Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
I like how Nyarie is supportive to her brother kkkkk
Munhu unomira nemwana wamai chero ari wrong unozomuudza paside kuti wabaisa paya.
Hahaha Nyarie always supports her brother 😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂haadi nayo hanzvadzi yake
Taura hako😂😂 Apa hanzvadzi yacho inenge ichongovhura hombe
Ndanga ndakamirira amu friends (Sosora😂😂😂😂Support yehanzvadzi (Nyarie) is top notch😂😂
Chero ikaita Tambo kna simbi ndeyangu 😂
@@BrianKanyeredza Lee ma1 😂😂😂
Lee arikungo improve everyday. Pure talent. Kozotiwo Nyarie my crush anogonawo futi
Ndandakafenda but makuda kubvisirei trouse😂😂😂😂
"kusageza futhi kunofentesa", in mkoma Dan's voice 😂😂😂😂
Nyari can fight for his brother, somehow I feel like ndi blood brother wake😂😂😂😂
I think lee akapfeka nduwe ye gloria since 1920😂😂 sei amuka atya kubviswa brugwa😂
Hahahahahahaha
Thought as much nekuti zvamukwidxa forogonya😂😂
Nyarie: ‘mwana uyu ano panicka’ 😂
Kutomujaidza😂
Nyangwe Ikaita tambo kana simbi kana zvidhinha mubrugwa mangu ndemangu 😂😂😂
To us who likes before watch cz we know Lee never disappoints
😂😂😂unosvika pachikamu chekuzendama😂😂😂
Sosora 😂😂😂 angonanga kunobvisa trouse 😂😂😂 hanzi makubvisirei bhurungwa 😂😂😂
kana mabvisa bhutsu zvakwana ko mubhurugwa mangu mamuchivavarirei😂
Ukaita Hama inenge Nyarie u a very safe😂😂😂😂
Nyari never disappoint 😂😂
😂😂😂😂😂 I was waiting for Sosora.....haaa voice remufes uyo rondipedza
Kana cameraman asekawo 😂😂😂😂😂
dan kkkkkk rakaipa iro anzi kusageza kunofendesa munhu🔥🔥🔥🔥
Elder lets show them we come from murewa, salute
Munhu wacho Ari kunzi mwana 😂😂😂
Hanzi ko bhurugwa rangu mukuribvisirei😂😂
Nyarie is the type inoti kana yazorambwa blames mhepo but iye achiziva kuti tsano is the reason why
Mukuvavarirei mubhurugwa 😂😂😂😂😂
Nyari kaaa😂
😂😂😂😂😂😂 much luv team team haaa big up Sosora …. 😅😅😅😅 Sister Nyarie vanomira newekwavo 🤗🤗💪🏼💪🏼🫶🏻
Haaa Lee ndamukonewa kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂nhasi ndazoseka 😂😂😂😂😂😂😂😂 ndanga ndakafenda 😅😅 lee never disappoint
Brain dzako bho here boss lee ndiwe uneyese A po😂😂😂😂😂😂😂😂
Imi nyarie nebrother yake vanozvarwa vari2 here because she always supports her brother 😅😅😅
Hapana chinoshamisira chiri mukati umu!!!!!!!!🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyarie i like the type of your acting,,you are star👌
Nyari never disappoint 😂😂😂😂😂😂😂😂❤
😂😂😂😂 Comic elder munopedza..my best comedian ❤
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Nyarie always there for her brother Lee kkkkkkkk
I'm happy l subscribed and turned notifications on😂😂
Kkk lee mahwan hanz imi munhu akafenda haabviswe brugwa anodirwa mvura😂😂😂Hanz handina kuramba kut ndafenda asi brugwa mabatirei😂😂😂
😂😂😂😂 Lee unopedza ma sports🔥🔥🔥 well done guys
Ndotanga ndaseka ndisati ndaona 🤣🤣🤣😂
😂😂 me laughing before watching
Nyarie you’re best, a rare gem😂😂😂❤❤❤❤
