Driver tanha dzaunosvikira. Even ukamumitisa vachaita kuti adanane nemunhu we status yavo kana iwewe kuzo sungiswa ukada kuita dzungu. Appreciate basa raunaro usiyane nezvakawanda
Last confession! You were supposed to leave your brother alone and pray for God to protect you. Handiti Mwari ndiye muridzi wehupenyu here. Makazviita ndimi Mwari amainini. Zvenyu zviri kuuya manje manje zvichakuwanai. Muchanzwa worse pain than you gave your brother. Moita sekunge n'anga iyi yakangosangana nemi pa road ikakuudzai about your brother but ndimi makaitsvaga moga
Last confession iyo. You can't blend and marine spirits are stubborn and don't go easily. You have to pray hard and consistently and try hard not to have ongoing sins. Sexual sins are the worst coz that's their department.
We are people of God Asi iwe urimwana wasatani, kuroya mwana waamai then u justify that nonsense nekuti uriku muchengeta?? Zvenganga hazviperi dear uchachema hako 1 day
Hokoyo neshavi renhamo Rabata kumitisa mwana waboss becareful
My bruh tanhai dzamunosvikira...musaite zvinozokuchemedzay..
Mukoma ngwarira jeri unofiramo
Mumitise uende kujere
Driver tanha dzaunosvikira. Even ukamumitisa vachaita kuti adanane nemunhu we status yavo kana iwewe kuzo sungiswa ukada kuita dzungu. Appreciate basa raunaro usiyane nezvakawanda
Plizz siyana nazvo kuchachemwa zcekumitisa munhu
Hakuna dambudziko rinopedzwa nebonde,anamadzibaba vakutyisa hey.
Mukoma vekudanana nemwana ane 18yrs imi siyanai nazvo izvi
Only opportunity yeiko nhai amainini. Imi ne sister yenyu zvamunoroya wani. Vanhu vari kukubatai zvakanaka but mave kuvaitira hutsinye. Musadaro veduwee.
Mukoma nashie ndokumbirawo kuti mukadzi uyo weupihwa mari andipewo # dzamqdzimqi avo vekumubatsirq kuti apihwe mari kubasa ndodawo kuatsirwa kuti ndiwedzerwe marikubasa ndavane3yrs pabsq ndichipihwa same pay
Vanhu vanoshandisa zita raMwari kuita utsvina bwakadaro vanofanirwa kusungisiwa vaende kujere nokuti vanogumbura
Last confession!
You were supposed to leave your brother alone and pray for God to protect you. Handiti Mwari ndiye muridzi wehupenyu here. Makazviita ndimi Mwari amainini. Zvenyu zviri kuuya manje manje zvichakuwanai. Muchanzwa worse pain than you gave your brother. Moita sekunge n'anga iyi yakangosangana nemi pa road ikakuudzai about your brother but ndimi makaitsvaga moga
These madzibaba/ madzimai are more in the business yekuroya than God's work 😮😮
Well said vana madzibaba ava nana madzimai iN'anga idzi dzine magarments .Ava vanhu vamiririri vaSatan avo .
Yaah ma1 chaiwo shuwa hupenyu uhu ungaremadze mwana waami vako nekuda kwe Mari yhoooo 😮
Ummm zvakaoma Saka manje mapofita ashata vanamadzimai vanoitawo zvekutora varume vevamwe
Vana madzibqba vanoraa nevakakadzi zvakaoma hazvo
Morning Mokoma Nashe
Usamitusa mwana uyo coz she is not thinking str8, iwewe hauna a fallback plan kana basa rikapera, ko jere....
Driver fambira chinhu chimwe kushanda . Vanhu vane mari mushonga too much unogona kushaika
Makauwonepi munamato webonde mmmm hapana mushonga apa. Newe unatwo
Kazivai mukoma
Munyama wakazopera here wararwa nemporofita wenhema??
To the last Confession:umm aaiwe unopenga iwe Nxa-a 😠😈 Devils.
Pachipamwe mkoma Nash nevedare
Last confession iyo. You can't blend and marine spirits are stubborn and don't go easily. You have to pray hard and consistently and try hard not to have ongoing sins. Sexual sins are the worst coz that's their department.
We are people of God Asi iwe urimwana wasatani, kuroya mwana waamai then u justify that nonsense nekuti uriku muchengeta?? Zvenganga hazviperi dear uchachema hako 1 day
Driver hamumbosungiswa... Munongotsakatika no one will ever find you
Morning morning mukoma
Cc wekuremadza bhudhi wake uyo mumiririri waSatan uyu urimuroyi unofamba rakacheka nyika ziva kutu chisi hachieri musi wacharimwa uchabhadhara chete .