😢😢it's sad kuti vanhu vavekuona mari kana vakatsrisa vana they don't see how innocent those kids are and zvirikushungurudza l cover all the kids with the precious blood of Jesus whoever plot to steal them must be exposed
Praise unobva kupi coz Shona yako haisiyo there is a different between kushaika nekushaikwa ,in Shona kushaika zvinoreva kufa and then kushaikwa zvinoreva kusaonekwa uye usingazivi kuti anowanikwa kupi
It’s because pakaitwa prophecy yatapiwa makore those mentioned never got caught and Michael sello said it was the beginning vana vachatoshaikwa zvakuda mwari shuwa ne stiff sentence
Ngavaende kuna micheal tinashe sello mwana anobuda uye anokuudza nenumber dzemba nefon number ndiye akabuditsa nhau yatapiwa makore akapa nefoni number wani. Ngavaende kuna michel sello or miracle poul
See, hazvisikuitika Zimbabwe wide, saka munhu or group rimwe chete ravakuita specialisation yekutora vanhu. {But;....hmmm...zvikunzi akaba huku here? Saka nyaya idzi dzinenge dzakasiyana, nekuti iyi inoita kunge yemunhu akatiza ega. Kwanzi anemakore mangani ko mwana uyu,?}
Uyu Talent anga akura sei
Mandlovhu my young sis masibanda vatete vangu
Nhasi nderimwe zuva..Drewmas media taking us to another level.ha zvakaoma
Akura sei mwana wacho
😢😢it's sad kuti vanhu vavekuona mari kana vakatsrisa vana they don't see how innocent those kids are and zvirikushungurudza l cover all the kids with the precious blood of Jesus whoever plot to steal them must be exposed
Gire zvakaoma hako nyikai yedu zvakuda arikumusoro apindire
Amen Amen
Amen 🙏🙏
Amen
Ameen thank you
Mapurisa akapedzisira kushanda mugabe achiripo ikozvino panonzi pashaikwa mwana handioni basa remapurisa n'anga ndodzatowe mapurisa bcz ndodzakutsvagiswa mwana
Taura hako. Ndofunga mayouth eZanu Pf . Ndiwo vasingadungwe
Makadii mukoma neshamba ndototi mukoma . Bcz ndoera shumba so . Ini maonero angu adii kumbotora vanasekuru. Nana mbuya vamos ikirwa vose voita 8 vobatsirana kutsvaga mwana handis kuona chimuko Kuna tasvu . Tasvu anoda Mari kwete zvkutamba kana uine Mari yakawanda anokuitir chaizvo as kana usina Mari svunu haaa hapana chobuda
Uye dai vamboenda Kuna Mitchell sello mutawn uyo akanakira kuti anokuudza kunemwana anokuudza nenumber dzevanh vacho vakatora mwana so ngavaende ikoko . Nyaya yatapiwa makore. Micheal sello ndiye akaibuditsa wani kuti zvakafamba Soo Soo zvikada nenumber dzen'anga akaibuditsa uyo chibaba. Ndomutemba
we miss soko achifamba nemi Shumba .vamwe vamave kuunza ava havanytsotaure zvinoita munhu urambe uchida kunzwa
Vachiri kuda more coaching 😅
Konhai Tadiwa wakutaura ne ndebele wotranslator wega futy masigede aripo haaa urikumhanya ipaumwe mkana
Sahwira Ndazosvika, ndanga tichiuya ne Dremwas Media 😊
These 2 are still learning pliz be patient wth them, ,, they will do good next time,, love you gals,,, Mandlo tshiyela omunye phela cc
Mwana anogona aripedyo, asi achitya kurohwa. Mai ngavatofambe vachitoti havamurove akadzoja
Beautiful ladies
Murikurebesa song pliz data
Umm zvevana zvakunyanya..sis mune white munogona asi mukunyanya kutaurisa ipaiwo vamwe mukana
MaNdlovu and again masibanda special taking us to another level
maNdlovu and maSibanda I see nervous system 😂no nid to hurry,slow is smooth and faster.Thank u,we nid u on this long push to end these heinous crimes
Ko the other 2 girls havachabatike why
Uyo aripo , something fish
The kid has engineering skills awww bless hope he's alive and well.