Nhai nyarie afa hre lee wacho inyaya yebsa hre
😂😂😂😂 aaahh lee never disappoint 😅
Mukoma lee kikikikikikikikikiki nyanyest
Kufenda Handis kuramba kuti ndafenda 😂😂😂😂
Mukoma lee the best of them all
THESE GUYS ARE SO GOOD KEEP THE GOOD WORK UP
One of the best in Zim
😂😂😂😂😂😂😂😂 Ndaseka mheni
Keep up the good work mukoma Lee💣
Kkkkkkkk haa Nyari ndiwe wega unomira nehanzvadzi yako kkkkk
Team ino actor na Lee yakasimba haaaaa ini ndinoseka kkkkk
Handiti munhu aka fainter anodirwa mvura kana kuiswa zvinotonhoraa😂😂
😂😂😂😂😂 Dannie 😂😂 usadaroo
Epiiiiic❤
Munhu haabviswe brugwa amana 😅😅😅
Guys you're taking zim comedy by storm
pabviswa bhutsu zvafamba boo here
Everyday these guys mame me laugh. Haaa makapenga u guys😂
😂😂😂 asi ane matambho ehanzu here mukati umo kkkkkk ayas
Mabrugwa manyama, sosora bho here
Hanzi ndanga ndakafenda😂😂
nhai ndandisina kufenda? 🤣🤣🙌
Brugwa ranetsa. Title should have been brugwa
Bhutsu iyo ndainzwa kunhuwa😂😂
Kkkkk tsano vadii kungodzokera kumusha... Vakakunganisa merreji yevanhu
😂😂😂😂😂😂😂 comic elder ibasa chairo. How everything changed in a split second munhu anzwa brugwa rakubviswa
Kufa kana kufenda kkk
Kkkkk chibaba ichi
😂😂😂😂😂😂😂 nice works guys
Haa you guys hamuseke here during acting tym coz Elder 😂😂😂 ummm he is comic
Nyangwe mukaita simbi ndemungu mubrugwa macho
Nyarie u a nunber 1
Ndozvinoita munhu afend her nhai Lee 😂❤❤ alongside my sisy Nyarie hnzi mubhurugwa munetambo
Haaa finish😂😂
Guys stanzi iro rekudonha rakarohwa at the beginning rakaipa😂
Hanz kufenda ndanga ndakafenda handisikuramba asi trouser hamubvise 😅😅😅
Lee usashandise vanhu 😂😂😂😂😂😂
Kkkkk munhu haabviswe bhurugwa monyara kkkkkkk nyarie ane Rudo namkoma wake
team hombe well done guys
😂😂😂nyari always for his bro
🤣🤣🤣🤣😂Lee kana shuwa,, you guys💯🤣🤣
Zvaa lee ndazvitadza ini 😂😂😂😂 ummmmh 🤔 nda booo shuva
Like how that wall was finally painted but with wrong colours 😂
Chirume ka mhoro
Hahahaha Lee munopedza bhora 😂😂😂
Mumaziso a Nyarie her brother is always correct,ahadi naye anofa naye mwana wamai vake...
😂😂😂 asi ko bhurugwa robvisigwei pamunhu afenda😂😂
That's muri kundibvisirei bhurugwa rangu muri kunyanyovavarireiko mubhurugwa macho munhu akafenda anodirwa mvura😂😂😂😂haaa imba yese yaita zhowezhowe pabviswa bhurugwa Lee kaaaa kkkkkkk
Leelee yeeeeee kkkkkkk🎉 Nyarie to the fullest
Hakuna chinorema mubhurugwa umu😂😂😂
Tsano Lee vane ma plans kkkkk ayasss havadikutsiurwa😂😂
Kkkkkkkk tsano nehanzvadzi yavo havagarike navo😅😅😅
😂😂😂😂😂 lee urimbwa
Kikikikiki,kana munhu akafenda bhurugwa munoribvisirei. Munoda kuonei
😂😂😂😂😂 Nyari hanzvadzi yako ichikurambisa😅
Lee nyanyest kkkkkkkkk aiwa
Muneiko mubrugwa macho 😅😅😅
kkkkk mukoma Lee
Kkkkk mukoma leee havas vakuzvinynya hre kumba kwemukwasha 😅😅😅😅😅
Kusageza kunofendesa😂😂😂
Ko belt reyellow 😮 makaisa kupi comic elder
I like how Nyarie is supportive to her brother kkkkk
Munhu unomira nemwana wamai chero ari wrong unozomuudza paside kuti wabaisa paya.
