Manje mukaenda masango ekwedu, munorumwa nerovambira, musazviedze izvozvo. What you want to understand is you can not have everything in life. Haungatarisiri kuita mari uchishandisa vana vevamwe vako iwavo will be challenged too
Uyo mkwasha uyo yes your feeling is okay Mari yako inogona kugadzirwa nevanhu Ava...last confession....ummmm Acrimony of a woman is very very dangerous
Handiti iwewe you approached them kuchida kuripa so even ukarega kuenda watove ne mhosva wakafarisa ukatuma munyai saka hamenooo zvenyu u made your bed so lay on it
Iwewe kana uchida kusiya ne nezveurombwa divoce him bible rinoti ITYA MUNHU ANOGONA KUURAYA NYAMA NE MWEYA KWETE KUTYA MUNHU ANOGONA KUURAYA NYAMA CHETE so kana ukati heee handikwanise kumusiya choice is yours read bible Revelation inoti NAIZVOZVO NDAKAONA VAKURU NEVADIKI VAMIRE PACHIGARO CHEKUTONGWA Jesu kristu vari kudzoka kuzotonga gehena ririko asikana itya Mwari he can send your soul to hell but ujachiva softlife yekupiwa na Satan you pay with yr soul because the devil has nothing for free gabzi resist the devil and he will flee ndiwe unotoita decision yako vana vako m sure they are adults encourage them kutendeuka vanamate by default of them being born again vobhabhatidzwea God will set them free asi kana vangorarama as ordinary people yes vanongoramba vari in bondage
Last confession: Did you say munamato? Going to the graveyard is as good as calling death At least she dated your EX You do not know what you have brought upon yourself!
1st confession wakagona kudzokera kunoripa, but enda unoripa kwaatezvara kwete kwaambuya. Vatezvara varipi? Kana vasipo vatezvara then it's ok enda kuna unoripa kwaambuya asi vehukama hwavo vanofanira kuvepo, mukazviita mega muchazoripazve. Another thing, imi vabereki kana vana vakonana, mukasvika paine nyaya don't take sides. Nokuti mukatsigira wenyu nekuti ndewenyu garai maziva kuti no human is perfect. Gadzirisai vana vagare zvakanaka or muchagagara muchiudzwa huroyi nevakwasha. Imi vabereki munozviziva kuti zvinoitika izvi zvevana komana kuita misikanzwa marriage ichingotanga. Ibasa renyu kuvaonesa vana so that this stage inopfuura. It's a phase yevarume vese.
Hama dzaambuya ngadzivepo. If possible don't give them mari in their hands if you are doubting, doa transfer unongoiti mari yaramba kubuda kubank so ndokwanisa kuisa pamukuru
Pamakatuka ambuya hama dzavo dzaivepo here. Endai munotarisana navo. Go face your music. Magara manga musisadi mwana wavo, chii ichocho kutuka ambuya to that extend
Mkoma ndimi makatodyiswa negf kusvika musiye mukadzi nekutuka ambhuya
Not that I'm saying kuti mukwasha akagona but this situation could have been avoided
Nhaimi munamato chiiko? Kana muchienda kumakuva muchiti takaita minamato munoreveiko?
Manje mukaenda masango ekwedu, munorumwa nerovambira, musazviedze izvozvo. What you want to understand is you can not have everything in life. Haungatarisiri kuita mari uchishandisa vana vevamwe vako iwavo will be challenged too
Mukwasha tenga mombe kana mbudzi unoripa usawape mari mumaoko
Vakaba mwana: Whoever rewards evil for good, evil will not depart from your house!
Good morning hama
First confession Dai ndirini ambuya netezvara vako I would not need kamari kedzambarafuta rakaita sewe
Mukomaendai munoripa nechipfuwo Kate mari
Vakuwasha vanhasi mune dzungu mufunge asi zvakadaro usaenda kunoripa kuvanhu 2
#1 usaripe ivo vakakutukawo vajaira kutonga 😂😂 pakuzoti muroi wakakanganisa ipapo hauna hunhu
Uyo mkwasha uyo yes your feeling is okay Mari yako inogona kugadzirwa nevanhu Ava...last confession....ummmm Acrimony of a woman is very very dangerous
Ambuya even though vanga vaudzwa about the issue she was supposed to let them fix their issues or suggest the ryt channels to follow
Fst confession, handione zvichiita kuti muende munoripa kwavari vari voga mangwana vanogona kuramba chimwe futi vanogona vakatokurongerai zvakaipa nkt zviri mumwoyo mavo hamuzive saka imi munofanira kutora vekwenyu mokumbira kna kutaura n hama dzamhamha kuti ndizvo zvamurikuda kuita modzwawo zvavanotaura. Chokwadi muri right munhu munhu
❤❤
Hakuna hiripwa hwakadarooo
Handiti iwewe you approached them kuchida kuripa so even ukarega kuenda watove ne mhosva wakafarisa ukatuma munyai saka hamenooo zvenyu u made your bed so lay on it
Lol ko kana mukuwasha avo vakabaya dede nemukanwa pavaitaura havo mukutsamwa..
