Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kana paneanzwa kuti nhunzi ikadzipa mombe come let's gather here.
🤣🤣🤣
Amana moda Uncle Dani vasvike riini ne 3k followers ivo vachitiitira zvakadai. I'm not happy guys let's do something here😭😭
Wakapenga hama yangu we a going to 5k soon with u my family and giving u good content we wll gt ther
Haaa my family thank u so so much ths video i dd wth nyari is allover the places am gtng screen shots pple haaa love u all lv yr support
Sorry to hear that you marata 🎉🎉
Vakadzi munotoda personal. Why musingadzidze nhayi?
hanzi chero mombe ikadzipwa nenunzi unofonerwa kkkkkkk
Kkkk haa Dan Big up ndokugonaa mukadzii
Only God knows' but dai makakura mese kaa imim aewa hapana kuchikoro kwamaitorwa😂😂😂😂zvakagona makasangana makura mese
kkkkkkkkkkkk look ya NYARIE ndeyekuti kwanaaaaaaaa
Wazvionaka Chivhu chawakada, Karoi ndokwega kunodzipwa mombe nenhunzi
Dan 1 munhu anogona mkadzi❤❤
Nhudzi ikadzipa mombe😂😂
Ndaseka
Nyari ndaku nyarira you have to change 😂😂😂😂😂
Eishhhhhh unonyadzisa Nyari munin'ina 😅😅😅😅
Munogona mukoma Dany, well done!!!
Team ine chimuti so far ndimi 🔥🔥🔥🔥 God bless you guys nekutifadza kwamoita
Face yanyari 😂 it's just 💯 on point, I love the reaction😂
thought this was going to be an advert for a hardware store kkkkk mandipedzera love the intent behind the skit
Waaaal sure here thnx hama yangu
Amen vakadzi itai mayo mumwe Mai vemurume ndevako manje wazonyara
Kkkkkkkkkk weduwee Nyari ndakunyarira shuwa zvinhu zvese hazvisi zvekungotanga kungopopota dzikama
Yaaa thank you Guys nekutidzidzisa tiri kutodzidza ipapa ❤❤❤❤❤
😮iwe Nyari wapindwa personally ipi kkkk ita steady chii chakadaro murora wepi
😂ndirini ndaibva ndati you are right ndizonyanyawo rega tingovasiya vaite planVeduwee hapana akadonha kubva kudenga tese takazvarwa
Ndimi Maka leader so far.
Haaaa kuti kudaro here thnk u
@@graciousmangei7740 mukugona Basa mukuru rambai makadaro
Ko Nyarie akutenge Lorraine Guyo ngepamuromo😂😂😂😂😂😂😂
Haaaa nyari azonyara
Mukoma a wakazviroorera pana Nyari!Kkkkkkkkkkk!😂😂😂😂😂
True Danny and Nyari Combination ma1
Dany u are so humble, 😊. Page ngarikure
Taura hako mwana wamai vangu
Nyari ndongonzwa kukufarira unogonesa.
Wow, good lesson. Tirikudzidza
Yah Nyarie its a good lesson to u and many others
😂😂😂😂hiiii zvonyadzisa ka Nyarie
You always deliver ❤🔥🤜🤛 rambai makadaro
Haaaa nyari yohweee 😂😂
I love Danie
Danny u r an Actor😂😂
Wakazosara wapedza kutaura pafone Nyari afuta kare much love guyz❤
Nyarie akatopinda mumood ye serious ya Dan kkkk
Nyarie dzungu 😂😂😂
You two are gooood together! Much love
Moyo wako ndotouziya nyari ndomagariro ako🤣
Kana mazogara team iri rinogonesa zviri live uye vane chido nebasa
right apa wasota munhu wako Dani hanzi wandipinda pesinari 😂
Nyarie ndatozvijaira don't worry 😂😂
Kukakavara kwaNyari akafitira kuva nekumwe kwaanoita submit hake
Truth is stranger than fiction...
