Clara Uyu iHure Ndaibhadhara $20 Kurara Naye

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 28 авг 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Комментарии • 29

  • @bosslady933
    @bosslady933 4 месяца назад +1

    Musikana akana uyo

  • @user-oo3xx4xz7x
    @user-oo3xx4xz7x 4 месяца назад +1

    Cc vapererwa asi ngavaite hunhu kahule hule aka

  • @user-pg7wq7lm9p
    @user-pg7wq7lm9p 4 месяца назад

    Mukoma uyu dzakashota

  • @bosslady933
    @bosslady933 4 месяца назад

    Uuu mukomana uyo

  • @beaullahmashingaidzwa4997
    @beaullahmashingaidzwa4997 4 месяца назад

    Zvakaoma mukomana itsotsi uyu haachada munhu akuti hure.Mambo magona dai matoti mombe 2

  • @marconkiwane4248
    @marconkiwane4248 4 месяца назад

    Amai Nhasi 😂

  • @user-ir3fu4xh5x
    @user-ir3fu4xh5x 4 месяца назад

    Mahure anonetsa Mambo nyaya dzakaita seidzi munhu haafanirwe kumbobhadharwa ngakumurure mu bhurugwa achizikanwawo kuhama not kungovhura after akuto claim KT ndamukadzi

  • @sheillarnyamupfukudza3375
    @sheillarnyamupfukudza3375 4 месяца назад

    Madziva ne chihure munonyadzisa u
    Ummmm..

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 4 месяца назад

    Mjolo wanetsa

  • @emilyhiya2678
    @emilyhiya2678 4 месяца назад

    Haaaaah varume ava hatina zera navo

  • @user-cl9mu2dj2u
    @user-cl9mu2dj2u 4 месяца назад

    Zvakaoma murume uyu itsotsi uyu aramba mhosva chinyararire

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 4 месяца назад

    Kana kuine vanhu vakadayi munyika hapana kwatiri kuenda senyika

  • @InnoKapfunde
    @InnoKapfunde 4 месяца назад

    Clara ihure

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 4 месяца назад

    Zvinonzwisa tsitsi hazvo asi

  • @it3788
    @it3788 4 месяца назад

    Madziva mahwaga hobhokupera😂😂😂😂

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity 4 месяца назад

    Umalume umubhishu 😂😂😂

  • @sarahmhlangadube
    @sarahmhlangadube 4 месяца назад

    MUNOVA NHONGA KUPI NEVANHU AVO

  • @DantleySibanda
    @DantleySibanda 4 месяца назад

    Mambo havagoni kutonga nyaya ava dzakawanda dzandonzwa vanotonga nechisimba uye rafu havadzeyi nyaya ndetipi hure rinobhadhrwa richipa receipt

  • @InnoKapfunde
    @InnoKapfunde 4 месяца назад

    Kkkk amai ava

    • @GladysRumbidzo
      @GladysRumbidzo 4 месяца назад

      Nhai veduwe 😅

    • @MercyMunda-fo5su
      @MercyMunda-fo5su 4 месяца назад

      Pamwe pacho minduro unoishaya ukasangana nemukomana akaita seuyo ummm

    • @damview3628
      @damview3628 4 месяца назад

      Kkkk anoda mabhinya echikadzi​@@MercyMunda-fo5su

    • @beaullahmashingaidzwa4997
      @beaullahmashingaidzwa4997 4 месяца назад

      Mukoma itsotsi uyo haachada munhu akuti hure dai atobvisiswa mombe2.

    • @it3788
      @it3788 4 месяца назад

      Ama 2k mabasa panekutenga bhandi😂😂😂

  • @rashedngadze8853
    @rashedngadze8853 4 месяца назад

    Matadza kutonga apa, saka madzishe arikureva kuti munyika mavo hamuna vakadzi vanokechwa zvechihure here. Argument yavo yekuti hunza receipt doesn't hold water. Kana aisa hura mukadzi angadai auyaka nenhumbi nemwitness plus kuzivawo hama dzemukomana dzaakazivana nadzo dai adaro ndaibvuma kuti akatambisirwa nguva

    • @DantleySibanda
      @DantleySibanda 4 месяца назад

      Ini ndairamba ķubhadhara aàh

    • @user-zz8iw3zr6j
      @user-zz8iw3zr6j Месяц назад

      Mambo nhs matadza ktonga mabhishu anongotengesa muviri awo

  • @user-lx1mj2vl8l
    @user-lx1mj2vl8l 4 месяца назад

    sekuru avo in black suit mutongi chaiye

  • @beaullahmashingaidzwa4997
    @beaullahmashingaidzwa4997 4 месяца назад

    Zvakaoma mukomana itsotsi uyu haachada munhu akuti hure.Mambo magona dai matoti mombe 2