Nyaya kushaya Value sekutamba sekuseka 😂😂 Baba Mumu kuzonyahwaira😂😂Haa resta kuvhara zvipande zvamukoma surrender keep fire burning Team Pati uchaitasei😂😂😂😂
Soriyi nekukudzoserai kumashure when I first saw your skit iye yekuti muchiuno mukuita kunge mune vanhu vakumhanya I knew kuti im seeing great talent Mukoma lee haaa makanyanya ko munhu anoita gas tank sei 😂😂😂😂
Mukoma Lee is talented for real ❤❤❤❤❤❤
He ask to many questions 😂😂😂😂, bro is on another level 🎭 😂😂
Lee is the killer 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Akavhurika
Leee is good shuwa
@@nyamlo kuactor but kuzodarika boss kutonga kwavho bbanini z e bst
Mukoma Lee vanozonyanyawo kudzorera vanhu kumashure ,nyaya yavo yatozotadza kunzwikwa vachingotenderera😂😂😂
Kkkkkkkkkk ndaseka
Kkkkkk dzinozodzokera manje 😅😅
KKK ik KKK
😅😅😅😅 vanoda basa rekubika remember vakati he is good at cooking
KKKKKKKKKKKKKKKKKKKKKK NDASEKAWO ZVANHASI
its 2:16 for me kubva nhasi takutoziva kty ukarwara ukuenda kunoiswa gas 🤣🤣🤣🤣
The whole episod Patricia ari pasi peshamu yamukoma lee😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
Hey apinda bussy
Shamhu ine minzwa😂😂
shamu yebenzi kani
Madam is a good actress 👏🏾👏🏾👏🏾❤
haunyebi
Sure
Lee is underated.. Dakut vanhu vaziye ukanzi warwara uneng waenda kunoiswa gas 😂😂😂😂😂🎉🎉🎉
Msoro waambuya wake lee😅😅😅😅
Hanzi uri tank pamba panaka..hay Lee bodo😂😂😂
Hanzi handidye manachisi ndakakuudza kuti ndine Asthma 😂😂
Lee amanakaaa
Nditate guru Comic Elder uyooo musiyeyi akadaro
Everyone is playing their part well 💕🔥🔥🔥
Mkoma Lee: Usandikwidzire izwi, unotaura nemasmall letters 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
If THEY are not careful mukoma Lee will run the house
He now convenes family meetings...
vakatonyura ava kkkk
lee the masterchef and mastermind ,,,
unobvisa stress chero usina bond muhomwe keep it up buddy .
Mukoma Lee ndi Calvin Hart wemu Zimbabwe
Already noted " fruit salad and young bread" Lee mavekutipedza strong 😂😂
Top quality acting👍 editing💯 story line💯 timing💯 everything is top notch, hope this will be an ongoing drama series
😂😂😂😂😂 baba Mumu dzauya dzichi nyahwaira 😅😅😅😅😅I can’t wait for next episode
Mukoma Lee is my guy 😂😂😂
Jah B ariNatural manje big up
aaaah kkkkk haaa maonero saka anosiyana apa pavanhu vese ndiye wandotoona seanonyanyoratidza kuti ndezve ku actor kaini
@@bosslimpopo8532very true
"That uri tank here" diss hits different considering kuti Patricia is short
This is by far the best episode guys keep it up
Hanzi handidye manartjies ndine asthma hiii 😅😅😅😅😅
Mkoma Lee is a Legend.
For real mkoma Lee is talented
Nyaya kushaya Value sekutamba sekuseka 😂😂 Baba Mumu kuzonyahwaira😂😂Haa resta kuvhara zvipande zvamukoma surrender keep fire burning Team Pati uchaitasei😂😂😂😂
Baba Mumu vanondifemba, ndavanyarira😂😂😂
Kkkkkkk😂😂😂😂
Kkkk mkoma Lee kugarisa murungu dare here manje.hanzi tichapera kkkk kwaaaas ayaaas
Mukoma Lee all systems out in trying to sink Patricia. Yaa makuwa anenge aramba!😂
Lee 😂😂😂😂😂 we need to sit down newe senyikaa 😂
Had a very stressful day but this just changed my mood😂😂😂🙏🙏🙏This is just what I needed to end my day
Hope it gets better tomorrow man👏don't forget to pray
@@all_clips_dxn thank you 🙏
Asi varumeka 😂😂 munhu anoita teenager nenyaya dzemujolo..baba mumu mabatwa
Mkoma Lee taurayi nyaya yenyu musapedze nguva ye dare
Nhai hako iweeeee. Nxaaa. Andibhowa
Dare nderavo. Ndivo vaunganidza vanhu...
