Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

Pakaipa Madzibaba Masango Apostle Chiwenga, Prophet Makandiwa,Madzibaba Ishmael Canaan, Sir Wicknell

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 13 авг 2024
  • fair use
    credit ‪@JesusRevelationMinistries‬

Комментарии • 474

  • @takudzwashumba6976
    @takudzwashumba6976 4 месяца назад +11

    Clap hands for Chiwenga...always on point

  • @LeadmoreMushana-xn5qv
    @LeadmoreMushana-xn5qv 4 месяца назад +7

    Mr chiwenga is correct zvima porofita Izvi zvonyepera mwari always nekupesanisa vanhu

  • @matthewmkondomkondo4734
    @matthewmkondomkondo4734 4 месяца назад +16

    Masango in'anga

  • @Brenda-Luwanda84
    @Brenda-Luwanda84 4 месяца назад +12

    Zigo warasa Jesu nekuda Mari Yamasango shuwaaa

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 4 месяца назад +15

    Haàà Ini handimbofa ndakauya kwenyu madzibaba thanks

    • @faraigunda3682
      @faraigunda3682 4 месяца назад

      Me too ndezvekupenga izvo nekubira vanhu

  • @user-kq5yg6mj9w
    @user-kq5yg6mj9w 4 месяца назад +10

    Vanhu vanotendeuka vanzwa shoko kwete chiporofita.

  • @amantle551
    @amantle551 4 месяца назад +2

    Apostle Chiwenga ❤❤❤❤tanzwa nekunyeberwa nen'anga idzi.nonsonso

  • @peecha9696
    @peecha9696 4 месяца назад +13

    Chiwenga is always on point

    • @adolfmunemo7195
      @adolfmunemo7195 4 месяца назад

      Being on point in your mind never makes him right in divinity

  • @abedinigotafadzwa9378
    @abedinigotafadzwa9378 4 месяца назад +18

    Vapfanha vese avo varikuti varikuita basa raMwari varipaMedia they're after money and ma likes.vakatumwa chaivo Havana nguva yese yekutambisa lyk this

    • @Gracemanhambara
      @Gracemanhambara 4 месяца назад

      Mwari varikukudaidza kuburikidza mudzinepfenyuro mapepa nhau unoverenga Mwari varikukudana singing hangu baba charamba😂

    • @rudorwashemavengano2575
      @rudorwashemavengano2575 4 месяца назад +1

      Vakatumwa vanoparidzira paiko nhy mukuru chitotiudzai imi munenge mune ruzivo

  • @anorldmunapo8129
    @anorldmunapo8129 4 месяца назад +43

    Idzi dai dzasiyana nezveshoko hadzina zvadzinoziva. Chiwenga ari right vawuki ava.

  • @LeniasChimombe-oy8zs
    @LeniasChimombe-oy8zs 4 месяца назад +4

    Chiwenga the great

  • @tinashe3753
    @tinashe3753 4 месяца назад +18

    Muuki munhu ane shavi remudzimu. Hongu Muuki anotoona chaizvo but hausi mweya waMwari unenge uri pauri.

  • @user-gu5zc6vi3k
    @user-gu5zc6vi3k 4 месяца назад +8

    As long unenzvimbo yaunti vanhu vanouya kwauri vachiti vanozobatsirwa or kubvunzira urikuwuka and verily I say unto you, u are leading pple astray, uchatongwa pamwe Chete nevanokutevera

  • @artwellgurungo2294
    @artwellgurungo2294 4 месяца назад +17

    Apostle Chiwenga is right,

    • @adolfmunemo7195
      @adolfmunemo7195 4 месяца назад

      How so?

