@@patronellamadzima56 COSMO -0027 625098013 DEVTON BENONI- 0027641563175 PORT ELIZABETH-0027 83 426 7730 These are the branches we currently have mu SA .. asi we will be opening Johannesburg very soon... kana pama branches ayo Paine a nearest to you.. you can ring them and they will help you with proper directions... you can also visit our website: www.aom-church.org for more information.. mukomborerwe naMwari 👏🏾👏🏾
Mambo MAREHWA MANDEBVU we welcome you kuEngland tione kuti munonamatira panze here nechando nemitemo yemuno, votadza kunamata here nekuti makanzi hamunamatire muzviturikwa. Ko Iye mwari muzvitirikwa haauye here kana akumbirwa kuuya kuvapositori. Ava vanhu vari kurimbidza ukuru hwamwari havana pavakanganisa wani. Ko imimi munonamatira kupi mambo timboonawo zvenyu?
BABA JOHAWANI KUKENYA VAKATENGA INDIAN EMBASSY YEKUNAMATIRA, KUBULAWAYO VAKAVA MUSHA WOKUNAMATIRA , KWAGANDANZARA KU MUSHA MUKURU, ICHI CHENYU CHISHANU CHISINA KA CHIMBUZI CHAKAOMA.
This song talks to me even ndisiri hangu mupostori kanondiitira zvakanaka. God bless you kuimba kunokomborera!
amen mukomborerwe naMwari.
Gadzayi nhaka baba isaka,I'm blessed this morning
Verse rikaimbwa hana nemoyo zviripamwechete rinongova ngoni kumakore...tinotenda kuimba kwakanaka vatendi...Nemiwo kohwai mbiri muzadze matura kuti Isaka paachagadza nhaka mugoverengwawo
amen mutendi
Nhaka yokudenga ekrizia gamuchirai🙏🏽👏🏽🤲🏾💝
amen
Amen verve rinokomborera iri
Tigadzeyi nhaka ndakomborerwa neverse ndingariwanepi sowe ndimbouyo ndinamate zuva rimwe
Muri kupi madzimai... tinema branches akati wandei..
@@Masowe south Africa Waterfall city Midrand
@@patronellamadzima56
COSMO -0027 625098013
DEVTON BENONI- 0027641563175
PORT ELIZABETH-0027 83 426 7730
These are the branches we currently have mu SA .. asi we will be opening Johannesburg very soon... kana pama branches ayo Paine a nearest to you.. you can ring them and they will help you with proper directions... you can also visit our website: www.aom-church.org for more information.. mukomborerwe naMwari 👏🏾👏🏾
@@Masowe thanks regai ndiserve number dzacho
@@Masowe kaziwai varanda vashe ndaitawo mubvunzo pavideo iyi baba vamire avo chavakabata Ibhukubheri here ??? Makapa tambanudza ndingafare areruyah
amen verse rinondikomborera iri
amen
Tinotenda nebasa revatumwa vamwari, vakatumwa vakakwana kubasa raEmmanuero, maverse, kutaura kwe izwi nebasa racho tizviona nekukomborerwa kwevatema.
Kukomborerwa kuitasei nhai mtendi
Wakambonamata novo here nhai mambo MAREHWA? Nhongedzai papotswa nekuimbira MWARI wavo tibva taziya kuti kurumbidza mwari kutadza.
Amen amen amen✔
Amen kuimba kwakanka
This is so blessing I wish I’m there ❤️❤️❤️
amen amen
Kugadzwa nhaka yokudenga kukumbira kunembwa chipiyaniso chokufa nacho
Vanhu wanonembwa chipiyaniso sei chekufa nacho nhai mtendi
@@jahbemandebvu5336 paunozodzwa mbiri, uye pauno batwa musoro. ndingangokupa muenzaniso. kana wakambopinda chisoja wakabuda unotakura nyembe dzako kumazuva ako. kana wanga uchinzi brigadier mandebvu pauchasiya basa kuburikidza ingava retirement chero neipi nzira unenge wakunzi retired brigadier, ndizvo here kana kwete ? saka chipiyaniso chokufa nacho kana uchinamata hausati wambonzwa porofiti yatenzi kana izwi richibvunza kumushandirwi anenge auya pamasowe kuti gemenzi rangu riripi kana kuti ndaona kuti makamboi pfeka nguwo iyi kana inotsudza mhenduro dzawakambopfeka uchiri kunamata. kubata munhu pamusoro ndicho chipiyaniso chiri kutaurwa cha Isaka nokuti tose tiri kutevera mwana komana wemunhu
zvareva kuti ndicho chipiyaniso chichanokutonga kumazuva ako.
