Drewmas media, ndinokumbirawo mufambire nyaya ya Simba macheso ne anofungidzirwa kuti mudhara wake vamacheso baba shero, kungoshuwira dai zvajekera vanhu nekuti imi munogona kuimba chaizvo
from the songs' intros you can tell kuti nziyo dzacho dzaive nekukudzisisa and plenty of humour , Drewmas you never cease to amaze nemaartist amunotirangaridza
Drewmas Media you are always above the clock. Thank you for taking us to another level 👏. Masau kugombe💃💃💃💃
WELCOME GOOD PEOPLE
Drewmas media, ndinokumbirawo mufambire nyaya ya Simba macheso ne anofungidzirwa kuti mudhara wake vamacheso baba shero, kungoshuwira dai zvajekera vanhu nekuti imi munogona kuimba chaizvo
Another level......
Patrick Nyarambi was my father , vakashaya 01-18-2003 may he soul rest in peace
May his soul continue to rest in peace
Muimbi uyu ane discipline and music yakudhara yaidzidzisa zvehupenyu....thank you shumba 👏👏👏 hanzi wagarira acid chibhurugwa nyomo😆😆😆
very well spotted - it seems kuti all the musicians who worked in the 90s vanekakurongeka and they care about quality of product/delivery
Makadiiko song ndakapedzesera kuinzwa kare. Taking us to another level👏
from the songs' intros you can tell kuti nziyo dzacho dzaive nekukudzisisa and plenty of humour , Drewmas you never cease to amaze nemaartist amunotirangaridza
Wow this song Masawu kugombe kanonakidza I last heard this song on radio long tym ago
Handiriya wakamuwana sei murume uyu?! Drewmas chibaba GOAT chaicho!
mkoma andrew ndimi mune yese. apa matifungisa kare kekare
Kkkkk.
Komboni Yatsva!
Ndafara kuona hama yangu iyi. My workmate, though tiri kwakasiyana.
Bhora mberi brother Mafukeni
Thanks so much Mr shumba I'm requesting Taso another level
Munondifungisa hama dzangu dzakatungamira
kkk this party killed me, Andrew neshamba matepatepa kkk drewmas media taking yu to another level🤣🤣,👏keep the 💥💥💥burning.
This is one honest man, aiwa ndatenda
Drewmas media taking you to another level 🥰👏👏
Ndanonoma nhai
Hatina magetsi saka generator riri pa window rangu panze
Masawo ku Gombe kakanetsa
Sisonke
You forgot to give us their contact details.How do we get their music that is not in the public domain i.e Wagarira acid🤔😀
Hallo hallo there
Tiripo
Thanks drewmas media
Vane voice rakanaka bhudhi vane t,shit ye blue avo