Ndakadanana NaTezvara Ndichida Kurwadzisa Murume Wangu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 окт 2024

Комментарии • 52

  • @BrianChikoka
    @BrianChikoka 3 месяца назад

    Mambo ava is very humble and straight forward

  • @Seamusmtepa
    @Seamusmtepa 10 месяцев назад +6

    Hazvisikunzwika izvi. Regai nditsvage zvimwe

  • @TariroEmelda-yv5jq
    @TariroEmelda-yv5jq 3 месяца назад

    Sly Media kwaMambo uyu hamuise volume munotikuvadza hatichaona zvekare

  • @FaithKamutsungira
    @FaithKamutsungira 10 месяцев назад +5

    Mukadzi wekuhura natezvara anorwara nepfungwa matauriro ake facial and body language shows it. Anotaridza kuti haaregi tezvara vacho havana hunhu inga mykadzi wavo akabatana wani

    • @RachelNyanyiwa-w9e
      @RachelNyanyiwa-w9e 9 месяцев назад

      Anoda kuuraisa vanhu muusha vachirwisana
      Aana kukwana I zanga

  • @godfreyzwidza1543
    @godfreyzwidza1543 10 месяцев назад +3

    Aiwa ndapa kutenda zvikuru,iri dare rakarongeka chaizvo uye mambo munhu akatsiga zvikuru pamwe ane hunyoro neruzivo.

  • @afronews7034
    @afronews7034 10 месяцев назад +1

    Mambouyy kupfavira svotonekusobhadharisa zvine mutsindo❤😂😂

  • @luwizkambarami5274
    @luwizkambarami5274 7 месяцев назад +1

    Poor quality sound.

  • @TadiousMabasa
    @TadiousMabasa 10 месяцев назад

    Chief very calm & composed

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 10 месяцев назад

    Very calm mambo anonzi ani

  • @ssam1430
    @ssam1430 10 месяцев назад +1

    mambo vakuponda Henry, apa hauna kumewula galitos even ka1 😢

  • @PetronellaMafumbate
    @PetronellaMafumbate 10 месяцев назад

    Very humble chief

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 10 месяцев назад +1

    Chinhu chandakaona ndechekuti all these traditional courts in zim, imbavha and they are stealing from poor citizens.

  • @jmadambi1723
    @jmadambi1723 10 месяцев назад +1

    Madhaka chaio Mambo vopihwa pfuma kupfubura muridzi wemukadzi matakanana chaio😊😊😊😊

    • @dykenyamhunga9867
      @dykenyamhunga9867 10 месяцев назад

      Ehee manbo ndivo vaifanira kuwana 1 mombe uyo muridzi we mukadzi 2

  • @chidamessman149
    @chidamessman149 10 месяцев назад

    Slymedia ngaizame kugadzira sound iripasi zvisingaiti

  • @daviendlovu4070
    @daviendlovu4070 10 месяцев назад +2

    Ko ivo mambo vanowana mombe mbiri sei arikutsemurirwa mukadzi achiwana imwe

  • @Net-lr1fo
    @Net-lr1fo 10 месяцев назад +1

    Makadii vadikani ve SlyMD Tv

    • @tapiwamuza6560
      @tapiwamuza6560 10 месяцев назад

      Kumwe kwese kwekutonga nekubvunza yayat

  • @elizabethbongers1124
    @elizabethbongers1124 10 месяцев назад +4

    I tend to disagree with the vedict. Never heard many occasions panoripiswa mukadzi. Ende mombe dzamambo dzawanda kudarika dzewakatorerwa mukadzi? Mambo angadai akurudzira the husband kubvisa kwaana tezvara. 11 years and 3 children not a joke, apa otoita hake zvema girl friends. Thats not right Mambo.
    Vatezvara vakapfimba muroora ndoo kusakwana, muroora abva atadzawo kudanana natezvara. Mambo vakara apa, mombe 3 here😢. Thats not fair. Musadaro

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 10 месяцев назад

      I agree with you, but atezvara ava pane zvavakatoona pamuroora wavo kuti panenge pamateru zvapo, mkadzi wemunhu anotyisa kutanga.

