Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.
NDAKUBATA MAZAMU EMUKADZI NDAKAONA FONE 2TIMES DZAANOTAURA NECHIKOMBA AKAPARADZWA MUNDA WEPAKATI
HTML-код
- Опубликовано: 10 июл 2024
- #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #trending #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi # #mhosvatv #mamavee #comielder #jahprayzah #fyi #viral #foryou #africa #zimsocial #trending #love #zimnews #harmonize #zimfocus
Kkkk varume vakungotsvagira vkadzi nyaya vachida kupfuma nekuripwa
Nyika yese warume waakuda mombe nekunyepera wakadzi
Hapana nyaya mambo wangu 👏🏻👏🏻👏🏻bamkuru avo vaidao mainini ndokwadi chiripo
Noise mudare ra chief Nyamaropa aaaa.
Mjolo pandemic wanetsa mambo kwidzai muripo kune abatwa
Aah vanhu vakunyanya mnje 😂😂😂..tosangana pa21
Kana nguva dzake dzakamusiya auyirei kudare
Munda wakapindwa nemakudo
Mudapakati😂😂
Maira mambo kuremekedza kuzvitakura chero Paine nyaya
❤❤❤
Too much noise.
Muchinda uyo aakutotsvaga mari nekugadzira nyaya dzisina basa
zvimwe ndezvimwe vakadzi kana mahura siyai nyaya yekuuya nemazita echurch kana hembe
Amai siyayi murume uyo asi achazvidemba hamusi matanga kaitambwa.
Saka matare acho ndeeku pfupfudana chete .
Mash Central hoyeee
Kana mkadzi wako asina kumanikidzwa plsssss siyana nechikomba ripirwa nemkadzi wako
Chikomba nemkdz vese vari wrong vanofanira kuripa
Ko Moses anoitireiko zvemujolo kana achikakama kudaro 😂😂😂😂 kuita kusticker kudaro
Mkoma Moses wagadzirirwa nyaya nemudhara uyu , Ari kutongoda kukohwa paasina kudyara. l suspect bamkuru wari kurwadziwa Kuti Moses Ari kudya mainini.
Nyaya ndeya mainini. Mkadzi Ari kushandisa sedecoy
😂😂😂😂😂😂😂
Komambomukutsengeyizvemucourt zaashava avafuti
Ndafara kti vatsiura vanhu kti vasaseka kukakama
Ko mainini vadiiko kuuyao mudare iri
Vana vadiki vachiri kushandisa tumbudzi mukore uno?
Vanhu hatiwani zvakafanana
@@JacobDembedza saka chihure chazotangira papi iwe uchishaya foni irinani. Ungaita chihure uchitambura?