Mukotsanjera Chikwapuro chengozi nehurombwa. Shumba ye Gorongoza. Anovhibvobdora chete.Kuti bvondo bvondo.Vanowirirana nemi ndipeiwo ma love nema likes.🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤😂😂😮
Pese peano tumwa ne summon of arrest kuno sunga munhu ano pihwa 10 dollars 💸, then aka tumwa riri dziso ramambo kuenda ku n'anga accused and compliant vanomu bhadhara futi
@stanleymuusha2835 munhu wese gets paid basa rake but not everyone does their job zvinoyemurika. Murume uyu anoita zvinoyemurika. Sandi nyore kufamba mitunhu or kunorara mumisha ine zvipomerwa zvehurombwa uchiti uri pabasa. Kudya chaiko you risk getting poisoned pamisha iyoyi. Even kuroiwa chaiko nevaroi vemisha iyoyi. Ma $10 are nothing in the grand scheme of things.
Well done mhuri yekwchitiyo rufu rwaishe bhoni takarwadziwa chaizvo mwagonesa thank you batstirwai shuwa wenyu mukunda muradzikwa pa 12 miles apo tirianasoko these batstirwai zvinorwadza izvi
BaTaps takatomirira part 2&3.Pama twins aya ndarwadziwa😢😢. Love the younger generation holding their fathers to account.Can definitely relate. Sekuru MK❤ NUMBER 1!
Mukotsanjera at his best, showman chaiye. He accused the gentleman kuti maoko akasvipa. Mudhara aramba kuti haana kubata he only use mvura yeminamato. Still not satisfied with the answer, Mukotsanjera now saying mvura iyoyo yemunamato kuromba futi. Where is this going to end, you cant win when playing with a Talking Therapist. Who agrees kuti nhombo nemvura dzeminamato kuromba? N’anga inokutambisa game rausingazivi ma rules acho so whatever you say it doesn’t matter kana zvisingawirirani ne agenda yake. Mushonga we Lucky trick works 100% when dealing with people over 60years. Ask questions kana uri pan’anga. Ukaona n’anga iriyo irikukubvunzai mibvunzo he is phishing. I give credit to Mukotsanjera he is an expert in this skill. Control, Coerce and Compel.
@@beautyzimbabwe1001 Do you know the source of power ina Mukotsanjera? Twenty years down the road the same will be said. The only way to test these fake sangomas ask specific questions and don’t accept vague explanations and madimikira aanotaura. The young boy asked specific questions listen to Mukotsanjera’s response. Aita kuzvambarara pamubvunzo he generalised everything and promised nothing.
@dhavetembo7654 he is not denying the fact yekuti ane zvaanoshandisa parizvino arikubatsira vanoda kubatsirwa..vanhu varikuuya kwaari varikuti tafamba tafamba zve wani besides that mupositori guy arikutobvuma kuti arikuzvichengeta iye nemvura dzake and he is not worried about anyone else that's where the problem is
People should stop telling n’anga about their dreams and what they’re experiencing. Instead ask sangoma to tell you. Everything you tell him he has to come up with a response and that response is to blame someone to further reinforce your belief. these sangomas make you feel helpless while they make you think ndiye saviour wako If you tell him anything he will tell you there are spiritual forces beyond your control. Mukotsanjera mastered the art of Traditional Psychology anoita tinhadzirwe then comes in like a mediator. Pamudhara arikuramba uyo Mukotsanjera knows the man will present a challenge because for the tricks to work he must have total control. Listen how he threatens with mhiko but doesn’t follow it he back tracks. Hadzisi tsitsi but he knows hazvishande. His aggression is typical and a way of coercing people it’s part of the art.
@@queenmomakunike9639 ukaona wakuudza wega n’anga zvirikukunetsa then you have to ask yourself kuti wavingei pan’anga it’s a good as going to see a medical doctor who can only prescribe according to the symptoms aunomuudza. Mukotsanjera haana chaanoporofita or kushopera uyu. He just uses information that u provide him. Mukomana chirema uyo had to tell Mukotsanjera, such a big problem but hapana chaanga aona. But since he was told he had to blame ana sekuru vacho. It’s a known script and it works. The only way to test a sangoma is to have a controlled test hapana anopasa.
