Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
*🎉SUBSCRIBE FOR MORE VIDEOS*
Nyora caption dzako mushe zvekushamisa ritori drama ......
this was superb baba Sharo continue to bring these boys on your show they spice up the entertainment
Saka ndepapi pashamiswa vaMacheso apa iwe bhangu munyori nxiiiii
Saka ndepapi pashamiswa vaMacheso apa iwe bhangu munyori nxiiiii Jonas aitobhowekana zvake kkkkkk
Obert anoridza zvake but inini zvangu ,hanyatso ndinakidza as compared to those other drummers ,vaneka that kanondinakidza
Jonas watadza kufara Sei pavakomana vesuit
Cheso should bring energetic dancers like These guys kwete vakweguri avooooooo
Talented boys uum love this
Spectacular
Zvinhu zvenyu zvine quality baba good stuff
Haa ma 1 aya ndokuti stage ka uku ❤
Zepe Zepe
Obert aripo here pane varikutamba
Obert aripamadrummus mukuru kkkkkk
Pakaipa apo
Special
Asi Barna ka😂
It's is
Charlie chembe akanatsowana nguva negitare achasvika kure
Mukana anawo wakakurisa asi iye akatosvipa position kuti ini ndiri dancer
He was dancing all this time but he said is learning kuridza guitars now @@zimsunguramusictotheworld6066
Eeheeka huchi uhu huchi itomonyongo
Is this not sesifikile dance group
Ini dancer akatongopfeka suit kutamba sungura andichatooni kunaka kwazvo kkkkkkk , hapana zvakatambwa apa pafeya
Kkkk isu tinoona
Chokwadi
Iwewe ndiwe munhu ataura
Sesifikile
Barnabas should step back and let Jonas do the chanting.Hapana zviripo apo kutamba uko ayisi stayera ye Mberikwazvo
Musazviise muhana band rinenge risati ratanga vana charlie vachiri paBass Majaira kuonera mberi kwazvo pa YT
@@andrewchasvinura3271 Mberikwazvo has 2 chanters mdara he must chill angina hake asi mawara too much.Newe urege kuzviita spokes person we Mberikwazvo
haa at least zvine ka change pa stage. taneta ne same style.
Zvirikunakidzira nechekurefu
barnabas kundokakarara
Too much vhevhe dzidzai Kuna majuce pafeya mopiwa manotes emadancing movies
Kastatement kekuti "akashamisa" kakubhowa we will unsubscribe
*🎉SUBSCRIBE FOR MORE VIDEOS*
Nyora caption dzako mushe zvekushamisa ritori drama ......
this was superb baba Sharo continue to bring these boys on your show they spice up the entertainment
Saka ndepapi pashamiswa vaMacheso apa iwe bhangu munyori nxiiiii
Saka ndepapi pashamiswa vaMacheso apa iwe bhangu munyori nxiiiii Jonas aitobhowekana zvake kkkkkk
Obert anoridza zvake but inini zvangu ,hanyatso ndinakidza as compared to those other drummers ,vaneka that kanondinakidza
Jonas watadza kufara Sei pavakomana vesuit
Cheso should bring energetic dancers like These guys kwete vakweguri avooooooo
Talented boys uum love this
Spectacular
Zvinhu zvenyu zvine quality baba good stuff
Haa ma 1 aya ndokuti stage ka uku ❤
Zepe Zepe
Obert aripo here pane varikutamba
Obert aripamadrummus mukuru kkkkkk
Pakaipa apo
Special
Asi Barna ka😂
It's is
Charlie chembe akanatsowana nguva negitare achasvika kure
Mukana anawo wakakurisa asi iye akatosvipa position kuti ini ndiri dancer
He was dancing all this time but he said is learning kuridza guitars now @@zimsunguramusictotheworld6066
Eeheeka huchi uhu huchi itomonyongo
Is this not sesifikile dance group
Ini dancer akatongopfeka suit kutamba sungura andichatooni kunaka kwazvo kkkkkkk , hapana zvakatambwa apa pafeya
Kkkk isu tinoona
Chokwadi
Iwewe ndiwe munhu ataura
Sesifikile
Barnabas should step back and let Jonas do the chanting.
Hapana zviripo apo kutamba uko ayisi stayera ye Mberikwazvo
Musazviise muhana band rinenge risati ratanga vana charlie vachiri paBass
Majaira kuonera mberi kwazvo pa YT