Hazvite brother Kulliant, Mnangagwa na Chris Mutsvangwa, hapana hondo ya vaka rwa, they were all ways in the hide, greetings to your family greetings to your family
Bur inini hangu am not happy kana mambo vachiyedza ku negotiator nengozi. Mombe 12 ishoma plus mbiri dzamambo. $350 ishoma pamombe dai vati 400. 5 pamuurayi ishoma dai atoti six half half nemhuri.
Wayifamba nenduru yengwena muhohwe uchivhima vanhu kunge mhuka nhasi woti handishandi/handinamombe ndochii; pawaiuya vanhu waiti zvinosvikepi? Bhadhara mhosva dzako bedzi! Damnit!
😂😂😂😂😂hanzi mukadaro mkuru tinenge tichisari kuwirirana baaaa
😂
Ngozi iyi yakanaka straight to the point
Hazvite brother Kulliant, Mnangagwa na Chris Mutsvangwa, hapana hondo ya vaka rwa, they were all ways in the hide, greetings to your family greetings to your family
😂😂😂😂😂 hanzi arikunyepa kuzanzwa
Chandirwadza hangu ndechekuti mapara ngozi yauya mumusha yakugara ichi monitor life yevedzinza rese vasina kana mosva Mwari tinzwireiwo Tsitsi
Haa ndanzwa urombo hangu .munhu haaurawe sehuku
Yaa vanhu veku Manicaland exaland munogona bsa rekumutsa vadikanwi venyu vanenge vaurawa tichakudanaiwo Ku masvingo
But mhuka inonzi munhu yakaoma shuwa .Kurerukirwa nekuuraya munhu shuwa. Kunyange munhu akutadzire he/she does not deserve to die.
Kkkkkk kwai usadaro sahwira ❤❤❤
Mudhara wacho after all he has caused he doesn't seem to be remorseful at all
Imagine
Mukuwasha anofanirwa kunzwisisawo orega kuramba mukadzi wake nekuda kwekutakura mudzimu
Kuuraya mhunhu vanofanira kuripa 700 mhombe woripa kusvikira wofa newe ..zvino rwadza dzeku uraya mhunhu
Ngaaripe waiuraya munhu uchitizvinopererepi ropa remunhu harideurwe
Ngaaripe mhondi yemunhu unouraya munhu kunge unomudya kumusha kwangu kune akapedza vanhu nacho chanduru chegarwe dai vatomukawo vanhu ivawo varipwe
Ngozi ngairipwe
munhu wkaoma
Ma hinya ngaaripe mhosva dzako. 😮😮😮😮😮😢😢
Kuparira mhuri yese basa haaai vanhu vane moyo we jean sure zvino chaaka hwina chii
Hanzi izvo anababamunini apo ndokwawairasirira mhepo
Anoda kumamiswa mdhara uyu
Zvimadhara izvi hey unourayire iko munhu hona manje ini
Munhu uyu ndaayende kujeri please
Ko chiii kuisira munhu mushonga ainge akutadzira chiii ummmm
Sekuru Tsoka muri kuno henyu kwaMutasa muri kutsvagwa kuDarwin uko varoyi vanetsa uko.kuna headmaster vakarombera skuru uko
Bur inini hangu am not happy kana mambo vachiyedza ku negotiator nengozi. Mombe 12 ishoma plus mbiri dzamambo. $350 ishoma pamombe dai vati 400. 5 pamuurayi ishoma dai atoti six half half nemhuri.
Ko Mambo vanoripa vachibvisa mudanga raani
12 ishoma rusape takapihwa 27+30 +30 saka bvisai henyu mabhinya
Kwa Tensen here
Tensen murume zve
@@fridandlovu9094 eeeh kwasara one ane 30 Tencen murume
Hey haaaa pakaipa
Tensen haajaidzi mabhinya
Hope yake mudhara uyu muroi chaiye shem
Inochisa hanti 😅😅😅
Dai. Atoti. 100.
Anopona here ?
Shuwa 12 ishoma
Eeee anopona .Ko uyu waakaponda imhuka here
😅😅😅mazogumbuka hey 😅😅😅