Ndoo kumusha kwangu I know everything kana neni mwedu zvirimoo ndichatodawo kubatsirwa iko zvino ndiri Joni asi hapana chirikufamba madhara edu anosvinuka aya
Tadzidzawo culture weduwee. Mumisha umu tsvimbo taidziona, machira arimo and we wondered why can they make dresses for us. Makano arimo and it made our grandmothers kitchen scary. The design of the traditional kitchen with a chikuva we didn’t know its use. These days new designs hadzidzisisina bcoz of lack of knowledge.
@melodychidawanyika3155 When a people (over 85%) spend endless hours studying a book which praises jewish culture, beliefs and superstition mixed with European superstitious beliefs then abandoning one's own culture is easy. Brainwashing, indoctrination, blackmail and directs threats have resulted in Zimbabweans being IGNORANT about how rich and advanced our culture is. There are a few Zimbabweans who are promoting our culture and encouraging us to abandon the colonial foreign religions. But the chains of slavery are strong and run deep. We have been fooled for so long that we don't want to admit our stupidity. The case of the old man saying he used water to protect his home, not knowing that something/herb was added to that water until Mukotsanjera tells him in a clever way. There are so many out there like that old man.
Ko mushonga vaanogezesesa hakusi kurombesa zvakare here. Why is it that these issues are always the same with all the families being visited by mukotsanjera?????? Something amiss in this.
"Thanks to all the amazing Karanganda TV fans! Let's keep supporting by liking, sharing, and commenting together!"
I have been waiting, for this one Thank Karangandaaaa❤waiyepo ere
But munombotiregerera Ba Tapus. Postai everyday please because vamwe tinenge tatoti dheshe sofa rese imi morega kuposta everyday.
Famba naye tsoka uyo
❤❤❤❤❤
I am still waiting to hear back
Ndipeiwo ma love NEMA likes
Tirikupa ma love nema like kuvanhu varikubatsira Karanganda nemari ,tiratidze proof of payment tikupe ma love 😂😂😂😂😂😂😂 jokes zvangu
❤
Mukotsanjera Chikwapuro chengozi nehurombwa. Shumba ye Gorongoza. Anovhibvobdora chete.Kuti bvondo bvondo.Vanowirirana nemi ndipeiwo ma love nema likes.🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤😂😂😮
imbwa yegorongoza
Uyo mupurisa wamambo anoshanda mwana uyo 👏👏👏👏👏
Zvekuti. He has a good work ethic.
Hope he get paid well
Pese peano tumwa ne summon of arrest kuno sunga munhu ano pihwa 10 dollars 💸, then aka tumwa riri dziso ramambo kuenda ku n'anga accused and compliant vanomu bhadhara futi
@stanleymuusha2835 munhu wese gets paid basa rake but not everyone does their job zvinoyemurika. Murume uyu anoita zvinoyemurika. Sandi nyore kufamba mitunhu or kunorara mumisha ine zvipomerwa zvehurombwa uchiti uri pabasa. Kudya chaiko you risk getting poisoned pamisha iyoyi. Even kuroiwa chaiko nevaroi vemisha iyoyi. Ma $10 are nothing in the grand scheme of things.
@@PaloSant well said.
Amana ini I am hanging, ndini ndega here ndiri curious to know kuti Muranganwa family how far
Ndikafunga Kwa muranganwa ndonzwa kuonda
😅😅😅😅@@ApoloniaDamburayi
Neniwo ndirikuda Abu haaa guyz
Ndirikuitsvagawo kana kuwana
Noo even l ndirikuda kutozivawo nezveko kwamranganwa
Mr Mukotsanjera you are a very intelligent traditional healer. Munosiya mhuri yabatana.
Well done mhuri yekwchitiyo rufu rwaishe bhoni takarwadziwa chaizvo mwagonesa thank you batstirwai shuwa wenyu mukunda muradzikwa pa 12 miles apo tirianasoko these batstirwai zvinorwadza izvi
Anga akabatawo Born amditi mungoma yake mainzi makazooneka muoko 🤭
BaTaps Na Dokotela Mukotsanjera .I love ❤you mazvihwavo .kudoswera ndisina kukuvonayi handidofari 🙈
Dr Mukotsanjera my favorite.... we didn't have electricity since morning adzoka jus now,first thing I do is to come here❤❤❤❤
BaTaps takatomirira part 2&3.Pama twins aya ndarwadziwa😢😢. Love the younger generation holding their fathers to account.Can definitely relate. Sekuru MK❤ NUMBER 1!