Hakuna madzimai vanopa muteuro wakadaro huruyi ihwohwo mese namadzimai muri varoyi
1st chimbo fambayi kumaporofita . Mweya will advise u
1st confession hama dzinodiikanwa no matter what. Kuitira mawitness
Ma challenges anosangana nevana vako ndomubairo handi makatokanganisa mwana wamakaba makatouraya hakuna kuuraya kunodarika zvamakaita
Iwewe kana uchida kusiya ne nezveurombwa divoce him bible rinoti ITYA MUNHU ANOGONA KUURAYA NYAMA NE MWEYA KWETE KUTYA MUNHU ANOGONA KUURAYA NYAMA CHETE so kana ukati heee handikwanise kumusiya choice is yours read bible Revelation inoti NAIZVOZVO NDAKAONA VAKURU NEVADIKI VAMIRE PACHIGARO CHEKUTONGWA Jesu kristu vari kudzoka kuzotonga gehena ririko asikana itya Mwari he can send your soul to hell but ujachiva softlife yekupiwa na Satan you pay with yr soul because the devil has nothing for free gabzi resist the devil and he will flee ndiwe unotoita decision yako vana vako m sure they are adults encourage them kutendeuka vanamate by default of them being born again vobhabhatidzwea God will set them free asi kana vangorarama as ordinary people yes vanongoramba vari in bondage
Amen
Last confession: Did you say munamato?
Going to the graveyard is as good as calling death
At least she dated your EX
You do not know what you have brought upon yourself!
Vanhu vakuhwandisa hun'anga hwavo vachiti ndana madzmai pls akuna munamato wakadaro kumasowe muroi mai ivavo
Last confession uri muroyi mese na madzimai vako. Why kusunga shamwari because of ex boyfriend yewaka siyana nayo
Mukwasha musaenda mega kunoripa nekuti Mari ichagadzirwa life igo dhakwa uye endai nehama dzenyu kana kuitira weti Mari yenyu 😂
Musaripe muri mega imi moendawo nehama dzenyu ivo vanofanira vaine hama dzavo asi if vachishinha ingobisai mombe ndiko kuripa chaiko musabise mari
Mkoma vekutanga ndimi Makati moda kuripa saka dzimwe nhongwa diesel ndedzei
My brother call hama dzenyu nedzaambuya moripa .Ambuya wakarasa hunhu wese nemwana wavo some issues haasi ekumhanya kuudza hama .Some issues it's private between murume nemkadzi kana zvanetsa ndipo pamunoxoudza hama .Imiwo brother seek help kumachurch emweya sekwana Miracle Paul
1st confession wakagona kudzokera kunoripa, but enda unoripa kwaatezvara kwete kwaambuya. Vatezvara varipi? Kana vasipo vatezvara then it's ok enda kuna unoripa kwaambuya asi vehukama hwavo vanofanira kuvepo, mukazviita mega muchazoripazve. Another thing, imi vabereki kana vana vakonana, mukasvika paine nyaya don't take sides. Nokuti mukatsigira wenyu nekuti ndewenyu garai maziva kuti no human is perfect. Gadzirisai vana vagare zvakanaka or muchagagara muchiudzwa huroyi nevakwasha. Imi vabereki munozviziva kuti zvinoitika izvi zvevana komana kuita misikanzwa marriage ichingotanga. Ibasa renyu kuvaonesa vana so that this stage inopfuura. It's a phase yevarume vese.
Hama dzaambuya ngadzivepo. If possible don't give them mari in their hands if you are doubting, doa transfer unongoiti mari yaramba kubuda kubank so ndokwanisa kuisa pamukuru
Avo vakatora mwana nherera vakamushandisa,zvivindi zvakadaro mombozviwanepiko imi nhandiii??? Imi hapana chamurikureurura mhani but muchamama chete.Makatadza panopasi nokudenga.Makaisa chituko muupenyu bwemhuri yose.Mari ngaibudirwe ziya mhanii.Makatadza kunyara nokutyaseiko upunyu bwenherera??? Haaa ndokusaka panedzimwe nguva Jehovha vakati ndabvisa makore mazhinji okurarama kwemunhu panyika nokuti munhu mumwe akaipa kubva pauduku bwake.Murivana Satan imi
Iwe ukatadza kuripa hameno hako vakadyiswa ne girl friend yako kana vosangana nedambudziko hama dz8pano dzinenge dzisipi ambuya haisi hama yako ripa vakanyarara kwete kutii unoroiva nemari dau vaida kukuroya vaitadza hre iwee dzikama girl friend yakakudyisa unoda kurutsiswa iwe
Pamakatuka ambuya hama dzavo dzaivepo here. Endai munotarisana navo. Go face your music. Magara manga musisadi mwana wavo, chii ichocho kutuka ambuya to that extend