Imi Tete are you joking kuti kurara nababa unozvara mwana ane ziso one? Pane vaya vanotaura kuti ndakaita vana na baba, vatorine ziso one one here imi 😮
Tirikudzidza zuva nezuva nacho chirongwa ichi..mari inechitema shuwa...my advice to you my sister is surrender your life to Jesus's christ zvunhu zvese enda unodzosera kun'anga unobatsirwa kumachurch and start a newly Christian life there is still time
Akadzokera ku n'anga anogona kutakuriswa zvimwe kana kuuraiwa. She should seek help from Christians who can pray with her , be willing teach her to pray & believe in God. She must cut ties with the n'anga.
Karanda Hospital ku Mt. Darwin haibhadharise. Inoita ma international doctors from first world countries sekuziva kwangu, unless kana zvakazochinja.
Yellow yellow guys.
Mai Nyathi was looking mwaaaa chaiyo. Loved the small video that I saw and all the skits dzakabuda vanhu vachirwira chikafu 😅😅
Happy yega yega 🙌🥰
To Mother in law, God bless you.
1st confession: Who are you spending the money on?
Imi Tete are you joking kuti kurara nababa unozvara mwana ane ziso one?
Pane vaya vanotaura kuti ndakaita vana na baba, vatorine ziso one one here imi 😮
Hey auntie
Yuwi first confession ndatya baba vako chaiwo
Hi tete happy new year 🎉🎉🎉
@@nyariegannet1 Happy Happpy welcome back 👋👋👋❤️
Nyika yapanduka
Baba mwanac😢
Tirikudzidza zuva nezuva nacho chirongwa ichi..mari inechitema shuwa...my advice to you my sister is surrender your life to Jesus's christ zvunhu zvese enda unodzosera kun'anga unobatsirwa kumachurch and start a newly Christian life there is still time
Akadzokera ku n'anga anogona kutakuriswa zvimwe kana kuuraiwa. She should seek help from Christians who can pray with her , be willing teach her to pray & believe in God. She must cut ties with the n'anga.
Zvakaoma zvose
🎉🎉🎉
Good morning vedare!!
Morning Morning dear how are you
Tete murisei, nevedare ❤
@@chipokanoyangwa9261 Tinofara iri sei holiday Weduwe
@DarksecretsConfessions kungodaro tete yatopera back to work now
Yellow
Ummmmmmmm
Saka it was a real wedding thot it's a skit
Good morning Tete
Guvhu iro its hernia . It needs surgery . Tsvagai kuchipatara vanokuudzei zvekuita .