    • @tasaz8895
      @tasaz8895 9 месяцев назад

      The fines are so disproportionate. How can chief benefit more than the complainant kuita kunge ndiye atorerwa mukadzi, this cannot be right mambo with all respect

  • @Chakufura
    @Chakufura 9 месяцев назад

    This channel must improve the sound system because it's very poor

  • @GordenBrown-o8z
    @GordenBrown-o8z 10 месяцев назад

    Nyaya maitonga zvakanaka changamire BT zvekuzoti imimi ndimi mopihwa muripo wakawanda kudarika munhu ahurirwa makambozviwanepi imi musaite hudyire nepehusikudiwa gadzirisai judgement yenyu chief kt meida pfuma yakawanda hurirwaiwo newenyu mupihwe yakawanda not izvi zvoshoresa Basa Renyu uye chiremerera chenyu newewo xaa waroora Ita plan yekozikanwa kuvabereki vemukadzi otherwise APA ungadai wakanyoresa samanisi uchiti ndoda kuripirwa nemombe 6 sezvo uchinzwa pain yekuti mukadzi wawakabvisira pfuma ongodyiwawo nje nezimunhuwo zvaro

  • @pellagiatigere4642
    @pellagiatigere4642 10 месяцев назад

    There is alot of noise

  • @AliceNyambuvi
    @AliceNyambuvi 6 месяцев назад

    Volume

  • @LawrenceNkomo
    @LawrenceNkomo 10 месяцев назад

    Invest in mics zvinatse kunzwika

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 10 месяцев назад

    Zviriko here😢😢😢😢😢😢

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 9 месяцев назад

    Baba vakadya muroora , 3 days ndedzekunyepa

  • @truthnation4292
    @truthnation4292 10 месяцев назад +1

    Mamwe mareason haasi mareason guys this is pure nincompoopery🤣 but this is our everyday life people try to justify bullshit each and everytime they find them in peculiar positions, ngatidzidze kuvaresponsible for our own actions.

  • @preciousmartin9502
    @preciousmartin9502 10 месяцев назад

    Makagona dear, chikuru rudo

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 29 дней назад

    Murikuitana sei nhai kumamisha uko? Chihure ichi ndoochamakawiririrana naMugabe here kuti kana ndafa sarai muchiita chihure?

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 10 месяцев назад

    Zvakaoma izvi

  • @WayneMakisi
    @WayneMakisi 10 месяцев назад

    Imboedzai kubvisa noise yemaungira ayo hazvinzwike

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 10 месяцев назад +1

    ZIM nyika iyika

  • @colletormadzivanyika5586
    @colletormadzivanyika5586 10 месяцев назад

    Noise yakanyanya

  • @SaulThomas-zz5bs
    @SaulThomas-zz5bs 5 месяцев назад

    Softz inozo rohwa nambo

  • @florancechirara797
    @florancechirara797 10 месяцев назад

    Hanzi makaregererei kurara mese😅😅😅😅

  • @pheobeforomah5629
    @pheobeforomah5629 10 месяцев назад +1

    ❤❤

  • @reignatipa
    @reignatipa 9 месяцев назад

    Zvakaoma hazvo

  • @PetronellaMafumbate
    @PetronellaMafumbate 10 месяцев назад

    Kwedu kumanyika toti makunakuna

  • @BarnabasFavanhuRwodzi
    @BarnabasFavanhuRwodzi 10 месяцев назад

    Clrmancy ngaatange amoroora

  • @preciousmutasa8619
    @preciousmutasa8619 10 месяцев назад

    Kufambidzana kwe 3 days 😂😂anhuwe

  • @afronews7034
    @afronews7034 10 месяцев назад

    Amachiefs afuzuubaba.wavo ued

  • @addie3809
    @addie3809 10 месяцев назад

    VanaMambo vakuita udyire. Like seriously. You want more mombe than munhu akapfimbirwa mukadzi. Nyaraiwo imi. Looks like ED is tell you to rob poor people and give him🤮

  • @Khumbuzasibbss
    @Khumbuzasibbss 10 месяцев назад

    😂😂😂😂hure iro

  • @edinahshumba
    @edinahshumba 10 месяцев назад

    Hapana zvatir kumbonzwa hatidzoki PANO futy

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 10 месяцев назад

    Henry ari kutora zvake vaDare vose avo kuita mapenzi; anoda kurangwa zvakakodzera aszotaura kunge akazungaira. Kutadza kungobvuma zviri straight wokumbira ruregerero pakutambisa nguva yeDare. Apa uri kungobvuma futi ndakadanana naye; pedzezvo wotaura zvisina basa kuti ndakapfimba ndingazivi kuti ndiyani wandiri kupfimba; ndokuti kudini ikoko? Ngaazvambugwe!

  • @edwardkiraku-jk1hs
    @edwardkiraku-jk1hs 10 месяцев назад

    Asi tatenda nemunakiro wawakaita wakusotesa atezvara daiwakatsvakawo kunze