    • @AndreFaffie
      @AndreFaffie 3 месяца назад

      ​@@adolfmunemo7195kushandira vanhu handi chiporofita... it's another facet of God's Ministry altogether. It's like HEALING

  • @user-gu5zc6vi3k
    @user-gu5zc6vi3k 4 месяца назад +7

    Chiwenga unovengerwa chokwadi he is always on point, ava vanopfeka nguwo chena ngavangobvuma Chete kuti vawuki, yes vangaramba havo asi ndozviripo

  • @lovenesszimhindo6380
    @lovenesszimhindo6380 4 месяца назад +10

    Apostle is correct. It is better to preach the word of God everyday without any prophesy than having miracles and miracles, prophecies everyday. The true word only comes from God and that one can not mislead people. But with prophecies its not all of them which are coming from God. These so called prophets they now know vanhu vakuda minana stereki kuporofitwa stereki saka they prophecy for sure but the question is where is their power coming from. So l support T. Chiwenga for advocating for knowing the word. Chichingashamise kana n'anga dzichiporofita, masvikiro too, saka zvekuti vanhu vanoteera mabasa its an argument which doesnt hold water.Shoko raMwari harichinje ende ndiro rinooonesa and that the only tool that we can use to test the the source of power.Asi prophet chiwenga l kindly request you to go and look for the verses that talk about the fruits of the holy spirits. You have some few qualities that you lack as a prophet. If you work on those things trust me the world can be delivered from mukurasiswa through imimi.

    • @CourageMugomba-ur7dn
      @CourageMugomba-ur7dn 4 месяца назад

      Munoporofita here nhayi munhu waMwari

    • @tblo9107
      @tblo9107 4 месяца назад

      The word of God is the sure word of prophecy

  • @user-ne4bu8qm9w
    @user-ne4bu8qm9w 4 месяца назад +6

    Zigo uri sei mukoma wangu, haa vachiwenga vanofamba mumweya mutsvene wamwari mwari vanomupa huchenjeri pazvinhu zvose vachiwenga varipo pakusimbisa hukama hwedu nemweya mutsvene

  • @PrideMubhemi
    @PrideMubhemi 4 месяца назад +15

    Masango vambovhurawo hre verse kna1 hre rinoratidza kuti maporofita anotungamira masangano

    • @blessingmilos6849
      @blessingmilos6849 4 месяца назад

      Hanzi havaverenge Bible 😂😂😂😂😂😂😂😂😂

    • @georgebernardmmutanda311
      @georgebernardmmutanda311 4 месяца назад

      Hanzi bible munya,chiwenga is right

    • @AndreFaffie
      @AndreFaffie 3 месяца назад

      In'anga iyo... He is not a prophet at all

  • @AndreFaffie
    @AndreFaffie 3 месяца назад +1

    Apostle Chiwenga is 100% on PROPHECY...
    A prophet is one who recieves and relays GOD'S MESSAGE, INSTRUCTION, PLANS etc to the the people.
    Kushandira vanhu hachisi chiporofita zvachose... It's something else

  • @laizahmawoneni8013
    @laizahmawoneni8013 4 месяца назад +8

    TF Chiwenga is right. Ava dai vasiya zvekunyepera vanhu. va Masango you can never be on the same level panyaya yeBible.

  • @user-dp2hp5hc2u
    @user-dp2hp5hc2u 4 месяца назад +6

    Kkkk icheni here iyoo madzibaba

  • @user-fw6nu2iu2r
    @user-fw6nu2iu2r 4 месяца назад +5

    Veduwe don't ever compare yourself with God iwe n' anga.Remember ,garoziva kuti Jesus is Lord .

  • @user-kq5yg6mj9w
    @user-kq5yg6mj9w 4 месяца назад +5

    Masango in’anga chaiyo hazvina kana muvhinzo,masaramusi ayo kuhwanda neshoko RaMwari.

  • @fortunatepaida2
    @fortunatepaida2 4 месяца назад +7

    Masango murwere chaiyeee

  • @shamisomunokorituninginn8271
    @shamisomunokorituninginn8271 4 месяца назад +9

    Who really can really articulate and explain the word of God like Prophet E.Makandiwa does ? Kana iye asina chipo chekuporofita sit down .the word of God talks about different gifts kana iye asina ngaaite teaching yaajaira .life yaJesu pachezvake yose zvayo it was a fulfilment of Prophecy

    • @Dandyman03
      @Dandyman03 4 месяца назад +1

      The word of God rekut Jesu akafira kuti tiite prezha kahobho. Adam was formed in heaven? Ana makandiwa ma motivational speaker aya

    • @VictorLot-xt5qe
      @VictorLot-xt5qe 4 месяца назад

      Unopenga iwe ,makandiwa igava mbahva asi ukuba naye

    • @lavumodavid3925
      @lavumodavid3925 4 месяца назад

      Dako wanzwa who is Makandiwa?

