Thank you so ministers Vimbai Dimba and Dr Dorcas Moyo.. Mwari uyu haambotisiye tega Jeremiah 1:19 Vacharwa newe, asi havangakukundi, nokuti ini ndinewe, kuti ndikurwire ndizvo zvinotaura Jehovha.' 2 Kings 6:16 16 Iye akapindura, akati, Usatya hako, nokuti vari kwatiri vanopfuura vari kwavari pakuwanda.
One of my favourite Dorcas's collabos, I usually play it on repeat. @#DrDorcasMoyo, Please give us another collabo with Pastor #TinasheMurigo and #PastorG as well, I know kuti panosangana vanhu iwawa on a worship song, the heaven smiles.
Thank you so ministers Vimbai Dimba and Dr Dorcas Moyo.. Mwari uyu haambotisiye tega
Jeremiah 1:19 Vacharwa newe, asi havangakukundi, nokuti ini ndinewe, kuti ndikurwire ndizvo zvinotaura Jehovha.'
2 Kings 6:16
16 Iye akapindura, akati, Usatya hako, nokuti vari kwatiri vanopfuura vari kwavari pakuwanda.
Amen powerful
This lady keeps me closer to Jehova 🥺
Hallelujah hallelujah 🙌 🙏🏻 👏 haangandisiye Mwari wangu thank you Mom Dr Dorcas Moyo.
Mai Moyo you are my daily crush
Halleluyah halleluyah ,haangandisiye Mwari uyu,Thank you so much Mom,Doctor Moyo n Vimbai Dimba, Mwari ngavarambe vachikupai hunyanzvi wenzimbo dzine mashoko anondipinza munyasha
She never dissapoints 🔥 😢
One of my favourite Dorcas's collabos, I usually play it on repeat. @#DrDorcasMoyo, Please give us another collabo with Pastor #TinasheMurigo and #PastorG as well, I know kuti panosangana vanhu iwawa on a worship song, the heaven smiles.
Amen
Amen ndi Mwari wakatendeka ane Nyasha kwatiri nguva dzese 🙏🙏🔥🔥🔥🔥
Yes God with grace thanks Dorcas
Powerful Powerful thank you so much. May the Lord continue to use you
Amen Mai Moyo tinotenda nekubatira pamwe Vimbai D 🎉
Amen and Amen
Amen my favorite momy
Amen amen
Amen havatisiye
Thank you Dr sis.May God bless you.Am grateful 🙏🙏
Ohhh Mwari makatendeka 🙏
Aiwa chakaanyanyisa❤❤❤❤ amen amen
Amen 🙏🙏🙏🎉🎉🎉🎉❤❤
Keep the fire burning love uuu
😭😭😭😭😭so powerful song esh
Mom munondigonera kip shinning mom you are the best 👌
❤❤❤
Amen munotigonera ❤
A nice and sweet song Vee and Doo
Amai wancu 🎉
Thanks you both 🎉
Amai rambai makadaro
Amen
Amen