Chief is intelligent 100% nyaya kana muurawi ne muuyari vakabvumurana no other que or zvamuchada kutaura coz toda tonga vamwe vnh ,baba vane shungu dzokuda taura asi time is up cht nyaya yatopera
It's so hard to believe zvinotaurwa nemhepo paMatare edzimhosva, especially kana ichibudira pa1 of the deceased's siblings. Dayi zvanga zviri ndizvo zvinoyitika mu magistrate court, payisawanikwa vanhu vanoenda kujere nekupomerwa maMurders avasina kupara, nekuti mufi ayibva angodoma mazita evanhu vakamuponda.
Maini asi mauya nemushonga wekutsipika mambo wedu here zvareva ngozi regai vaite vakamuurayirei regai Tonde adye marasha zvanaka abuda akamuuraya ari mupenyu
Musadimburira munhu achida kutaraura haisi nyore kufirwa nemwana.regai baba vataure ava.mukavavhara muchati zvapera zvigozobuda nepamwe musina kuzviita the right way
VaMutasa asi munodanana namai ava here why murikubyanya kutora side ramai ava musadaro imi dai arimwana wenyu muchitaura kudaro nxa musatibhowa mhani nxaa
Vanhu varikuti mambo varikukubhowai asi murikumanikidzwa kuona nyaya yavo here chingosiyai nhai . Plus zvengozi zvinogona kunzwisiswa nevanhu vari mu situation iyi so varikuti manyepo imbomirai
Tine part 1 ,part 2 ne part 3 panhau iyi ,takairova Karangandalically
Hamupinduri mucoment section vani chii chirikuitika nyaya dzese takadziona kare imi makubuditsa now.Chibanda arikubuditsa dzese
Keep karangandandizing us🎉🎉🎉
Huyisai part 2 and 3 baba taps hapana akaiuyisa
Munakurumidza kubudisa
Basa renyu munotova karanganda. Tiri pa Ireland apa saka tikashaya karanganda kana nechando chinowedzera. Sando dzenyu baba Taps❤
Thank you bab Taps ndaiva neshungu nenyaya ya Tonde iyii please Monday ivayi muripo kwete kuti tinzwire kuma next door isu tiine imba yeduwoo inonzi KARANGANDA
Haaaa mambo vanenge vanojola namai avo why vachivhara vhara baba vemufi ah haakunaa mambo akadai
Mambo why murikuyita senge muri kuvhara vhara kuti baba avo vasataure zvese zviri mumoyo mavo
Apo vavhara baba avo
Zvirikutondinetsawo coz kuurayirwa mwana hakusi nyore vaifanira kurega munhu onyatsotsanangura
Hapana kuvharwa apa Mambo vabvuma kuti Tonde ataure nyaya yake ikanzwika,Mai vabvunzwa vakabvuma saka va vhara papi
Madrama ekuzimbabweka 🤣🤣🤣🤣it's chibudirwa for me 🤣🤣🤣🤣Mambo mutasa is hilarious 😂 ndafa nekuseka
Zvinorwadza asi pangonzi chibudirwa ndasekawo aaah😅
😂😂😂 pakanga pakagwariwa apa nyakubudirwa hana hope😂😂
Nhasi ndaseka Zimbabwe inonakidza
@@tadumell842 you can say that again
Mamwe ma dramma so ka mombe 10 munodziziva here nhai masisi😂😂😂😂😂
Ngozi ikati 10 ndozviripo hupenyu hwemunhu hauchadzoki .ngozi kuigona kuripa,,kutotora nehembe kunofusira kuratidza hutsinye.MUKA TONDE .
Zvakaoma kuchengeterwa vana uku
Mambo musadzvinyirira Tonde uyu.dai arimwana wenyu maitonga simlpe here .siyai ataure zvaanoda aripwe.hupenyu hwake hauchadzoke .Tonde ngaapihwe mari nemombe dzake 10.ngavatsvage nekukasika mhani .i wish dai Tonde awedzera kunetsa
Chokwadi mambo havana justice na Tonderai hazviperi mushe
Nhy ko vanoti mombe 10 dzakawanda sei senge ndivovadzi vabvise,aaaaa
Mambo kana arimwana wenyu mungatadza kuita ma emotions ere. AMutasa umhhhhh ipai munhu chance. Kubereka nekurera munhu kunonetsa.
taura hako , vaifanirwa kuvasiya votaurao zviri mumoyo mavo uye zvavanozivao
Eh vanyanyovavharira vachida kutaura.kana wafirwa nemwana hautadze kuva emotional.zvengozi hazvidi dzungu
@@LetisiweVengesai Baba vacho vanonetswa nei vaingoti uchibva pano mwanangu nanga kwa Chief kwacho.