    • @FlorenceLikwakwa-ub7io
      @FlorenceLikwakwa-ub7io 4 месяца назад +1

      I agree wth u ini Chiwenga anobhowa kungosvora vanhu vese , he's not humble for a man who knows God like he claims

    • @lavumodavid3925
      @lavumodavid3925 4 месяца назад +1

      @@FlorenceLikwakwa-ub7io dako wanzwa ndokumamisa who is Makandiwa gava zvaro

  • @DjKLCMasara
    @DjKLCMasara 4 месяца назад +19

    Kunzwikwa kwaMasango hazvirevi kuti munhu waMwari, Apostle TF Chiwenga always on point ngaafumurwe macharlatans ayo

  • @user-hr4qv5xo6i
    @user-hr4qv5xo6i 4 месяца назад +5

    Zigo’ i cant wait to see you interviewing Apostle TF chiwenga…chezuva iroro mmmmmm

  • @prettymoyo4594
    @prettymoyo4594 4 месяца назад +29

    But Prophet T.F chiwenga in my on view he is telling the truth

    • @stanleymadanha5708
      @stanleymadanha5708 4 месяца назад

      Zirigoro unofunga kuti hatizvizivi here kuti muri ma brothers na madzisangoba

    • @livy38
      @livy38 4 месяца назад

      Chiwenga is not a prophet

    • @adolfmunemo7195
      @adolfmunemo7195 4 месяца назад

      ​@@livy38and will never be.

  • @user-bx6uz6bo4g
    @user-bx6uz6bo4g 4 месяца назад +12

    I like how this guy proved himself to be muuki Zero book even kota verse zvayo ha akomana kaah

  • @petroskashiri8730
    @petroskashiri8730 4 месяца назад +5

    In'anga idzo,

  • @user-ny7pl2zg9m
    @user-ny7pl2zg9m 4 месяца назад +2

    Big up Masango ane respect rukuru kuna FT Chiwenga

  • @naymalicmalcolm6837
    @naymalicmalcolm6837 4 месяца назад +5

    Zigo uribharanzi newewo kuterera N'anga iyo

  • @Panashemhoya
    @Panashemhoya 4 месяца назад +7

    Tsikamutanda

  • @milanjameson4409
    @milanjameson4409 4 месяца назад +8

    ehe zvirikutaurwa naApostleT Chiwenga ichokwadi masango muuki uyo in'anga

  • @sylvestermatshaka-qn5te
    @sylvestermatshaka-qn5te 4 месяца назад +2

    Prophecy is a very very rare gift given to very few people. The problem today is that all fortune seekers today claim to be prophets. In the past we would only have people like Chaminuka , vafemberi vechokwadi kwete avo vonyuka se howa pese pese.

  • @user-gn4ln5rg2y
    @user-gn4ln5rg2y 4 месяца назад +11

    Chivengwa on point 😂😂😂

  • @Samholdings247
    @Samholdings247 4 месяца назад +11

    Chiwenga is 150% correct

    • @peecha9696
      @peecha9696 4 месяца назад

      Yes no scripture irikumbotaurwa naMasango inharo chete nje

  • @GivingCheerfully
    @GivingCheerfully 4 месяца назад +2

    Jesu anobva oti, ichasvika nguva, nazvino yatokwana, kuti vanomunamata, vamunamate muMweya nemuZvokwadi.
    Nyaya haisi yekuenda kwaChiwenga, kwaMakandiwa, kwaMagaya, kuMethodist, kuRoma kana kune any church; nyaya ndeyekuti vanomunamata ngavamunamate muMweya nemuZvokwadi.