Hahaha Nyarie always supports her brother 😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂haadi nayo hanzvadzi yake
Taura hako😂😂 Apa hanzvadzi yacho inenge ichongovhura hombe
Ndanga ndakamirira amu friends (Sosora😂😂😂😂
Support yehanzvadzi (Nyarie) is top notch😂😂
Chero ikaita Tambo kna simbi ndeyangu 😂
@@BrianKanyeredza Lee ma1 😂😂😂
Lee arikungo improve everyday. Pure talent. Kozotiwo Nyarie my crush anogonawo futi
Ndandakafenda but makuda kubvisirei trouse😂😂😂😂
"kusageza futhi kunofentesa", in mkoma Dan's voice 😂😂😂😂
Nyari can fight for his brother, somehow I feel like ndi blood brother wake😂😂😂😂
I think lee akapfeka nduwe ye gloria since 1920😂😂 sei amuka atya kubviswa brugwa😂
Hahahahahahaha
Thought as much nekuti zvamukwidxa forogonya😂😂
Nyarie: ‘mwana uyu ano panicka’ 😂
Kutomujaidza😂
Nyangwe Ikaita tambo kana simbi kana zvidhinha mubrugwa mangu ndemangu 😂😂😂
To us who likes before watch cz we know Lee never disappoints
😂😂😂unosvika pachikamu chekuzendama😂😂😂
Sosora 😂😂😂 angonanga kunobvisa trouse 😂😂😂 hanzi makubvisirei bhurungwa 😂😂😂
kana mabvisa bhutsu zvakwana ko mubhurugwa mangu mamuchivavarirei😂
Ukaita Hama inenge Nyarie u a very safe😂😂😂😂
Nyari never disappoint 😂😂
😂😂😂😂😂 I was waiting for Sosora.....haaa voice remufes uyo rondipedza
Kana cameraman asekawo 😂😂😂😂😂
dan kkkkkk rakaipa iro anzi kusageza kunofendesa munhu🔥🔥🔥🔥
Elder lets show them we come from murewa, salute
Munhu wacho Ari kunzi mwana 😂😂😂
Hanzi ko bhurugwa rangu mukuribvisirei😂😂
Nyarie is the type inoti kana yazorambwa blames mhepo but iye achiziva kuti tsano is the reason why
Mukuvavarirei mubhurugwa 😂😂😂😂😂
Nyari kaaa😂
😂😂😂😂😂😂 much luv team team haaa big up Sosora …. 😅😅😅😅 Sister Nyarie vanomira newekwavo 🤗🤗💪🏼💪🏼🫶🏻
Haaa Lee ndamukonewa kkkkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂nhasi ndazoseka 😂😂😂😂😂😂😂😂 ndanga ndakafenda 😅😅 lee never disappoint
Brain dzako bho here boss lee ndiwe uneyese
A po😂😂😂😂😂😂😂😂
Imi nyarie nebrother yake vanozvarwa vari2 here because she always supports her brother 😅😅😅
Hapana chinoshamisira chiri mukati umu!!!!!!!!🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Nyarie i like the type of your acting,,you are star👌
Nyari never disappoint 😂😂😂😂😂😂😂😂❤
😂😂😂😂 Comic elder munopedza..my best comedian ❤
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Nyarie always there for her brother Lee kkkkkkkk
I'm happy l subscribed and turned notifications on😂😂
Kkk lee mahwan hanz imi munhu akafenda haabviswe brugwa anodirwa mvura😂😂😂
Hanz handina kuramba kut ndafenda asi brugwa mabatirei😂😂😂