasi
Aaaah chingwa chemunhu 1 here ichi
Nyasha dzri kutichengeta 😂
Kkkk hanzi mauya namhamha 😅😅😅
Mafundisi manyama 😅😅😅😅😅
❤
😂😂😂
Ummm Mufundisi Bande 😂😂
Dann azvitadza akati regai ndisimuke😂😂
😂😂😂 mauya namama kasi
ahhhh imi😂😂😂😂😂
Kkkkkkk but Tunga ka
Kkk hanzi zvidiki chikasara totakura 😂
Bandeee😂😂😂
😂😂urgh makatadza kupedza munotakura
kk argh hanzi mukaguta ndokoti ngirozi dzidzike
Haaaaa Bande Bande
Dan KO indaa ku knocker pamba pako kkk but wakazvibata ndaityira pastor...kkk
Mufundisi akaguta neNgirozi dzinodaira that's his point of view
Vafundisi manyama
😢😢😢
Nhasi Danny awachiswa 😂
kkkkkk aaah😊
Bandeeee😂
Mfundisi makanyanya
Kkkkk😂
Iiii 😂pakaipa😂😂😂
Nyari anogona....
makaguta ndokuti ngirozi dzidaire
Nyarie bt why kkkk
Madyiro amufundisi aya kunge chipfukoto kudaro 😅😅😅😅😅
😂😂😂😂Musadaro mufundisi
Iiiihhh 😂😂😂 aiwaa mfundisi vqkadai ndovadzinga coz tosara tisina chinhu 😂😂😂
Movadzinga sei mavapa mega chikafu chakawanda😂😂
Bande😂😂😂
Nyarie huya kuseri
Inzara here Danny? Unongosiya ane madyo uyo azviuraye nechingwa icho.
Kuti Ngirozi dzidaire 😂
😂😂😂😂😂😂
chingwa chese icho kkkkv
Hazviko izvi
Bande Bande
Mamas jam iro kwakumberi mufundisi
Kkkk tajaira che Israel chingwa
Dan arikuita kutsva chaiko
😂😂😂😂 mufundisi kuda cheisrael chaicho
Mufundisi uyu ma hwan
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Hembe yaLeee fty wagwani😂😂😂😂
Ndoyandauyira
vanowanzoda che izirairi
Hiiiiii kwete kuti kana vabereki vafara makomborero anowanda mufundisi musade kutora mari dzevanhu aaaaaah
Hhmm Mufundisi vachidya 2loaves vari 1
che Israel chaicho
😂😂
Nyarie you act uri so real . I like your personality kunyaririra
Nyarie kaaa ucharohwa nemurume Ane nzara mumba hamuna chingwa but ndafarira tsika dzako nhasi Nyarie you are so beautiful apa
Danny kkk aona chingwa zvikanzi asi mauya na mhamha😂
Hezvoo ko haasi Tunga here uyu kkkkk
Aaaah ndaseka zvangu laughing loud alone aaaah, hanzi totoda cheIsrael😂😂😂
Imba inotosara ichi Shaker bambo church vaenda🤣🤣🤣🤣
Jealous down Nyarie akanaka
😂😂munonakidzaa guys