Ane makore manganiko mwana wacho
Iwe kana uchitaura ndebele perera ikko veshona vataurewo, ipa vamwe mkana yooo
😂😂😂😂😂😂😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 ndinzi number 1 zve
@@mamaasquared3488 kkkkkkk
Team ririkutora vana iri ngaribatwe riendeswe kunana Tapiwa Makore senior na Tafadzwa Shamba
Pane team sure ririkuita izvi kana kuti vari kuvaitisei Zvakaoma hazvo
Hazi manjuzu ere anotora vana
Vamhu wee vana vakuda kupota vachichengetedzwa, musarega vana vachingo buda buda vana varikubiwa veduwe.
Nyika yashata vana vakungoshaikwa chii chikumboitika hurombwa here
Mwari pindirai
Kasong kenyu kanondiitira sahwira woye gara muberere
Mwari pindirai vana vopera , zvinorwadza veduwee Mwari chengetai vana vedu
Muberere tirimo vana zero kkkkk. Kwakadii Shumba apo
I miss chihera nasoko
Soko was now up there . She had just started to be the best
Zvakunyika nyika ipindire bcz van vanopera koiye President akutii
Song yenyu inodyya data
Apa kureba kwayo dai vangovhura imwe channel yemusic iyi yoita yenyaya chete
😂😂😂😂data rangu kni mhaii
Keep it up Drewmas media
Munyika yezimbambwe mazara masatanist
Drewmas media taking you to another level ❤
Song yamunotanga nayo iyo irikurebesa plz
Murikumhanyira kupi🤔
@@catherinekangoya8964 kuda kunzwa kkkk
Nhai mukoma neshamba nhau yekuhwedza. Ndadzwa muchiti doro rakabikwa. Vakaita zvose hr ko mombe iya yaifanira kuenda kumusha wen'anga yakaenda hr kna isina kuenda mwana anobuda sei. N'anga inoda kuripwa hnty makanzwa hr paya zvichinz. Moisa mombe imwe munzira moiisa kumusha kwangu
So nhau iyi zvirikureva kuti. Zvine masoul jah mukati nemapostori hr or ndachema hngu
Ko vana chehera varipiko
Vana vari kuendeswepiko nhai vanhuwee
Endai Ku Chitungwiza Ku L Kwa prophet miracle Paul vanoudzwa kune Mwana Pachena
How is mwana wacho nhai
Maitwa seiko ve Drewmas media
Vanamai kwasimuka mhepo yakaipa munyika medu saka nokudaro ngatichengetei vana zvakasimba
Ko chiii chakadaro chinenge ngozi ,kushaika mwana after mwana why😢😢😢
Nhai Mwari chiiko chirikuitika
Please ngavachirega kupa vanhu mari auya nemwana ndiye achapihwa mamwe mapositori imbahva
Special bakithi mmnawami ijubani futhi listen ungaka sichazeli futhi unga khulumi both languages asisezwa please Ntombi
Drew mass media musanyanya kutaura kana kuimba please get into the story fast please
Why musina kuvhunza makore emwana wacho aaah. I think zvakuda kuti pavana varikuta missing munofanira kutiratidza maphotos avo
That Ndebele girl haiii no 😂😂😂😂 she is a selfish teammate.