What a reality show indeed Daughters in law want Their husbands to love their mothers but for them to love mothers in law its an uphill task
Ko phone zvairi upside down😂
Yakafa mouthpiece
Keep doing good guys❤
,😂😂😂😂nyarie dzungu rabva rapera
😂😂😂😂😂hanzi na Nyari chero nhunzi ikadzipa mombe😂😂😂😂
Was about to say mosikito ikarasa mbudzi kuJanha
Keep going guys.....much love 💗
Kkkkkk nyari nyari nyari how many times did I call you kkkkk ndimai vako
😅😅😅😅 Dany ukutaura na mhamha phone iri upside down sei
Dan wakutaura ne fone iri upside down 😅😅😅😅
ndokune speaker kah kkkk
😅😅😅
this is so real 😢
😂😂😂 love you guys
You guys you're replacing Nijo naPatricia😂😂😂
Lesson👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Aaàaaaa good skit
Ko mamuchisasa ne4n yakapindurwa,that was the best joke for me
Nyarie though😂😂
❤ the combination
Nyari wanyara 😂😂
Vakadzi vane chitema chokwadi.
Kwete vese plz.
Dan wawachisa mupengo kikikiki
What a great lesson
Ndipoo verse yacho Dan inoti ksna waroora wava mwana wekwaambhuya😂😂😂😂
Danny phone iri upside down bho here😂
Thank you guys
Chivhu mudhara 😂😂 Nyarie wazosvava
Idai vabereki vese
Nyari haanyari 😮
Haiwa hapana chinenge chichipinda apa they will still repeat the same thing
Good one guys
𝘋𝘢𝘯 𝘵𝘰 𝘵𝘩𝘦 𝘧𝘶𝘭𝘭𝘦𝘴𝘵
Mouth piece panzeve.....😂😂😂😂😂😂ear piece iri pamuromoThought kti mdaraa vakuita fake call yekuda kutiza bby😂😂😂😂😂😂
Urisei hama yangu
Guys munogona imi
Iii Dan anzwisa tsitsi😢
Kliklikli. Good one!
Nyari ari kusvotwa😂
Nyarie azarirwa nehasha aaaa😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 hoyooo
Munogona guys😂😂😂❤❤
Ummmmm pari tricky
Chidzidzo
Nhai Nyarie Nyarie nyarie
paNyamakate apo
Phone yakashunika iyi kkkkkk
Phone yakamira zvisizvo kaa iyi
Magona guys zvikuitika izvi tadzidza
Apa phone wakaita hako upside down Dan😂😂😂😂😂😂
thought ndine ndega ndazviona😂😂😂😂😂
Thank you guys ❤❤❤❤❤
Message received
Danny unondigonera
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Ñyarie wanyara
too deep....❤❤❤❤❤
You gained a subscriber
ko fni iri upside down
sure nyarie
Kkkkkkkkk
Waaal Don
dan wakabata sei 4n🙃
Kana paneanzwa kuti nhunzi ikadzipa mombe come let's gather here.
🤣🤣🤣
Amana moda Uncle Dani vasvike riini ne 3k followers ivo vachitiitira zvakadai. I'm not happy guys let's do something here😭😭
Wakapenga hama yangu we a going to 5k soon with u my family and giving u good content we wll gt ther
Haaa my family thank u so so much ths video i dd wth nyari is allover the places am gtng screen shots pple haaa love u all lv yr support
Sorry to hear that you marata 🎉🎉
Vakadzi munotoda personal. Why musingadzidze nhayi?
hanzi chero mombe ikadzipwa nenunzi unofonerwa kkkkkkk
Kkkk haa Dan Big up ndokugonaa mukadzii
Only God knows' but dai makakura mese kaa imim aewa hapana kuchikoro kwamaitorwa😂😂😂😂zvakagona makasangana makura mese
kkkkkkkkkkkk look ya NYARIE ndeyekuti kwanaaaaaaaa
Wazvionaka Chivhu chawakada, Karoi ndokwega kunodzipwa mombe nenhunzi
Dan 1 munhu anogona mkadzi❤❤
Nhudzi ikadzipa mombe😂😂
Ndaseka
Nyari ndaku nyarira you have to change 😂😂😂😂😂
Eishhhhhh unonyadzisa Nyari munin'ina 😅😅😅😅
Munogona mukoma Dany, well done!!!