Yes ngazvifumurwe kamuroyi kadhara ako mvura idzodzo ngadziongororwe
Sure ndazobvuma tumushonga twe lucky tunoparira
imbomira izvozvo kkkk munhu wese here nhywe kkkk
Vanhu wacho wanopa mushonga wacho hawazotauri kuti unozochinja .
Nhasi ndazoseka 😅😅😅😅😅😅 mapostori muchatijoina henyu kubute murikuhwanda kuseri kwema cup 😅😅
😂😂😂hiweee
Vaudze isu takatobvako
Bute ndohupenyu
First viewer ,First customer,
Ndini ndatanga nhasi like me pliz
Kwana iwe
@@yakiesigauke09 ah kwakanaka hre
My very best mukotsanjera ❤❤
Ndadzidza nhasi kuti misha inochengetwa nedzinza
18mins 568 views vanhu hamusi kubva mumastreet 😂😂❤❤❤
Mumastreets ndomatinotambira kani
Mukotsanjera at his best, showman chaiye. He accused the gentleman kuti maoko akasvipa. Mudhara aramba kuti haana kubata he only use mvura yeminamato. Still not satisfied with the answer, Mukotsanjera now saying mvura iyoyo yemunamato kuromba futi. Where is this going to end, you cant win when playing with a Talking Therapist. Who agrees kuti nhombo nemvura dzeminamato kuromba? N’anga inokutambisa game rausingazivi ma rules acho so whatever you say it doesn’t matter kana zvisingawirirani ne agenda yake. Mushonga we Lucky trick works 100% when dealing with people over 60years. Ask questions kana uri pan’anga. Ukaona n’anga iriyo irikukubvunzai mibvunzo he is phishing. I give credit to Mukotsanjera he is an expert in this skill. Control, Coerce and Compel.
Do you know the source of power behind mvura iri kushandiswa nemaporofita...inga atsanangura wani
@@beautyzimbabwe1001 Do you know the source of power ina Mukotsanjera? Twenty years down the road the same will be said. The only way to test these fake sangomas ask specific questions and don’t accept vague explanations and madimikira aanotaura. The young boy asked specific questions listen to Mukotsanjera’s response. Aita kuzvambarara pamubvunzo he generalised everything and promised nothing.
@dhavetembo7654 he is not denying the fact yekuti ane zvaanoshandisa parizvino arikubatsira vanoda kubatsirwa..vanhu varikuuya kwaari varikuti tafamba tafamba zve wani besides that mupositori guy arikutobvuma kuti arikuzvichengeta iye nemvura dzake and he is not worried about anyone else that's where the problem is
@@dhavetembo7654 yet musha iri kufiwa ko adii kumisa ndufu kuvana nechurch yake
Haaaaa zvekushandissa mvura idzi tinavo varikuenda kuita mhiko dxechioostori but vachboenda vanhu and keep kwamaaenda.motobata ivoo ndivo varikurasirira through minamato iyoyo ngozi dzavakapara vakanohwanda ne church Ivo vachimutsa zvee vafi vamwe vakuvabvunza ndakakutadzirei ..kumwe kunamata inhema kana mvura yacho irimvura yamwari ngai protecte everyone
Mutipe part dzese bhururu pose tiripo tirimaFans makuru
Kule Mukotsanjera to the pple 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
mukochanjera to the world
Iyooo Shumba yeGorongoza...my favorite sekuru
True dat taura hako
Vanogarepi ava sekuru
@thefallofbillionares5122 ku Inyanga
@thefallofbillionares5122 ku Inyanga
Shem 😢😢😢😢ndarwadziwa pachema murume uyu mufunge
Ndikasaoona Tsoka handinzwe zvakanaka im addicted pabasa ravo
Ndarwadziwa nemurume achema uyo uuuuu zvakaoma mumamisha umu
Uyo mudhra anzi web webhora uyu ndakatamba naye kuchapungu aigona sure yass
Kamdhara kemvura ako hakazi kuchena ba, in Mukotsa’s voice. Ndachibvondoke. 😂😂😂😂
Turukumbirawo kumboonawo baba na mai wakazvara Mukotsaz
Mukotsanjera to the fullest ❤Kule
Yes yes kumaraini kwedu kwanashe chitiyo
Ndekupi. Honde valley?