Why
People must vote wisely please they are no jobs in the country people are resorting to evil ways of getting money
Ndebele girl, give your colleague chance to speak her part 😊
Anotaurisa yooo
Kkkkkkkk ano taura zvose ndebele neshona yacho shuwa Masibanda otoshaiwa zveku taura
Vachiri kudzidza basa mupei mkana she will get better soon
@@lm97070ehee ngaapewo vamwe mukana,asade kuzviite ndini kumaboss
Anepaari arikutya huku yaakaba iyo
Anemakore mangani uyu nhai vstori venhau ? It is important and crucial to say makore emwana
Ndafunga kuty ndini ndega ndapotswa nemakore emwana
Hamuna kutaura kuti ane makore mangani. MaNdhlovu ngaapewo mumwe wake mukana wekutaura nekuti ndiye akutaura ndimi dzese
@Drewmas media where is soko vaigona kupresenter.neumwe uye Chihera
Hmmm zvanyanyisa
Mandlovu ukunyanya kusanganisa stick to Ndebele kuitira weShona awane kutaurawo uye kuti the ndebele viewers and listeners vanzwisise nyaya
But mwana mdiki angasiiwa ega hre, pamba amai vachienda kmusika
Drewmas media, Great channel,great consistency content that gives real time insight on scarier crimes on our communities.thank you
Vanhu vave kuita maretuals nevana vadiki
avo vatete madhlo ngavape mumwe mukana kana vakataura voga hazvibudi
Tete ve blouse re white ipaiwo vamwe mkana please
Mandlovu 😊
Ane makore mangani pandijamba zvakaoma
Praise unobva kupi coz Shona yako haisiyo there is a different between kushaika nekushaikwa ,in Shona kushaika zvinoreva kufa and then kushaikwa zvinoreva kusaonekwa uye usingazivi kuti anowanikwa kupi
Uyu achawanikwa akura ayitya kurohwa...ari somewere
Tazvinzwa asi iwe wendebele ipawo weshona mukana usangoda kutaura wega kopai zvaitwa nachihera namancube
August agare ane nyaya nekushaikwa kwevana ummmm
Mmmmm nyika yedu yakuita kunge south Africa kuti munhu akuita anotsakatika orega kuonekwa zvaisaitika kudhara munyika yedu kudhara even ukaita abortion waibatwa even kurasa mwana chaiko
Ko vamwe 2 vaskana vaye vakaendepi toda kuvaona vese vari 4 neavo 2 vanyowani
Umm zvakawoma
Our how is the child
Chiiko chakunyanya kuitika nenyaya dzekushaikwa kwevana
Zvakaoma
Ane makore manganiko
Mmmm zvekare
Paita nyaya yemarituals kune kuri kuenda misoro yevana plizzzz 😢😢😢😢😢
song yaSahwira yaakubhowa
Kkkkk
It’s because pakaitwa prophecy yatapiwa makore those mentioned never got caught and Michael sello said it was the beginning vana vachatoshaikwa zvakuda mwari shuwa ne stiff sentence
Ma offerings ema elections aya sure vana vopera nekuda zvigaro
i think ari muroad kuenda kuglen norah c
Ngavaende kuna micheal tinashe sello mwana anobuda uye anokuudza nenumber dzemba nefon number ndiye akabuditsa nhau yatapiwa makore akapa nefoni number wani. Ngavaende kuna michel sello or miracle poul
God Forbid! are people being told kuti ma 2 year old babies anoku kundisa pamutambo wekuhwinha here , because all during a short space of time😢
Zvorwadza izvi
😅😅😅😅so imi cc ve ndebele why mukutaura zvese ne shona ipaiwo umwe mukana l beg
Ko kwakayendesa huku ayiba what was the reason yekuyendesa huku ikoko something fishy
Kana kutaura kuti ane makore mangani kana pic zvaro mototi basa mabedza saka vanhu vanobatsira sei Andrew ne team rongekai
Usandione kunonoka ndange ndichiuya
Haasi mapoliticians Ari kuba vana av
Ummmm Inga vana vopera nhai 😢
Mweya yevacheche ndiyo yopirwa here kuti vatonge according to the years of these innocent children
I also think so, baba vaye nezuro vakaona truck yemasoja🤔🤔🤔🤔🤔
Ummmm nhy imi tanyanyo tadzeiko senyika
Nyika yakuguma
Dene muchiisawo pictures dzevana vacho
Mangoshaisha pakusataura makore emwana
Ndokutokonewa basa😂
Mwari pindirai tega takonewa
Mwari pindirai 😢😢
Vari kuti havana kumuona sei, ivo vachiti takamuti enda unodzosera huku
See, hazvisikuitika Zimbabwe wide, saka munhu or group rimwe chete ravakuita specialisation yekutora vanhu. {But;....hmmm...zvikunzi akaba huku here? Saka nyaya idzi dzinenge dzakasiyana, nekuti iyi inoita kunge yemunhu akatiza ega. Kwanzi anemakore mangani ko mwana uyu,?}
Hauchaend ku toilet uchisiya mwana kutsime hauchamusii wotoenda naye pese paunoenda nhai veduwee hupenyu hwarema