    • @rudorwashemavengano2575
      @rudorwashemavengano2575 4 месяца назад

      Usazvinyepera unotoda akatumwa naMwari kut akuparidzire ugotenda

    • @GivingCheerfully
      @GivingCheerfully 4 месяца назад

      @@rudorwashemavengano2575 heya.. bvaa tsvakai vakatumwa, hameno muchashandisa chiyero chipi kuyera kuti uyu ndiye akatumwa. ini ndichazama kutsvaka Jesu anotuma wacho

    • @rudorwashemavengano2575
      @rudorwashemavengano2575 4 месяца назад

      @@GivingCheerfully tsvaka hko bhururu but haumuwani kna pasina akatumwa kna chiri chiyero hachinetsi shoko rinoparidza mnhu ndorinotaura kt akatumwa hr or kwete

  • @user-xw2mp3rj5x
    @user-xw2mp3rj5x 4 месяца назад +10

    Hakuna muprofita waMwari anobhadharisa vanhu kushandira vanhu. Chii chinoshandirwa munhu nemuprofita. Shoko raMwari kuna Mark 16vs15 Akati kwavari endai munyika dzose muparidzire zvisikwa zvose Evhangeri anotenda akabhapatidzwa achaponeswa asi using usingatendi uchatongwa. Chiwenga na naMasango are birds of the same species flying in different directions chete.

  • @michaelmupande4627
    @michaelmupande4627 4 месяца назад +2

    Aaa iwe masango makandiwa akati i am more gifted than God woti ano paridza nekuporofita zvaunonzwisa ndosaka ndakuudza uri n'anga woyeeeee

    • @adolfmunemo7195
      @adolfmunemo7195 4 месяца назад

      Wadii wanyarara pane kuburitsa hupenzi pa yutube

  • @user-zs3px7nw8z
    @user-zs3px7nw8z 4 месяца назад +17

    Ukada mari enda kuchikoro ukada kurapwa enda kuchipatara ukada mwari pfugama unamate zvema porofita emuZimbabwe gyz pliz tisarasiswe mabhizimusi aya ndivo vakuto rarama kupfuura isu tikushanda

  • @raphinoszivanayi8861
    @raphinoszivanayi8861 4 месяца назад +2

    Masango dai akatumwa dai asingabhadharise.

  • @teclahlupo898
    @teclahlupo898 4 месяца назад +1

    Prophecy comes through hearing the word of God Apostle Chiwenga is 100% correct

  • @claytonkahari5065
    @claytonkahari5065 4 месяца назад +5

    Ko zvekubhandarisa varikuzviwana kup masango

  • @MutenhaFam3
    @MutenhaFam3 4 месяца назад +11

    Haaa ana Masango iN'anga idzo

  • @user-vm5uk7cj6r
    @user-vm5uk7cj6r 4 месяца назад +4

    Thank you Zigo, masango ahadadi wamukoka akauya ndomutenda, tiripo

  • @teclahlupo898
    @teclahlupo898 4 месяца назад +1

    Apostle Chiwenga vanotaura chokwadi but pride vanozoinyanya vanongoti vanhu vese havagone ivo chete ndovanogona. Dai vangosiya pride chete

  • @charleschipeture131
    @charleschipeture131 4 месяца назад +7

    Apostle Chiwenga is right.

  • @godknowsdaka-ge5eq
    @godknowsdaka-ge5eq 4 месяца назад +5

    Ana Masango Havana doctrine and wisdom hapana chekutaura

  • @user-vm3wj8li2z
    @user-vm3wj8li2z 4 месяца назад +6

    Chiwenga is on point Zigo usanyeperwe

  • @joycemakomva9804
    @joycemakomva9804 4 месяца назад +36

    Chiwenga haasikunyepa hake mafungiro nemaonero angu

    • @promisemunyaradzi5911
      @promisemunyaradzi5911 4 месяца назад +1

      amana mune hama dzinoyenda kwachiwenga here imi this is destroying people

    • @nilmarkanondo2741
      @nilmarkanondo2741 4 месяца назад

      Iwewe unoenda hre

    • @rudorwashemavengano2575
      @rudorwashemavengano2575 4 месяца назад

      ​@@promisemunyaradzi5911destroying people how?

    • @promisemunyaradzi5911
      @promisemunyaradzi5911 4 месяца назад

      @@rudorwashemavengano2575 vanhu vanoyenda kwachiwenga vanoramba hama dzavo I have my brother in law akawudza family kuti hamusi hama dzangu and haachanamate pano namata vamwe.