@@LetisiweVengesai Baba vacho vanonetswa nei vaingoti uchibva pano mwanangu nanga kwa Chief kwacho. Kunge vaitosvotesa mwana akafa zvinorwadza kudaro kutoti musachafunga nezvazvo yuwi 🙌
Apa mambo makonewa zvenyu
Chief vanenge vanodanana namainini cht
Nyaya iripachena Mambo .....munhu ngaaripiwe zvaanoda vanhu vadzidze kusauraya vanhu
Chief is intelligent 100% nyaya kana muurawi ne muuyari vakabvumurana no other que or zvamuchada kutaura coz toda tonga vamwe vnh ,baba vane shungu dzokuda taura asi time is up cht nyaya yatopera
Mambo umhhhh izvi azvidi speed. Munosigona but murikuite shortcart
ROSE AKAITA ZVAKAIPA KUURAYA MWANA ASINA MHOSVA
Zvakaoma veduwe now zvakumushungurudza
saka mambo mukarambidza munhu kutaura zvaarikuda here ngaatipe mkadzi nemombe apa aaaah
Chief Mutasa please toda yese yakareba musagura gura nyaya dzakadai
It's so hard to believe zvinotaurwa nemhepo paMatare edzimhosva, especially kana ichibudira pa1 of the deceased's siblings. Dayi zvanga zviri ndizvo zvinoyitika mu magistrate court, payisawanikwa vanhu vanoenda kujere nekupomerwa maMurders avasina kupara, nekuti mufi ayibva angodoma mazita evanhu vakamuponda.
Chief mutasa mune hombe rambai makadaro .King Solomon of our generation
Maini asi mauya nemushonga wekutsipika mambo wedu here zvareva ngozi regai vaite vakamuurayirei regai Tonde adye marasha zvanaka abuda akamuuraya ari mupenyu
so Ngozi is real ka because Tonderai akutaura zvakaitika pakufa kwake ari ega pasina umwe aivapo. Ndatya nazvo, Ngozi is real.
Chief mutasa I always like kutonga kwenyu munogona bt on this one mmmm
video quality manyama ❤
ehunde kani apa kwachogodora quality akuchina
Kuseri uko varikutatarika kuti ungati ndeya 1970 😅😅. Jesoooooooo
TONDERAI DAI WANYATSONETSA AKAKUURAYA VANHU VASIYE TSIKA YEKUURAYA VANHU
Chief Mutasa munobhowera kukata vanhu vachi explainer munekakunyabvurira kamuinako
Musadimburira munhu achida kutaraura haisi nyore kufirwa nemwana.regai baba vataure ava.mukavavhara muchati zvapera zvigozobuda nepamwe musina kuzviita the right way
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkk Jesus Christ of Nazareth Amen .The spirit of Tonde is very greed he want 10 cows and a wife .
Akudawo mukadzi ka. Vakadzi vanozipa 😂😂😂😂
Dzengozi idzi mambo Mutasa ngavaendese kwaChigodora ivo voitawo dzinoda vakarava magwaro😂.
Ehe taura hko iwe
Chief musarerere Vanhu vanouraya vamwe hamuna tsitsi nei ariwenyu mwana munonzwawo sei.Mufi haarovi.
Mai makaoma imi ndarwadziwa hangu aaa
vanhu vedu vano pera nekushaya zivo. Nhema dzoga dzoga
Nhema sei iye mupari wemhosva abvuma ega, and also it's a fact kuti he committed suicide as a result of abuse, nhema dziri papi apa
VaMutasa asi munodanana namai ava here why murikubyanya kutora side ramai ava musadaro imi dai arimwana wenyu muchitaura kudaro nxa musatibhowa mhani nxaa
eish zvakaitwa hembe dzamai wangu chaizvo iwewe muprofita wekwanyahanana mwari awe newe chokwadi
My Netflix Karanganda
Haaaaaaa imi mai havasi kungodawo mombe ere ava. ..
Iye munhu achibudirwa haadero idzi nonhema chaidzooo unobudisa voice remufuuu ende haarondedzeri achidai zvunhuuu zvemuno sooo
Zvosiyana mudikani... Kana arikutaura chaizvo mafiro ake so kunyepa kuri pai... Aripo mwana akazvimba matools, what more proof do u want.
vamwe vanodaroo vamwe vnotonyatsobudisa voice I still remember sis vngu vaitobudisa voice chairo chairo reaivagara
@@lilianmlambo2769exactly
Baba Taps murikutonga ndimi mune chimuti❤❤❤ Karangandatv chief Mutasa ❤❤❤ manyama chief❤❤❤ I'm addicted to this channel 😊😊😊😊😊
Nhema chaidzoooo hazviikooo kwedu izvi
Haaaa mambo muri kudii imi
What about part 6 tamirira,tapedza yekwa Duri part 15
Chokwadi munhu kufa kurova konzi mombe 8 here 😢😢😢😢😢 zvinorwadza
Aaaa today mombe 10 idzodzo KO sei Ivo vamhaya kt ten dzakawanda
Mambo batai mhunu wekuponda tonde😮😮
Kkkkk hanzi Tonde Byeeeee iih ndozvinoitwa ngozi nhai ?