Asi mkoma Lee ka😂😂😂 maivepi makore ese aya. Hanzi usandikwidzire voice taura nema small letters😂😂😂😂
👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿 what a performance and the videography is very high quality. Good job guys cannot wait to see the next episode. Murikuti pakurira 🙌🏿🙌🏿💯✔️
kudos to the crew 👏🏾👏🏾💯 thank you
😂😂😂😂😂😂 zvimwe mungataure henyu but it's Baba mumu for me 😂😂😂😂😂😂😂😂
YaLee haiperi kunge mahumbwe inotoda endorsement kkk
Soriyi nekukudzoserai kumashure when I first saw your skit iye yekuti muchiuno mukuita kunge mune vanhu vakumhanya I knew kuti im seeing great talent Mukoma lee haaa makanyanya ko munhu anoita gas tank sei 😂😂😂😂
Inonzii skit yachoo yakandijamba kkkkkk
U write comic elder ndokupai mahara
Best episode so far lee ma1 wat a talented lad .Patricia grett rasta vavharisa lee anozonyanyawo kutenderera
Ndiwe wanga waendwa kunoiswa gas here 😂😂😂😂 shiri yabvuta rekeni
Mukoma Lee you made my day 😅😅😅
Kudos to the whole team
Much appreciated
Mukoma Lee is talented for real
Hanzi iyi I master piece chete ndine book randakanyora mumba umu
Mkoma Lee ma1 ... yenhoroondo ndiyo yashaisa yenyu value
Mukoma lee imwe mbeu🔥
Baba Mumu vakukumbira kugara pasi mumba mavo manje 🤣🤣🤣🤣
Haaaa ndarwadziwa hangu kuti nyaya yatonzi yapera😢😂
Mkoma Lee on fire 🔥🔥🔥🔥😂😂
Manyanya kutenderera mkoma Lee vanhu vakungosimuka😂😂😂😂🤦♀️
Mukoma Lee kuwanza nyaya kwenyu hezvoo zvadirwa jecha 😂
Well done guys munogonesa keep it up ❤❤
Mabowa lee zveshuva 😢😢😢 beware jah be nema come back 🔙 anonzii lee
Mukoma lee ndokusimbisa murambe nechipo chenyu makadro ndimi Owen chimire from gutu
An over confident garden boy 😂😅😁😆🤣
Saka nyaya ya Mkoma Lee yatoshaya value 😂😂😂😂
😃😂😂😂😂😂😂shiri yakazobvuta rekeni😂😂
Haaaaa shiri yabvuta rekeni nhasi
Mukoma Lee is good,this is perfect acting and Patricia👌👌as always
I like it when Lee is winning......😂😂😂😂😂
Lee wagadzirirwaa size kashaya value kanyaya kako🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣ndandakuhwira Partie tsitsi shame Jah B maitaa henyuuuu
Mkuma Lee 😂😂 hanzi ndiwe wange wanoiswa gas here😂😂😂😂😂
mkoma Lee..... real talent am loving each and evry episode..am always left in laughter..mkomana webasa called for a meeting 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Imagine 😅
Chakafukidza dzimba matenga
Idudumuduri 🤣🤣🤣🤣
Bhuru repamba rapedza masports
Nhasi ndokekutanga kuwona series ende ronaka well done
Mkoma Lee kkkkkk urikubva kunoiswa gas
Madam is my favourite ❤
Haaa everyone is really good but Bamunini vane ka that😃🔥🔥🔥🔥
I can't wait kuona pachasangana mukoma Lee na mukoma Nijo
Haaa you guyz munogona mese zvenyu.. you're playing your roles very well❤
Bamunini masvika tiripakati nyararai😂😂😂
My prayer for Patricia worked lol 😂😂
Kana warwara unenge waenda kunoiswa gas, haa Leeee
Mukoma Lee andifungisa my brother pakandiona ndinemumwe mukomana manheru😂😂
Gardenboy vanedzungu ava😂😂😂,
Too much
Vakumberi
Lee anoziva zvakawanda even kukuenda president anoziva kkkkkk
This is excellent vanogona ava especially mkoma Lee
Akuenda kunoiswa gas😂😂😂💔
Haaaa Lee ane dzungu ronakidza hake 🤣🤣
Hanzi ukuenda kunoiswa gas haaa ndafaaa
Hanzi mashandiro andinoita panze ndinoona world wide hakuna kupenga kunodarika ikoku kkkkk😂😂😂😂😂😂
Hayas it’s now a battle of the giants! Team you are talented
Mukoma lee is always explaining 😅
Mukoma Lee vavekudeedza mafamily meeting kkkk. Kutonga kudarika boss arikuvahoresa kkkkk😂😂
Kuiswa gas uri tank here iwewe
Well done guyz with great content keep it up
😂Best episode ever❤❤
Kkkkk asi Lee na Jah b made combination
This combo❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔥🔥
Haaa Lee you are talented 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Aaaah shame mukoma Lee.Meeting adjourned. Try next time nhasi manyura.
Kkkkk madhumbe akasawirirana nagarden boi haaa ma1
kkkkkkkkkkk getting interesting on each episode.
Thanks guys kkkkkkkkkkk jira rakazvimba nemapillow pabed 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Dzungu Rina mkoma lee ndorinoita kuti zvinakidze ,,,kkkkk ndopedzisira ndakutonzwa tuhasha kkkkk
Very Talented Lee keep it up youngman
Well done Patricia.Thumbs up.
Thank you
You guys are so good 😂
usandikwidzire izwi...taura nema small letters.....Lee uri tarenda chairo...mega love
Its the kuiswa gas for me
Not forgeting mkomana achipinda mumba bhutsu dziri mumaoko haaaa zvadhakwa
in short Patricia is talented
Toooooomuch and I like here I wish to meet this young girl
Serious serious talent fam... I'm impressed by her production
Lee ❤❤❤❤❤🔥🔥🔥hanzi “young bread” 😅😅😅❤❤❤
Mkoma lee irritates me mufunge kkkkk haaaa mawara akadaro chii nhai
Lee the manager kugona anogona very talented mmmmm unowacha
50 hours Lee achirashika😂😂
Kkkk imagine
This is a masterpiece 😅