  • @celianchitembo4924
    @celianchitembo4924 4 месяца назад +24

    Shoko remuchinjikwa,hupenzi kune vanoparadzwa,Asi kune vanotenda iSimba raMwari

  • @user-hc4vp4th6d
    @user-hc4vp4th6d 4 месяца назад +4

    Apa Chiwenga wataura vauki ava

  • @tinasheshumba5550
    @tinasheshumba5550 4 месяца назад +7

    Mupe madzibaba sermon yakanzi in and out vanzwisisa kuti munhu anotanga apuhwa shoko then kana rasvika ndorichatonhodza zvoseeee

    • @mishecktakai5917
      @mishecktakai5917 4 месяца назад

      Wataura chibaba,chinotanga ishoko, then zvimwe zvotevera 😅😅😅😅😅

  • @artwellkateya138
    @artwellkateya138 4 месяца назад +1

    Best preach is chiwenga amen!

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 4 месяца назад +3

    No one knws about bible kna kuporofita unenge watozvitira kuti ndagamuchira kubatsira nekuporesa zvino takuwedzera chiporofita kuti unzi unemukurimbira zvinonetsa izvozvo i like Vamasango and T Chiwenga

  • @user-kq5yg6mj9w
    @user-kq5yg6mj9w 4 месяца назад +3

    Masango Igava

  • @user-dp2hp5hc2u
    @user-dp2hp5hc2u 4 месяца назад +2

    Kkkkk zigo vandinakidza ka smile kaurikurowa

  • @AndersonMadava
    @AndersonMadava 4 месяца назад +4

    Same group with Ish Chokurongerwa He needs prayers

  • @maudtamanikwa7102
    @maudtamanikwa7102 4 месяца назад +1

    Umuuuu ndanga ndisingazive murume anonzi Musango uyo ,Umuuuu ari empty zvinotyisa veduwe 😢

  • @wellcomesvaruka
    @wellcomesvaruka 4 месяца назад +1

    😊ndosaka kwanzi hakusi kuporofita asi kuuka

  • @user-hc4ft4qm2d
    @user-hc4ft4qm2d 4 месяца назад +3

    Sauro paienda Damasiko,kundouraya vatsvene akanangana Na jesu ,,sauro akawira Pasi akaita bofu akanzi Enda Kuna Ananias aiva muporofita achitungamirira church yedadmasiko

  • @BrightenTawandaNgorima
    @BrightenTawandaNgorima 4 месяца назад +1

    Truly speaking plz this is the time to repent ,confess and born again I don't have many words to say

  • @cdeChirasa
    @cdeChirasa 4 месяца назад +7

    Chiwenga anoziva shoko ramwari yes l agree asi haana mweya wamwari Ian ndlovhu akambo zvitaura

    • @MELO-ij8wy
      @MELO-ij8wy 4 месяца назад

      link to the video

    • @FlorenceLikwakwa-ub7io
      @FlorenceLikwakwa-ub7io 4 месяца назад +1

      Akariendera kuchikoro and he doesn't believe kti kune vanhu vanozvarwa nechipo

    • @rudorwashemavengano2575
      @rudorwashemavengano2575 4 месяца назад

      Saka Ian ndlovu ndiye anonzwa Mwari hr

    • @ElizabethGoto-ng9ys
      @ElizabethGoto-ng9ys 4 месяца назад

      Haasi muprofita yes

    • @user-xt3jr2no2m
      @user-xt3jr2no2m 4 месяца назад +1

      Ian Ndlovu hapana zvemunhu paya akabuda akan'anga akagwadama achiti my Church is Struggling

  • @user-gn8gb1gg1j
    @user-gn8gb1gg1j 4 месяца назад +4

    Haa ndakarohwa Mari na masango ndaenda ko chida back to sender munhu akauraya mwana wangu haa yakaendera Mahara Mari yangu shame..

  • @leonbhidhi
    @leonbhidhi 4 месяца назад +2

    Ukangonzwa chete pangonzi one on one chete ,chibva wangoziva kuti vanhu vaya vatanga ...mweya waMwari hautengeswe kana kubhadharaswa..

  • @giftndawana
    @giftndawana 4 месяца назад +1

    Kurumbidza chimbavha cha chivhayo here tibvirwe mhen

  • @chrismyambo4895
    @chrismyambo4895 4 месяца назад +1

    Madzibaba you shocked me you know the truth.May God bless u.

