Murume wangu Trust akandinokora tsoka akanopa Sharon girlfriend yake vakandipengesa 4 five months

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 янв 2025

Комментарии • 30

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 4 дня назад +2

    A very joyful and vibrant young lady Continue to seek the face of God even deeper and also seek medical help

  • @barbramutaurwa2955
    @barbramutaurwa2955 4 дня назад +6

    Zviri kutaurwa nemukadz uyu hadzisi nhema kana usati wasangana nazvo unoti munhuatengwa ini ndakatrerwa mutsvairo wemumba ne girlfriend yemurume ndikagadzirwa nhumbu ndaiti ndikaenda kuclinic ndainzi hauna mwana kusvika pa9mnths ndakaobatsirwa nemamwe madzibaba wk iroro nhumbu yabva yarwadza ndikazvara mwana wangu nxt mnth he's turning 20yrs

  • @darlingtongorogodo
    @darlingtongorogodo 4 дня назад +3

    inga maone it explains a lot ..

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 4 дня назад +2

    Saka chidzokeranai maidanana zvaizivikanwa naatezvara dzoramoyo murume angaakadyiswa

  • @sofexx-s3j
    @sofexx-s3j 4 дня назад +1

    Ndiye aitaura zva baba vke vachengeteswa mwana mukoman asiri wavo

  • @NdazhaNdazha
    @NdazhaNdazha 4 дня назад +1

    Zvinoitika izvi ini murume wangu aita kuti mai ve girlfriend yake ikweshe mwana wangu nhova asi mwari variko ndakazviziva zvisati zvaitika

  • @preciousmasiya6473
    @preciousmasiya6473 День назад

    Vashambadzei anamadzibaba

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 4 дня назад +1

    Iiii kutsika bapiro nekufamba ndicho chiii ichocho asi mavekuhurawo muchasotwa zvenyu kuofuura zvamakanga makaitwa mukatsikisa mapapiro enyu kuvarume vevanhu

  • @mwanawapauro2944
    @mwanawapauro2944 2 дня назад

    Maiwe asi sis vaakuhura here? Kutsika bapiro

  • @Chinogiya
    @Chinogiya 3 дня назад

    MUKOMA SLY TOKUMBIRAWO KUZIVA KUTI MWANA UYE WEKUZVIMBA GUMBO ZVAKAIPISISA,AKAZOFAMBA SEI AIBATSIRWA NASEKURU NDUDZO ?

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 4 дня назад +1

    Ummmm apa murikuti mayive musingazive zvamayiyita apa murikurondenzera zvamayiyita zvakawoma

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 дня назад

      Ko handi anitaurirwa here zvaiitika. Asi hamuzive mweya Mutsvene here

  • @NorahChagadama
    @NorahChagadama День назад

    Tipeiwo number dzevakabatsira vacho

  • @mariakatsande704
    @mariakatsande704 4 дня назад +1

    Inonzi schizophrenia iyoyo. Uku hakuzi kunamata
    I feel sorry for you. Kuenda ku darkness kundobatsirwa.

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o 4 дня назад

    Mwana sikana apana hondo yakabvira kugirlfriend hondo dzakabva kurudzi zwenyu ndodzakasheedza sharon kuti ashandisire murume wenyu mushonga deno dzindza rako rayiramba kuti uroyewe ungadayi usina kuyitirwa zvese izvozvo varipo vewukama vaneruwoko munyaya yako iyoyo

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 4 дня назад

    Such life

  • @dadiraydando
    @dadiraydando 4 дня назад +1

    Haasi Sharon Samuriwo here

  • @TafadzwaSidhuna
    @TafadzwaSidhuna 4 дня назад

    Uuum zvakaoma chokwadiii

  • @ssam1430
    @ssam1430 4 дня назад

    Early stage 😢

  • @SipiweMawere
    @SipiweMawere 4 дня назад

    Shem

  • @consymuri479
    @consymuri479 4 дня назад

    Ini handiponeri kumaprofita but kuhospital. I still trust doctors to prophets

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 4 дня назад

      Kana zvakakunakira hapana chakaipa kuenda kuchipatara kumaporofita kunodiwavane matambudziko vasina endai kuchipatara plz uye mhombwe nemaporifita hazviwirirane varoyi nevaporofita hazvionane asi variko vaporofita venhema nevechokwadi

    • @AlbertDlamini-x6o
      @AlbertDlamini-x6o 4 дня назад +2

      Ummm nemiwo munongotawuravo makazviwonepi zvinhu zvekuroyewa zvichirapwa kuchipatara

    • @AlbertDlamini-x6o
      @AlbertDlamini-x6o 4 дня назад +4

      Musi wamucharoyewa ndopamuchaziva kuti vaporofita variko

    • @mwanawapauro2944
      @mwanawapauro2944 2 дня назад

      9 years ago..ndakapinda muhosputal ndikafa in london. Jesus came and took me to heaven and sent me back. Ndakanamatirwa naPaul Mwazha

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 2 дня назад

      @mwanawapauro2944 vaporofita VaMwari varipo musatevedzera musatanist uyo aisa coment yekuchipatara uyo kuda kt vanhu vasainda kunosunungurwa ngetani dzavakasungwa nasatani