@@jahbemandebvu5336 apo kupuruzira mimba yakabarwa kare muvatendi yechipiyaniso sokuti varikuti nhasi tapiwha nhaka,nhaka ndeipi ko zuva richaenda mweya wako kumusha weVatumwa kunhaka waunonamata.
@@tkmalbeats yah. Mapindura chaizvo.chaizvo
@@tkmalbeats hapna wati wanenhaka paspano izwi rakati waranda wemuteuro wachagadzwa umambo saka vanhu mukuzvipa zvituru zvichadada mukuya kwamambo mukubuda kwezuva
Upload more plz
Nice music.We thank God.
Kuimba kunoropafadza
AMEN CHOKWADI
Amen!
Hallelujah🙏🙏🙏
amen
Amen
Amen tinotenda kuimba kwakanaka
Verse randi komborera iri varume hatishandire nhaka mapostori
amen mupostori wamwari.
Amen
Marimba edenga
amen
👳🏾♀️👳🏾♀️👳🏾♀️😍
amen
Musati jowani masowe havasi vemasowe ava ndivana judha varikupikisa zvakavakwa nemutumwa varasikisi
shame munopisa tsitsi nezivo isina basa yekufungira, nyika ichiyambuka venyu vachizvuva nyoka pamoswe mambo , nekuita maback to sender, mweya wakati ndine hurombo nedzinza revatema , ndiimi mairehwa sure.
Kuyambutswa ne mweya ye njuzu iyoyo zvasiyanei nekuenda kunganga baba jowani akati muchaoneka nekurasika pamitumbi mitatu ndozvamava izvi Munoti jowani imi muchirwisa zvajowani wacho saka murijowani upizvakanzi mbumbu kuchenera kuraswa tsvagai zivo nguva ichiripo
@@puyukaipuyukai3171 tinotenda imi mimi yambutswai nezvido zvenyu mambo puyukai
@@puyukaipuyukai3171 siyai zvedu isusu tiyambutswe imi muchikuvara nenhamo. Jowani wacho wamunoreva muri kuchengeta here zvaakataura mambo?
@@puyukaipuyukai3171 nhai baba puyukai chiii chinonzi mitumbi mitatu vashe
Vatumwa wapi.izwi redu rakaurira padondo kwete muzviturikwa izvo aiwa.
Mambo MAREHWA MANDEBVU we welcome you kuEngland tione kuti munonamatira panze here nechando nemitemo yemuno, votadza kunamata here nekuti makanzi hamunamatire muzviturikwa. Ko Iye mwari muzvitirikwa haauye here kana akumbirwa kuuya kuvapositori. Ava vanhu vari kurimbidza ukuru hwamwari havana pavakanganisa wani. Ko imimi munonamatira kupi mambo timboonawo zvenyu?
kkkk ukanatira panze nevanhu unoenda kuJERI WAURAYA VANHU NECHANDO. KO IKO KUNEVANONAMITIRA PADONDHO MAKADIIKO KUONA IDAI YAKAPEDZA VANHU KUCHIMANIMANI, KKKK
BABA JOHAWANI KUKENYA VAKATENGA INDIAN EMBASSY YEKUNAMATIRA, KUBULAWAYO VAKAVA MUSHA WOKUNAMATIRA , KWAGANDANZARA KU MUSHA MUKURU, ICHI CHENYU CHISHANU CHISINA KA CHIMBUZI CHAKAOMA.
mambo mandebvu idzodzi ngoni dzimuchivakwa dzakaporofita chimanimani cyclone ne date dzepadondo dziripo mufunge baba Johane
mandebvu waona zvimuzvivakwa asi shoko riri kuimbwa hauna kurinzwa uye zvarevi.
Amen
Amen
Amen
Amen amen
Amen
Amen