  • @tinasheshumba5550
    @tinasheshumba5550 4 месяца назад +11

    Kkkkkkk pakaipa zigo Apostle is right hapana apoo

  • @2019last
    @2019last 4 месяца назад +1

    You can be a prophet, uri muimbi uye muparidzi zvakare ,anenge une zvipo zvese zve nhaimi,church inotangwa nemweya,baba nemasango,i am not your follower but i agree with you

  • @leonardnharu6897
    @leonardnharu6897 4 месяца назад +1

    Jesu waisava muporofita imi kwanayi kupenga chaiko you reduce God to a prophet God becomes a Prophet Mwari anoporofita chiyi ivo vari muvambi nemubati wazvo zvose

    • @GivingCheerfully
      @GivingCheerfully 4 месяца назад

      Ndokumbirawo kubvunza kuti chinonzi kuporofota chii?

    • @leonardnharu6897
      @leonardnharu6897 4 месяца назад

      @Nertworkmarkerting101 kana uri kuenda kumba wofona uchiti ndikuuya kumba unenge waporofita here God is not a prophet He is the commander of things He does not need to prophecy things He is doing he commands them into existence He say come forth and thing emerge Go and it goes sit and sit that's not prophecy mankind prophecy what God has already commanded prophecy is foretelling what will happen in the future Now God lives in all times past present and the future he is already there in all of them

    • @leonardnharu6897
      @leonardnharu6897 4 месяца назад

      @Nertworkmarkerting101 jesu haaporofite ndiye anoita zvose kuti zuva rubude he commands it kuti uve mupenyu he commanded it kufema kwako kurara kumuka kushanda kurwara zvese he commands zvakanaka nezvakaipa came to be he created and commands all kungoti pavhangeri you need holy spirit to open your eyes izvezvi kukubvunza kuti who created evil wototi ndi Satan hauwone kuti hudofo ihwohwo Satan can not create never created anything read genesis God planted a tree in the middle of the garden who God what tree the tree trading as the tree of knowledge but being the tree of death possessing knowledge of both good and evil who planted it God who created it God read colossians or John chapter 1 verse one in the beginning God created everything by everything it means everything without Him nothing exists things seen or invisible nothing is existing today that God did not create that means what including not only God God created everything now you call him a prophet we talking about Jesus John spoke about Jesus without him nothing would exist

  • @tendaimabvura-hi9xo
    @tendaimabvura-hi9xo 4 месяца назад +1

    Mr Masango is a business Healer beware of thieves

  • @grantonnxumalo326
    @grantonnxumalo326 4 месяца назад +14

    Apostle is right %100

  • @rudorwashemavengano2575
    @rudorwashemavengano2575 4 месяца назад +4

    Masango uri gava!!!

  • @user-fq6jl6xl4f
    @user-fq6jl6xl4f 4 месяца назад +3

    Zigo mufana ami be very careful nana madzibaba awa zvikwambo zviri muhanzu chena.Jesu aisawa prophet ari pano pasi aiwa mwari uye anongowa mwari nazvino

    • @everkaseke3556
      @everkaseke3556 4 месяца назад

      Aitonzi Rabbi
      Meaning he was a teacher...hapana paakambonzi prophet

  • @parkinsmhangara836
    @parkinsmhangara836 4 месяца назад +1

    I think Chiwenga ari right hapana muporofita akambotungamira Church mubible zveshuwa

  • @oliphakanjala7095
    @oliphakanjala7095 4 месяца назад +1

    The God we save hates divorce and He is a problem solver...How can the holy spirit allow this to happen..??Apostle Paul hinted that we should check out the spirits when they talk..You never know who is who......