Akanwa or akanwiswa. Kushungurudzwa ko kubva pane kunwa poison. Aaaaah zvepasi pano
Justice mambo munayo mambo vangu totenda mambo wangu
Vanhu varikuti mambo varikukubhowai asi murikumanikidzwa kuona nyaya yavo here chingosiyai nhai .
Plus zvengozi zvinogona kunzwisiswa nevanhu vari mu situation iyi so varikuti manyepo imbomirai
Mambo hamuna kutonga nyaya mushe iyi
Kwa chief mtasa motokari manyama😂😂😂🎉
Mambooo matishatiraaaa😢😢😢
Mai ava kusanyara. Hutsinye wakaipa. Baba vacho vauya kuzobatsirwa asi varikuita zvehasha. Regai mwana azorore. Mai ava mutongo wavo wachabadara.
Ishe Mutasa komborerwai nengirozi basa renyu munogona chaizvo
Kunyepa mutorwq kauyu shewants moneyyatonde😂😂
Ko mbuya ava hutsinye futi chivi chako chokudzokera shuwa mbuya avo ungarovawo mwana panourayawo shuwa kuuraya munhu chaiko 😢
Vaye vaiti Chigodora take lessons nhasi muripi kkkk hoyo ka
At first i thought ingozi yefake mamhamyiro ayaita kubuda untill evidance and mainini vabvuma kutii its true
Neniwo ndambofunga kudaro
Uyu munhu abvuma kuti akauraya munhu It's a criminal case saka yongopera just like that Ndizvo here
Ndonhema mutoorwa 😂😂😂😂
Chief why mukuita kunge murikuroughura ngozi or kucutter baba ava varikutsanangura firo yemwana wavo
Ummmmmm nyaya iyi yandirwadza zvakaoma. Vanhu ngatisiye nyaya dzekuitia vamwe vanhu hutsinye kuburikidza nekuuraya nekuponda.😢😢😢😢😢😢😮😮😮😢😢
Vanhu vachazvirega zvekuwuraya vanhu sehuku. Zvorwadza shame. Even mombe 20 dziri right. Ngaavasungwe mai ava vane mhosva
😢😢😢ndachema mufunge vanotsipika vanhu ASI zvinongobuda chete
Dambudziko chief mutasa havazivi chivanhu. Chirungu chakavawandira B rechikora ravashaishira ngavadzikame vatarise headman chhigodora
Zimambo iri duzvi nxaaa
Mwana akazvimba aha's wemuroora here
Mambo Mutasa has disappointed this time. Kunge vavhiringidzwa nemushonga
Mambo matsika tsika nyaya iyi regai baba vapedze kutaura mwana akarwadziwa uyo
Asi vanhu chii ko nhai kungouraya vanhu chii ko
Mambo ava ndevekumama
Chief itogwinyai nyaýa dzirimo mumutanha
Abudira hake pana maiguru vake
APA mambo hamuna kutonga musheba apo Shumba mhaiyo
Nyaya iyi inondirwadza zvisingaite mai awo muroyi chaiye child abuse vaifanira kuenda kujeri baba waTonderai vakarwadziwa nekushungurundzwa kwemwana wawo
Taura hako iwe Mai vakaoma moyo ava ummm ndarwadziwa shame😢
Mambo muri hoooooor
Kuzouya wakapfeka trouse varumeka ityai mwari
Hatina kumboiona hr
munosimbogona asi umhhhh
Aya ana mambo avapi vanhu nguwa yekutaura Zvinonyangadza maningi
Baba Taps ❤❤❤❤
Karanganda murikunonoka kuisa nyaya vamwe vakatoiisa kare iyi😢
Zvinorwadza
ukurayira munhu Tv sure here amana😞😞
Mambo ndewekumama
cosmas muricy...
Tavepo❤❤ tichadzingwa mabasa gore rino baTaps muri kugona
Kkkkkkkkkk
Mambo maresva it's not like that ipai vanhu nguva wataure isu toda kunzwa Nemonemo
Tungozi twunobuda twusina kumboshwapura twega mumweya twakadhakwa utwu.
Mambo ava vane karough kavanako sometimes vanondisvota dzimwe nguva
Waiyepo here
Mambo murimbwa
Amusi mwaakudzokorora ere BaTaps
Umm zvakaoma siyayi kuuraana
Ndatozvishayawo kuti simba rekukumbirangozi chief varikuriwanepi zvinorwadza zvakaitwa mwana uyu
Pasichigare rakaoma vedu veee ummmm. Zvakaoma
Chief ava vanondi bhowa zvekuti
chifbudirwa😆
Ngozi inoziwa mutemo here.
Ndozvatirikutowona wena
What happened to Chigodora crew? We miss them. They felt like family
Chigodora chanel yava payo yega
Mambo 🤔
BaTaps pavideo quality makumberi🎉🎉🎉🎉🎉
Munhu achibudirwa haabuditse voice remufi wacho here school me.
mambo ava haaaaaaa ummmmh avana dhiri ava ngozi inoitwa negotiation nayo here
Hello hello Team KARANGANDA
Mavideo anotokunda ekwa tete Tilder
Hezvu kondezve competition here?😂😂