Ndri kuona vanhu veareas yedu bt chitiyo handivaziv
@@mildredmharira8764 kwaChitiyo, kuZimunya..Mutare South
People should stop telling n’anga about their dreams and what they’re experiencing. Instead ask sangoma to tell you. Everything you tell him he has to come up with a response and that response is to blame someone to further reinforce your belief. these sangomas make you feel helpless while they make you think ndiye saviour wako If you tell him anything he will tell you there are spiritual forces beyond your control. Mukotsanjera mastered the art of Traditional Psychology anoita tinhadzirwe then comes in like a mediator. Pamudhara arikuramba uyo Mukotsanjera knows the man will present a challenge because for the tricks to work he must have total control. Listen how he threatens with mhiko but doesn’t follow it he back tracks. Hadzisi tsitsi but he knows hazvishande. His aggression is typical and a way of coercing people it’s part of the art.
Apa muri kuti mkotsanjera haabatsire here or ndajamba nechirungu
@@queenmomakunike9639 ukaona wakuudza wega n’anga zvirikukunetsa then you have to ask yourself kuti wavingei pan’anga it’s a good as going to see a medical doctor who can only prescribe according to the symptoms aunomuudza. Mukotsanjera haana chaanoporofita or kushopera uyu. He just uses information that u provide him. Mukomana chirema uyo had to tell Mukotsanjera, such a big problem but hapana chaanga aona. But since he was told he had to blame ana sekuru vacho. It’s a known script and it works. The only way to test a sangoma is to have a controlled test hapana anopasa.
😂😂😂😂😂 guard anogara mumvura kuchengetedza pamba kkkk hanzi ndeya Mwari zvikanzi enda wochera yako wocherera pasi kkkkkk
Vana sekuru wangu woyeee 1:42 bvumai mhosva tisunungurwe
Ndovhara nemvura ndovhara negumbo 😅😅😅😅😂😂😂😂
John and maria mazita aya😂😂😂😂😂
Ishe Boni
Ini zii semunhu wemunharaunda. But am happy kuti vana vakubatsirika.
Hello ! Family karanganda .....❤❤
😂😂😂😂 bhechuuuuu
Ndapindawo mu top 100
Ndarwadziwa nevana matwins sure kuremara nekuda kwemunhu
Kkkkkk kadhara kanonakidza kekuchurch ako
Kkkkkk bambo Nyasha varubvunza.ko Thomas aripowo here apo.😊😊
Bheju 🎉❤❤❤❤ munomama chete
Kkkkkkkkk yooooooo😢
Shumba yengozi...Fumurai vanhu awa
Majeke mudare mangwana ndini l want to see mukotsa face to face 😮😮😮😮
Very good mkomana uyo arikubvunza zvinemusoro ...n'anga ngaiudze munhu one by one kuti iwe wakabatei ndopane quirry yangu ipapo ...?
Kule munogona kubatanidza mhuri 👑 zvisingagoniwi nevemachurch
Mkotsanjera to the fullest ❤
Kkkkkk haibo
Mapostori aaaa heyi imi
😮😮😮😮chii chakadaro mumhuri
Ndoo kumusha kwangu I know everything kana neni mwedu zvirimoo ndichatodawo kubatsirwa iko zvino ndiri Joni asi hapana chirikufamba madhara edu anosvinuka aya
Mukotsanjera my best sekuru 🇿🇦
5 hours late but ndirikutoona now😅
Sekuru mukotsa wanopedza basa❤❤❤🎉
Karangandaaaaaaaaaaa ndapisazve muruwo asika Karangandaaaaaaaaaaa
Apa watononokahe kusvika kwacho
Kutomirira part 2 Karangandaaaaa iwee
Ba Taps zvamanje manje tnineteam rakawanda rrkupinda munyaya nemaCamera but you are the best (quality)
Tadzidzawo culture weduwee. Mumisha umu tsvimbo taidziona, machira arimo and we wondered why can they make dresses for us. Makano arimo and it made our grandmothers kitchen scary. The design of the traditional kitchen with a chikuva we didn’t know its use. These days new designs hadzidzisisina bcoz of lack of knowledge.