  • @dianachonzi2103
    @dianachonzi2103 4 месяца назад +1

    Chiwenga is correct

  • @Justinmakonese441
    @Justinmakonese441 4 месяца назад +2

    Chiwenga une problem one yekushora

  • @normanncube8036
    @normanncube8036 3 месяца назад +1

    Ichokwadi chiri pa benzi

  • @AndrewJumo
    @AndrewJumo 4 месяца назад +2

    Haaa madzibaba varikupesana nemubvunzoo Haa imi maporofita kuita kwamakuita kwave kwekuda marii uku

  • @user-cq7iv6dm2l
    @user-cq7iv6dm2l 4 месяца назад +2

    nemivo munopenga munoterera munhu ano penga kushaya zvekuita masango wacho as long asingaverenge bhaibheri ari mu group rimwe namadzibaba Ishimael

  • @amosmasama
    @amosmasama 4 месяца назад +1

    Chinondinetsa ini hangu ndechekuti hapana anotaura nezva chiwenga asi iye kutaura nezvevamwe sei anyway takatarira

  • @pricharddube
    @pricharddube 4 месяца назад

    Apostle is on point. Zimbabwe haigute kunyeberwa

  • @primrosemuseka1016
    @primrosemuseka1016 4 месяца назад +1

    Its not about people it 16:19 s about going to heaven.

  • @dylanflavour7185
    @dylanflavour7185 4 месяца назад +5

    n’anga muStudio 😂

  • @brightonmandaza9231
    @brightonmandaza9231 4 месяца назад +1

    Uyo anopenga uyo, Chiwenga on point. I personally don't believe nema profita I mbavha idzo

  • @lavumodavid3925
    @lavumodavid3925 4 месяца назад +1

    Masango vhura magwaro uri gava iwe hauna vhangeri...tora mari united...

  • @priscillarmaenzanise6480
    @priscillarmaenzanise6480 4 месяца назад +3

    Chokwadi Apostol .zvemuzimbabwe zvanyanya

  • @nomatermarume5875
    @nomatermarume5875 4 месяца назад +2

    Makandiwa kubva pa miracle baby ndo pandakaona kuti mahumbwe

  • @ClaraSamhiri
    @ClaraSamhiri 4 месяца назад +1

    Ndinongofarira mharidzo ya vaMakandiwa chete kwete chiporofita

  • @alanmshengu4746
    @alanmshengu4746 4 месяца назад

    For a prophet to say that he does not read the Bible much, simple means less communication with God. For the word of God is God. 1John 1.

  • @michashereni
    @michashereni 4 месяца назад +6

    TF chiwenga is telling truth

  • @TawandaNyamombe
    @TawandaNyamombe 4 месяца назад +5

    Chiwenga vanomuvengera chokwadi vanhu Havadi chokwadi

  • @VictorKambeni-et1zl
    @VictorKambeni-et1zl 4 месяца назад +2

    Iwe masango makaita zvekurombera kubatsira vanhu zvamwarii hamuzvizive henyu

  • @KelvinMagovanyika
    @KelvinMagovanyika 4 месяца назад +8

    Madzibaba,masango Nana chiwenga vakagofanana avooo

  • @josephmuchina420
    @josephmuchina420 4 месяца назад +1

    Yes, like his frankness or hate it CHIWENGA is right . Muri vawuki not prophets. This mentality of saying ukazviona uchiti you are right always you are wrong is wrong. It's the mind of African Christians who like doing things wrong and are happy to protect wrong and substandard things. Yes it doesn't mean that he is always right, but what is right is right and should be done.

  • @user-yj1vj1uh3z
    @user-yj1vj1uh3z 4 месяца назад +2

    Kutenda zvakasiyana siyana ndokurasika,tinotenda kushoko rashe wedu jesu kristu

    • @martinmabuto9576
      @martinmabuto9576 4 месяца назад

      Zigo uyo muface akadhakwa uyo.

    • @martinmabuto9576
      @martinmabuto9576 4 месяца назад

      My friend ppl go to church for material things . These so called prophets prey on the gullibility of humans. Vanhu vanotevera kutapira kwemazwi ematsotsi aya.

    • @martinmabuto9576
      @martinmabuto9576 4 месяца назад

      Zigo ndisanganisewo nemurume uyu

  • @Brenda-Luwanda84
    @Brenda-Luwanda84 4 месяца назад +2

    To prophesy is different
    Than to be a prophet
    😊😊😊

    • @tblo9107
      @tblo9107 4 месяца назад

      Looks like a lot conflate the two because they cant tell the difference

  • @ZataZW
    @ZataZW 4 месяца назад +1

    Hapana kana one chinhu chaatsanangura Masango it's sad kurasika kwacho kuri serious