Mr ever smiling haaa wangu I really like u a lot coz unoimba zvino inoitika muupenyu plus futi your voice rongonakidza kuteera so worse paunoti ever smiling so
So pana baba vanotengesa cobra vanenge vane maspeaker anosheedzera aya achiti cobra saka vanomboridza kasong pavanomira munhu achitenga vabva varidza song iyi Ndanakirwa ini ndikati speed payoutube Nice song brother❤
Nerimwe remazuva uchafuma uripa top keep pushing the good work
Excellent bro welldone ❤
Talented 💯🔥🔥🔥🔥
Those who're here from TikTok
Wakaramba ngoma ndupfuka ngozi anogona ally d
Puloooooooooooo
Ummmn anogona mfana uyu
Bvriiiiii kubvira chaiko asi ma bby munodarirei ndiyo marii here saka asina mari haana rudo here
😂😂😂😂😂
👌👌
Keep on going Ally D usanete unogona
❤❤❤❤
ndozvinoita rudo
nyc tune
Number 1 kuisa lyk yeeeh
100% bho song
Maone tune keep more 🔥🔥🔥 burning
Hooyooo🔥🔥 zvako ndezve chipo ,I feel sorry kune vanorwadziwa nekuti havafe vakapora🤗
Kkkkkkkkk yeees let dem knkw
Good tune Son 👋👋👋
🌠🌠🌠🌠🌠✔️🔥🥂🥂🥂🥂To who will never bail on our brother
Well done Ally D l'm in love with your song
Magetsi ayoo
Thank yoooo
Welldone unogona, straight from ticktock
Ally D you're the best for me good tune 🔥🔥unoimba zvunhu zvatikusangana nazvo chaizvo muma relationship edu sema yuts
Its iwewe so for me😊...... You nailed it 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Bvriiii💥
Wow that's my brother what a lovely song bhora mberi mwana wamai uno svika chete ramba waka tsika giya iroro kure uno svika.
This song hayiii booo inondipedza simba inii aaa ,💞💞💞💞
Kkkk
I will pray for yu my young broo toshuvira kut muende mberi bamnin musadzore tsvimbo🔥🔥🔥🔥
Uyu anogona uyu
Mr ever smiling haaa wangu I really like u a lot coz unoimba zvino inoitika muupenyu plus futi your voice rongonakidza kuteera so worse paunoti ever smiling so
Hiiiiiiii I feel so blessed🙏thanks so much
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Makaipa makuruwan unondigonera 🎉😂
Rambai makadaro bhudhii makatrainer imi 💥💥💥💥💥
Kkkkkkkk oooow thank you so much
I respect this young man...i pray that one day u will be on top.... Une talent
Hiiii thanks so mucj
So pana baba vanotengesa cobra vanenge vane maspeaker anosheedzera aya achiti cobra saka vanomboridza kasong pavanomira munhu achitenga vabva varidza song iyi
Ndanakirwa ini ndikati speed payoutube
Nice song brother❤
@@marthachiporundura753 iiiiiiish thank you❤️👏ndafara zvekuti ndafara wena
Unogona wako 😙😙😙😙
Thanks Queen
🔥🔥🔥
Wakagona mafana
Thanks my King
Great my yut
Nuff respect young man. Raw talent. You are the next big thing in Zimbabwe
Kugona kuri kwega ndakutopenga naye munhu uyu
Kkkkkk oyoooo I'm inspired
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Une touch yut
Thanks Queen
Experience yekutevera bit iriipapa sando kwaari
Wow wat a nyc song 🔥🔥🔥🔥 keep on the good work bro . Asungarwadziwe naAlly D siya like apo 🤩🤩🤩
Ooow thanks so so much
Zvanemutsindo🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Zvane mtsindo kkkk
@@mr.eversmiling yesaya Video racho rinouya rinhi👏
Keep on going
Good tune. Asi wakawachiswa here??
Kkkkkkkkkk
Lighter. Unogona
Thanks mkoma
That's my current situation,😔
Ooowsh
❤
Ally D unonita boe niri artist hnk buh unouraya wangu ni link nimo kurecorder kustudio kwangu
Yo oo oo give me your # my King🙏
Thank you
Ooooow most welcome mkoma