@melodychidawanyika3155 When a people (over 85%) spend endless hours studying a book which praises jewish culture, beliefs and superstition mixed with European superstitious beliefs then abandoning one's own culture is easy. Brainwashing, indoctrination, blackmail and directs threats have resulted in Zimbabweans being IGNORANT about how rich and advanced our culture is. There are a few Zimbabweans who are promoting our culture and encouraging us to abandon the colonial foreign religions. But the chains of slavery are strong and run deep. We have been fooled for so long that we don't want to admit our stupidity.
The case of the old man saying he used water to protect his home, not knowing that something/herb was added to that water until Mukotsanjera tells him in a clever way. There are so many out there like that old man.
Wisdom from chiremba🎉🎉🎉
Mapostora Gorerino Apinda bz ska kuinda kundovanda uko Kuti Dhesheeeeeeee waiyepo Ere apo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂
Handisi chiremba wepono😂😂😂 sekuru kaa rovai basa
Aaah ndovaziva vanhu ava maitabasa sekuru mukotsanjera
Zvakaoma mumadzinza umu, l hope vachabatsikira
First to come
Good job sekuru mogona basa
Bata basa Tsoka🎉🎉
Mukotsanjeta❤❤
Ra
My favorite Dr mkotsaaaa
My no1
Sekuru mukotsanjera munofara here.... Pamberi nebasa
Ndarwadziwa nevakomana matwins ayo😢
😂😂😂😂😂😂 l love Karanganda
Ko mushonga vaanogezesesa hakusi kurombesa zvakare here. Why is it that these issues are always the same with all the families being visited by mukotsanjera?????? Something amiss in this.
Hmmmm uyo murume anoda kubvunza bvunza unomhanyira sekuru mberi
Ariright umwe neumwe ngaaudzwe zvaakabata ....kwete zvenyaya idzi nxaaaa
Mwamukasei baba taps and kule mukotsa
❤❤❤❤❤karanganda waivepo here😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂mudhara anoda kurohwa uyo
Bambo John😅😅😅😅😂😂kkkkk
Mukotsanjera besides zvekuti I n'anga agara arimunhu wenyambo nemafaro zvake kuti hotsiiiiiiii kkkkkkkk panebasa na blaz mukotsaz awo basa guru
Taura hako nyambo chete
Shumba yengozi mbora mberi
😂😂😂kumachurch uko uko ummmm
Tsoka vaparidza zviri mubaiberi chaizvo n' anga nevaporofita same WhatsApp group
Ehezve akasiya chivanhu akauya kumasowe ndiye mu profit akasiyawo church arimu profit akunorapa kuchivanhu
Aimbova muporofita tsoka uyo
Baba taps ❤❤❤❤ to the world
but they are forcing that man
chiremba vanonyeba ava hidiing behind musha ngavataure individually
Ende ma twins zve sure vakomana. Vakafanana havo. Bvavaremadzwa sure
Ndanzwa kubatikana mmmm zvakaoma
Ooh varume avo avafambi su shame ndandisina kuona😢,vanamai vanotadzirei kuudza vana dzinza ravo veduweee
Kamudhara kane nharo ako. Mvura yacho inombotsvetwa chii chinochengetedza musha 24 hours. Mudhara ziva zvaunotaura iwe mudhara.
Ukaona munhurume achema haaa anenge arwadziwa sure so sad.
Koniriyo part 2panharo apo.
Hanzi Fokoro naMukotsa😅😅
Ndaiwepo
Mukotsanjera muparidzi mudzidzisi 😂😂😂😂
Ndanzwa tsitsi nekuchema kwaita anered uyo ummm
Basa sebasa sekuru nyika yakaremerwa
bvondoooo pfeee kule vangu Mukotsanjera
Ndarwadziwa nematwins ayo, ndachema 😢
Vamukotsanjera dai mambosvikawo kumasvingo kwachatikobo pamuchemwa apo kumhuri tekwaMatande
Chimudhara chakaromba icho 😂😂😂😂😂😂😂
Sekuru vanogona kubatanidza musha shuwa Jonh ndiye nhubu vakuitira kuti ruvengo rwusavepo😂😂😂😂