Team ine chimuti so far ndimi 🔥🔥🔥🔥 God bless you guys nekutifadza kwamoita
Face yanyari 😂 it's just 💯 on point, I love the reaction😂
thought this was going to be an advert for a hardware store kkkkk mandipedzera love the intent behind the skit
Waaaal sure here thnx hama yangu
Amen vakadzi itai mayo mumwe Mai vemurume ndevako manje wazonyara
Kkkkkkkkkk weduwee Nyari ndakunyarira shuwa zvinhu zvese hazvisi zvekungotanga kungopopota dzikama
Yaaa thank you Guys nekutidzidzisa tiri kutodzidza ipapa ❤❤❤❤❤
😮iwe Nyari wapindwa personally ipi kkkk ita steady chii chakadaro murora wepi
😂ndirini ndaibva ndati you are right ndizonyanyawo rega tingovasiya vaite plan
Veduwee hapana akadonha kubva kudenga tese takazvarwa
Ndimi Maka leader so far.
Haaaa kuti kudaro here thnk u
@@graciousmangei7740 mukugona Basa mukuru rambai makadaro
Ko Nyarie akutenge Lorraine Guyo ngepamuromo😂😂😂😂😂😂😂
Haaaa nyari azonyara
Mukoma a wakazviroorera pana Nyari!Kkkkkkkkkkk!😂😂😂😂😂
True Danny and Nyari Combination ma1
Dany u are so humble, 😊. Page ngarikure
Taura hako mwana wamai vangu
Nyari ndongonzwa kukufarira unogonesa.
Wow, good lesson. Tirikudzidza
Yah Nyarie its a good lesson to u and many others
😂😂😂😂hiiii zvonyadzisa ka Nyarie
You always deliver ❤🔥🤜🤛 rambai makadaro
Haaaa nyari yohweee 😂😂
I love Danie
Danny u r an Actor😂😂
Wakazosara wapedza kutaura pafone Nyari afuta kare much love guyz❤
Nyarie akatopinda mumood ye serious ya Dan kkkk
Nyarie dzungu 😂😂😂
You two are gooood together! Much love
Moyo wako ndotouziya nyari ndomagariro ako🤣
Kana mazogara team iri rinogonesa zviri live uye vane chido nebasa
right apa wasota munhu wako Dani hanzi wandipinda pesinari
😂
Nyarie ndatozvijaira don't worry 😂😂
Kukakavara kwaNyari akafitira kuva nekumwe kwaanoita submit hake
Truth is stranger than fiction...
What a reality show indeed Daughters in law want Their husbands to love their mothers but for them to love mothers in law its an uphill task
Ko phone zvairi upside down😂
Yakafa mouthpiece
Keep doing good guys❤
,😂😂😂😂nyarie dzungu rabva rapera
😂😂😂😂😂hanzi na Nyari chero nhunzi ikadzipa mombe😂😂😂😂
Was about to say mosikito ikarasa mbudzi kuJanha
Keep going guys.....much love 💗
Kkkkkk nyari nyari nyari how many times did I call you kkkkk ndimai vako
😅😅😅😅 Dany ukutaura na mhamha phone iri upside down sei
Dan wakutaura ne fone iri upside down 😅😅😅😅
ndokune speaker kah kkkk
😅😅😅
this is so real 😢
😂😂😂 love you guys
You guys you're replacing Nijo naPatricia😂😂😂
Lesson👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽
Aaàaaaa good skit
Ko mamuchisasa ne4n yakapindurwa,that was the best joke for me
Yakafa mouthpiece
Nyarie though😂😂
❤ the combination
Nyari wanyara 😂😂
Vakadzi vane chitema chokwadi.
Kwete vese plz.
Dan wawachisa mupengo kikikiki
What a great lesson
Ndipoo verse yacho Dan inoti ksna waroora wava mwana wekwaambhuya😂😂😂😂
Danny phone iri upside down bho here😂
😅😅😅
Thank you guys
Chivhu mudhara 😂😂 Nyarie wazosvava
Idai vabereki vese
Nyari haanyari 😮
Haiwa hapana chinenge chichipinda apa they will still repeat the same thing
Good one guys
𝘋𝘢𝘯 𝘵𝘰 𝘵𝘩𝘦 𝘧𝘶𝘭𝘭𝘦𝘴𝘵
Mouth piece panzeve.....😂😂😂😂😂😂ear piece iri pamuromo
Thought kti mdaraa vakuita fake call yekuda kutiza bby😂😂😂😂😂😂